Uzumba: Mhuri Yakaremerwa Iyi Rufu After Rufu And Hapana Kana Kuwirirana Vese Zvavo

  Рет қаралды 15,863

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

6 күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 114
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 5 күн бұрын
Vanhu vane zvivindi veduwee....kungodzipa mwana kwakurasha shuwa 😢😢😢😢😢😢😢regai matambudziko asingaperi....you deserve mummy
@user-ii5bt8lh7c
@user-ii5bt8lh7c 5 күн бұрын
Vemidia musanyanyotaurisa ipai varidzi vebasa vaite munokonzeresa kukonana nemhuri huye noise imi torai makanyarara zvinodawo kuremekedza sekuru
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 5 күн бұрын
Ndaifunga kut kuenda kwachiremba kunobatsirwa uye kunovhenekwa muchiudzwa zvinoitika mumusha varoyi vachibatwa,so kana makutsanangura mega chiremba hanty anongotevedzera zvamurikutaura izvozvo. Vanasekuru ava aah ndine mibvunzo ini
@rascocky6366
@rascocky6366 5 күн бұрын
Sekuru Kanengo vavaudza kuti zvese zvinovatambudza zvakabva kunababa vakanga vakasiya zvinhu mumusha vateketera mazita emukomana mukuru nemusikana!! Sekuru havana kuvakumbira kuti varondedzere nyaya dzavo. Ivo vega nenharo dzavo ndivovarikuda kutaura vachiti varikuda kubvisa dundu riri pamoyo pavo!! Vanhu ava vakapusa uyezve misoro yavo yakazara zvemaporofita. Vanofunga kuti zvinoitwa kumaporofita, anoporofita nemishonga yekuromba, ndizvo zvinoitwa mumatare.
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t 5 күн бұрын
Unenge urikumashure wangu vanokubvunza zvavanoziva vanenge vaona kare wangu ....vangatotadza kukurapa but tsanangudzo vanenge vanadzo
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t 5 күн бұрын
​@@rascocky6366yes that's true
@rascocky6366
@rascocky6366 5 күн бұрын
@@user-qb1pf6ym3t Unoziva here kuti zvirinyore kuporofita. Varoyi vese vanoporofita uyezve twumaporofita twose twakaromba!!
@makomborerotanhara
@makomborerotanhara 5 күн бұрын
Kkkkkkkkk it's not like that ​@@user-qb1pf6ym3t
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 күн бұрын
Zvonyadzisa zvisingaiti ndozvirikwenduwo izvi tazosvika pachikamu chekuzorora nekufirwa😢😢
@RoshneySasha-fq9fd
@RoshneySasha-fq9fd 4 күн бұрын
Saka sekuru vatadza kuona apa
@user-rr5tx7sc6n
@user-rr5tx7sc6n 5 күн бұрын
Kanengo haana kuona apa..
@vansiemanue8791
@vansiemanue8791 4 күн бұрын
Kanengo dare iri aritadza. Uyu ahana chaanoziva uyu ndiTsika mutanda zvake uyu nekuti akuna masvikiro anotaura chirudzi icho. Kune vanoenda kumatare emasvikiro emuZimbabwe, akuna svikiro rinonanga munhu huroyi asi rinozviratidza. Dai Tsikamutanda uyo wamunoti Kanengo raive svikiro, varoyi vese dai akabuda kana mututu chaiwo. Ahana chaanoziva izvezvi akabva charger USD$25000 kti anobvisa zvinhu.
