PART 4 Masvosva: Sekuru Masvosva Vofamba NeFamily Yavo Ndokubatwa Kumatare Maviri

  Рет қаралды 9,884

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

4 ай бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 134
@user-zc5pe4vp3b
@user-zc5pe4vp3b 4 ай бұрын
Sekuru Kanengo??? Mari dzikisai zvishoma muripo uyu, waa kuitwa nevangu veZANU.. vasina tsitsi nevanhu.. imi makatosiyana navo.. Makatumwa kuti mubatsire vanhu Sekuru 👏🏾👏🏾👏🏾 nzwirai vazukuru venyu Sekuru 👏🏾👏🏾👏🏾
@user-gn4or8nc2m
@user-gn4or8nc2m 4 ай бұрын
ichokwadi shuwa.vakuita business
@getrudemukwenya2857
@getrudemukwenya2857 4 ай бұрын
Truuu
@fungayierickrichardveremu2783
@fungayierickrichardveremu2783 4 ай бұрын
Asi munhu aivenepashoma wani madiroacho Mari sooo
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 4 ай бұрын
Mukoma Robert tipei part 5 sekuru ngavadzoke ku interview
@talietalie5412
@talietalie5412 4 ай бұрын
Guys $500 for dare...These traditional healers are ripping of people, yoh.Tobatsirika sei vachidhura kudai? but sekuru ava nekupika kwavakaita guys musafe maka defender vabereki venyu🙌🙌
@proscape258
@proscape258 4 ай бұрын
Yanyanya Mari yacho zvakaoma
@talietalie5412
@talietalie5412 4 ай бұрын
@proscape258 It's too much shaa ne economy zvairi, so kaa. ko kuzoti kubatsirwa kwacho inozoita marii
@user-fu1nz5ki5t
@user-fu1nz5ki5t 4 ай бұрын
Kanengo asadaro
@user-fu1nz5ki5t
@user-fu1nz5ki5t 4 ай бұрын
500 kwakuramba 250 kuda cash iii I think it's a way yekuramba kubatsira havazvigoni
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 4 ай бұрын
Varikudhura chaizvo
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 4 ай бұрын
Ndakagara ndazviona kuti hapana munhu anopfeka ka hat kekwa Chabangu ako ari straight. Nhasi ndezvipi
@mazengulamarcia8679
@mazengulamarcia8679 4 ай бұрын
Kkkk
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 4 ай бұрын
Mhino dzebute idzo dzine nyaya😂😂😂
@user-ek7kr2zp5z
@user-ek7kr2zp5z 4 ай бұрын
I thought he was so innocent 😮😮
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 4 ай бұрын
Itsotsi mudhara uyu kkkkkk kumhanya kumberi achiziva zvake kuti ndiye muroyi
@user-ek7kr2zp5z
@user-ek7kr2zp5z 4 ай бұрын
Haaa it seems lyk he dnt know anything kkk
@siqalisilemoyo8379
@siqalisilemoyo8379 4 ай бұрын
😂😂😂😂
@user-ek7kr2zp5z
@user-ek7kr2zp5z 4 ай бұрын
So dramatic
@magmat3363
@magmat3363 4 ай бұрын
Madhara aya aka simba pamishonga, valabata twakawanda in the name of kuzvisimbisa or kusimbisa misha,nenyaya dzekuda mari yavasina kushandira ziroyi redhara nxaaaa
@princessmamthe
@princessmamthe 4 ай бұрын
Sekuru Kanengo 😮 500 🙆🤦‍♀️dala ngamsola 😂😂🤔
@SibonokuhleNcube-yb3vu
@SibonokuhleNcube-yb3vu 4 ай бұрын
Mmmm inengi lemali yooo
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Marii yacho yawandisa. Ndikaita Svikiro ndinorapa pachena vana veZimbabwe
@nnyarry
@nnyarry 4 ай бұрын
The way he narrated the story waitofunga kuti he is innocent apa she was blaming muroora kuti ndiye arikufurira mwana wavo
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 4 ай бұрын
Mudhara uyo aitoda kusiira mwana wake mukomana manje akanyangira yaona
@estellesimon430
@estellesimon430 4 ай бұрын
Satan akayemura mhuri yenyu baba....Mukristu usanete inzwa ngirozi yako💔💔💔💔
@1841Rdp
@1841Rdp 4 ай бұрын
I cannot believe mudhara uyu akabatwa kwa sekuru tasvu. He was talking good about himself hanzi handina kubata yet akabata zvikuru. Manje sekuru Tasvu vanokutasvura fastmove masikati machena ukanyara for the rest of your life.
