HWEDZA......... MWANA OSHAIKA DREWMAS MEDIA CREW YOTANDANISWA

  Рет қаралды 55,529

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

HAVADI KUTI RUZHINJI RWUZIVE KUTI MWANA WAVO HAASI KUONEKWA

Пікірлер: 445
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 Жыл бұрын
Iyi nyaya ichaita seyekwaMakore
@emenjildavioletdzama8886
@emenjildavioletdzama8886 Жыл бұрын
Hasha dzekudzinga media kudaro vadziwanepi ivo vachineeder help,masuspects team iro
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Жыл бұрын
Varoyi zve. Havadi kufumurwa.
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Жыл бұрын
Kwavaienda kwa Rusape ndokwaidiwa kuchekereswa mwana. Gogo ne sekuru varoyi big tym.
@AyandaChikwadada-hm8to
@AyandaChikwadada-hm8to Жыл бұрын
😂😂😂😂waona iwe
@Carol263Zim
@Carol263Zim Жыл бұрын
True muroyi I'm a yako. Same with Tapiwa makore snr
@norestchiranda6282
@norestchiranda6282 Жыл бұрын
😳😳😳hasha ndedzei varkuziva kune mwana ava ngavasungwe
@juniornyonker6925
@juniornyonker6925 Жыл бұрын
Gogo na sekuru vanoziva, gogo vanogona vakarova mwana akafa vakacherera Kwakunyepera kutevera kumvura kurasisa
@deangb8651
@deangb8651 Жыл бұрын
Kucherera Pai ne20 mins. Akatorwa arimupenyu
@Rebhara
@Rebhara Жыл бұрын
Pamwe akakandwa mutoilet
@castontigere5105
@castontigere5105 Жыл бұрын
Sekuru na mbuya vanoziva kune mwana
@thulanimutonga7415
@thulanimutonga7415 Жыл бұрын
Mhuri yese inoda kurohwa inyatsotaura kune mwana. The calmness of the mother of the child is shocking.
@catherinechakamanga7428
@catherinechakamanga7428 Жыл бұрын
Eee it's shocking kunge varikuziva kune mwan ahh 😢amai vàcho ndashamiswa nawo
@Dubedube3635
@Dubedube3635 Жыл бұрын
Vanezvavanovanza mhuri iyi
@ceciliathomson2659
@ceciliathomson2659 Жыл бұрын
Kana wena ukanyatsopererwa unoshaya simba.remember mai vaye vashaya mwana vakanzi hee vari calm bt akazonzii
@chipomukonde8650
@chipomukonde8650 Жыл бұрын
Vanenge vaitotyawo Mai Ava mhuri iyo inotyisa coz Hondo yavange vakuda kuita ndeyei imi mune dambudziko
@mitchellekashiri8638
@mitchellekashiri8638 Жыл бұрын
Haaa guys i dont see how you can point out that the calmness of the mother makes a guilty....mind you people deal with greaf differently and its been days since the child is missing crying or sobbing at this point is just dramatic because no one knows if the child is alive or not....
