MHONDORO.............VANASEKURU VOITA MAPIPI

  Рет қаралды 23,673

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

KUBATWA KWEVAROYI PAMHONDORO

Пікірлер: 291
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 Жыл бұрын
Just the song zvimwe zwese i drummer yekubira wanhu mombe
@rachelntini4252
@rachelntini4252 Жыл бұрын
Today it was just drummer am not satisfied that snake mhnnnnn I don’t understand
@percychuma8424
@percychuma8424 Жыл бұрын
😂😂 Chitiregai. Ma drama acho awandisa munyika
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Жыл бұрын
God come and save Zimbabwe and it’s people
@Tapiwanashe2547
@Tapiwanashe2547 Жыл бұрын
Yooo yooo yooo yazimdancehall here kkkkk madj manyama
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Жыл бұрын
I love the song 🥰
@taliahdhliwayo1438
@taliahdhliwayo1438 Жыл бұрын
pavanodedza munhu wese dzosara dzichisimwa its yoooh fr me me yoooòooh
@simbarashechirenje7840
@simbarashechirenje7840 Жыл бұрын
Idzo ndombavha manje hakuna zvakadaro anatsikamutanda ndodziziva maths dzavo paya pavaenenge vakagara padongo vanenge vane nguva yekutora information kuvakomana Vaya vanonwa hwahwa then zvimwe zvinhu vanochera nekukanda mudzimba dzevanhu Vaya vanenge vane mombe husiku
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
That's true
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Song of the year❤
@MercyMuzenda
@MercyMuzenda Жыл бұрын
Ndeyavo vana n'anga vanoita masaramusi
@rumbidzaitarisai7282
@rumbidzaitarisai7282 Жыл бұрын
Taura hako vanonyepa ava
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
Mbavha idzoo watanga kuda mombe dzewanhu waona munhu awaka musha wake wakana godo
@lindiwemajindwi2653
@lindiwemajindwi2653 Жыл бұрын
Mwari chidzokai toparara nekushaiwa ziwo 😢
@synthiamugwati-vs7ix
@synthiamugwati-vs7ix Жыл бұрын
Who is also here for that Nice round hut ....I'm here for round hut
@KhaSibanda-xb7kb
@KhaSibanda-xb7kb Жыл бұрын
Mina ngikhala ngempuphu bakithi yooh
@succeedmazano6994
@succeedmazano6994 Жыл бұрын
Ummmm 😂😂😂 zvave zvekuvharana izvi
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
Shuwa kanyoka ikako kari kutoshayawo kuti chii chirikuitika
@napoleonjambwa5910
@napoleonjambwa5910 Жыл бұрын
You're correct
@lewisgovha2181
@lewisgovha2181 Жыл бұрын
Kumba kwedu kkkk
@giftndawana
@giftndawana 11 ай бұрын
zim inenzara veduwe mosiya mhuri iripanzara hupfu hwese uho😁😁😁😁
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 Жыл бұрын
Mina nje ngizbonela design yekitchen 👌
@delisilesithole4224
@delisilesithole4224 Жыл бұрын
😂😂 my sister yim lowo
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 Жыл бұрын
The rest is drama
@triplemsasamsasa8079
@triplemsasamsasa8079 Жыл бұрын
Ndiye uye we Gokwe uyu wekutora mombe dzevanhu, vanonyepa ava
@UltimateRef
@UltimateRef Жыл бұрын
Kwakuchipiwa true happiness naSatan mudzimba dzenyu here tomboti nyoka yabatwa zveshuwa. Idzo imbavha dzakatombonetsana nevanhu kuGokwe zvinozivikanwa mombe dzevanhu dzapera, dambudziko richisara rakadaro. Hanzi nehanda yooo yooo imi ndochii ichocho. Vanhu nyumwaiwo
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 Жыл бұрын
Aaaaa asi ndratova business pa zim nhai .... Ava ndovarwere vnoda kutobetserwa kwete Ivo kubetsera
@dominicachitapa6141
@dominicachitapa6141 Жыл бұрын
Zvatotanga vana tsikamutanda venhema kutambudza vabereki
@MrTaurayi
@MrTaurayi Жыл бұрын
LOL, are u sure?