@choicekarumazondo
@choicekarumazondo 3 күн бұрын
Very true hapana zvinozivikanwa mari iyo akato charger achiziva kut haiwanikwe
@vansiemanue8791
@vansiemanue8791 4 күн бұрын
Ve media zivai basa renyu please mari hainhongwe Uyo abatwa nehanzvadzi dzake nhasi nevanoona kwete drama raunotiitira iri munhu ane Simba anooneka nemabasa kwete ne video vanobatsira chaizvo muno muZim havaite zvesocial media ende havatye muroyi sezvaunoita izvi 😂😂😂
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 5 күн бұрын
Murikumuroya mukomna uyo haaa veduwee musadero imi Clayton uyo
@user-cf5pr8kh3w
@user-cf5pr8kh3w 11 сағат бұрын
Robert ndiye avakuita kunge ndiye sekuru Kanengo.Dare iri harina kubuda kwazvo.Sekuru havana kutaura kuti akauraya mwana ndiani.Dare iro ndere mwana akafa kwete zvekare.Sekuru go back to the drawing board
@tinashematsikandove9524
@tinashematsikandove9524 4 күн бұрын
Mukoma Robert say to say this but iyo moms hainyatsogone ku interpretor
@Weslie1989
@Weslie1989 3 күн бұрын
Sekuru Rorbert vanozotaurisa kupfuura sekuru kanengo vacho zvikanganisa nyaya ivo ngava pikiche chete
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 5 күн бұрын
Tamirira zvedu
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 4 күн бұрын
Family yaka dzamara yabatana unit is love & power 1 John 4:7-8🙏🏽
@KilfordGomba
@KilfordGomba 5 күн бұрын
❤❤❤
@marithacarole1518
@marithacarole1518 15 сағат бұрын
Ko Robert wavengeriko mkomana wekupenga uyo..mupeiwo mkana veduwe..urikuitira mkomana hasha
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 5 күн бұрын
Gogoi pane variku geza hre
@BeatriceZhou-lr6fg
@BeatriceZhou-lr6fg 5 күн бұрын
Yh pane nyaya
@nondochirau9664
@nondochirau9664 5 күн бұрын
Amai avo😢😢😢😢😢 zvivindi zvekutaura zvacho mmmm
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 5 күн бұрын
Clarkson anemhepo pls siyayi mwana uyu ndiko kupenga kwacho saka vanhu kwavo moita teki teki nemunhu arikurwara, vanhu itayi mwoyo wekubereka anebenzi ndeanerake rikadzana unopururudza ibenzi renyu pls chiregai sekuru vapedze basa, siyayi Clarkson weduwe tererai zvinotaurwa nasekuru Kanengo only, imi babamukuru itayi semunhu mukuru kubara kwemunin'ina kubara kwenyu, bamkuru munepamuromo
@gingerwingerful
@gingerwingerful 5 күн бұрын
Clarkson anotuka veduwe hmmm matukiro aakaita Sisi vake ndaseka
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 5 күн бұрын
@@gingerwingerful ndidzo mhepo dzacho idzodzo vakabetserwa zvinopera inga sekuru Kanengo vataura wani
@rascocky6366
@rascocky6366 5 күн бұрын
@abigailcharakupa8490 Isu tanzwisisa zvataurwa na Sekuru Kanengo asi vasina kunzwisisa kana kuti vasingadi kunzwisisa ndivo vanhu vacho vanenhamo. Vajaira kunetsana saka vachiramba vachinetsana. Havana kuuya kuzobatsirwa asi varikuda ku justify zvavainazvo mupfungwa dzavo!!
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 5 күн бұрын
@@rascocky6366 exactly taura hako, havasi kuda kunzwisisa nhai weduwe teki teki nezvisina basa, pachinhano chekuteerera sekuru Kanengo vakutoita zvekuteererana nyaya dzavo kana ndimiwo weduwe dzimwe mhuri soooka
@spencerelton7433
@spencerelton7433 4 күн бұрын
Kanengo team for life
@RoshneySasha-fq9fd
@RoshneySasha-fq9fd 4 күн бұрын
Sekuru tsoro vaitadza iyi
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 4 күн бұрын
What this woman mhepo kudzipa shuwa😮
@mavischigudu5435
@mavischigudu5435 4 күн бұрын
Iyi family vanotaurisa zvavp vose😊
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 4 күн бұрын
Umm mai vane moyo wakasindimara ava,kudzipa here asikana.Zvinotyisa izvi.
