Baba ava vanonyepa unga vise bhandi wotadza kurova muuhnu murume ange ajaira .
@sipiwenkomo6347 Жыл бұрын
She has been abused for far too long hapana munhu akangobaya she lost it and SNAPE!!!!!!
@queen7008 Жыл бұрын
I sensed abuse sure😢
@abiemoyo6896 Жыл бұрын
😮Asi vanhu ava unovaziva. Pakafa munhu apa kana usina nyaya nyarara haufe
@ethelsawadye4023 Жыл бұрын
Guys musataure zvamusingazive ok kana akawona kuti ari kutwa abuse akadii kusiya munhu akayenda kumba kwavo pane kuuraya munhu.
@j.bsamushangidze4893 Жыл бұрын
Urimbwa iwe nyora zvauneumboo nazvo
@InnocentIncognito-ds4oe Жыл бұрын
You are talking nonsense,if she was abused she was not even supposed to be still staying with the abuser, don't support nonsense, these such things caused by someone who is cheating around,,
@tatendachinzvende2354 Жыл бұрын
Handy kana muroora achikuudzai imi hama kuti hatis kugara zvakanaka handy imi monga muchifevhera mwana wenyu .maybe muroora akaita self defence.I don't believe varume they very abusive
@ShannieSandsly Жыл бұрын
Taura hako munhu ari normal hangangotore banga something fishy abt the deceased aiva abusive
@SamanthaDlamini-yb7hiАй бұрын
😂
@queen7008 Жыл бұрын
Asi afa anaka hake.kana zvotaurwa kudai zvenge saint and demon were staying together asi kazhinji handizvo
@user-ld4oi9tb4t Жыл бұрын
Vanhu ava vanoziva zvavakaita muroora
@tendaichinorinda5134 Жыл бұрын
Nyangwe ndisati ndapedza zvangu kuterera but baba ava vari kutadza kutaura chokwadi , this guy ai abuser mukadzi and vabereki vacho vaizviona vachinyarara , Mukadzi uyo I'm sure ange aneta nekushungurudzwa nemufi , veduwe kana zverudo zvaramba ngatisiye , May his soul rest in in peace 🕊️🕊️
@miyonsesakala5548 Жыл бұрын
True kazeni coz noise yayave yei iye aona mkadzi ane huni nemriwo zvemashuwa.... Akafa hake but ndizvo zvaaitsvaga
Panenge panga pane abuse yemuroora apa then muroora lost her senses. l dont believe kuti akangobvisa belt haana kumurova. Iye kutevrera mukadzi zvoreva kuti pane zvaanga atoudzwa. Things are not adding up here. Anyway, muroora should have just left hake pane kuuraya. Both families have lost
@pascaliamugwagwa8428 Жыл бұрын
True zvinenge zvakatobvira kare mkadzi achirohwa nemurume iye amva azobatawo banga anyway kuuraya kuuraya
@abigailsaunyama5060 Жыл бұрын
True
@leahzulu4404 Жыл бұрын
Something is not adding up here, how come the brother was just watching through the window until this lady stabbed her husband 3 times, surely he could have screamed loud when he saw the sister in law with the knife. Sad development
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
True akanyarirei, vanhu ava vakarwa saka mukadzi yaiva self defense
@swithangkay5240 Жыл бұрын
I also don’t get it kutodongorera Nepa buri instead of helping his brother 😢
@SheStoicForLife77 Жыл бұрын
Kwavakuda kugadzira eye witness kwacho. Otherwise you can’t just peep through, saw a knife and not intervene in time. Even when he saw mukoma wake achisunungura belt of course to whip his wife why didn’t he do something before someone is hurt?
This father is campaigning for a death sentence for this woman. Death sentence haingouyi zvekumhanya. Pavaviri ava panga paine kubatana huyanga. Abusing each other in their marriage.
