Mwana akawira mugoronga re sewage achibva afiramo: Vavakidzani votaura

  Рет қаралды 11,514

Destiny TV

Destiny TV

17 күн бұрын

Mwana akawira mugoronga rinofamba ne sewage achibva afiramo: Vavakidzani votaura

Пікірлер: 70
@TendaiBangamuseve
@TendaiBangamuseve 14 күн бұрын
Zvorwadza chokwadi i feel sorry for the maid aive nemwana.and my condolences to the family
@chiherachashe8208
@chiherachashe8208 13 күн бұрын
Uhmm maid taura hako.
@tanyaradzwakapadza2860
@tanyaradzwakapadza2860 15 күн бұрын
No parent deserves this..ko council ikudiiko negomba iri
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 15 күн бұрын
Pachaita makore pasina kugadzirwa apoo hurumende busy kudya sadza
@mariazulu6805
@mariazulu6805 15 күн бұрын
Vanhu ngavasamirira city council.vagari vanogara ikoko sanganisai mari $1.dollar mubatanidze kwakutenga masimbi na welder kwakuvara sure nekuti mukamirira city council vana vanopera.
@ZvikoMorebChidau
@ZvikoMorebChidau 15 күн бұрын
Ivo vachibhadhara Mari ngaiite basa rayo😊
@TendaiBangamuseve
@TendaiBangamuseve 14 күн бұрын
​@@ZvikoMorebChidauzvimwe zvinenge zvotoda imi vagari venzvimbo munenge mune vana venyu vanotambira ikoko cz kumirira council hazvibatsire kana pachinzi pave nemakore pakadaro.unless ari mwana wemunhu wekucouncil asangana nedambudziko pamwe ndipo pavangaite action
@chiherachashe8208
@chiherachashe8208 14 күн бұрын
​@@ZvikoMorebChidauheya? Ngavaimirire kanzuru yacho tiwone. Zvimwe zvinhu zvaakutoda ari kuaffectwa directly to act. Same like potholes, inga vanhu tiri kungovhara as we go but mitero tichibhadhara wani
@consymuri479
@consymuri479 15 күн бұрын
Vana vakuda kutariswa. Zvekuti takakura tichienda kunotamba tega, zvakapera kare. Pauri ndopanofanira kuve nemwana
@TendaiBangamuseve
@TendaiBangamuseve 14 күн бұрын
Yaa vanoda kutariswa kutoona pavari kutambira plus kana vana vachitamba ukanzwa kwati zii dongorera kuti why vanyarara.
@dorcasmatanha7099
@dorcasmatanha7099 14 күн бұрын
Saamai ndachema zvangu zvinorwadza izvi
@user-so6zh9ig2s
@user-so6zh9ig2s 15 күн бұрын
Mwana kungodonhera musewage chokwad kwakutoenda ....zvnorwadza hazvo
@user-vv3vi2xd4k
@user-vv3vi2xd4k 15 күн бұрын
Heiii.ndarwadziwa zvangu, mweya wake uzorore murugare.
@hellenmuchafuruka3169
@hellenmuchafuruka3169 14 күн бұрын
Mwana akafa achitambudzika uyu mhani
@YvonneFungai-go6nl
@YvonneFungai-go6nl 15 күн бұрын
Shame,izvi zvorwadza veduwe 😭😭🕊😭
@LetwinNdlovu-t9e
@LetwinNdlovu-t9e 15 күн бұрын
May his soul rest in peace yooo samai ndarwadziwa mufunge
@TamaryManyika
@TamaryManyika 15 күн бұрын
Shame sorry mhamha for your loss zvorwadza izvi
@user-so6zh9ig2s
@user-so6zh9ig2s 15 күн бұрын
Akazowanikwa Kwa Mazai .....Stella Muusha❤❤
@Breakingoutofthecocoon
@Breakingoutofthecocoon 15 күн бұрын
Zvinorwadza izvi 😭😭 daiwo kanzuru yaita plan
@ClaraKatsuro
@ClaraKatsuro 15 күн бұрын
Haaa nyika yedu chiiko Kushaya chainogadzirisao veduwe Haaaa chavo kuba mari Tsvee kugadzirisa madanger points ayo
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 15 күн бұрын
Zvinorwadza veduwee 💔💔💔
@MelusiTimoti
@MelusiTimoti 15 күн бұрын
Very sorry hamadzangu imiwomai kwanayi mibvunzoyenyu imwe inobhowa sakamoti panoshaikwa mwana vanhu vangatadza kuzama zvve hre
@lovenessphiri5285
@lovenessphiri5285 15 күн бұрын
Sorry amai nababa nekurasikigwa nemwana afira nhamo ,mweya wake ngauzorore
@user-ef6xw6wg8u
@user-ef6xw6wg8u 14 күн бұрын
RIP nhanha zvinorwadza
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 15 күн бұрын
Zvorwadza izvi
@MelissaRusike-hp5ne
@MelissaRusike-hp5ne 15 күн бұрын
Very sorry to the family zvinorwadza izvi
@Beloved5
@Beloved5 15 күн бұрын
Aaah ndarwadziwa kani😢😢😢😢
@veronicamarowa6584
@veronicamarowa6584 15 күн бұрын
This is heart breaking 💔💔💔💔
@quillamaahmukwanda9139
@quillamaahmukwanda9139 15 күн бұрын
So disturbing
@MelindaHungwe-yo2js
@MelindaHungwe-yo2js 15 күн бұрын
Sorry hamadzangu zvarwadza tose💔💔💔
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 8 күн бұрын
