MT. DARWIN - KUFA KWEMWANA KWAUNZA RUVENGO PAVAGARISANI

  Рет қаралды 41,400

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

UKUFA KOMNTWANA KULETHE INZONDO ESIGABENI

Пікірлер: 188
@PerseveranceMatsvororo1908
@PerseveranceMatsvororo1908 11 ай бұрын
Asi Mwari sei dzimwe nguva muchitendera kut vabereki vasangane nemasituations akadai... Hazvitambirike hazvigamuchirike, hazvinzwisisike, hazvitaurike, hazvikanganwike hupenyu hwese.. Mwari tibatsirei we are now living in a dark world😢😢😢😢RIP our angel... Hazvina mhosva Mwari ndovanoziva havo
@cleopaschariga3306
@cleopaschariga3306 Жыл бұрын
So sad.... Baba vemwana uyu endai kwasekuru Tasvu vari muna Anderson ku Mabelreign vanoita kuti munhu afumure zvese zvaakaita. Musapedze nguva muchitenderera Tasvu chiororo chemapenzi.
@mukudzeyimuseyamwa3314
@mukudzeyimuseyamwa3314 Жыл бұрын
Very Good Cleo
@yonkimhlanga8539
@yonkimhlanga8539 Жыл бұрын
Mapurisa hakuchina zvachose munyika yedu 💔
@margretmuzanenhamo8106
@margretmuzanenhamo8106 Жыл бұрын
Nematambudziko hama weee zvinorwadza chose kuti mwana anofa nenzira inorwadza kudaro vavakidzani avo ndovarikuzvi zvavakaita kumwana uyo asi mwari haana kurara vadikani uye mapurisa ezimbabwe itai basa nemazvo musaite huhori pls musadaro vabereki vemwana endai kwasekuru Tasvu vanokuudzai chokwadi mukanyarara nyaya iyi inoitwa seya Tapiwa makore
@PerseveranceMatsvororo1908
@PerseveranceMatsvororo1908 11 ай бұрын
I love the fact that these parents are confused for real they even interested to show mukoma Neshamba everything havaskuvigiridza nyaya yakaitika unlike dzimwe mhuri panenge paitika zvinotyisa asi vanenge vasingade kana kutaura nezvazvo.. Thank you so much Drewmas media indeed u are taking us to another level ndikutevera all your programs mukoma Neshamba keep up wth the good work
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Жыл бұрын
No parents should go through this pain of loosing your child in a such way, l hope you will find closure, be comforted with Holy Spirit in saddest dark days , God remember Zimbabwe and it’s people, RIP baby girl u died a painful death.
@joselinemuza1323
@joselinemuza1323 Жыл бұрын
Mwana akabatwa nevanhu or munhu wekuziva saka akada kuvhara evidence nekuuraya mwana . So painful. M.h.s.r.i.p.
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 Жыл бұрын
Zvaiva nani kusamuuraya shaaa
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
Zvakaoma tapindwaneiko wanhu munyika yedu yeZimbabwe😭😭😭Rlp
@masterpmaronderaking7859
@masterpmaronderaking7859 Жыл бұрын
Amai vaifanira kuteera mwana tym yavakadzwa kuti mwana ahasati asvika kwavamutuma pavakafona pekutanga eish...why vakamira kubva na7 here kusvika manheru ... ...anyway Zvingatora hazvo nguva asi ngozi inodzoka zvayo zorora murugare my sister 🕊🕊🕊
@thomaschawira1307
@thomaschawira1307 Жыл бұрын
Shuwa vaifanawo kukasika kuteera mwana zvisinei inguva inenge yakwana
@KONANIMPALA
@KONANIMPALA Жыл бұрын
Ndarwadziwa hazvisinyore kuzvigamuchira it's like munhu akazviita anemushonga straight
@miriambanda1670
@miriambanda1670 Жыл бұрын
So sad RIP 😭😭....ngavaende Kwa skr Tasvu
@jambomazarura3884
@jambomazarura3884 Жыл бұрын
Mapurisa aizoti vanhu huyai nehumboo anofanirwa kutsvaga mupurisa here kana munhu anedambudziko
@MarthaTholanah
@MarthaTholanah Жыл бұрын
This is very painful. May God comfort the bereaved parents. May God reveal what happened to the girl and who was responsible. May her soul rest in peace.