@jepsongombedza7257
@jepsongombedza7257 Жыл бұрын
Sekuru nambuya vanoziva kune mwana
@mirriamkandava5704
@mirriamkandava5704 Жыл бұрын
Thank you so much drewmas media nekusvikako, taikumbira mushande naheadman Goneso avo naMambo Ruzane, mhuri iyi irikujairira community mufunge, justice for mwana
@dasilva8081
@dasilva8081 Жыл бұрын
Mwana wekuZviyambe uricey ...Yaa ngavainde kwamambo kwaGoneso
@morrisgoneso8551
@morrisgoneso8551 Жыл бұрын
Chokwadi
@MemoryChakwenya-uk9go
@MemoryChakwenya-uk9go Жыл бұрын
Mhuri iyi inoziva kune mwana kogogo nasekuru vaida kuenda kaRusape kodini
@pillyncube3544
@pillyncube3544 Жыл бұрын
Mwana atova Chikwambo chemumusha Ari muhozi sekuru vanoziva
@zvazvazva1270
@zvazvazva1270 Жыл бұрын
Sekru from first suspect.... infact culprit no 1
@JulianaMazipetele
@JulianaMazipetele Жыл бұрын
VaNeshamba mamakurohwa zvino ratidza Kut vanhu varikuziva tunhu twavo😮😮😮😮😮😮😮
@catherinechakamanga7428
@catherinechakamanga7428 Жыл бұрын
Chandishamisa mai vemwana calm and collected mmm kushaya musatambe nekushaya mwana guys unoita seuchapenga mhuri iyi vanoziva zvavari varikuda kurohwa musha wose neCID
@dudaimadzivadondo5048
@dudaimadzivadondo5048 Жыл бұрын
Kana musodzi kushinga kwevanhu ava
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 Жыл бұрын
Iye murume asvikoti ibvai ibvai ndiye akaba mwana 😢😢
@noelmazadza784
@noelmazadza784 Жыл бұрын
Pane nyaya apa, let's only pray for protection yemwana Mwari vazviratidze
@user-om4fi9bb3p
@user-om4fi9bb3p Жыл бұрын
Zvinhu izvi zvakaitika mumhuri iyoyo,vanoziva kune mwana,hasha idzo dzine nyaya,kuvhunduka chati kwata hunger une katirikwa
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 Жыл бұрын
Vanhu avo vanoziva kwavakaisa mwana sei vasingarwadziwe nekushaika kwemwana
@RachelDavids-bp7me
@RachelDavids-bp7me Жыл бұрын
Team reDrewmas ndarwadziwa nezvamaitwa nevaroi avo ,thank God madzoka zvakanaka
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Жыл бұрын
Fambai nepfuti. Vakaburitsa matemo movati tokuputitsai hwa Muvevi chaihwo
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
we thank God you are safe henyu Drewmas media crew inga makasangana nezvakaoma , hope mwana anowanikwa ari mupenyu
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Жыл бұрын
Mwana haachawanikwa.akatosandutswa kuita chidhoma
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa Жыл бұрын
Sekuru nambuya vaida kunoona munhu anoita nezveiko kwaRusape. Paive ne deal rehurombwa apa.
@ginahnyabvedzi1390
@ginahnyabvedzi1390 Жыл бұрын
Ndavasuspecta wo ini mbuya nasekuru munhu wavainzi varege kuuya zvavo nekuti haapo ndiani
@blessbless904
@blessbless904 Жыл бұрын
Ini ndinoti hama dza sekuru dzakaba mwana.pliz we need closure ya baby haangangoite disappear.
@GratewinMbundire-gm8oe
@GratewinMbundire-gm8oe Жыл бұрын
Nyaya iyi yandidzosa kunyaya ya Tapiwa makore haaa vanhu vemumusha umu varikuziva kune mwana ummmm jystice for Mwana veduwe ngaaonekwe mwana ngaabude
@sandragwavava9349
@sandragwavava9349 Жыл бұрын
Mbuya na sekuru handikuchenesei😢😢
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Жыл бұрын
Mapurisa pindaipo panenyaya apa😢why vadzinga vanhu ve media
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 Жыл бұрын
Nhasi nderimwe zuva Drewmas media taking us to another level
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 Жыл бұрын
Mwana akatorwa nevanhu vemumusha umu.Sekuru vemwana handivachenese.Mwana akasvotoka mumaoko avo
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 Жыл бұрын
Mhuri ine nyaya iyi hasha ndedzei panyaya yakadai
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 Жыл бұрын
And munhu wavaida kunoona kuHarare iye asina zita uyu ndirikufunga kuti waive wei
@hazelkasinamunda-sb1zl
@hazelkasinamunda-sb1zl Жыл бұрын
Vanhu veku hwedza varoyi ini ndakafirwa nemwana asinakana rwara tashanya ku barnabas haaa handina remuromo navo
@GratewinMbundire-gm8oe
@GratewinMbundire-gm8oe Жыл бұрын
Kune varoyi tooo much muzinda wevaroyi kuchigondo
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Sorry shem
@momof3941
@momof3941 Жыл бұрын
yohweusadaro notityisa. Ndokumusha kwevana. Sorry
@confidencenhau
@confidencenhau Жыл бұрын
Mai vemwana kushinga hre ,vose vanoziva game ravo vanoziva zvavakaita mwana
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Жыл бұрын
kutogona kutsanangura pane zvawanoziwa vakabatwa ne CID chokwadi chobuda uye waida kuyenda kupi sei warikudzinga vanhu awo wanechekuita
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
CID ngaipindire ikarova vanhu avo mwana anowanikwa chete vanhu ngavarohwe
@ordimamedia
@ordimamedia Жыл бұрын
Amai vacho kutotaura kunge pasina chakaitika,munhu arasikirwa nemwana haataure zvakadai vanoziva kune mwana.