@estellesimon430
@estellesimon430 4 ай бұрын
I think vanezvavanokuudza or kukuita kuti ubvume wobuda wanekakudzungaira uchingobvumira
@user-ij1sw1ri1h
@user-ij1sw1ri1h 4 ай бұрын
Ko Love why akazogerwa musoro akatemwerwawo nyora. Ko sei sekuru vavekinzi vabhadhare 15000 or votorerwa imba yavo. Iyi nyaya iyi haina kunyatsa kujeka nekuti sekuru ava vanga vakatoenda kwakanengo tose takakokwa Love achinzi ndiye akabatwa kwakanengo asi vasvika kwakanengo zvakanzi mari hapana but manje vazoronga love since ariye anemari akati vaende kwatasvu and kwatasvu mari yakabuda was more than 500 yekwakanengo kkkkkkkk isu vazukuru tongoona hedu hatingatauri asi pane kakusajeka hako. Pane munhu angatumire zvinhu zvake kuti zvigare kumba kwemumwe munhu here or zvinhu zvinotumwa zvichidzoka kumba kwemuridzi. Dai zvichinzi zvinogara kwazvatumwa dai tose tiripama1 nereza nemisuuu
@madzibabapennytot
@madzibabapennytot 4 ай бұрын
hakuna muzukuru ane surname yakadayi kwamasvosva love haana kutemerwa nyora akaveurwa akapiwa mushonga wekutorutsiswa kuti arutse zvaakadyiswa nababa vake tinokuziva kuti ndiwe ani wakapatisa last number kufa chaiko wakapatisa iwe chero ukashandisa zita ripi tongokuziva kuti ndiwe ani. iwe waifanira kutovapowo kuti uveurwe musoro wako imari yawakatoshaiwawo hako asi kana uchinakirwa hako nekurara nababa vako ka1 kawakaita ikako physically chaiyo every night uchibobewa navo iwe zvinenge zvinokunakidza why uchiramba uchi supporter munhu akabatwa ruviri rwese isu taivepo usada kuramba uchipa vanhu mhosva chokwadi chichabuda ati robert wacho apedza ndiani uchati yeke please admit defeat mese nababako vaunorara navo iwe ndopazvichadiiko the bottom line is muroyi akaonekwa nemunhu wese muglass svoda iwe
@Chinemukutu
@Chinemukutu 4 ай бұрын
Asi nhy iwe zvazvoonekazve Kuti iwe pachako unovanga mwana wababa vako. Ko nyaya zvayakangobuda pachena Wani. Tozviziva ndobaba vako asi kana vakashata bvumawo huipi hwavo ende hapana zvazvochinja nyange ukachitaura nemutowo UPI . Iwe wega ndiwe unongoona kuipa kwemwana wababa vako usadaro zvimwe nyaraiwo
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 4 ай бұрын
Ndakazvitaura kubva first day kuti there's no smoke without fire.
@user-po7xx1os4o
@user-po7xx1os4o 4 ай бұрын
Mudhara iwewe nhema dzako dzonaka SeSuper
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 4 ай бұрын
Vana sekuru dzimwe Mari dzematare dzavava kuchanja ummmmm 500 us matare ummmm n,anga dzekare dzaichanja susuperzi Kana usina Mari vaiti Isa chimuti mundiro ende havana munhu aisvika padare vakamudzosa vachiti hauna Mari saka vanhu vanozotaura Kuti vanasekuru vakutsvaka Mari plus matare chaiwo vafanirwa kuita ma 20 us or 10 us then Kana wazobatwa Kuti Musha ndopanenge pakuda Vo mombe Vana sekuru tinzwirei Tsitsi tinokudai mose
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 4 ай бұрын
I think chinoita kuti Tasvu adhure inyaya yekushanda nevanhu vakawanda ende vanhu vese vaya nanoda kubhadharwa. Pane vembira, vengoma , vehosho, muturikiri , wekupa vanhu mishonga saka kwakawandiwa.