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 Жыл бұрын
Ko mwana akaurairwei , ini ndazodzidza hangu kuti vanhu havapuwi Mari nokuti kana wakuida yatomhosva . Zino irema veduwee unosekererwa nevavengi . Hazvichada kungotambira masmile ese ese . Kunze kwaipa
@yonkimhlanga8539
@yonkimhlanga8539 Жыл бұрын
This is sad 😞 Munhu haarovi chokwadi. MHSRIEP 🙏🏾
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 Жыл бұрын
Zvinorwadza vehama asi next time vanhu vakafamba vakanzwa kuti mwana ariko kwamakamutuma dai makatsvaga vemuraini kunovhura pese pese dai asina kufa. Ndinodaro nokuti ndozvakaitukazve Pana Tapiwa kusvika abviswa musoro . Vanhu vaipa kunze uku , don't trust
@pheobiehakutangwi9203
@pheobiehakutangwi9203 Жыл бұрын
Vakadzi two avo ma suspects asi zvakaoma munodarirei madzimai something fishing under
@denley8410
@denley8410 Жыл бұрын
Jesu pindirai nyika yazara mhondi
@tabethmukombe
@tabethmukombe 4 ай бұрын
Mapurisa anongogona kumhanyira ma vendor bedzi
@elizabethavontuur3923
@elizabethavontuur3923 Жыл бұрын
Haa mapurisa hatina munyika
@lovenessnyakunu9396
@lovenessnyakunu9396 Жыл бұрын
So sad.I feel sorry for the family.Mwari pindirai
@yonkimhlanga8539
@yonkimhlanga8539 Жыл бұрын
Nematambudziko 👏🏾 Mwari Ngavaku nyaradzei seMhuri 🙏🏾
@josephined8931
@josephined8931 Жыл бұрын
Saka zvinoreva kuti Mai vechikwereti vari kuvharidzira mwana wavo saka vanozviziva zvakaitika achida vakatovharirwa mumba vachiona, AAA nyaya yandirwadza iyi zvikuru Mwari pindirai mhondi idzi dziwanikwe
@tellmoremuchakwa6800
@tellmoremuchakwa6800 Жыл бұрын
Kuswera here sure usingateere mwana 😱 aaah mai imi makawana gabe aenda tambokurovai strek tozokusiyai ndatsamwa
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Unenge uchingoti anodzoka
@Tanatswa12
@Tanatswa12 Жыл бұрын
Eish cry my beloved Zimbabwe our kids are nt safe.. Police do not do thy job
@spiwenyamz1699
@spiwenyamz1699 Жыл бұрын
Poor baby akafa zvinorwadza vabereki munyaradzwe na Mwari 🙏💔
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 Жыл бұрын
Umm zvinorwadza vasara yowe 😭😭😭😭Mwari pindirai
@meshiechirasha8160
@meshiechirasha8160 Жыл бұрын
zvirikuitika muzimbabwe zvakaoma satan chagara muzimba mweya mutsvene ngaupindire
@fungaichocho5410
@fungaichocho5410 Жыл бұрын
Mama vemwana kana maviga mwana musagare fambai kusvika mabata chokwadi
@josephined8931
@josephined8931 Жыл бұрын
Vana Mai Lesie vawanda munyika veduweee
@irenemhikuro5319
@irenemhikuro5319 Жыл бұрын
True Mai Lessie part 2
@elizabethmusaniwa4346
@elizabethmusaniwa4346 Жыл бұрын
chokwadi don't trust people mazuvaano
@viola849
@viola849 Жыл бұрын
So sad asi amai vemwana wakatadza here kurohwa nehana kuswerera chokwadi musina kutera mwana maimboita bsa rechii rakakosha kupfura mwana
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Musavadaro zvinowanikwa unenge uchingoti anodzoka pamwe aenda kuhama vana vanemusikanzwa ka
@fadziachirongo4280
@fadziachirongo4280 Жыл бұрын
Poor child💔, vabereki vashairwa nemwana no parent should have this experience, asi mwana haana kuuya kumba amai vacho vakarara kumba kwavo, mwana asipo neMonday kuzoteera mwana Tuesday, kana ku police vakazoenda after 6 days veduwee.