@Teeone07 Жыл бұрын
Mukadzi haapiwi death penalty in Zimbabwe
@tsitsimunzwangewenyu8074 Жыл бұрын
Pamunhu wemurume he's being dramatic and we understand their pain but aaah mwana wavo was an abuser havachazvitauri
@SheStoicForLife77 Жыл бұрын
@@tsitsimunzwangewenyu8074 😂😂😂 He’s a drama queen 😅
@esierayner533 Жыл бұрын
Nematambudziko may his soul rest in peace 🙏🏾
@marshalgovha Жыл бұрын
Yes and I think anotoda death sentence mukadz iyeye even though paive neku batana huyanga is that the reason yekuti aponde munhu? musango supporter zvimwe ..death sentence inouya apo becoz akauraya achida it was not even a mistake ngaife mhondi iyo
@paulinezulu630 Жыл бұрын
Even varume vari kushungurudzwa nevakadzi mudzimba umu asi vanhu hatizvitendi zvedu
@Michaelmushamba274 Жыл бұрын
😭😭😭😭 so sad vanhu mweya rudzii wapinda vana v zim.thank you Neshamba you are doing a great job
@JackyChimimba Жыл бұрын
Mukadzi akabaya murume ndomuziva anoshandiswa ndoiziva family yacho
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
Anoshandiswa nani
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
@@agnesjokonya1405kkkkkk ithink mweyawetsvina
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Aigara zvakanaka hre pamba apa
@pascaliamugwagwa8428 Жыл бұрын
Zvakumaker sense it's true anenge ayibatwa rough
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
@@pascaliamugwagwa8428 saka tikabatwa rough tobayana here?
@farimanzva5851 Жыл бұрын
Mukadzi uyu aivenemhepo
@trevormadovi2469 Жыл бұрын
Zvihbakera zvakabvira kare chimwe chikara chawira pasi ...Sometimes parents gadzirisai nyaya dzisati dzasvika uku ...one side of the story
@maideichitiyo8275 Жыл бұрын
I am in love with the song❤ keep it up Drewmas
@abigailsaunyama5060 Жыл бұрын
Let stop violence kana zvaramba ngatirambane
@winnetkambarami8038 Жыл бұрын
Honestly speaking that woman was abused by both husband and in-laws...no one could just kill someone from nowhere...I didn't like their words against muroora..
@winnetkambarami8038 Жыл бұрын
I'm not saying the woman did a good thing it's so sad 😭😭 zvakangooma hazvo MHSRIP
@noelmatemedhandabanda8726 Жыл бұрын
But jere nengozi ndizvo zvavapo ko kungoenda kumba kwenyu
@Faith-vc4vc Жыл бұрын
If you are abused you move out..yaakaita ndoinonzi Chawagona Hapana Jeri reBindura.
@winnetkambarami8038 Жыл бұрын
@@noelmatemedhandabanda8726 mhepo kana dzauya haukwanisi kanakuzvidzora, you regret later zvashata
@edgetonkwaramba3848 Жыл бұрын
Women are in denial that they are overtaking in everything including cheating and violence
Let’s walk away zvichakanaka, kuuraya kwakaoma, it’s 50/50 mujadzi oro murume, demons are rooming we need to pray 🙏 marriage is a journey of faith .
@freedomchitake5552 Жыл бұрын
Baba ava is he really okay upstairs nyaya yavari kutaura varikuda kuripwa ungataura nyaya yekuti handina mari yechikafu like seriously apa Mwana haasisipo
@emilybuluma8649 Жыл бұрын
Ini ndinotoisa chii 👍ndisatii ndaona😅😅😅😅😅😅😅😅
@taliahdhliwayo1438 Жыл бұрын
anga asingambomurovi hre mamwe mazuva seems as if something was going on mumba mavo
Woman can take the abuse for long time but one day is one day
@catherinechakamanga7428 Жыл бұрын
Chero zvakadaro cuzen kuuraya here 😢
@NimrodSavanhu-ru6yh Жыл бұрын
True
@marlonkarston Жыл бұрын
saka unoti zvakanka hre kuuraya munhu kana dai aive asisade aidzokera kumb kwavo not kuuraya munh
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
Ndiro basa reve mitemo why kutsigira mhondi
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
