Ndakaendesa Mukadzi KuChikoro Izvezvi Akundituka Kuti Dofo Hauna Kufunda

  Рет қаралды 3,444

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

6 күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 44
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 4 күн бұрын
Haa chikoro baba imi hamuna pfungwa dzenyu sooo.chihure chako wakuchipa kumukadzi
@wilbertmupukuta6729
@wilbertmupukuta6729 4 күн бұрын
Kungogara waziva kuti mukadzi haasi mwana wako hauite pressure sterek
@Chiherachashe2909
@Chiherachashe2909 4 күн бұрын
Iye kushaya hama dzinoda kuenda kuchikoro here? Munhu ngaangoziva kuti kana uchida zvemukadzi akadzidza ingotsvaka akadzidza not zvekudzidzisa mukadzi
@petronellachiweshe9915
@petronellachiweshe9915 4 күн бұрын
Uyo bhangu ane meso meso ngaaende kure namai avooo
@mamaBruce
@mamaBruce 4 күн бұрын
Taura hako iwe kana vasati vapinda mu situation havazvinzwisisi
@DRRZOE
@DRRZOE 4 күн бұрын
Hana kufunda
@DRRZOE
@DRRZOE 4 күн бұрын
Murume arikunyepa hadi mukadzi
@ganyaz
@ganyaz 2 күн бұрын
nyaya idzi dziri common sterek ,madzimai mazhinji akawana basa wanobva wafunga kt murume wake haasiri chinhu,nyaya yakatangira paku processer maPapers murume asinga zivi, hanzvadzi yemukadzi ndiyo honzeri yezvese izvi haina kukoshesa marriage yakakoshesa basa !!
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 4 күн бұрын
13 years seperated no marriege kwakuwhandirana for bennefits chete. but the wife brother destroyed the familly by taking their married sister and send her to school. mukadzi looks older than the man lesson is dont mary your age
@ClaraKatsuro
@ClaraKatsuro 4 күн бұрын
Zvagara hure rinofunga kt zvarinoita ndozvirikuita umwe
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 күн бұрын
Saka tsano ndovakarambanisa vanhu ka apa? Watambira roora, wozotevera futi munhu wawakadyira pfuma uchitonga musha wemukuwasha futi? That's bad; kunyangwe kufunda kwakakosha hako kunoda kuitwa nenzira kwayo. Waka mhanyira chii kuroorwa iwe baba /bhudhi vako vachineshungu dzekuti uende kuchikoro - wakadini kutanga wapedza chikoro chacho?
@DRRZOE
@DRRZOE 4 күн бұрын
Ko kunyepa here kti hawuna kufunda ,utori dhanda heard
@user-wk1vo8ss5d
@user-wk1vo8ss5d 2 күн бұрын
That woman was disrespectful to make arrangements for transfer without informing the husband. Kuonererwa nechi half baked degree chepaBindura
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 3 күн бұрын
It can't 13 years is a long time it's time to go separate ways.
@user-mj8bb3oy7b
@user-mj8bb3oy7b 5 күн бұрын
Mkadzi haayendeswe kuchikoro coz wants angopedza chete watove imbwa chaiyo kwaari especially ukatozomboita kachihure anokubatira ipapo
@wilbrodmadzura8456
@wilbrodmadzura8456 4 күн бұрын
Typical of many modern feminists persuasions. Once they feel they are higher in status, they start looking up - a phenomenon called hypergamy. Women invariably hue to this principle. Paradoxically, modern marriage laws empower patriarchy via inlaws
@FaraiMutsoko
@FaraiMutsoko 4 күн бұрын
Ndokumbira song iyo mudonzvo
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 4 күн бұрын
Rega munhu ataure zvaanoziva .regsi kumanikidza kuti ataure msnyepo
@user-xp6qh8pq3c
@user-xp6qh8pq3c 4 күн бұрын
Vakadzi havaendeswe kuchikoro mambo kana amai vake nababa vake vakazvitadza iwe ndiwe wozvigona zvino hezvo wave dofo kkkkkkkk muchazvirega henyu
@mamaBruce
@mamaBruce 4 күн бұрын
Imi ukaona munhu akuenda ku college achisiya vana anenge aremerwa musakurumidze ku judger
@GileadKwekwe
@GileadKwekwe 4 күн бұрын
Very true nfokusaks akaendeswa nehanzvadzi yake...he has no claim over her education
@user-xp6qh8pq3c
@user-xp6qh8pq3c 3 күн бұрын
@@GileadKwekwe akadii kumbomuendesa ari kumusha kwavo asati aroorwa pane kuzomuendesa ave kumurume kureva kuti mukadzi wake akamuendesa uye anomupa zvakakwana
@user-ou7mx1dr1b
@user-ou7mx1dr1b 3 күн бұрын
Iwe mkadz waimbovep kwese uko wakaon kaa kt kunz hakun chinhu
@T.MMagufuliMagufuli
@T.MMagufuliMagufuli 4 күн бұрын
Mai Valera 57 ngavaende zvavo Valparaiso plus 13 yes mistres here zvaro
@CharityMareya-rn5if
@CharityMareya-rn5if 2 күн бұрын
Nyora mushe, mukutiiko?
@ClaraKatsuro
@ClaraKatsuro 4 күн бұрын
