AMBUYA VOTANDANISWA NEZVISHIRI

  Рет қаралды 21,435

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

ZVIRI MUNYIKA ZVAKAOMA

Пікірлер: 123
@etheline7422
@etheline7422 Жыл бұрын
Gogo muroi straight,vakunetswa nezvinhu zvavo,ngavangobuda pachena
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 Жыл бұрын
My lovely girls from Drewmas media Thando and Oppah luv you girls you doing the best
@oppahmpofu4430
@oppahmpofu4430 Жыл бұрын
Thank you ❤
@sammychani5594
@sammychani5594 Жыл бұрын
You guys a showing some maturity in this industry. Am impressed. Keep it up!!
@nyembezizengeya5095
@nyembezizengeya5095 Жыл бұрын
Hello Hello Drewmas media queens m proud of yu gals aiiwa rambai muchitipa zvinokatyamadza uye zvichityisa Chokwadi Zim yedu yotyisa. Watching from Botswana inGaborone
@DailyChristianRap
@DailyChristianRap Жыл бұрын
Kumusha kwangu
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 Жыл бұрын
Kana munhu avekureurira kudari , Mwari ngavavaregerer ,
@lillycee5054
@lillycee5054 Жыл бұрын
Well-done mankazana! Lisebenzile😊. Murikugona...good questions mabata pose pose✅👍🏾💯🥇
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Жыл бұрын
Gals you are stars mukufambira mapenzi varoyi musazodyiwa asikana love you gals iwo mushonga unoitwa munhu ari barwe svibunu birthday suit woti zvese bhoo zvimwe zvacho hanzi ndaxopisa jira rairehwa iroro gogo taura chokwadi imi
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Жыл бұрын
Vanhu vacho varikuda rubatsiro wacho they are not free kutsanangura vega varikungobvunzwa each and everything
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
Like your voice Thando🥰🥰
@darlingtonmupasiri4711
@darlingtonmupasiri4711 Жыл бұрын
Atete amai Prossy aaaaah nhaimi
@michealfisher4440
@michealfisher4440 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level two beautiful queen 👑
@busisiwecorneliamsipha4463
@busisiwecorneliamsipha4463 Жыл бұрын
This man anenge haadi kutawura
@daysofourlife2483
@daysofourlife2483 Жыл бұрын
SOKO vanogona havo basa ravo ❤❤
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Жыл бұрын
Drewmas Media taking you to another level ❤
@faithtsunha8497
@faithtsunha8497 Жыл бұрын
Thnk u gogo nkutaura chokwadi hmuna kda ktipedzera nguva
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Vasikana vangu munobvunza yaaa unozodei hapana chinosara
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
Gogo vanenyaya vakarema zvinhu zvavo
@priscillakampiyawo
@priscillakampiyawo Жыл бұрын
,pane nhau huru apa zvakaoma
@privymhlanga7553
@privymhlanga7553 Жыл бұрын
Haaa huroyi hwakaoma sua mnhu ogara ega nekuda kwehuroyi hre nhy
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level ❤👏
@tova4700
@tova4700 Жыл бұрын
At 80, it could be the onset of dementia, it also cause insomnia
@queenofsheba3978
@queenofsheba3978 Жыл бұрын
and hallucinations too
@giventshisa8761
@giventshisa8761 Жыл бұрын
Good girls am greeting u with all my heart chihera nasokostina
@oppahmpofu4430
@oppahmpofu4430 Жыл бұрын
Hie how are you Given
@alphamangwiro6429
@alphamangwiro6429 Жыл бұрын
Mushonga wapanduka gogo
@MarianMarian-mk4vg
@MarianMarian-mk4vg Жыл бұрын
Gogo ngavataure chekwadi varinoziva zvirikuitika zvese zvinhu zvavo zvavakupanduka havachagoni kuzvichengeta
@etheline7422
@etheline7422 Жыл бұрын
Exactly
@zvikomhofu830
@zvikomhofu830 Жыл бұрын
yes she knows the truth
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Жыл бұрын
Saka madeedzerwa Drewmas kana pasina chipenyu chamuri kutaura Mbuya imikaa munobatsirikasei manje.muchagara muchibhurwa
@witnessndlovu5939
@witnessndlovu5939 Жыл бұрын
Gogo ngavareurure vapone
@preciousmpofu1410
@preciousmpofu1410 Жыл бұрын
Mbuya ava vane problem hombe chaiyo, vangatadza kuziva kuti munhu akavapa mushonga yaiva n'anga or prophet.