@spencerelton7433
@spencerelton7433 4 күн бұрын
Reva chadidi iwe,ndakukhati fiti
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 4 күн бұрын
Pakudzipa mwana apa pandirwadza kungodzipa nekurasa eyiiii😢
@tizzorchiota6232
@tizzorchiota6232 5 күн бұрын
Clayton, Clarkson Ma1 Ana homie😢😢😢😢
@mavischigudu5435
@mavischigudu5435 4 күн бұрын
Robert ipa vanhu mkana vapedze kutaura
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 4 күн бұрын
Clarkson is a vibe mudare 😂😂😂😂
@nondochirau9664
@nondochirau9664 5 күн бұрын
Asi muturikiri anozongopedzesa kuturikira nezvisati zvataurwa nasekuru sei.Nyaya iyi inenge yambotaurika kani zvisati zvauya pachivhiti vhiti tiudzeiwo tinzwisise
@rascocky6366
@rascocky6366 5 күн бұрын
@nondochirau9664 Ko kana yambotaurwa zvinei? Kana vanaSekuru vabatwa nemweya havarangarire zvavanenge ambotaura. Uyezve kana mweya wacho waenda homwe inotozoudzwa zvinenge zvaitika!!
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM 5 күн бұрын
Zvakaoma
@muchieman1324
@muchieman1324 4 күн бұрын
Sisi vanepurple avo vanyanya kuzoomwa naRobert😂. She is gorgeous
@JeffreyGideon-zp1ze
@JeffreyGideon-zp1ze 3 күн бұрын
Kkkkk
@user-ek6cn3bi2v
@user-ek6cn3bi2v 3 күн бұрын
Mai vanobudzira avo iiiiiiii pakaipa
@tova4700
@tova4700 2 күн бұрын
Ko chitikitivha ndechei pamatare. Tell them the problem not investigate
@user-mj8fg9sc1u
@user-mj8fg9sc1u 5 күн бұрын
Yah abadala bentu laba so
@kennedymsengezi718
@kennedymsengezi718 4 күн бұрын
Please protect the identity of the kids tapota
@vansiemanue8791
@vansiemanue8791 4 күн бұрын
Ahana dare raakataura Kanengo uyu akashandisa Psychology since achiitisa interview kana munhu wabvisa 200 yekupinda mudare unopinda painter view first. Vafamba kune vanoona chaivo nhasi mhuri iyo ikabata ivo vainyenyeredzwa ava. Mwana akafa akahakiriswa akataura zvese zvakaitika vemandebvu avo, hanzvadzi dzacho idzo dzainzi ana tete vabatwa hanzi vakanoromba. Mukufamba kwese vemandebvu avo vanototaura zvese iri mhepo hapana baba vavo kudii ko vakasofa kare vana varikufa havasi vekudhara ava. Unobvunza munhu wawakatarisa uchiwona kuti wakadya nhingi nanhingi ndiri kunyepa here? Kana mhondoro dzaivemo Kanengo haana chaanoona uyu kana 1 Dai raive svikiro chairo zvaizviita zvega kwete kubvunza wapihwa mari kuti utaure zvaurikuwona unosiya varoyi pameso pako wotaura vanhu vakasofa kare zvavo vana vachipera mudzinza. Media ndeye advertising iyo Unobvunza chii chaunoziva
@user-se9wc1bj6e
@user-se9wc1bj6e 5 күн бұрын
Murikugona basa sekuru vangu maitabasa sekuru vangu
@gingerwingerful
@gingerwingerful 5 күн бұрын
Clarkson anotuka veduwe kkkkk kutuka Sisi vake ndaseka nhasi
@LeonardChikwanda
@LeonardChikwanda 5 күн бұрын
Vakadzi haa vanofana kugara vega
@DominicGwangwa
@DominicGwangwa 5 күн бұрын
Munyika makaoma
@TheresaMaps
@TheresaMaps 5 күн бұрын
Sekuru vataura wani kuti Clarkson anotaurisa wani munzwei