@rhinemupara1239
@rhinemupara1239 Жыл бұрын
Why vasina kuenda kunozivisa mapurisa
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 Жыл бұрын
Gogo nasekuru kwavaida kuenda ndekupi uko ikoko ndokwavakaendesa mwana vaienda kun'anga kanaemumaporofita chete sekuru nagogo varoyi
@tsanamutongwizo2272
@tsanamutongwizo2272 Жыл бұрын
I agree with you
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level 👏👏
@simpsonkamonere3926
@simpsonkamonere3926 Жыл бұрын
If there is anything that hurts in this world is the failure by adults to protect children. I suspect mwana akanoripiswa ngozi
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Жыл бұрын
Akanoripiswa nani? Do u know procedure yekuripa ngozi?
@simpsonkamonere3926
@simpsonkamonere3926 Жыл бұрын
@@shingiraitrevormboto2105 uri kubvunza ani? Keyword is in that statement is suspect. Why would you chase away prople trying to spread the news?
@mitchy3608
@mitchy3608 Жыл бұрын
​@shingiraitrevormboto2105 I grew up kuhwedza njanja I know two of my primary mates vakanoroodzwa kungozi could be right or akatizawo hameno
@mitchy3608
@mitchy3608 Жыл бұрын
But pakuzoroodza 2yrs ah izvo zvikuru am sure kana vabereki vanga vasiri vese panekuvigwa kaitwa mwana or its a ritual thing😢
@sueeland5675
@sueeland5675 Жыл бұрын
Myb you are ryt .whychase peoplewho are trying tohelp😮
@gladysmoyo6368
@gladysmoyo6368 Жыл бұрын
❤❤❤❤❤ Drewmas media taking us to another level.
@annachivandire6725
@annachivandire6725 Жыл бұрын
Varume ava vakuziva kune mwana vanoda kusungiswa
@tichaonagope1295
@tichaonagope1295 Жыл бұрын
Haaa mai vacho simba rekutaura vanoriwana kupi mwana wavo asiri kuwonekwa
@user-hs2wy4yt7c
@user-hs2wy4yt7c Жыл бұрын
Mai vemwana avana kana msodzi mmmmmm mwana vanaye kunezvavawirirana
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Жыл бұрын
Ko kana vavaane mazuva vachichema? Misodzi haipere here moyo waamvemve? Akati misodxi ndokushungurudzika chete ndiani?
@joycemafigo3517
@joycemafigo3517 Жыл бұрын
​@@shingiraitrevormboto2105nhai zvenyu vanochema kuti aziva sei kuti afa here iye akashaikwa. Pane pamwe pekutii misodzi haibude ndikuudze
@joycemafigo3517
@joycemafigo3517 Жыл бұрын
Pakaipa
@user-fg3xz2km4k
@user-fg3xz2km4k Жыл бұрын
Gogo ngavataure chokwadi kwavakasiya mwana wemuroora
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Ya very true. Vakaregerei kusiya mwana ari mumaoko sekuru. Jaungangotsveti mwana zve imi mange muchimuradzikidza pese apa.