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 Жыл бұрын
Maimboutangireyi musindo akati pamba panodzingiswa ndiyani
@naumezacharia1561
@naumezacharia1561 Жыл бұрын
Gogo muri muroyi imii taurai chokwadi
@blessedsimbanai1820
@blessedsimbanai1820 Жыл бұрын
😂😂😂
@ellenmangwiro5795
@ellenmangwiro5795 Жыл бұрын
I love these 2 ladies ❤
@eunicechimbadzo5958
@eunicechimbadzo5958 Жыл бұрын
Drewmas take you to another level 😂😂😂 bhooooo mberiii
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 Жыл бұрын
Mbuya iyi ikuda kutamba nesu
@aidynkwakwa6768
@aidynkwakwa6768 Жыл бұрын
Ngabe limnike ithuba alandise indaba yakhe yonke. Then ask questions
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 Жыл бұрын
Gogo is 80. She needs help. Whatever it is, she deserves assistance. Imagine living by yourself mu 1 room paruzevha at 80. Saka kana kuchinaya vanobikira mu1 room😢
@PaloSant
@PaloSant Жыл бұрын
Inga pfihwa riripo panze ndipo pavanobikira. Ngavabatsirwe vakwanise kugarisana nemhuri yavo
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 Жыл бұрын
Zvakawoma hazvidi kudaro 80 vakura vanoda kazukuru
@chikunyapauline8776
@chikunyapauline8776 Жыл бұрын
Thanks class and chihera special ❤❤❤
@shillahmuswe5713
@shillahmuswe5713 Жыл бұрын
Mishonga yenyu yakupanfukirai.ingobudai pachena mubatsirike
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 Жыл бұрын
Mhiko yavakaita vakashama idangerous wapanduka . Girls girls mberi nebasa
@muonekomuza7010
@muonekomuza7010 Жыл бұрын
Mbuya ava ngavataure idi .vari kuwanda nemunwe
@kudakwasherembo3067
@kudakwasherembo3067 Жыл бұрын
Machawa achemedza vakawanda. Rimwe gore kwaiva necouple kumaraini kwedu yakauchikwa vana nemuchawa vakazvara matripplets . Vachangoti kurei zvekumagrade 2 bvavaenda kunogara kupurazi takazongoonzwa kuti 2 vacho vaeredzwa nemvura 😢😢😢😢.
@gingerwingerful
@gingerwingerful Жыл бұрын
Hmm shame
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 Жыл бұрын
Love 💞💞💞 you gals dzangu makugona basa
@katarinamutakura6603
@katarinamutakura6603 Жыл бұрын
Gogo ngavataure chokwadi kuti vabetsereke
@moseskapfudzaruwa6194
@moseskapfudzaruwa6194 Жыл бұрын
Hama zvakaoma chose
@memorymemo9959
@memorymemo9959 Жыл бұрын
Shame l feel sorry for this woman nyange vakanzi muroi she doesnt deserve kugara vega at 80😢...huroi hwakaipa
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
Aah shame mbuya needs help nyora idzo ndidzo dzinoda kubviswa
@jonasmambere1475
@jonasmambere1475 Жыл бұрын
Gogo varikunyepa ava😅😂😂😂😂
@maideenengomasha3317
@maideenengomasha3317 Жыл бұрын
Chokwadi hachisi kubuda mushe apa
@princessmamthe
@princessmamthe Жыл бұрын
Well done ladies ❤
@patriciachigodora9316
@patriciachigodora9316 Жыл бұрын
Mwana ari kuchema mwana wavo mucheche wavakauraya
@maideenengomasha3317
@maideenengomasha3317 Жыл бұрын
Waiting
@faithfaithmashavira5387
@faithfaithmashavira5387 Жыл бұрын
Tamirira
@naumezacharia1561
@naumezacharia1561 Жыл бұрын
Drewmas Media taking you to another level
@kurrenkashesha9750
@kurrenkashesha9750 Жыл бұрын
Varoyi taneta nemi isu tipei dzimwe nyaya dzisiri idzi haiwawo
@faithmapfumo4437
@faithmapfumo4437 Жыл бұрын
Chihera n Soko chengetwai
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Chihera vave ne slim body.
@propro9957
@propro9957 Жыл бұрын
Waiting!!