@StellaPaul-do4ii
@StellaPaul-do4ii 4 күн бұрын
Muteyo plz sekuru
@choicekarumazondo
@choicekarumazondo 3 күн бұрын
Sekuru ava ini handis kuvanzwisisa hant varoyi avo vaifanira kuvasiya votaura vega kut vakadya nhingi nanhingi sure ungat wabata varoi wopedza wakuva bhabhadzira kut vakasirwa hee havana mhosva asi vanhu varikufa iye akavasiira wacho asisipo meaning ndivo zvavo varikuuraya asi varikunz havana mhosva
@TheresaMaps
@TheresaMaps 5 күн бұрын
Mhuri Iya yekuuya kwa tete Tilda
@gingerwingerful
@gingerwingerful 5 күн бұрын
Clarkson inhubu yemunhu kkk
@user-rr5tx7sc6n
@user-rr5tx7sc6n 5 күн бұрын
Clarkson ndipoo number dzako urichibaba ukauya pazambia undibate pa hunters point chirundu ndikutengere one chibhodhoro😅
@tinashematsikandove9524
@tinashematsikandove9524 4 күн бұрын
Unofa une bp yemunhu asiriye
@user-rr5tx7sc6n
@user-rr5tx7sc6n 5 күн бұрын
Clackson
@MemoryMusonza
@MemoryMusonza 4 күн бұрын
Clarkson ndamusarenda ini😂😂😂
@vansiemanue8791
@vansiemanue8791 4 күн бұрын
Chakanetsa kuti mhepo yacho itaure yega chii kana Une Simba racho vairwariswa naro team iri vakabuda vachirwara mibvunzo yemwana hauzive akafa nei.. Umwe akafa ne5months hauna kuzviona futi unoita zvipi chaizvo KANENGO???? Unobhabhadzira varoyi???
@VirginiaMasiyiwa
@VirginiaMasiyiwa 4 күн бұрын
Ende zvakawoma veduwe
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z 5 күн бұрын
Vana tete hatimutembi imi munoroya vana ve hanzvadzi
@MarvellousMoyo-xb3mo
@MarvellousMoyo-xb3mo 5 күн бұрын
Batsirai vanhu sekuru munobata basa
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 5 күн бұрын
Ummm kugomera mwana vekudzipa sure ere
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 күн бұрын
Ndozvirikweduwo😢😢😢😢😢😢
@user-rr5tx7sc6n
@user-rr5tx7sc6n 5 күн бұрын
Please fambai
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 4 күн бұрын
Anorwara pfungwa uyo musatemeswe musoro anoputa guka uyo
@vansiemanue8791
@vansiemanue8791 4 күн бұрын
Mavideo kutsvaga mari aya muchazvirega henyu. Uyu arikupenga nekupomera vanhu haumuwone woti munhu arikupomerwa ndiye anopenga nekuti anozvimiririra
@tizzorchiota6232
@tizzorchiota6232 5 күн бұрын
Shame mwana akatirwadza uyu veduwe
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 5 күн бұрын
Family iyi ine noise vanotaurisa vanhu vacho heyii🙉🙈
@Thedogboy1994
@Thedogboy1994 5 күн бұрын
Vanhu vanenge vakatotsamwa nechekare nezvinenfe zvichiitwa nevanhu vanotoziya zvavarikuita wachiziya
@rascocky6366
@rascocky6366 5 күн бұрын
@Faith-vc4vc Uyezve vakawomamisoro kuita semadofo chaiwo!! Hapana kana mumwechete ateerera kana kunzwisisa zvataurwa na Sekuru. Hanzi nemumwe tabhadhara mari sake avofanirwa kupihwa mukana wekuti ataure kusvika mangwana ipapo achiti anemuvhunzo. Muvhunzo wakadii unoda 20 minutes uchivhunzwa. Waenda kunobatsirwa! Vhunza muvhunzo wako woteerera minduro yacho.
