MUTOKO....VAITORA NHUMBI DZEVAKADZI DZEMUKATI VOBATWA [ PART 2]

  Рет қаралды 4,978

Drewmas Media

Drewmas Media

Ай бұрын

WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 45
@tafirenyikamagere6737
@tafirenyikamagere6737 28 күн бұрын
Inhema idzi vanonyepa machinda aya
@aidynkwakwa6768
@aidynkwakwa6768 28 күн бұрын
Nhema dzega. We have seen these useless struggles before. Chimbo regai matsikamutanda pa mepo
@musashoko1389
@musashoko1389 28 күн бұрын
Kupedzera vanhu hupfu chete uku remember kune zhara
@user-pn7el2pq7p
@user-pn7el2pq7p 28 күн бұрын
Mumba hamufanire kupinda munhu anoshanda ne N'anga blaz vapinda mumba avo vasiya vaisa zvavo hakuna zvakadaro
@tanakachirikure8112
@tanakachirikure8112 28 күн бұрын
Hamuna kuona here padonha ngundu apo... Ndipo padonhera kanyanga ako...
@user-zz8hv7wc5h
@user-zz8hv7wc5h 28 күн бұрын
Ne shamba apa paitiwa nhema Hana apa
@user-pn7el2pq7p
@user-pn7el2pq7p 28 күн бұрын
Ndambozvitaura kuti ambopinda achiisa mvura uyo chikwambo chinotsvaga nekurova maguza sure aahh netsvimbo zvimwe zvinoda kuona apo pavharwa vanhu kna chikwambo chiripo hachina kubatwa icho ndechavo
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 25 күн бұрын
Munotigonera Muri Rudadiso, Your Sacrifice & your Team God Bless & put Him (God Almighty) as you help families learn zvirikuitika Munyika ,Rudzidziso Sema Shona, for life is Spiritual & Spiritual Control the Physical but stay away from all appearances of evil 1 Thessalonians 5:22
@kissmorem756
@kissmorem756 28 күн бұрын
I wish drewmas media could show everything….they are too many cut senses in the video … as much as we enjoy nyaya… we also love the music… and the dancing….. personally being over seas I would like to have the full experience you are having there.. we miss home 😅 please show us every detail especially the dancing and the music 🙏🙏 thank you
@musashoko1389
@musashoko1389 28 күн бұрын
Batai murove mbavha idzi 😂
@musashoko1389
@musashoko1389 28 күн бұрын
Kutyisa vanhu uku, apana zviripo apo 😂
@Ray-jv1oo
@Ray-jv1oo 28 күн бұрын
Neshamba.???? Munhu abvunza is right but vavekumuitira hasha dzekumutyisidzira.. Why
@neliachakanetsa7167
@neliachakanetsa7167 27 күн бұрын
Chinhu chabviswa mungundu padonha ngundu ifake iyo hachina ropa ichooo machotsi
@AgayMureverwi
@AgayMureverwi 28 күн бұрын
Kkkkkkkkkk gore rino tinodzidza zvakawanda
@mariakatsande2403
@mariakatsande2403 25 күн бұрын
Neshamba ita macamera akati oooo tibate matsotsivanopedzera vanhu nguva chii chakadaro
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 28 күн бұрын
Kkkkkkkkkk big up to the village zvekuimbiswa kana kuombera havazvipindi
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri 28 күн бұрын
Haaaa hakuna zvakadaro batai murove vanhu avo mhani fake yega yega iyo anongobata zvinhu zvakafanana pese😂😂😂😂😂😂
@richardmaposa5876
@richardmaposa5876 28 күн бұрын
Idzo ndonhema dzaitwa apa,matsotsi aya,kudzvinya dzvinya machira zvekuvhara vanhu ,vanoda mbima ava
@hardmorefore
@hardmorefore 28 күн бұрын
Mbavha batai homwe
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 28 күн бұрын
VaneShamba vese maporofita nen'anga dzamomboita nadzo basa ndeve mhema paya dish rakazotsva now ufu hwakupera , chiko chakadero
@Teeone07
@Teeone07 28 күн бұрын
Varikutambisirwa upfu nemadzenga aya
@norestchiranda6282
@norestchiranda6282 28 күн бұрын
😂😂😂nhy zvako nemaomero akaita zvnhu ayaa
@user-fh5ld8eg2q
@user-fh5ld8eg2q 28 күн бұрын