@tabethmushore8663
@tabethmushore8663 Жыл бұрын
Haa ndezvavo zvinhu izvo gogo
@juniachinosengwa
@juniachinosengwa Жыл бұрын
Hhhhhh veduwe vanoiziva ishiri yavo vanhu vanofamba avo ndivo vakadya manje zvapfuka vanoiziva varoyi vakangwara nhema
@blessedsimbanai1820
@blessedsimbanai1820 Жыл бұрын
Ichokwadi vanotobvuma vakabata mushonga wavo avo ngavanyatso pupura😂😂
@mancubemancube7787
@mancubemancube7787 Жыл бұрын
Shona tainzwa askana vataura pachikuru gogo
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Good morning Sokositina and Chihera
@madamboss7216
@madamboss7216 Жыл бұрын
Gogo avo itsotsi varikuziva zvikuitika
@tarirodziva
@tarirodziva Жыл бұрын
Gogo vanoda rubarsiro shuwa vabuda pachena
@preciousmpofu1410
@preciousmpofu1410 Жыл бұрын
Vakaisa zai pamusuwo basins kupfeka vaisimbisa huroyi hwavo
@tmatz6467
@tmatz6467 Жыл бұрын
Girls- Plenty room for improvement, more open-ended questions please.
@amaitinashe6731
@amaitinashe6731 Жыл бұрын
Chembere iyi knows chokwadi hayi😂😂😂
@user-wg4br2rf3p
@user-wg4br2rf3p 9 ай бұрын
Munhu anozobvuma huroi hwake apedza vana
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 Жыл бұрын
Gogo varikunyatsoziva zvirikuitika but havasi kuda kutaura chokwadi
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Жыл бұрын
mai iyi yakarema yakupandukirwa nezvinhu zvawo uye nenyama dzevanhu dzawaidya aaa ungawape mwana anopiwa uroyi nenyama dze vanhu regai wagare wega wairoya wega
@kunasheblessmoremidzi5960
@kunasheblessmoremidzi5960 Жыл бұрын
Thank u so much bt pliz kana muchibvunza mibvunzo bvunzayi zvine order kubva pazvaka tangira kusvika parizvino nezvino yita tete T munhu ngataure ega nyaya yake
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Vasikana vanogona basa ava kutokunda Andrew chaiye
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Жыл бұрын
Mwari sanganai na Gogo.
@albertobofana2634
@albertobofana2634 11 ай бұрын
Kkkkkkkk gogo vasangane naMwari
@preciousmpofu1410
@preciousmpofu1410 Жыл бұрын
Manje drewmas media inobvunza kkkkkkkkk interview chaiyo
@yvonnejefrey445
@yvonnejefrey445 Жыл бұрын
Goromonzi 😢 kumsha kwangu Chihela
@DailyChristianRap
@DailyChristianRap Жыл бұрын
Kududzu here or
@tarymajaka7215
@tarymajaka7215 Жыл бұрын
❤❤❤
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
Muroyi mukuru uyu
@Chipo-wy3ut
@Chipo-wy3ut Жыл бұрын
Paita nyaya pap
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri Жыл бұрын
Gogo havasikuda kutaura chokwadi vakatyora mhiko mishonga yavo yapanduka
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
Nyora ngadziparwe idzo otherwise gogo vanoita zvekurota not kuroya feya feya so kana zviri zvenyora vanogona kushandiswa varikutsi kwehope unconsciously im sure havasati vaakuita feya feya kuronga kuuraya vanotoroya vavete kana vamuka vongoti i hope shavi richitokura mishonga yekutsigisa pamba vakaipiwa nemuroyi aitoona zviri pavari aitoda kusimbisa huroyi ihoho ndobasa revaroyi ku recruiter ma jnr😂😂😂
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Жыл бұрын
Mbuya ava vane nhau yavo
@monicamatambiko3710
@monicamatambiko3710 Жыл бұрын
Chihera naSoko nhasi raarimwe zuva
@nyashagrace11
@nyashagrace11 Жыл бұрын
Girl Power❤
@Teeone07
@Teeone07 Жыл бұрын
Dementia iyo
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 Жыл бұрын
Kurumidzai
@user-wg4br2rf3p
@user-wg4br2rf3p 9 ай бұрын
Imagine vakatambudza vanhu vangani or vakadya vanhu vangani for more than 60 yes munhu ozobvuma nhas haiwawo vanotizei ko pavairoya vamwe ngavagarepo vashungurudzwe nezvinhu zvavo