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 4 күн бұрын
Imajeni uri kuchando wonzwa kuti amai vakadzipa umwe wenyu kuuraya apa iwe Wacho ukutambura kuwana merechi haaaaayaaas
@chichy_unseen2545
@chichy_unseen2545 5 күн бұрын
Sinba rekudzipa mwana rinobvepi nhai
@user-rr5tx7sc6n
@user-rr5tx7sc6n 5 күн бұрын
African movie
@vansiemanue8791
@vansiemanue8791 4 күн бұрын
😂😂😂Hanzi dzinza hariwirirane saka vauya vachipushana here mukwane imi pane error hauskupataura akadya vanhu hobho ane mandebvu uyo Mukadzi wake ane kadhuku kegreen vabatwa asipo asi lwe waive wakamutarisa hauna kumuona. Enda kumusha kwavo mangwana unoona zvinoitwa matare emuZimbabwe pasina uyo wekufirwa Dai pasina advert yako iyi kuyanika zviso zvedu for your advertisement chawawona hapana. Uyo haashanyirwe uchibva ko unoita accident. Chikadxi chekutaurisa icho uchibva ko kurwara Clackson ndiye ane munyama kuberekwa nemadofo hanzvadzi dzisina wo nyadzi kufarira camera inyaya dzekupa media idzodzo. Varoyi taivaziva asi taida utaure wo uriwe asi hauna chaunoona. Uriwe worohwa nemhondoro dxedxinza uchibhabhadzira muroyi haungone basa rako. Kana kuti afa azofa nei hauna answer ukuda 25k usd kuti uende kumusha iwe wapihwa 2000usd Une chokwadi iwe. Sangoma, Tsikamutanda hauitr matare emisha dzausingazive rudzi rwaro wanzwa kana mutupo hautouzive shame ka3. Birai henyu vanhu mari vakapusa wakati pane achafa kuda kutyisa hatitye tichakusendera masvikiro chaiwo achichenesa musha nechivanhu chaicho chausingazive woisa papage pako apa. Pane munhu anosirwa huroyi ofidha Zvikwambo asingazive iwe uite mushe
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 4 күн бұрын
Yellow cloth. Means what?
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 5 күн бұрын
Sekuru kanengo patsanurai unetwake but imi makungopomera chinhu 1 patsanurai zvirimumusha uyo
@rascocky6366
@rascocky6366 5 күн бұрын
@LindaMuzenda Chii chausina kunzwisisa? Sekuru Kanengo vato kuti vagatsirise nhamo dzirimumusha vanofanira kuti vatange kubvisa zvinhu zvakasiyiwa na baba!! Zvinhu izvozvo ndizvo zvirikukonzera mhirizhonga iri mumusha. Kana zvaparadzwa ndipo pachagadziriswa zvimwe zvese!! Hazvina kunaka kumanyira kumedza usati watsenga!!
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 5 күн бұрын
😂😂😂 ndazonakirwa neuyo mukomana hanzii anofamba nekabhero ngende ngende .... community ...community
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 5 күн бұрын
Ummmm kuenda kumatare kunotongeswa kunze kokubatsirwa kutoitirwa hasha nevabatsiri haaa musazodero varapwa
@keishachocre9707
@keishachocre9707 5 күн бұрын
𝐼𝑖𝑖𝑖𝑖𝑖𝑖 𝑘𝑢𝑧𝑣𝑖𝑢𝑟𝑎𝑦𝑖𝑟𝑎 𝑚𝑤𝑎𝑛𝑎?