@ephraitmwitha9999
@ephraitmwitha9999 Жыл бұрын
Mmmmm veduwe hama,zvakangooma
@melodychikosha9349
@melodychikosha9349 Жыл бұрын
Nyaradzwai mhuri naMwari mhinduro ichabuda pachena munhu haarove zvekumhanya Rest in peace.
@maud393
@maud393 Жыл бұрын
Jesu pindirai chokwadi. Nyika yedu yaipa sure.
@josephined8931
@josephined8931 Жыл бұрын
Mwari pindirai nyika yedu yaipa vana vamakati regai vauye kwandiri nekuti hakuna chavanoziva asi vave kuvhimiwa semhuka pasi pano hatichazivi kuti vokurira kupi 😭😭😭
@ppiro8084
@ppiro8084 Жыл бұрын
Mhosva hairovi Munhu haauraiwe sehuku.Chokwadi chinobuda pachena chete
@tapsymhlanga4301
@tapsymhlanga4301 Жыл бұрын
Mapurisa muyika medu hamuna .ndinoti kumhuri iyi munhu harove
@KONANIMPALA
@KONANIMPALA Жыл бұрын
mishonga yakavavhara Amai ava kutevera mwana
@beautychaka286
@beautychaka286 Жыл бұрын
Zim yaakuitawo kunge kuno S.a kunonngourayana vanhu pesepese se huku
@rudoguvakuva3586
@rudoguvakuva3586 Жыл бұрын
Ummm shame zvinorwadza hapana mubereki anoda kuona rufu rwemwana wake Rest in peace 😢😢
@roselinekatsaumire6706
@roselinekatsaumire6706 Жыл бұрын
Not in this way!
@samsonbello4446
@samsonbello4446 Жыл бұрын
Mapurisa ngavasunge vakadzi ava ndovakauraya mwana
@rudodzingai6332
@rudodzingai6332 Жыл бұрын
Marwadzo veduwe RIP mwana wafa zvinorwadzisa
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 Жыл бұрын
Hatina mutungamiri muZimbabwe
@lindamakina1034
@lindamakina1034 Жыл бұрын
But the whole day here amai ava kana kutsvaga mwana
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 Жыл бұрын
Ndarwadziwa MHSRIP
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Жыл бұрын
Zvinonzwisa urombo mwana kufira kutambudzika
@sekaichipika7939
@sekaichipika7939 Жыл бұрын
Nhy veduwee zvakaitika kuMount Darwin kupi veduwe ndokwangu paChesa paKangaire apoo ndarwadziwa veduwee ummm
@batsiraimaja5703
@batsiraimaja5703 Жыл бұрын
ava amai ava ndo vakatoita mudzimu vemwana kuti aoneke
@evelynbopera8958
@evelynbopera8958 Жыл бұрын
Mutsai mwana wenyu chete arwe ega kudada nekuroya vanotooneka kti pane zvavakaita mwana amai ava kuramba zvavo nekuipa ikoko vakauraya avo
@upenyumuzungu6592
@upenyumuzungu6592 Жыл бұрын
Uuuum mai ava mwana wavo chaiye here or stepdaughter handione kt ndewake pamwe ndivo vane nyaya muchazonzwa pamberi apo i doubt anenge achiri wechidiki for that child
@faithmoyo7924
@faithmoyo7924 Жыл бұрын
Inga muZimbabwe mave nemhuka chaidzo dzevanhu. Asi kana mukada kuzviongorora munowona kuti maCases akadayi akatanga kuyitika kubva pakapinda VaMnangagwa muOffice, zvese izvi hazvina kumbobvira zvakayitika VaMugabe vachitonga. Tirikutungamirirwa nemabhinya that's why zvinhu zvakadayi zvirikuyitika. MHSRIP.