@MarianMarian-mk4vg
@MarianMarian-mk4vg Жыл бұрын
Mbuya vakatyora mhiko zvinhu zvakupanduka kkk varikutya kutaura shiri yavo kuti zizi😂
@zvikomhofu830
@zvikomhofu830 Жыл бұрын
yes true
@chachashumba9998
@chachashumba9998 Жыл бұрын
Gogo havasikuda kutaura chokwadi apa varikutsvaka rubatsiro
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 Жыл бұрын
Kana zvinhu zvapanduka ,munhu akunyepera kusagona kutsanangura 🙄🙄🙄
@PaloSant
@PaloSant Жыл бұрын
Vari kunyepera kuzungaira. Ukaenda kune rimwe dare vakapindura zvavari kuita kunyepera kusaziva unobuda usina kubatsirwa. Vaakutoda vanopanda matare nevarwi vehondo/madzviti ndivo vasinga nyenyeredze vanovarova kusvika vataura chokwadi
@laciousndlovu8458
@laciousndlovu8458 Жыл бұрын
Mbuya anoziva zvese zvikuitika kunyeba chete
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Now she is 70 yrs old
@PelagiaMasike-wv2yj
@PelagiaMasike-wv2yj Жыл бұрын
80
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Thank you drewmas lovely ladies
@normachenjerai1559
@normachenjerai1559 Жыл бұрын
Drewmas kumberi weduweee😊
@tessandlovu1451
@tessandlovu1451 8 ай бұрын
Maybe u gogo inyoni ayisizo zakhe ma zingezakhe why esesaba pho
@alphamangwiro6429
@alphamangwiro6429 Жыл бұрын
But wy shiri ichinetsa mbuya ava asi vane zvavakabata here
@linomsadube
@linomsadube Жыл бұрын
Ummm Havana 80yrs avo
@blessedsimbanai1820
@blessedsimbanai1820 Жыл бұрын
I agree kunyepera kusaziva makore avoo😂😂
@tjngorosha7236
@tjngorosha7236 Жыл бұрын
Saka vanemangani
@tawandatachiona1928
@tawandatachiona1928 Жыл бұрын
drewmas feed your presenters
@IsaiahMakiwa-fw1bc
@IsaiahMakiwa-fw1bc Жыл бұрын
Why?
@Lloydfero9019
@Lloydfero9019 Жыл бұрын
Drewmas kubasa kune basa
@wellimuganhu7610
@wellimuganhu7610 Жыл бұрын
Ko Chihera na Soko varikuonda indawa kudaro tjoo soko worse imbovaitisaivo interview timbonzwa kuti chii chaizvo
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Zvakaoma welli
@IsaiahMakiwa-fw1bc
@IsaiahMakiwa-fw1bc Жыл бұрын
Shuwa imi skin yavoo iridull zvisingaite
@zwelidube8203
@zwelidube8203 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level
@user-rp4di7nz5m
@user-rp4di7nz5m Жыл бұрын
Shiri ndeyavo ndozai riya ravakaisa pamukova rakachochonya
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 Жыл бұрын
Mai ava havadi rubatsiro avo she is not explaining ....one word respond its rude and ignorant
@privymhlanga7553
@privymhlanga7553 Жыл бұрын
Ndozvoita muroyi izvozvo ende ktongotaura bcoz zvkuvanetsa but vachiri kuda zvnhu zvavo avo
@madamboss7216
@madamboss7216 Жыл бұрын
Gogo avo itsotsi varikuziva zvikuitika
CHIWESHE......    MAIGURU VAKARAMWIRWA CHITUNHA
1:07:19
Drewmas Media
Рет қаралды 42 М.
CONCESSION .............. MUKUWASHA AKATIZA NECHITUNHA
49:58
Drewmas Media
Рет қаралды 45 М.
Получилось у Вики?😂 #хабибка
00:14
ХАБИБ
Рет қаралды 7 МЛН
DO YOU HAVE FRIENDS LIKE THIS?
00:17
dednahype
Рет қаралды 82 МЛН
CHIMHANDA...........MOMBE DZORIMA DZEGA MUMUNDA
25:24
Drewmas Media
Рет қаралды 56 М.
NYAMAROPA..........BORDER REZIMBABWE NEMOZAMBIQUE RIRIKUBVINZA
31:05
MUTOKO       (2)   ------  VAKAPONDERWA KUPONDA
1:09:45
Drewmas Media
Рет қаралды 43 М.
MUDZI...............MHURI IRI KURARAMA NEHUROMBWA
1:38:37
Drewmas Media
Рет қаралды 28 М.
😆 @SantiOficialll @SantiFansshort @CAMILOAGUILLONN
0:15
Santi
Рет қаралды 8 МЛН
当小孩上学后,路飞太开心了#海贼王#路飞
0:25
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 5 МЛН
Хотел вывести 🤣❤️
0:54
Dragon Нургелды 🐉
Рет қаралды 617 М.
Попалась за конфету 🍭🙃
0:20
НЕБО - СПОРТ И РАЗВЛЕЧЕНИЯ
Рет қаралды 903 М.