@tatendamachina
@tatendamachina 5 күн бұрын
mwari batsirai mhuri iyi n'anga idzi hapana chinofamba they are doing bussiness
@pardonmahowa131
@pardonmahowa131 5 күн бұрын
Urikutsvagei pazvinhu zvefake 😂
@tatendamachina
@tatendamachina 5 күн бұрын
@@pardonmahowa131 im just here for the stories thats all
@vimbaimurwira6390
@vimbaimurwira6390 5 күн бұрын
​@@pardonmahowa131taura hako kkkkk😅😅😅😅
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 күн бұрын
Fambai sekuru fambai dakuyawo
@rascocky6366
@rascocky6366 5 күн бұрын
@@tatendamachina If you are here for the story so be satisfied with the story only. As for the healing part you can continue enjoying your maporofita!!!
@user-pn7el2pq7p
@user-pn7el2pq7p 5 күн бұрын
Kkkk sando kuna penga penga 😂😂😂
@mamoyopee8246
@mamoyopee8246 5 күн бұрын
Mukupengereka imomo mune kamwe kachokwadi futiwo
@user-pn7el2pq7p
@user-pn7el2pq7p 5 күн бұрын
@@mamoyopee8246 serious
@edgartmwonzora2635
@edgartmwonzora2635 3 күн бұрын
Interpretation yemusikana is wrong plz plz sekuru gadzirisai plz
@deeewaishe470
@deeewaishe470 5 күн бұрын
Iiii muturikiri uyu anozonyanya kuwedzerera
@Nazline-y9n
@Nazline-y9n 5 күн бұрын
🤣🤣🤣🤣
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 4 күн бұрын
Ndazvinzwawo 😂😂😂😂akuwedzerera tumuto 😂😂😂
@user-rr5tx7sc6n
@user-rr5tx7sc6n 5 күн бұрын
Harisi dende iguchu🎉😢
@royalhustler2975
@royalhustler2975 4 күн бұрын
Kanengo haachagona basa uyu mudzimu wakatiza
@user-gu5zc6vi3k
@user-gu5zc6vi3k 4 күн бұрын
I second u, avakushandisa experience nechitsikamutanda mukati
@user-rr5tx7sc6n
@user-rr5tx7sc6n 5 күн бұрын
Clarkson ndipoo number dzako urichibaba ukauya pazambia undibate pa hunters point chirundu ndikutengere one chibhodhoro😅
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 4 күн бұрын
Aaaaaa 😂😂😂
Ekede "Ndiri Mumiriri WaSatan" Anyadziswa kwaMambo Makope
57:09
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 6 М.
MAZOE.......VANA VECHIDIKI VAURAYA MUNHU MUKURU NEBANGA
37:00
Drewmas Media
Рет қаралды 40 М.
Alat Seru Penolong untuk Mimpi Indah Bayi!
00:31
Let's GLOW! Indonesian
Рет қаралды 15 МЛН
ОДИН ДЕНЬ ИЗ ДЕТСТВА❤️ #shorts
00:59
BATEK_OFFICIAL
Рет қаралды 9 МЛН
Became invisible for one day!  #funny #wednesday #memes
00:25
Watch Me
Рет қаралды 52 МЛН
SAD STORY:  Akangoroorwa NeMurume Anobva Afa
47:40
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 5 М.
MWENEZI: Mukadzi Anodya 2kgs YeMavhu Or More Per Day
52:03
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 9 М.
MHONDORO.............MUKADZI OVHIYA MURUME  NEBANGA
27:40
Drewmas Media
Рет қаралды 59 М.
GUTU: Part 3: Akaponda Mwana Akamukanda Mutsime, Kuti Anoroorwa
56:21
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 1,7 М.
Iindaba zesiXhosa @19H00 l 09 July 2024
24:36
SABC Iindaba
Рет қаралды 6 М.
Dotito: Murume Anondimanikidza Kuita Bonde Naye Ndiri Kuma Periods
34:54
Alat Seru Penolong untuk Mimpi Indah Bayi!
00:31
Let's GLOW! Indonesian
Рет қаралды 15 МЛН