Ndepiko ikweyo kwamutoko kupi kwacho nhema idzi
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 28 күн бұрын
Zvivhara ngozi zvanetsa dwidwi😂😂
@user-mt9sl2id3v
@user-mt9sl2id3v 27 күн бұрын
Chandakuda hangu ikozvino chidhoma chikwabo kananyoka ndaingoudzwa kuti Buda yofamba hayo mumhepo izvi zvekudzura izvi inhemha dzega😅😅
@GracePatisi
@GracePatisi 28 күн бұрын
Why sekuru ava vachingobata nyanga dzakafanana
@neliachakanetsa7167
@neliachakanetsa7167 27 күн бұрын
Neshamba vanhu awa vakuisira zvinhu mungundu kkkk kwakubvisa chinhu chavo sungai vanhu awo
@tinashelore4989
@tinashelore4989 28 күн бұрын
N'anga inoshanda iri 1,ukaona vave 2 or more,haaaa nhema dzega dzega.Tiunzirei vanachiremba kwete ana tsikaz avo.Drewmas ko maisimbotiunzira vanachiremba wani,apa maakuita cei nana tsikamutanda avo.
@givenmapfaza5245
@givenmapfaza5245 27 күн бұрын
Kudhara kuchikoro kwaive nevanhu vemasaramusi vavasingadi vanhu vane ziso rimwe padhuze pa one zai paigona kubuda 6 kkkk
@Teeone07
@Teeone07 28 күн бұрын
Aya ndomatsotsi manje
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 28 күн бұрын
Mabhurugwe😂😂😂😂
@user-gf8yg8lk5w
@user-gf8yg8lk5w 28 күн бұрын
Zvichanditorera nguva kuzvinzwisisa ndaona senhema hangu vakuru vedu vaona nhamo
@Ishmael4513
@Ishmael4513 26 күн бұрын
Dai vachiuya nehupfu hwavo. Igore renzara rino imi mbavha imi😢😢😢😢 ne cooking oil futi😢😢😢
@margiendlela8356
@margiendlela8356 28 күн бұрын
Drewmas hoyoooo
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 28 күн бұрын
Kaiko kabatwa ako
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 28 күн бұрын
This is lies in Shona manyepo.
@user-oo2bx8wb7j
@user-oo2bx8wb7j 28 күн бұрын
Aaaaaaa😂😂😂😂😂😂
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 25 күн бұрын
Hupfu ndehwei?😮
@tinomzeni420
@tinomzeni420 28 күн бұрын
Paribe chagwiriwa apo kubela wantu ndarama kumutumbo kwanu
@user-tu1gm5et5t
@user-tu1gm5et5t 25 күн бұрын
Matsotsi aya kkkk ko kupfeka black nekuchinja voice.
@tinomzeni420
@tinomzeni420 28 күн бұрын
Lies
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 28 күн бұрын
Tsikamutanda are frauds
@user-fz9ww9vm8c
@user-fz9ww9vm8c 28 күн бұрын
😂😂😂😂😂 no comments
@lydiahmutami1766
@lydiahmutami1766 28 күн бұрын
Yaaaaaa neh
@margiendlela8356
@margiendlela8356 28 күн бұрын
Drewmas hoyoooo
MUTOKO......VAITORA NHUMBI DZEVAKADZI DZEMUKATI VOBATWA [PART 3]
24:48
MUTOKO.....BEE OSUNGISA VANHU VARIPAMATARE APA NGOZIWO NEUKU
51:07
Drewmas Media
Рет қаралды 30 М.
마시멜로우로 체감되는 요즘 물가
00:20
진영민yeongmin
Рет қаралды 32 МЛН
How Many Balloons Does It Take To Fly?
00:18
MrBeast
Рет қаралды 162 МЛН
Mwana Akabvisiswa nhumbu .. asi hazvina kupera mushe
14:20
Rondedzero Dzeupenyu (Uplifting Stories)
Рет қаралды 76 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 7 М.
SADZA....SHATO YOVHIRINGIDZA MHURI KUSVIKIRA MURUFU RWAGOGO
25:30
Drewmas Media
Рет қаралды 20 М.
Mukotsanjera kwa Headman Chigodora part 2 Kuripa Ngozi nemapfupa e Mbudzi
41:46
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 41 М.
CHEGUTU........MUFI ATSAMWA PAGUVA POBUDA NYUCHI
20:07
Drewmas Media
Рет қаралды 10 М.
Omwalira apezeka wa moyo
48:05
Malawi Lovers 🇲🇼
Рет қаралды 69 М.
MUTOKO......CHIEF VAKABVISWA MA PRIVATE PARTS
22:52
Drewmas Media
Рет қаралды 23 М.
как попасть в закулисье в schoolboy runaway
0:51
Кого она вытащила из воды?😱
0:51
Следы времени
Рет қаралды 3,9 МЛН
Приятного аппетита 🤣
0:15
Dragon Нургелды 🐉
Рет қаралды 8 МЛН