@Biqdoq
@Biqdoq Жыл бұрын
Mr Andrew Neshamba...... keep up the best work
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 Жыл бұрын
Vana vemwana she doesn't sound worried at all 😢
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Uuuuu Mmmm Zvakaoma amai handivachenese hangu vakange vachida kumbo mukira kupi kwavakazo dzoswa
@lovenessnyakunu9396
@lovenessnyakunu9396 Жыл бұрын
This family knows the child is. The mother is calm and collected. The family is very violent.Kana mashaya mwana zvesure havaiti dzungu. Police get busy vanhu mukati
@winnetmakazho
@winnetmakazho 11 ай бұрын
Wakuziva kune mwana mhuri iyi ko mai vacho kuti zii bhoo here
@TalentMazuru-yb9sh
@TalentMazuru-yb9sh 8 ай бұрын
Mwana akatorwa nehama uyo varikudzingirei media inobatsira kuwana mwana
@phaireza
@phaireza Жыл бұрын
@Drewmas thanks for visiting my hometown ..Wedza pa St Thomas Aquinas apo
@vachihera3823
@vachihera3823 Жыл бұрын
Sei vasina kumhangara kana kwasabhuku and the calmness of the mother
@sybosch
@sybosch Жыл бұрын
Kasong aka ndokaimba everyday kunge gospel
@estinahmichael2250
@estinahmichael2250 Жыл бұрын
Chokwadi mai vemwana kana kumboratidza kuti vari kushushiikana semunhu akashaiwa mwana ummm vane katurike mai ava
@thabangmaluleke458
@thabangmaluleke458 Жыл бұрын
Boys zvazvinhu 😍😍
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
Vanedzungu mhuri iyo dai varega vatori venhau vowana rubatsiro vakutobatsirikana ngavagare vakadaro
@sekuruhozhwa7295
@sekuruhozhwa7295 Жыл бұрын
Ndiri wezvimunya mazuvano asi apo pane nyaya sei vanga vakukudzingai ivo vachida rubatsiro totenda Mwari hamuna kuzokuvadzwa
@cnmaths24
@cnmaths24 Жыл бұрын
Mudhara uyo arohwa neporis anotaura kune mwana. Aidzingirei media
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Varume vadzinga Mr Neshamba ndivo vakachekeresa mwana nyika yorema Sure mhuri to ekwama ziyanhanga vabisei mudunhu renyu
@vachihera3823
@vachihera3823 Жыл бұрын
Mukoma Andrew pane nhau sei vari kuvhariridza mhuri iyi inoziva kwakaenda mwana manje nezvavatoita izvi taakutoda kuziva zvimwe zvacho chakafukidza dzimba matenga honai yekwamakore yakazobuda zvese nezvakaitwa musoro wemwana
@evelynnderere2174
@evelynnderere2174 Жыл бұрын
Mbuya vano ziva wakapa mwana. Iye munhu wakavadzosa kuti vasasa enda kumba kwake . Ndiye akazouya kuzotora mwana iyeye. Why vakati muroora tunga mira ndino tevera. Zvichabuda zvazvo. Sado kuna Headman
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Жыл бұрын
PaGoto,Drewmas maita henyu,I miss home.
@dasilva8081
@dasilva8081 Жыл бұрын
Barnabas ...St Thomas (chisasike)::: St Peter's (Makwarimba ) ....drewmas media makumberi...mwana wekwani Inga zvakaoma akashaikwa pachikoro err .kumusha kwedu.KwaRuzane yuwiii kune vamuki hobho that Syd .kwakaipa
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Hee pa St Marks Gonesooo
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 Жыл бұрын
Zvataurwa na mai vemwana azvisi ku maker sense at all
@ceciliathomson2659
@ceciliathomson2659 Жыл бұрын
Mkoma taps.good job..pane nyaya kudzingwa kunoreva kuti pane zvavanoziva...ndipeiwo title yeka number karikurira pa background na artist wacho
@NtombizodwaMpehla-em5oo
@NtombizodwaMpehla-em5oo Жыл бұрын
Drewmas team my favourite
@faithfaith1748
@faithfaith1748 Жыл бұрын
Sekuru na mbuya avo vanoziva deal ravakaita nemwana
@WenyashaMoyo-lx7lx
@WenyashaMoyo-lx7lx Жыл бұрын
Matinyadzisa mhuri yekwamazivanhanga moziva kunemwana imi. Taurai. Chokwadi mubatsirike. Kunyanya sekuru nambuya vanoziva zvakaitika
@dudaimadzivadondo5048
@dudaimadzivadondo5048 Жыл бұрын
Masuspect varidzi vemwana sei pasina kana kuvhunfuks kunomhangara kwasabhuku vachataura zvavo vakomana ndobasa ravo chairo vanorigona vachataura
@gusemukomawasha6308
@gusemukomawasha6308 Жыл бұрын
Yaaa pane nyaya apo sekuru avo ndivo suspect rekutanga ndizvo zvavaida kifambira kwa RUSAPE ngavataure kune mwana nokukasika
@iressemerson7468
@iressemerson7468 Жыл бұрын
Pane nyaya,,,mwana akaitwa zvakaitwa Tapiwa Makore,,chokwadi chichabuda hacho ngavadzikame
@brendamugambiwa-ot7qq
@brendamugambiwa-ot7qq Жыл бұрын
My favourite team
@maiabie6132
@maiabie6132 Жыл бұрын
Sei vasirikurepoter kumapurisa
@permanenttshuma7676
@permanenttshuma7676 4 ай бұрын
Baba avo avana hunhu imi nekurasika kwamakaita yayiri sign yekuti kunezviripo ne hwayi ye black Inga zvakaoma😢😢
@olindamachiya7812
@olindamachiya7812 Жыл бұрын
Gogo vanoziva kunemwana avo na sekuru sei vkangoti kubva kumvura vakuti mwna arariswepi
@mitchy3608
@mitchy3608 Жыл бұрын
Akarombeswaaa kwemwana apa huroi chaihoooo ngavaende kwaTasvu vanonyepera kungwara.
