Samuronda Vachiporofita💥 Vanhu pachurch Service

  Рет қаралды 11,501

PahashaTv

PahashaTv

Ай бұрын

Пікірлер: 28
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 5 күн бұрын
Watching from S.A I love it
@user-im2dm5iq5e
@user-im2dm5iq5e 29 күн бұрын
Amen vakadzi havachina respect
@user-ef7up6nl5o
@user-ef7up6nl5o 21 күн бұрын
Love it bishop samuronda I'm watching from Zambia
@user-co2jx1cz5t
@user-co2jx1cz5t 27 күн бұрын
Amen 🙏 munhu wamwari fambai nebasa father God 🙏
@TichaonaMatende-bq7ho
@TichaonaMatende-bq7ho Ай бұрын
Imi maporofita musabvunza matambudziko evanhu kana mweya wakutuma simudza munhu chte not kubvunza unenge wotoda kunatsirwa kuporofita seni handidi muprofita anobvunza taura zvwapiwa or kuona ndochiporofita not kubvunza kuti arikunetswa nemurume ndiyani zvagara vakadzi vose vanongonetswa nevarume igaro ziva
@tblo9107
@tblo9107 29 күн бұрын
True but partially.You let the holy spirit lead.He has the wisdom to give you word of knowledge as he wills.And remember we prophesy in parts
@user-kx6gh5tv7p
@user-kx6gh5tv7p 21 күн бұрын
Nziyo dzenyasha kuseri 🙏
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 29 күн бұрын
Ini hangu kwangu kuHwisiri hakuna zvekuporofita,no BP,no stress.Ingo rumbidza musiki izvi ndozviri kukuparadzirai misha nehupenyu!
@tblo9107
@tblo9107 29 күн бұрын
And unfortunately such churches are the best playground for demons.I wonder which spirit opertes in such churches when they dont recognise the importance of thea holy spirit
@MkhokheliMdawini-xx8rs
@MkhokheliMdawini-xx8rs 5 күн бұрын
kwaita noise yakawanda
@Emiltonpaulinomario
@Emiltonpaulinomario 24 күн бұрын
Musadyisane
@user-kl8hq3qe8t
@user-kl8hq3qe8t 29 күн бұрын
Hii zvakaoma
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo 29 күн бұрын
Church inowanikwepi hnzi arikugra akanditsoma hre or😂😂😂😂ska tsomwaii 😂😂
@tracykume9689
@tracykume9689 29 күн бұрын
Uye zvepasipano
@prophetbtchikomo5881
@prophetbtchikomo5881 29 күн бұрын
Mwana wese
@edmoremamboho3181
@edmoremamboho3181 29 күн бұрын
Aaah chechi yose here 😢
@vivianmasamha9111
@vivianmasamha9111 26 күн бұрын
Apa varume vacho vqtori imomo😢
@percychuma8424
@percychuma8424 29 күн бұрын
Tinonamata zvedu ku Roma kwedu kusingatikwidzi Bp😂
@edmoremamboho3181
@edmoremamboho3181 29 күн бұрын
BP rokuzvitsvagira
@MamboGee
@MamboGee 24 күн бұрын
😂
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 26 күн бұрын
Zvakaoma rudo rwekudyisana harina kumira faine
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 27 күн бұрын
Iko Ka boasting Ka bishop kanongorakidza kuti hapana hapana mweya waMwari haudaro ba unouya nekuzvidikipisa kwete pompous
@user-tb9rc6ky3r
@user-tb9rc6ky3r 26 күн бұрын
Mweya wakasiya wataura ukati mukaona jira rezerere ropfekwa zivai kuti mweya yekumavirira yotonga
@user-di1oi3kd3x
@user-di1oi3kd3x 26 күн бұрын
Wakataura panani tipei rizere musataura matakanzwa manzwire nzwire😂😂😂😂😂😂
@mulnykays4386
@mulnykays4386 29 күн бұрын
kkkkk acting
@user-vz2br3hz8i
@user-vz2br3hz8i 22 күн бұрын
Udzai vanhu kuti kune zuva richasvika rekuchingamidzana nemwanakomana kunoda vatsvene vanhu vasiye zvakaipa kwete zvekutsomwa maporofita enhema taurai vhangeri reruponiso
@chairmanchairman7258
@chairmanchairman7258 Ай бұрын
Uyu face yake inooneka kut anekahutsotsi soo
@user-xu2ng6kp1s
@user-xu2ng6kp1s 29 күн бұрын
Yaah neh😊
Chegutu : Ruvimbo wekuurairwa $100 onzi opfuka asati avigwa
1:03:06
Little girl's dream of a giant teddy bear is about to come true #shorts
00:32
MISS CIRCLE STUDENTS BULLY ME!
00:12
Andreas Eskander
Рет қаралды 12 МЛН
Alex hid in the closet #shorts
00:14
Mihdens
Рет қаралды 11 МЛН
Hondo ya vamwene nemu roora ichapera riini 😳😳😂
3:02
Rasta vazvionera vega kuti why musikana arikutsitsika marriage-Prophet T Freddy
11:20
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 31 М.
Madzibaba Nyasha Vavhura Hombe Kwamutare kupenhalonga
30:57
TICHKACH MTV
Рет қаралды 27 М.
Alisher Konysbaev - Suie ala ma? | Official Music Video
2:24
Alisher Konysbaev
Рет қаралды 925 М.
Sadraddin - Jauap bar ma? | Official Music Video
2:53
SADRADDIN
Рет қаралды 15 МЛН
지민 (Jimin) 'Who' Official MV
3:28
HYBE LABELS
Рет қаралды 22 МЛН
IL’HAN - Pai-pai (lyric video) 2024
3:24
Ilhan Ihsanov
Рет қаралды 564 М.
Duman - мен болмасам кім? (Mood Video)
2:35
Duman Marat
Рет қаралды 46 М.
Iliyas Kabdyray ft. Amre - Армандадым
2:41
Amre Official
Рет қаралды 1,5 МЛН