@evelynbopera8958
@evelynbopera8958 Жыл бұрын
😭😭😭😭😭 Zvakaoma chokwadi vanhu vapindwa neiko mishonga hre kuuraya mwana wemumwe wako ummm ini ndarwadziwa chokwadi vanhu ityai mwari
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 Жыл бұрын
Mnangagwa imbwa yemunhu nxaa
@juniorkwenda4495
@juniorkwenda4495 Жыл бұрын
Sorry hama dzangu zvinorwadza kurasikirwa nemwana nemutoo iwoyu Rest in peace bby girl
@machonafeya8753
@machonafeya8753 Жыл бұрын
Bt witness iripo wani murume wemukadzi uyo anopupura wani
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Imi musanetseke...vana ma vaviri vechikwereti ndivo masuspects
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
After 48 a child of under teenagehood. Where can a child of 11 run to. I used to be so scared of being beaten if I'm threatened I could run away and spend the day hiding but I would come home at night because the majority of kids are scared of the dark. So these police officers instead of investigating the disappearance and find information they sent the people who are emotional about the disappearance of there children. Endai Kwa Sekuru Tasvu
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Nyika yangu yezim ndarwadziwa chokwadi chiiko😭😭😭😭😭😭😭
@gracedhlomo6203
@gracedhlomo6203 Жыл бұрын
So sad family may the Lord comfort you. May the Lord punish the devil why my Zimbabwean people
@runyanyamaka6689
@runyanyamaka6689 Жыл бұрын
Mwana akaurayiwa nenyaya yegodo kusada kukundwa muhupenyu
@vimbychiwandire342
@vimbychiwandire342 Жыл бұрын
Nhai imi todiniko nenyika yedu yeZimbabwe
@samsonbello4446
@samsonbello4446 Жыл бұрын
Varidzi vemwana ngavaende kwaSekuru Tasvu chiororo
@vavariroshaya8460
@vavariroshaya8460 Жыл бұрын
Mmmm nyika yakutyisa veduwe
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Жыл бұрын
Batai vakadzi 2 avo vezvikwereti vanotaura chokwadi nyaya iri pachena iyo
@tawandatasarira5144
@tawandatasarira5144 Жыл бұрын
Very sorry nekurasikirwa nemwana mnhu haarove 😭😭
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Жыл бұрын
Shame zvinorwadza asikana.Vanhu vakadai kana vachiti vakachenjera stereki vanoda kuenderwa kwana sekuru Tasvu tionerere
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
She was killed elsewhere and buried there. And it shows that the person did not plan the killing it just happened that's why there was poor hiding of the body. It looks it was a murder of opportunity
@godsfavoritenonoe825
@godsfavoritenonoe825 Жыл бұрын
Dear Lord,😭😭😭😭😭😭
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 11 ай бұрын
sooryy parents for the loss of the girlchild
@lesleymutseka8816
@lesleymutseka8816 Жыл бұрын
Amai Connie namai mudzamiri vakauraya mwana ... police ikutodya navo I think ndozviripo
@marileewadzanai6137
@marileewadzanai6137 Жыл бұрын
Rest in peace..zvinorwadza izvi
@rachelmpawa508
@rachelmpawa508 Жыл бұрын
God of Abraham mwari wa Isaac let your will be done. It’s so painful Lord Jesus Christ you died for all even the less privileged the unwise…. My soul is hurting come for this family… Lord I pray for justice… MHSRIP😂😂😂😂😂
@itayichitauro9426
@itayichitauro9426 Жыл бұрын
Rachel why are you displaying laughing tears emojis over such an issue ?
@winfieldamadzungwe7182
@winfieldamadzungwe7182 Жыл бұрын
Vari kupanika vanhu ava
@kudzaimugari8708
@kudzaimugari8708 Жыл бұрын
Very sad rip 😢 asi mati iwo mapurisa enyu aya angaite basa semazvo here ndidzo mhondi huru idzodzo havasi rivo here vaka rova machembere goreriya plus nzara as a rural communities Lean to respect masabuku nemadzimambo enyu mobatana as a community otherwise hazvishamise police is involved.
@kudzaimugari8708
@kudzaimugari8708 Жыл бұрын
Dzimwe nyika the hole zrp would be in very hot soup but police yengu ndo government vangatonge nani
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 Жыл бұрын
Uuuuuummmm zvakaoma mushonga wekuita mari hr this is too much
@synodianyakudya3510
@synodianyakudya3510 Жыл бұрын
Ko baba varikuti mwana akasvika havasi witness here nhaimi.
@gracechikwekwete586
@gracechikwekwete586 Жыл бұрын
Ndivo ngavatore murume iyeye ataure vakadzi ava vakauraya mwana
@tatenda93
@tatenda93 Жыл бұрын
This is so sad, people did not act quickly enough to save this child. A search team should have been dispatched as soon as they learnt that the child was missing instead if waiting until 6 pm. Where I live it is the law that you must immediately report a missing underage child and it is also the law the post must act. Eeeisch, so sorry.