@sandragwavava9349
@sandragwavava9349 Жыл бұрын
Sekuru nambuya kwa Rusape maienda kunodii imi makaodii pamakadzoka mwana aripi imi
@abigailnyakonda2332
@abigailnyakonda2332 Жыл бұрын
Mai vemwana vakasimba nekuti ummmm nehana dzedu vakadzi dai vachingochema
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 Жыл бұрын
Mhuri iri iri kuziva kune mwana
@moseskapfudzaruwa6194
@moseskapfudzaruwa6194 Жыл бұрын
I ❤❤❤❤this song take me to another level
@user-zi5pq1xp1r
@user-zi5pq1xp1r Жыл бұрын
Zvirikunzi wardrobe irikunzi ma key ashaikwa muneyi ngatemwe vanoziva kune mwana. Ko kwa Rusape vaida kunoona ani sekuru na mbuya vanoziva sei mbuya vakaramba kusara ne muzukuru vakatevera kunocuera mvura panenyaya uhu ndiwo hurombwa uyu
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 Жыл бұрын
Aaaah mbuya mukati havasivo vane Dhiri remwana uyu
@mamarue2542
@mamarue2542 Жыл бұрын
Drewmas do not stop looking for the truth abt this kid vanhu ava varikuziva zvakaitika.. expose their faces tivazive vanhu vasina pfungwa
@yvonne2976
@yvonne2976 10 ай бұрын
akawanikwa here mwana
@elizabethmanyarara6298
@elizabethmanyarara6298 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 vaneshamba fambayi mubude ...ndivo vanoziva zvavakaita mwana
@tsanamutongwizo2272
@tsanamutongwizo2272 Жыл бұрын
Mmmmmm, family iyi ma one, Imhondi idzi
@kubeshangovender4244
@kubeshangovender4244 Жыл бұрын
Hiiii ngavazvitswage sadza rinozara ndowe chiwahu sekuru, kanengo ,vaTasvu Achapola basa iro hezboooo
@juliussaitadereramutyambiz3277
@juliussaitadereramutyambiz3277 Жыл бұрын
Potayi muchifamba mazivisa mapurisa ari padhuze Nyamuziwa. Munokuvadzwa nevanhu.
@user-pc5oz4vm7i
@user-pc5oz4vm7i Жыл бұрын
Sekuru munemwana taurai chokwadi maindepi.mwana
@nmanjarera
@nmanjarera 9 ай бұрын
Saka ndiwe uri kukokera vari mumatambudziko. Kwese kwawakaendesa matsotsi ako hapana akabatsirika. Mbavha yemunhu.
@patricianyamhanza
@patricianyamhanza Жыл бұрын
Mwari huyai vanhu venyu vatanga
@leonmutukwa9783
@leonmutukwa9783 Жыл бұрын
Maporofita anopinda papi ,mwana akabiwa nemunhu
@sinikiwemtombeni3464
@sinikiwemtombeni3464 Жыл бұрын
gogo nasekuru vaida kodii kwa rusape
@sydneympofu5417
@sydneympofu5417 Жыл бұрын
Kusaziva kufa ,kusvika kweDrewmars kwatoita kuti nyaya ifambe uye rubatsiro rwuvepo.Akatora mwana muroyi mukuru ,ukaona vanhu vodzinga rubatsiro rwauya Ivo vachiudza Sabhuku kuti vanoda rubatsiro.