@lovemoremuverengwi1268
@lovemoremuverengwi1268 4 ай бұрын
Hanzi ndoda ma prophet maproffesional asi nhasi akutiza
@lindytv3075
@lindytv3075 4 ай бұрын
Mukoma Robert where’s part 2&3 yangojamba to part 4?
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 4 ай бұрын
Dziripo part2 mwanakomana wacho achitaura Part3 muroora achitaura
@siqalisilemoyo8379
@siqalisilemoyo8379 4 ай бұрын
Haaaaa so embarrassing ngendlela ayeyala ngakhona lubaba ngaze ngamyangekela shame.
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 4 ай бұрын
Yemurooraa andina kuionawo​@@fortunatemuchekadzese1939
@lindytv3075
@lindytv3075 4 ай бұрын
​​@@fortunatemuchekadzese1939okay ndichatarisa,baba ava ndaiti vana vari kunyeperwa nevana muroyi haabvumi chokwadi
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy 4 ай бұрын
Ummm 500 yakawandisa yedare basi n'anga ndenga muchaita rekupaza kkkk
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Taura zvako tinoda n'anga dzedu dzevhu. Ndichaita Svikiro
@proscape258
@proscape258 4 ай бұрын
Mudhara pakangoti pakachererwa bhotoro ndakabva ndangoti finish kuriziva Kuti ndokubvuma sasorojena
@tyresepartridgechanga704
@tyresepartridgechanga704 4 ай бұрын
Lol pavakataura zve Demobho. Ndakamva ndati finish. Mushonga we lucky uyu. 😅
@HanaPhiri
@HanaPhiri 4 ай бұрын
Muroora siyanayi naye please tarisanayi nevana venyu baba
@user-ee1in8gm7m
@user-ee1in8gm7m 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu to the pple🎉🎉🎉🎉🎉
@sandraedward7454
@sandraedward7454 4 ай бұрын
Tete vakazosvika pakutoda haana mwana wa akachengetwa enda kwababa vako makatadza imi kuburits mwana chikoro kumunyoresa tsamba kuti ita handichatumira Chikoro who das that
@wonderchitsatse4019
@wonderchitsatse4019 4 ай бұрын
Mari dzematare dzirikudhura hei US500 apa muZimbabwe macho hamuna mabasa 😢😢
@jorgesergiosithole8505
@jorgesergiosithole8505 4 ай бұрын
Vanhu vemhiko wanonetsa Robert
@user-lp4si4wb4c
@user-lp4si4wb4c 4 ай бұрын
Vachadzokera zvavo don't worry
@user-dg4nk9wd3h
@user-dg4nk9wd3h 4 ай бұрын
Mai Winnne .Mwari wako ndabuda ndinotenda zvabuda pachena .Mwari ngavanamatwe zvizhinji
@Chinemukutu
@Chinemukutu 4 ай бұрын
Ndicho chokwadi mwari ndewechokwadi
@siqalisilemoyo8379
@siqalisilemoyo8379 4 ай бұрын
Ngaze ngayangeka khona lu Masvosva mmmmmm the way owaphika ngakhona.Yah abazali bethu so.
@talietalie5412
@talietalie5412 4 ай бұрын
Kunzima ukuthi abazali bethu abafuni ukuvuma njee
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@princessmamthe
@princessmamthe 4 ай бұрын
Kambe shuwa, wayangisa ke umkhulu ...hayi booo🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️
@charitymatewa-ym3jd
@charitymatewa-ym3jd 4 ай бұрын
Asi mudhara kaa marambiro akoka haa😂 ndatyaa newe
@dasilva8081
@dasilva8081 4 ай бұрын
Haasiye mdhara wokumboramba mhaka eer .achiti vana ndivo vakabata ..mdhara ini ndokurovesa kana ukakwedera padhuze neni
@user-rz4xl7kx9r
@user-rz4xl7kx9r 4 ай бұрын
Mari dzacho dzinotaurwa pakubatsira vanhu dzakawandisa manje tinoponerepi.
@elifamogora2261
@elifamogora2261 4 ай бұрын
Ko dzokerai zve motora zvinhu zvenyu kwaTasvu kana Tasvu oita back to sender
@DRRZOE09
@DRRZOE09 4 ай бұрын
@Mkoma Robert how far part 1 we don't see it.