Ukaroorwa nedofo harikuendese mberi nechikoro Varume vashomanana vanosupporter mkadzi panyaya dzedzidzo iye asina And washingirira wega dofo riyazve rinongoti ndini ndakamudzidzisa I'm talking from experience
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 4 күн бұрын
@@ClaraKatsuro say that again
@ganyaz
@ganyaz 2 күн бұрын
chinombonzi dofo chii ?? chakakosha chii marriage or basa??
@SurprisedGoldenDoodle-uo3wk
@SurprisedGoldenDoodle-uo3wk 4 күн бұрын
Kkkkkk vakadzi so
@tigermaps9909
@tigermaps9909 4 күн бұрын
Song iyo yemudonzvo ndingaiwana cy nhy makazeni please
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 4 күн бұрын
Mambo unehuchenjeri hake
@sekuruvaJamella1078
@sekuruvaJamella1078 5 күн бұрын
Inini ndakaita same thing.. but nakamuti wafundakudaro handichakuda akada kuzviuraya. Never ever try to uplift mudzimai iwe usati wabhoo . Kana akauya asina kudzidza musiye so. Women are very selfish. Dont force love
@user-zj1jd8cw5z
@user-zj1jd8cw5z 4 күн бұрын
Ndoona vakadzi tinozochinja zvedu bt kuti mukadzi ashande zvakanaka futi gaya ukamuka wakafa anoita sei nevana arimukadzi afa zvirinani baba varipo
@tafadzwamaponga7745
@tafadzwamaponga7745 4 күн бұрын
Point bt in general vakadzi imhata​@@user-zj1jd8cw5z
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 күн бұрын
Haaa; nyaya yazobuda pamberi yekuroora-roora iyo yandipa muvono wekuti amai natsano vaiva right? Kana mwana aroorwa nemukuwasha akadaro shuwa unogona kushinga kudzorera mwana /hanzvadzi kuchikoro bcoz pakadaro (pamunhu anoroora every year) hapaiti chiedza - kana sapoti yachoti ndovona sekuti inenge ichitoshota too much.
@mamaBruce
@mamaBruce 4 күн бұрын
And wataura chokwadi baba avo vanga vari reza chaiyo better kuendesa munhu ku xool
@PeterChikwanda-zz3xr
@PeterChikwanda-zz3xr 4 күн бұрын
Hama dzemukadzi dzakaoma moyo vakaipa chose munodei parudo rwevanhu
@georgevharazipi
@georgevharazipi 4 күн бұрын
vakadzi vezimbabwe vanongoda ecd a chete .kumwe kwese uko havagone kushanda nacho
@Myprinceof
@Myprinceof 4 күн бұрын
Usafe wakaendesa mukadzi or msikana kuchukoro kana apedza akutoti you are not her type
@nontobekochimunda6734
@nontobekochimunda6734 4 күн бұрын
Baba ava gavabude mumba ne vakadzi vavo, vasiye vaHOSI vari mumba mavo. Vahosi makura mava nevakwasha chiregai kunyadzisa pihwayi imba yenyu mubvumbamire mhuri yenyu.
@tambiraigahadza4059
@tambiraigahadza4059 4 күн бұрын
vakadzi 6 vazorwe futi ipapo 36 years varibho
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 күн бұрын
Asi vanhu vekwaBushu vakawoma shuwa; munhu wemazera ema 56 yrs anoita vakadzi 7 here? Mishonga yacho yemusana yakambo nyanya kusimba seiko inowanikwa kwaBushu uko? Kwakaipa uko! mishonga yemisana yakasimbisa uko zvokwadi.
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 4 күн бұрын
Kkkk
@Loraine887
@Loraine887 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂
SAD STORY:  Akangoroorwa NeMurume Anobva Afa
47:40
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 8 М.
My Son Impregnated My Wife  | Chief Chinhamora |Publicsphere
22:15
Жайдарман | Туған күн 2024 | Алматы
2:22:55
Jaidarman OFFICIAL / JCI
Рет қаралды 1,7 МЛН
THE POLICE TAKES ME! feat @PANDAGIRLOFFICIAL #shorts
00:31
PANDA BOI
Рет қаралды 24 МЛН
Who has won ?? 😀 #shortvideo #lizzyisaeva
00:24
Lizzy Isaeva
Рет қаралды 16 МЛН
Ekede "Ndiri Mumiriri WaSatan" Anyadziswa kwaMambo Makope
57:09
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 11 М.
Mukadzi Wangu Akawanikidzwa Achidyiwa Bota PaSowe
18:48
SlyMediaTv
Рет қаралды 10 М.
Sean Paul Speaks After Prophet Stephen Adom Kyei Duah Arrɛst Him
10:41
Sikhala, Ngarivhume engages Chamisa
40:13
HStvLiveZim
Рет қаралды 32 М.
GUTU: Part 3: Akaponda Mwana Akamukanda Mutsime, Kuti Anoroorwa
56:21
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 2,3 М.
Hwindi kuita bonde nemukadzi wemunhu Ku back seat?
26:43
Manass-Chibanda
Рет қаралды 48 М.
Akatyorwa ruoko awanikidzwa nemukadzi wemunhu irimo yeke yeke
35:07
Manass-Chibanda
Рет қаралды 20 М.
Ndakazvambaradzwa zvakaomarara
19:30
Manass-Chibanda
Рет қаралды 8 М.
Жайдарман | Туған күн 2024 | Алматы
2:22:55
Jaidarman OFFICIAL / JCI
Рет қаралды 1,7 МЛН