@daychawatama8624
@daychawatama8624 Жыл бұрын
Mhuri iyi imboko
@auntiechihera8665
@auntiechihera8665 Жыл бұрын
this family is my first suspect
@AthenaForexGroup
@AthenaForexGroup Жыл бұрын
Ok
@CeciliaMakuya
@CeciliaMakuya Жыл бұрын
Paitwa game apa vakuziva kwavakaisa mwana ,police pliz help tione kuty mwana aripy ,kushungurudza mwana mudiki uyu
@nokueganya6258
@nokueganya6258 11 ай бұрын
Saka mwana anogona.kunge.akatevera mama vake ,bt ndokurasika nzira or kuwira mumigodhi wacho
@mitchellekashiri8638
@mitchellekashiri8638 Жыл бұрын
Haaa team iro ririkudzinga vanhu they know more...they know kune mwana...apana mabhinya apa akauya kuzotora mwana...
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Nyaya iripachena iyo,madhiri eRusape .sei isina kurepotwa then votarisira kt ma cid avuye vasina kureporter
@user-zy5zl9vn8d
@user-zy5zl9vn8d Жыл бұрын
Sekuru hamchina rugare .roparemunhu haritambwe naro.kuchekeresa mcheche asnachaanoziva.Mazvtapudzra mazuva ekurarama.Hakna anoitazvakdai akararama inhema.Matnyadzisa isu mazezuru eWedza.
@ThabisoNdlovu-yc7md
@ThabisoNdlovu-yc7md Жыл бұрын
Drewmas we are wth you, but l think Andrew needs a bodyguard mmmh pakaipa 😂😂
@sholnegarande6370
@sholnegarande6370 Жыл бұрын
Ko mbuya nasekuru vaiendepi kwavakanzi munhu haapo Mmmm sekuru nambuya vanoziva Kune mwana
@user-kc9pc8lp7t
@user-kc9pc8lp7t Жыл бұрын
Mwana akatoendeswa kumarituals like Tapiwa makore,CID homicide itai basa vakomana tinodada nemi,vanhu avo mbuya nemai avo ngaende kuinterogation kumagetsi chaiko
@faraimagwa
@faraimagwa Жыл бұрын
Hezvo vanoziva kwakainda mwana varume ava,something fishy is goings-on
@mirriamkandava5704
@mirriamkandava5704 Жыл бұрын
Padhuze nepa mukamba police ndokwaana Jaison Muvhevhi manga muri mu area
@yvonnesatande4860
@yvonnesatande4860 Жыл бұрын
Wanoziwa kune mwana varume awo
THEY made a RAINBOW M&M 🤩😳 LeoNata family #shorts
00:49
LeoNata Family
Рет қаралды 43 МЛН
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:26
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 11 МЛН
Double Stacked Pizza @Lionfield @ChefRush
00:33
albert_cancook
Рет қаралды 79 МЛН
ЧУТЬ НЕ УТОНУЛ #shorts
00:27
Паша Осадчий
Рет қаралды 9 МЛН
Mutyairi weTractor wekufira muDam kuPenhalonga nyaya yopinda mudare
30:16
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 54 М.
LATEST ON KUTSVAGWA KWEMWANA KUTSVAGA MWANA
14:05
Drewmas Media
Рет қаралды 40 М.
From Joburg to Masvingo after 4 years
8:37
Bikson Drummerboi
Рет қаралды 207
Bota re $5 but now haachadi kubva pamba pangu
41:31
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 217 М.
CHIVHU...............MUNHU AKAFA 16 YEARS AGO OONEKWA KWAMREWA
50:14
Drewmas Media
Рет қаралды 136 М.
Goromonzi : Mukwasha akaroora ne $30 akauraya Tezvara
1:01:26
Destiny TV
Рет қаралды 51 М.
KUSHAIKWA KWEMWANA (update) MIBVUNZO KUMA POSTORI
44:38
Drewmas Media
Рет қаралды 49 М.
When an RV meets a zombie outside #rv
0:21
campingWorld
Рет қаралды 25 МЛН
LEVITATING MAGIC REVEALED 😱😳
0:18
Milaad K
Рет қаралды 15 МЛН
Smart thief😳 لص ذكي…
0:19
MARYA & AMINE
Рет қаралды 75 МЛН
Нажимай выше ☝️☝️☝️ #а4 #глент #риви #viral
0:25
Как меняются люди
Рет қаралды 4,4 МЛН