@ellykaziee8944
@ellykaziee8944 Жыл бұрын
Big up Dremas Media good work. Asi manje avo gogo kusanyara kunyepa ivo vachitoroya nekupedza musha wose wakatodya murume wavo saka vakadzingwa mumusha ndinofunga kuti basa ravo harina kupedzwa kana vasina kubviswa nyora dzeuroyi mhuri iyi vanoramba vaine dambudziko
@eliazelfaanta5457
@eliazelfaanta5457 Жыл бұрын
Good work so munoti ichokwadi here ichochi
@giftmhangos8666
@giftmhangos8666 Жыл бұрын
Kanyoka kavabva nako kadiko ako kangapedze mhuri papi mbavha dzawanda munyika
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Nhasi rava rimwe zuva ❤
@brendamugambiwa-ot7qq
@brendamugambiwa-ot7qq Жыл бұрын
Nice song
@blessbless904
@blessbless904 Жыл бұрын
DM TAKING US TO ANOTHER LEVEL.THANK YOU
@naumezacharia1561
@naumezacharia1561 Жыл бұрын
Mwari muripi vanhu vaye vatanga wemapipi
@preciousmurambasvina4188
@preciousmurambasvina4188 Жыл бұрын
Ava Sekuru ndevaye vekutorera chembere dziye mombe kumusha uko tsikamitanda uyu mutye mwari imi
@ZacksGans-sz3zd
@ZacksGans-sz3zd Жыл бұрын
Kanyoka katoko toko ako kanzi kava nemakore chichirarama neropa guys
@user-zo5lb1pl3f
@user-zo5lb1pl3f Жыл бұрын
Kkk kk awa masaramusi pavaive kuGokwe ndozvavanongobata vakomana ava ndovane mumwe uya akasungwa aitaura kurt tinobvunza vanhu padoro.
@NaisonMbofanah
@NaisonMbofanah Жыл бұрын
Mmmmm anasekuru ava imbavha ava
@PamelaForoma-su1vm
@PamelaForoma-su1vm Жыл бұрын
Iye arikupnda mumba ndiye arikuisa zvinhu aiwa vanhu ava hamusikuvaziva mbavha idzi
@starwellchimuka3415
@starwellchimuka3415 Жыл бұрын
Meso angu haasi kugutsikana🤞🤞🤞 same same naGona varoyi mbavha idzi
@regionaltv521
@regionaltv521 Жыл бұрын
Haaaaaaaa idzindonhemha
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Mavakunamatisa vanhu zvifananidzo vanamhata imi
@auditortandi1993
@auditortandi1993 Жыл бұрын
Ko sei vanasekuru ava vachingobata shato chete handisati ndamboona panobatwa iri mhungu kana nezvimwewo zvakaitawo se ma pere ka zvidhoma zvinenge zvichitofema zvimiti nezvidhori zvakagadzirwa nezvichira zvitsvuku zvosonererwa zvuma ndozvavanongobata chete chete
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Жыл бұрын
Yowee pane aka bvarurirwa bed imika kwakubudisa gonzo nedata zvaitodananq hazvo imi woye zvinhu zvacho so
@JoemanMthethwa-ou4od
@JoemanMthethwa-ou4od Жыл бұрын
Ngezvekumama izvo it's A TRICK yekutsvaga mari sisimani !!!
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Chokwadi nyoka dzavo dzavanofamba nadzo idzo
@JoemanMthethwa-ou4od
@JoemanMthethwa-ou4od Жыл бұрын
@@fortunatemuchekadzese1939 🤣🤣inzara nekutsvaga mbiri
@percymagutshwa742
@percymagutshwa742 Жыл бұрын
😅😅😅😅😅😅😅😅 rovai vanhu avo imi
@JoemanMthethwa-ou4od
@JoemanMthethwa-ou4od Жыл бұрын
@@percymagutshwa742 🤣🤣🤣🤣
@bozidasoko
@bozidasoko Жыл бұрын
Taura hako panobatwa zvikwambo panopiswa mushonga. Then dzorwa idzo ndipo PAYE pamunonzwa vamwe vachiti ndazvitadza mafuta ake anenge akundwa simba manje yavo yehupfu iyo Ahhh hakuna chikwambo chinobatwa nehupfu kuti munhu ane nzara here
@unknownright8315
@unknownright8315 Жыл бұрын
Kwedu Buhera vakarohwa size vabatwa vakaviga zvinhu muhembe dzavo. Matsotsi Aya mhani
@petronellampala4718
@petronellampala4718 Жыл бұрын
Ndezvenhema izvi
@irvinemurombedzi9628
@irvinemurombedzi9628 Жыл бұрын
The spirit in that animal can not come out easily. Panenge pakaitwa zvinorova apo. More should have happened by way of it manifesting. 50/50 for me.