Kufira mutsvina yeguta rese veduwekaaa 😢😢😢
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 12 күн бұрын
Zvinodzimba moyo hamawee
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 8 күн бұрын
Kanzuru tachema newe kanzuru😭😭😭😭
@DaisyZirebwa
@DaisyZirebwa 15 күн бұрын
Hakuna chero ane zenge here moisa masanzu pamusoro veduwee
@user-lj5mo3oz9y
@user-lj5mo3oz9y 15 күн бұрын
Eish 😢😭😭
@gelkuimba8875
@gelkuimba8875 15 күн бұрын
akafira nhamo hake mwana uyu. Very sorry
@SarudzaiMushweweshiri-rk7ko
@SarudzaiMushweweshiri-rk7ko 15 күн бұрын
So sad RIP nana
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 15 күн бұрын
Mwana akafira nhamo veduwe
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 14 күн бұрын
Weduweee zvakadai chokwadi,nematambudziko ve hama,kurasikirwa nemwana mucheche akadai ummmm.
@user-zo5ct2zq7r
@user-zo5ct2zq7r 12 күн бұрын
ko pakaiswa chi fence hapaite here zvekuti vana havakwane kupinda
@DaisyZirebwa
@DaisyZirebwa 15 күн бұрын
Haa zvakaoma
@preciousnoko6621
@preciousnoko6621 14 күн бұрын
😢😢hmmm
@user-sc3yy6yk4q
@user-sc3yy6yk4q 15 күн бұрын
Hello ST❤❤❤
@MavisNyavira
@MavisNyavira 15 күн бұрын
Ummm😭😭
@kudzie-t3f
@kudzie-t3f 15 күн бұрын
Yooh zvakaoma veduwe
@rosemarychimhamhiwa4355
@rosemarychimhamhiwa4355 15 күн бұрын
Zvorwadza shuwa 😢
@user-ez7nq1fl8q
@user-ez7nq1fl8q 15 күн бұрын
Um zvakaoma mufunge
@ChiedzaFrashishko
@ChiedzaFrashishko 15 күн бұрын
Zvakaom
@portiakaguda7663
@portiakaguda7663 15 күн бұрын
So sad eishh
@skhanyiswemhlanga7445
@skhanyiswemhlanga7445 15 күн бұрын
Sit down mammy awugoni kurinde dzera
@petronelamusiyiwa2960
@petronelamusiyiwa2960 15 күн бұрын
Inga zvakaoma nhayimi
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 15 күн бұрын
Uuumm zvorwadza
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 14 күн бұрын
Sad
@GOATMASTER-pj7hd
@GOATMASTER-pj7hd 6 күн бұрын
😭😭😭😭
@esnathmasvivi9448
@esnathmasvivi9448 13 күн бұрын
Sorry vabereki , Mwari ngakunyaradzei
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 15 күн бұрын
Very sorry veduwe
@tryphinenyamupinga1186
@tryphinenyamupinga1186 14 күн бұрын
So sad😢
@rosemaryjieman9302
@rosemaryjieman9302 15 күн бұрын
Nematambudziko veduwee
@user-pg4yu8ej4g
@user-pg4yu8ej4g 15 күн бұрын
Zvakaoma mufunge
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 15 күн бұрын
Shame im hurt ko kupavhara nhai b4 all this mwana atofa veduwe😢😢😢ko kucontributer kutenga zvekuvharisa sema residence just to prevent yourkids cz vana vangapere nechamurikuziva pasina action ,hazvichadi kanzuru wer
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 8 күн бұрын
Hanzi panoita mazihuswa vaisatoziva kuti panezigomba rakadai😢
@loicemagadzire3388
@loicemagadzire3388 15 күн бұрын
This is a sad story 😢,🫂🫂🫂
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 15 күн бұрын
Zvinorwadza
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 15 күн бұрын
Zvakaoma hazvo
@miriammapfumo138
@miriammapfumo138 9 күн бұрын
Zvakaoma
@hellenmuchafuruka3169
@hellenmuchafuruka3169 14 күн бұрын
Zvinorwadza weduwee 😢
@sophiapamire5932
@sophiapamire5932 11 күн бұрын
Zvarwadza veduweee
@forgetjenyura3369
@forgetjenyura3369 14 күн бұрын
Zvorwadza
@user-eu6kb7xi8h
@user-eu6kb7xi8h 14 күн бұрын
Shame soo painful 😭😭😭
@StellaPaul-do4ii
@StellaPaul-do4ii 14 күн бұрын
Zvakaoma
KINDNESS ALWAYS COME BACK
00:59
dednahype
Рет қаралды 167 МЛН
Heartwarming Unity at School Event #shorts
00:19
Fabiosa Stories
Рет қаралды 19 МЛН
BINDURA...........MURORA OFIRA PARUFU RWAAMWENE
28:17
Drewmas Media
Рет қаралды 25 М.
Ndakapfura Workmate Yangu Ndakadhakwa
21:01
SlyMediaTv
Рет қаралды 23 М.
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 61 М.
Ndakaba Bhero Rehembe Ndichitsvaga Mari Yekudzokeresa Kumusha
15:30
天使妈妈拍到了什么大家吓一跳?#火影忍者 #佐助 #家庭
0:23
19 июля 2024 г.
0:20
мишук круглов
Рет қаралды 7 МЛН
Никогда не убивай это существо! 😱
0:28
Задержи дыхание дольше всех!
0:42
Аришнев
Рет қаралды 1,9 МЛН