@mamaj6968
@mamaj6968 Жыл бұрын
Amai vari kuchinja statement avo vekupedzisira, the way yavari kutaura uuuum
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Ndivo vakadzipa mwana sei vari kungoti hanzi hanzi kunge ivo vanga ngasipo
@okohhumphrey5790
@okohhumphrey5790 Жыл бұрын
So sad RIP.but vaviri avo panenyaya kurecoder kuvhara nyaya
@nnyarry
@nnyarry Жыл бұрын
nyaya dzava dzekufungirana,maybe mwana uyu akasangana neaka mu raper arimunhu wekuziva thats why akamuuraya,i dont think vakadzi 2 ava vechikwereti vane chekuita nemwana uyu
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Ko sei vakataura kuti tumai mwana mari ndinayo ivo vasina uye murume wamai avo sei ari kuti akaudzwa nemudzimai wake kuti mwana wacameraman auya ndipeiwo mari ndimipe saka muri kureva kuti murume wacho anopenga here
@KONANIMPALA
@KONANIMPALA Жыл бұрын
Ko cei vakati mwana Hana kusvika cei vakati huuyai kotora Mari ko mrume akati Mai vati mwana asvika
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 Жыл бұрын
Rest in peace sorry to the family
@samsonbello4446
@samsonbello4446 Жыл бұрын
Rest in peace khulala ngokhuthula umthwana
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Asi vanhu muZimbabwe murikuda kumbozama kuita sei chaizvo
@nevanjiangie2556
@nevanjiangie2556 Жыл бұрын
Sure $10 ndoyoofira Zimbabwe is not a safe place zve chokwadi kana anamai ava vanezvavanoziva mwari vatongei ndakumbira
@constancemarifiye7331
@constancemarifiye7331 Жыл бұрын
Zvakaoma nyarwadzai zvinorwadza vaenderei kwatasvu
@abigailtaruona3245
@abigailtaruona3245 Жыл бұрын
Eish zvakaoma 😢😢😢
@lovenesstshuma2711
@lovenesstshuma2711 Жыл бұрын
So sad may her soul rest in piece
@marianyika8237
@marianyika8237 Жыл бұрын
Imi mai matuma mwana kuma 7 kuseni asi makaswera muswere wese wezuva makangomirira kuzosimuka kuma 6 dzemanheru hamuone here kuti makanyanya kunonoka kuvhunduka Vamai ngatikurumidzei kutirimuka
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Inga uri kunzwa kuti ndakaswera ndichifona panoitika chakaipa unenge usina tarisiro yazvo saka unenge uchingo hoper kuti anogona kusvika
@nnyarry
@nnyarry Жыл бұрын
It was too early zvako iwe,vakatadza kuzomutuma kana zvekuma 10
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
@@nnyarry nxaaah handiti kuti muri kuona kuti kumusha kunokwa chero na 4 am vanhu vachindodiridza
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
@@nnyarry iwewe ndiwe unovarongera program dzepamba pavo manje tsveee kuchema nevanochema takarasima nekutsvaga zvisingashande kwenyu kuri kugona kuchengeta vana manje
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Kwako iwewe kugona kufunga manje uchiti mai ivava vaifarira kushaikwa kwemwana here hanty vaitoti zvichida pamwe mwana azodai achasvika ikokufona kasingaperi hanty kwaitove kuvhunduka
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Mmm zvakaoma, rest in peace gal
@roselinekatsaumire6706
@roselinekatsaumire6706 Жыл бұрын
Police in zim should have acted fast, now there is some of her clothes missing, this could be evidence, that could be destroyed. C'mon Police do your job well
@emilymbizi1075
@emilymbizi1075 Жыл бұрын
Shem zvinorwadza
@spillanzimaganyani6073
@spillanzimaganyani6073 Жыл бұрын
Veduwe nyika yaoma chokwadi hakuchina police uye hakuchina vatungamiriri vanetsitsi. Ndinoti mwana zororo rako murugare asi dayiwadzoka wapfuka nekukasira enda unorwisa kwawakaurayiwa.baba na mai musagare pasi fambayi
@modestergama3051
@modestergama3051 Жыл бұрын
Ummmm zvakaoma
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Sei mai mudzamiri vari kukakama pakutaura hanzi mwari ari kunzi ari kunzi naani manje
@farimanzva5851
@farimanzva5851 Жыл бұрын
Endai kwasekuru Tasvu
@elizabethmusaniwa4346
@elizabethmusaniwa4346 Жыл бұрын
ummmm zvinotyisa
@edithmashaire102
@edithmashaire102 Жыл бұрын
Eish zvakaoma shuwa very sorry.sekuru Tasvu vanokubatsirai zvakanyanya do worry
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Жыл бұрын
Ummm Mai wekukwereta 10usa ava ndivo varikuziva kuti mwana akafamba sei bcz havangati tumai mwana auye atore Mari vapedza voti Mari yacho handina Mai avo varikuda tocharing
@alcatelthree
@alcatelthree Жыл бұрын
Sad situation indeed 😢
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 11 ай бұрын
mhmm so sad,these ladues need to be arrested they know nyata yemwana
@tatenda93
@tatenda93 Жыл бұрын
Asi mai vemwana uyu vane husimbe, ko vakadini kuenda ivo vega kundotora mari uye pavakaona kuti mwana arikunzi haana kusvika, vakadini kusimuka kuetevera mwana? Pavakarara hope vakarara vachiti mwana arikupi? Strange, people should be more careful nevana. So sad.