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 Жыл бұрын
Taking us to another level
@sandra-gu9qz
@sandra-gu9qz Жыл бұрын
Umm mashiripiti aya
@admiremwasenhu4885
@admiremwasenhu4885 Жыл бұрын
Haaaa kanyoka kadoko ako kuti kanzi ndekekuromba, ahhhh kaita kadoko. Gogo weya vemoto vakatoseka wani gore riya kuti ahh kanyoka keya kangaitq yavo here coz kadoko
@fortunatejeketera3763
@fortunatejeketera3763 Жыл бұрын
Nehanda nyamutanda😂😂😂😂😂😂😂 level rembavha
@freechipom
@freechipom Жыл бұрын
thought as much
@memematomz4242
@memematomz4242 11 ай бұрын
Taura zvamo
@hurukurodzinovaka1693
@hurukurodzinovaka1693 Жыл бұрын
Ini ndinoda kuziva kuti madaidzwa hre kana maenda mega.... Hamusi makutyora kodzero dzevabereki nevamwe ana Sekuru vamakungotipa
@NaisonMbofanah
@NaisonMbofanah Жыл бұрын
Saka nyoka ndiyo yanga ichi mhanya kudaro here pavanga vachimhanya ne musha wose kudaro 😂😂😂😂😂😂😂 hanzi yooo😂😂😂😂😂
@venornchapita139
@venornchapita139 Жыл бұрын
Haaa chikwambo hachibatwe so uyu idrama uyu Tsikamutanda uyu ndeve magic vaya ava.
@percymagutshwa742
@percymagutshwa742 Жыл бұрын
Chenjerai kuisirwa zvinhu mumba wobata zvinhu zvavo😅😅
@lisapeters5114
@lisapeters5114 Жыл бұрын
Ndizvozvo. They tried it in Nyanga & Honde vakatandaniswa nevanhu 😂😂
@sharonmushore7543
@sharonmushore7543 Жыл бұрын
Skiri rana tsikamutanda remakore aya iri
@rosemarydzamara7857
@rosemarydzamara7857 Жыл бұрын
Uuummm, hanzi Nehanda
@tracymutumbe9932
@tracymutumbe9932 Жыл бұрын
Nehanda ari kudaidzirwa apa ndiye mbuya nehanda vatiziva pa history kana kuti 😂😂😂
@tracymutumbe9932
@tracymutumbe9932 Жыл бұрын
Ndomatsotsi manje aya kana face dzacho dzine nzara
@tracymutumbe9932
@tracymutumbe9932 Жыл бұрын
Ana sekuru ava vanotamba nevanhu nyoka inokura everyday saka kanyoka kabatwa ako ndaita ?
@user-cd1yy4fq3z
@user-cd1yy4fq3z Жыл бұрын
Ambuya Majoni
@memematomz4242
@memematomz4242 11 ай бұрын
Kutubata kuzvambura tumadhara itoto kubira vanhu uko aaaaa
@user-vc7sd6xj8u
@user-vc7sd6xj8u Жыл бұрын
😮Idzi ndidzo nhema chaidzo. Saga iro rakachekwa asi pakazobudiswa nyoka rakanga risisina kuchekwa zvakafamba sei
@ediejacob8508
@ediejacob8508 Жыл бұрын
Kushaya vanorova tusana turipanze ukoo iko kusviba vamwe vachaisirwa zvidhoma mudzimba
@AnnaAnna-cv3kq
@AnnaAnna-cv3kq Жыл бұрын
Murume uyu aidakurohwa achitora mombe dzavanhu achiti nditsikamutanda anonyeoa aive ne sly media
@kitty9595
@kitty9595 Жыл бұрын
Kana huku yateza😂
@boltonquarryzim661
@boltonquarryzim661 Жыл бұрын
Zvaiisirwa vanhu mudzimba
@fungaitheresagoreraza6264
@fungaitheresagoreraza6264 Жыл бұрын
😂😂 skiri rekubira vanhu mombe it's yoh yoh for me
@madamboss7216
@madamboss7216 Жыл бұрын
😅😅😅😅😅😅yooo yooo yoo😅😅😅
@kudziedarare9132
@kudziedarare9132 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@livy38
@livy38 Жыл бұрын
Wanyeperwa
@user-kl8gx3nl9c
@user-kl8gx3nl9c Жыл бұрын
Kkkk hanzi yoo
@ZacksGans-sz3zd
@ZacksGans-sz3zd Жыл бұрын
Vharisoni idzoo
@tinashetembo1628