@PaloSant
@PaloSant 4 ай бұрын
It's there, search for Masvosva part 1 pa search tab
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Part 1 haina kunyorwa yakangonzi Masvosva family
@estellesimon430
@estellesimon430 4 ай бұрын
Who are we to judge....Tinoramba tichidzosera mbiri kumusiki
@teachmapope5415
@teachmapope5415 4 ай бұрын
Ndakumbira number dzemwanawacho ndinovaaziva mubhara masvosva
@Gogovamelusi
@Gogovamelusi 4 ай бұрын
Robert introduce Mudhara Masvosva kuna Kagurabadza. Both are misguided old men who think they are too strong jujuwise for n'angas.
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 4 ай бұрын
Haaaa muroyi akaoma Moyo guys havabvume zvavanozova APA kuzoda kubuda pachena muchiziva henyu kusviba nemoyo nxaaaà mutakati wemunhu
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 4 ай бұрын
Kanengo asadaro
@criselchikore1995
@criselchikore1995 4 ай бұрын
Uyu ngaafe uyu
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 4 ай бұрын
Dzadya muchokochi
@tapiwachimbangiza9379
@tapiwachimbangiza9379 4 ай бұрын
Uuuuuuu mudhara sure here
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Kabhotoro kakachererwa pakati peruvanze nababamunini wavo weZCC.
@sandraedward7454
@sandraedward7454 4 ай бұрын
Muroyi wababa kutadz kudzidzisa vana now vakurwadziwa kuti abidir it’s kutadza kuendesa mwana kuchikoro love more ati vaiitwa child spacing vaigariswa mu Hama manini vaive ne hutsinye mwana sınıfa kuseni acho Serra nenzara kudelta manini vakatenga da imba ya maiguru kugweru manini vaida chicken nevana vavo vosiya nzondora nematmbu muroora haana mhosva own up to your mistake mudhara love more he is very respectful pese paanotaura anoti amai kına step mother not even paniği manini
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 4 ай бұрын
Zviro zvacho so
@Chinemukutu
@Chinemukutu 4 ай бұрын
Takambozvireva kumagumo kune nyaya
@fadzaimasvosva5755
@fadzaimasvosva5755 4 ай бұрын
😂😂😂
@busisiwecorneliamsipha4463
@busisiwecorneliamsipha4463 4 ай бұрын
Tasvika
@TrustChirimerime-mt7cw
@TrustChirimerime-mt7cw 4 ай бұрын
500us 😢 vakomana ka
@user-ir3fu4xh5x
@user-ir3fu4xh5x 4 ай бұрын
KO sekuru tasvu mushonga wavo wekukwezva vanoramba how far ndakuona charisi nababa vake namazvosva uyu anotoda mushonga wekuvakwezva bcz vakasiiwa vakadai kureva kt vanochizotoroya worse
@virginiachirumbi6032
@virginiachirumbi6032 4 ай бұрын
Vanogadzira vana vakazama futi vanofa.pane akatofa aramba kudzoka
@spencerelton7433
@spencerelton7433 4 ай бұрын
🎉
@user-lp4si4wb4c
@user-lp4si4wb4c 4 ай бұрын
Ngavabvunze chimutashu
@teresateresa6875
@teresateresa6875 4 ай бұрын
😢 aaa mudhara akabata nhaimi
@teresateresa6875
@teresateresa6875 4 ай бұрын
Ndatya nazvo Ivo vaiita sevasina kubatwa
@thomaschiwomba3752
@thomaschiwomba3752 4 ай бұрын
Mdara uyo anoda kumamiswa anoroya
@Maisibongile
@Maisibongile 4 ай бұрын
500us here
@SibonokuhleNcube-yb3vu
@SibonokuhleNcube-yb3vu 4 ай бұрын
U$500 nema Rands 10thousand 😅😅 pakaipa
@estellesimon430
@estellesimon430 4 ай бұрын
N'anga dzepa sosho andidzitembe...anokugeza mushonga oti totaura mangwana osecha info yako yese pano otsvaga ku fb owana mafriends nema relatives ako ovashandisa kukupikisa kusvika wabatwa nemhosva....why vasingashandire munhu 1 day achidzoka kumba...week rese uriko iye achiku googer hake
@jchigumira
@jchigumira 4 ай бұрын
Itsotsi mdara uyu
@user-fu1nz5ki5t
@user-fu1nz5ki5t 4 ай бұрын
Saka vakanag Veneta vaida rubatsiro
@kingforbiemutengambiri4279
@kingforbiemutengambiri4279 4 ай бұрын
Vakatobatwa ka2 aaah finish
@katarinamutakura6603
@katarinamutakura6603 4 ай бұрын
Ehe zvavo ne 3 piece yemhuno iyoyi isinganyare
@kingforbiemutengambiri4279
@kingforbiemutengambiri4279 4 ай бұрын
@@katarinamutakura6603 kkkkk Vhayorenzi
@deborahsibanda853
@deborahsibanda853 4 ай бұрын
Yo munhu munhu baba ava vanoita senge vari inocent.