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Asi havana kurwadziwa here kana kuita action pavakashaya mwana
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Hauna kukwana iwe vskakuudza kuti vakarara here mai ivava waida kuti vatevere vaizviziva here kuti mwana abhinyiwa
@rumbymungofa6531
@rumbymungofa6531 Жыл бұрын
Rest in Peace daughter
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Жыл бұрын
Mabhinya atanga futi here akomana shame vana vedu vokurira kupiko
@juniornyonker6925
@juniornyonker6925 Жыл бұрын
Murume wamai vemari akataura kuti mwana a kunzi akasvika, vana vake voti akasungwa akamiswa pasi pe mubhedha, mmmmn, kwakungosiya zvakadaro
@edithmachawira7500
@edithmachawira7500 Жыл бұрын
so painful
@beautymukonowriwi-chase2644
@beautymukonowriwi-chase2644 Жыл бұрын
Shemu zvinorwadza zviri kuitika munyika
@simbarashemakanda693
@simbarashemakanda693 Жыл бұрын
So painful
AMA 2K..........FOUR [4] MONTHS MUCHATO WAPERA
36:29
Drewmas Media
Рет қаралды 4,5 М.
HOME AWAY FROM HOME: Ndakapisira Mukadzi NeChikomba Mumba
21:58
SlyMediaTv
Рет қаралды 27 М.
When You Get Ran Over By A Car...
00:15
Jojo Sim
Рет қаралды 19 МЛН
I wish I could change THIS fast! 🤣
00:33
America's Got Talent
Рет қаралды 118 МЛН
I Can't Believe We Did This...
00:38
Stokes Twins
Рет қаралды 84 МЛН
I CAN’T BELIEVE I LOST 😱
00:46
Topper Guild
Рет қаралды 101 МЛН
HWEDZA......... MWANA OSHAIKA DREWMAS MEDIA CREW YOTANDANISWA
29:24
Drewmas Media
Рет қаралды 55 М.
MHONDORO.............VANASEKURU VOITA MAPIPI
30:15
Drewmas Media
Рет қаралды 23 М.
MWANA WEKU MELFORT WE 2 YEARS WEKUSHAIKWA AWANIKWA
34:48
Drewmas Media
Рет қаралды 78 М.
Dare ra Chief Mutasa .Sabhuku hatichamuda mudare munomukaHohoho🔥🔥🔥🔥🔥
1:14:10
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 26 М.
Behind Bars: Tonderai anotsangura kuuraya kwaakaita mukoma wake
16:18
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 65 М.
08.08.19 The Good Shepherd
3:49:08
Jesus Revelation Ministries
Рет қаралды 173 М.
Как в моей семье едят КЛУБНИКУ 😂🍓 #shorts
0:43
Владислав Шудейко
Рет қаралды 2,1 МЛН
Мужчина С Золотыми Руками 💪
0:42
EpicShortsRussia
Рет қаралды 2,5 МЛН
Попалась за конфету 🍭🙃
0:20
НЕБО - СПОРТ И РАЗВЛЕЧЕНИЯ
Рет қаралды 903 М.
Многие думали что Фёдору конец!
1:00
МИНУС БАЛЛ
Рет қаралды 3 МЛН