@tinashetembo1628 Жыл бұрын
Ndiripo Dai ndatotanga kujamuka vaipamhanya ava mbavha dzevanhu
@marianmuzivei9813
@marianmuzivei9813 Жыл бұрын
Kkk izvi kuzvidira woga kkk
@chantelmutsvangwa6993
@chantelmutsvangwa6993 Жыл бұрын
Drewmas Media makupererwa imi
@faithfaith1748
@faithfaith1748 Жыл бұрын
Ava avasi vematare ava uumm ndevemapipi
@cathrinenyamadzawo5342
@cathrinenyamadzawo5342 Жыл бұрын
Kkkkk haa Dremas kaaaa itai maserous zvokwadi ndochiii icho kkkkkkk
@everestsimau4950
@everestsimau4950 Жыл бұрын
Vanomhanyirei mberi , speed yacho
@patikaimatenga3583
@patikaimatenga3583 Жыл бұрын
kubirwa kuri pachena uko. n'anga yodaidza jesu yaona nyoka imwe irkutot hoyoo hoyoo yekwa holy ten 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣imbavha idzo
@lloydmahlareni190
@lloydmahlareni190 Жыл бұрын
Drewmas munoita zvakanaka chose asi ana sekuru avo imbavha varikubira vanhu nehurombwa hwavo
@kingcha-ka2172
@kingcha-ka2172 Жыл бұрын
Kkkk torayi mari United
@mothernature2795
@mothernature2795 Жыл бұрын
😂😂ran ran
@aaronsaidy9235
@aaronsaidy9235 Жыл бұрын
Mhondoro yanetsa iyi
@lorrainemunhangu
@lorrainemunhangu Жыл бұрын
Gogo Magumbo chete ndizvo variko chete so far ,izvi hazviko😅
@paulinefambai3216
@paulinefambai3216 11 ай бұрын
Haiwawo
@gracepatisi9970
@gracepatisi9970 Жыл бұрын
Sei vana sekuru ava vachingobata nyoka kwese kwavanoenda
@sikholiwenyoni7245
@sikholiwenyoni7245 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂veduweeeeee mapipi chaizo Ndenga ririkure
@sdshippers9332
@sdshippers9332 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂
@user-xc8zl9ee9q
@user-xc8zl9ee9q 8 ай бұрын
Please ngavasungwe vanhu avo ndezvekunyepa izvii havanyare kubira vnhu mari sure😢
@samuelsimbi9467
@samuelsimbi9467 Жыл бұрын
Ava vanonyepa ava vanoita nyoka nezvikwambo zvekuisira pamisha yevanhu shirt idzi vanonyepera kumanya kuti vavhare vanhu mbavha idzi
@tinagosibonginkosi295
@tinagosibonginkosi295 Жыл бұрын
Ko kuzotqndanisa huku boe hr aaaaa amanaka kudenga kuchanotsva munhu uko 😂😂😂😂
@bigboymayanda3009
@bigboymayanda3009 Жыл бұрын
Huku yarova pasi shamwari
@stannymakweche3683
@stannymakweche3683 Жыл бұрын
Yooo yoooo yooo😂😂😂😂
@monicamatambiko3710
@monicamatambiko3710 Жыл бұрын
Drewmas Media taking us to another level Nhasi rave rimwe zuva Shumba tinotenda 👏👏👏
@faraimagwa
@faraimagwa Жыл бұрын
Kwese kwavanofamba varikungobata nyoka hmmm ndedzavo idzo
@sdshippers9332
@sdshippers9332 Жыл бұрын
Hupfu kani hwapera wani 😂😂😂😂 I bet vane saga rese 😂😂😂
@Chipo-wy3ut
@Chipo-wy3ut Жыл бұрын
Hey madhuve akatiza avavana sekuru vakaoma vanogona vanhu vakarema chokwadi nhasi rarimwe zuva
@confidencegutu4029
@confidencegutu4029 Жыл бұрын
Idzo dzotodya nzungu dzanga dzinenyoka shaaa😂😂
@hendrickmoyo2hendrick220
@hendrickmoyo2hendrick220 Жыл бұрын
Ndakatoregwa Mari nefoni nevhanu Ava ndovaziva ,musenyeperwa zvenyu
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
Shuwa ere wanonyepera wanhu