@masibandamhazishumba2241
@masibandamhazishumba2241 4 ай бұрын
Ane zita ravo chinjai
@alicemukudo3512
@alicemukudo3512 4 ай бұрын
😂😂😂😂 anoda kutosukwa nemukaka
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Ndambozvitaura kuti vane mushonga wekuvhara n'anga nemapirofita asina kusimba. Vamwe vasekuru vakazo sununguriswa mushonga waive muchiuno 😂😂😂 vanoti vasikana havana problem ivo vari ivo spiritual husband 😂😂😂😂 mudhara chembera mushe. Kurwadziwa kuti vabatwa 😂😂😂
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 4 ай бұрын
VamaSvosva itsotsi
@user-oh4tp1wg4n
@user-oh4tp1wg4n 4 ай бұрын
Ndevakwmutero vanhu ava
@ktm9853
@ktm9853 4 ай бұрын
Zvaiva pachena kuti mdara uyu achabatwa huroyi.Kuramba kwaita kudzokera kwa Tasvu his fate is sealed.Anofa mdara uyu.
@albertkidah5013
@albertkidah5013 4 ай бұрын
These people were robbed !
@tynosmncube3127
@tynosmncube3127 4 ай бұрын
500 US 😭
@JoyNyasha-do7de
@JoyNyasha-do7de 4 ай бұрын
Ava vanoda achapola vatsve bhachi vareurure voga kkkkk
@emmzy3296
@emmzy3296 4 ай бұрын
500Us here imi ?inonzi murombo ngaafe iyi
@user-kh9ei9oe4g
@user-kh9ei9oe4g 4 ай бұрын
Taura hako yakawandisa
@kadirirelast9917
@kadirirelast9917 4 ай бұрын
Ko mdara uyu zvaaizvi chenesa wani achisvibisa nemuroora wake... Haaaa muroyi akaoma
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 4 ай бұрын
Big tsotsi remudhara
@user-wk2sz8kj7j
@user-wk2sz8kj7j 4 ай бұрын
Imagine iwe uchitsvaga rubatsiro
@tyresepartridgechanga704
@tyresepartridgechanga704 4 ай бұрын
Mudhara anonyadzisa uyu. Munhu mukuru kunyepa zvakadai. I could see this man is narcissist.
@teachmapope5415
@teachmapope5415 4 ай бұрын
Hamuziviiwe mubharawangu uyu
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
00:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 6 МЛН
Best KFC Homemade For My Son #cooking #shorts
00:58
BANKII
Рет қаралды 62 МЛН
Mama vs Son vs Daddy 😭🤣
00:13
DADDYSON SHOW
Рет қаралды 35 МЛН
New model rc bird unboxing and testing
00:10
Ruhul Shorts
Рет қаралды 25 МЛН
CHIEF KANDEYA: Ayi Womberera Sahwira Wake Vachiita Bonde
16:35
SlyMediaTv
Рет қаралды 18 М.
MUTOKO...... ARIKUNZI AKAURAYA MUNHU ORAMBIRA MHEPO MHOSVA
28:24
Drewmas Media
Рет қаралды 26 М.
PART 3: Bishop Vakatiza Mukadzi Ndauya Navo; A MUST WATCH
1:44:54
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 26 М.
Handitambise Hurume Hwangu PaNgomwa Apa Murume Anorara Akapfeka
9:42
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 1,8 М.
"Sorry Vana Vangu Ndiregerereiwo,"
38:54
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 5 М.
Chegutu : Ruvimbo wekuurairwa $100 onzi opfuka asati avigwa
1:03:06
Mainini Vopusisa Chikomba Chasisi Mudare Ra Chief Nemangwe
38:26
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 31 М.
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
00:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 6 МЛН