@@marlonkarstoniwe dai iri hanzvadzi yakoiri kunzi aida kuticgwa a lesson kuti mukadzi anodzoka nguvai pamba? Mwana wake here...what kind of a man hit a grown wife with a belt to teach a lesson? Vadiiko kutiradza ma text messages acho?...... kunyeba kwega kwega...its not good kuuraya munhu but zim men think they have a right to hit a woman...this is absurd....nonsense
@user-mm3st4cy4p Жыл бұрын
Musoro wenyaya vamwene ndorong dangerous
@RachidcastigoCastigo Жыл бұрын
Chokwadi
@mattipanyamuzinga8469 Жыл бұрын
Kana zvemba zvaramba simuka uyende pane kuuraya munhu
@NancyKasirori-tv8rr Жыл бұрын
Yah chokwadi hachina achaziva muroora akanganisa hake but dayi murimiwo mune mwana akauraya maingoenda hre kungosvika shuwa pamba pevanhu dont blame vabereki plz havana kumutuma mweya yetsvina inongoshanyira vanhu
@teclamakusha4621 Жыл бұрын
Ummmm zvakaoma veduwee
@portiachifamba2560 Жыл бұрын
Saka brother yacho aitodongorera hake mukoma vachiurawa
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Nhai achitadza kupinda mumba macho
@eddiezamba4356 Жыл бұрын
Zvakaoma wena
@pascaliamugwagwa8428 Жыл бұрын
Anenge ayitodongorera gulez vachirohwa
@maudysvipo3358 Жыл бұрын
Aifunga kuti maiguru ndivo vacharamba vachirohwa namukoma ,akazoona kuti mukoma vakurirwa akazovhura door but anga atononoka mukoma anga atoparadzwa kare
Kubva January mhondoro yaita zvinogara zvakadaro ummm kune machief here vanhu vangoita zvavanoda kumhondoro ikoku
@user-lx4qg1nf3v Жыл бұрын
Shem zvakaoma
@rasobiyahman Жыл бұрын
Nhau dzekurwisana mudzimba dziriko uye hadzina kunaka, hazvinei uri murume kana mukadzi. KUbaya kubaya humhondi uyo zvakashata
@user-un4um7qo4h Жыл бұрын
Mmmmm mhondoro vanhu varikubaiwa satan ari kutenderera vanhu vagarwa nemweya rudzii
@perpetuamorepa-jf8ct11 ай бұрын
Even though aishungurudzwa zviri nani musiyane muri vapenyu. Rest in peace Edison
@danleymotsi11 ай бұрын
nhai unongosiya aenda zvako
@FaithKamutsungiraАй бұрын
Ndinehurombo nerufu rwaEddison , chakakonzera nhau iyi chinozikanwa nemufi nemudzimai wake. Dzimwe nyaya dzingataurike hadzo asi .....
@SheStoicForLife77 Жыл бұрын
I don’t believe kuti this man didn’t whip the wife. I’ve never heard munhu anongobvisa belt, make threats then nothing! Iyo tsika yekuranga kana kungorova mudzimai kunge chanana izvi regerai varume. Gender based violence haivaki and at least one ends up dead. IMHO, Ukaona mukadzi odaro kuti amubaya and she still come back to finish him off, murume uyu wanga uri mugariro wake and she snapped! So yambiro is one way and one way only. Stop domestic violence. Stop gender based violence
@abiemoyo6896 Жыл бұрын
😮Yoo zxakawoma
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
Zvayave ngozi muchadii
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Very true...hanzi aida kudzidzisa mukadzi uyu a lesson ....yuwiiuu endekaaaa..zvakaoma veduweee
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Very true...hanzi aida kudzidzisa mukadzi uyu a lesson ....yuwiiuu endekaaaa..zvakaoma veduweee.kuti mwana wake here? Kutoita wekurova ne belt???. Ngaafe...zim men think its their duty to hit theor wived lije children...even children you dont hit them like that!!!
Very sad situation surely. Nyaya yema wife abuse dzakawanda uye dzakawanda kusvika zvadai panoda a very clear plan yemasocial services mumativi ose. Imiwo wedremas mungadai muchiisa number dzenhuri dzakadai kuti pane vanoda kubatsira vavabatsirewo mazuva avagara vanhu akawandisa
@tariromamvura8361 Жыл бұрын
Kana pasina rudo vanhu siyayinayi zvichakanaka pane kuzourayana
@takundasigauke99684 ай бұрын
Dai babamdiki vakapaza door vawona maiguru vakabata Banga vayigona kurwisa maiguru vari 2 vakavatorera Banga racho. I know it's too late mvura yakatodewuka. Mukadzi uyu family yake ngayiratidze kuti wavo akapara mhosva than to keep away.