@fortunatejeketera3763
@fortunatejeketera3763 Жыл бұрын
Aya mazimbavha nxaaaa vanhu seyi musingadzidze chokwadi
@sylvesterkarige4874
@sylvesterkarige4874 Жыл бұрын
Haaaa inhema idzi muface uyo ambopinda mukaimba ako before kubata nyoka
@sithabilebaloye
@sithabilebaloye Жыл бұрын
Thanks dremas
@ceciliachishanu8681
@ceciliachishanu8681 Жыл бұрын
Veduwee kushungurudza vabereki vedu nehema vanhu ava
@user-fk9jg8re6g
@user-fk9jg8re6g 4 ай бұрын
Yoo yoo 😂😂😂
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Pakaipa kkkk😂
@gogokazima3547
@gogokazima3547 Жыл бұрын
Jiti mwedzi muchina from village to village
@tinashetembo1628
@tinashetembo1628 Жыл бұрын
Nyoka 1 inobatwa zimbabwe yese
@chomunorwakuzozviranga7353
@chomunorwakuzozviranga7353 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to onather level
@monicamatambiko3710
@monicamatambiko3710 Жыл бұрын
Sekuru Neshamba and team
@leonmutukwa9783
@leonmutukwa9783 Жыл бұрын
Mbavha idzi ngadzibhamwe
@MunasheZvinorova
@MunasheZvinorova Жыл бұрын
Asichivanze chinobaya here
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 Жыл бұрын
Nyoka iyo kana ichiruma mundibate maoko nyoka iyo hairume vabva nayo.Ini ndikunakidzwa nekuona kitchen chete mukati mayo zvimwe zvese izvo inhoroondo.
@anoldknox8664
@anoldknox8664 Жыл бұрын
Sei vese vanobvisa vachingobvisa nyoka
@MunasheZvinorova
@MunasheZvinorova Жыл бұрын
Kamboaka kakanyanya
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 Жыл бұрын
Mbuya vanoziva ....havo..kunyepera
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 Жыл бұрын
Uyo tsikamunda ndiye futi ayibira vanhu kuGokwe vanodakusungwa avo imbavha , kutambisa hupfu vanhu vachisara vachitambura
@lisapeters5114
@lisapeters5114 Жыл бұрын
Vakatandaniswa kunNyanga nekwaHonde 😂. Matsotsi ayo.
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 Жыл бұрын
@@lisapeters5114 🤠🤠🤠👌
HWEDZA......... MWANA OSHAIKA DREWMAS MEDIA CREW YOTANDANISWA
29:24
Drewmas Media
Рет қаралды 55 М.
MAMINA FIRE UPDATE-------NYAYA YEBONGOZO YOTONGWA MUDARE
25:30
Drewmas Media
Рет қаралды 13 М.
Double Stacked Pizza @Lionfield @ChefRush
00:33
albert_cancook
Рет қаралды 80 МЛН
Cat Corn?! 🙀 #cat #cute #catlover
00:54
Stocat
Рет қаралды 16 МЛН
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 7 М.
NYANGA-NYAMAROPA..........VOPEMBERERA KURAMBANA
41:01
Drewmas Media
Рет қаралды 33 М.
HONDE VALLEY....VARUME VAVIRI VANYANGARIKIRA MUGOMO RENYANGA
23:39
Drewmas Media
Рет қаралды 42 М.
MHONDORO NEUSO......SEKURU VODYA HUKU MBISHI
30:52
Drewmas Media
Рет қаралды 9 М.
Ndakabata Mukadzi Wangu Achiita Bonde NaSabhuku
38:06
SlyMediaTv
Рет қаралды 57 М.
MHONDORO .......CHITUNHA CHOROVA BHOKISI--NDAKABIRWA MUDZIMU WANGU
36:22
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
0:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 3,2 МЛН
МЫ ПОХОДУ ЧТО-ТО НАПУТАЛИ
0:20
МАКАРОН
Рет қаралды 8 МЛН
ЖВАЧКИ!!!
0:47
Li ALINA
Рет қаралды 4,4 МЛН