YAKO YEGA NDOINOMIRA?? :THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 11

  Рет қаралды 187,173

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

3 ай бұрын

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 12 Episode 11 RUSAPE
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZfaq Channel: kzfaq.info/love/n2d-FKT...

Пікірлер: 1 500
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 3 ай бұрын
Kamukadzi ako kanopenga munhu wacho waakahura naye compared to the husband baba imi tsvagai mkadzi kwaye siyanai nekahure hure ako
@tarisaimkototsi2969
@tarisaimkototsi2969 3 ай бұрын
Kkkkkkkk pamwe vamukoseri vane mazirudo ko tichaziva hr kkkkkkk
@IreneHunt-iw2ot
@IreneHunt-iw2ot 3 ай бұрын
Vari pabusiness nemurume wake
@user-eu9sb9zr7y
@user-eu9sb9zr7y 3 ай бұрын
Not justified what she did but its not about looks...inogona iri nyaya yekusagutswa pabonde
@IreneHunt-iw2ot
@IreneHunt-iw2ot 3 ай бұрын
This man should argue about matongerwe enyaya ngabvume kuchengeta mwana wake nekuripa dare zvekamukadzi ako munhu aive pachipfambi. Kutonga kwakadayi kuri kurudzira chihure mukati yedzimba
@chengetaimadera
@chengetaimadera 3 ай бұрын
Xaa
@BabaAno739
@BabaAno739 3 ай бұрын
Dare iro nemunyori waro vanehuchenjeri and fairness mapoints awo ariclear straight to the point. Thank you Elders
@josephatfarai4877
@josephatfarai4877 3 ай бұрын
Tinashe Mugabe Foundation please direct your attention to the husband of the wife he is trying to be strong but he is mentally and emotionally affected He definitely needs counselling and support. TICKING TIME BOMB
@tinashemashizha8973
@tinashemashizha8973 3 ай бұрын
True
@dikembeafrika8918
@dikembeafrika8918 3 ай бұрын
I agree. This is traumatising. This needs after show counselling. This is sad. The husband appears to be in deep thoughts. Please assess risks, I hope Tinashe has counselling staff.
@constancemuringai2670
@constancemuringai2670 3 ай бұрын
That’s very true
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 3 ай бұрын
True apo akakuvara iiiiiii zvakaoma
@dikembeafrika8918
@dikembeafrika8918 3 ай бұрын
Mr Tinashe Mugabe thank you for the collaboration nematare. Please also offer after show counselling nemaAfter show follow-ups for all your guests.
@sharonkatsande9397
@sharonkatsande9397 3 ай бұрын
😂😂😂 the way the husband was minding his business
@yvonnehchakamba4629
@yvonnehchakamba4629 3 ай бұрын
He was hurting kunzwa mibvunzo yese ichipindurwa nemukadzi wake shame
@vimbaigumunyu2137
@vimbaigumunyu2137 3 ай бұрын
Pamwe anorohwa nemukadzi. Ipapa atotya kumubata aigona kubatanidzirwawo 🤣🤣🤣
@user-dj8iz2dq1f
@user-dj8iz2dq1f 3 ай бұрын
He wasn't minding his business but he's hurt from the accident.....what were ubexpecting him to do and mudare u will need that orelse u have to pay for ur actions......he is a man with total common sense
@sharonkatsande9397
@sharonkatsande9397 3 ай бұрын
​@@vimbaigumunyu2137😂😂😂 I think he's just fed up akangoti hanty maidanana it's couples fight anyway
@sharonkatsande9397
@sharonkatsande9397 3 ай бұрын
​@@user-dj8iz2dq1fI just loved the way he handled himself
@Zinhle314
@Zinhle314 3 ай бұрын
Kunyarara kwemurume uyu haa kunotyisa, he is a very dangerous man! He needs deep counselling! He can be extremely dangerous to the mother and the child! The calmness and not even flinching towards the two adulterous as if he doesn’t have feelings! No emotional signs of hurt, highly questionable! He needs help before it is too late!
@tendaimachapu3944
@tendaimachapu3944 3 ай бұрын
Dzakarara idzo ,kutoti handina problem nemwana tochengeta .
@chipozindoga2781
@chipozindoga2781 3 ай бұрын
Ummmm ano tyisa sure Kuti mwana ndochengeta saka nemukadzi haasi kuto ramba yoo
@Zinhle314
@Zinhle314 3 ай бұрын
@@chipozindoga2781 I think it has to do with the other three kids! The woman needs to be questioned again to find out , if it was the first time or not?
@ttfam8742
@ttfam8742 3 ай бұрын
That guy knows what he is doing, vakapihwa 4-6 mombe, vozviitazve vopihwa dzimwe. Gunners vekwa Chief Seke vaitoda 16 mombe vachitaurirana pachavo, unfortunately its a new way yevarume vechidiki kutsvaga pfuma. @@chipozindoga2781
@Ardleen-qw8rd
@Ardleen-qw8rd 3 ай бұрын
Akatoramviwavaida mombe dzavo baba vangu vakadziwana mombe mukadzi akatorndavkwatova nemumwe mukadzi
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 3 ай бұрын
The alleged father wanted to take chances because the woman had already told her that she wasn't sure who impregnated her. But his facial expression showed he was guilty right from the start. Kudos to the husband for being so cool. Please next time learn to compile and keep evidence.
@stephenchisadza4975
@stephenchisadza4975 3 ай бұрын
He was hoping if they say he is not the father then he does not pay the cows
@josephmusara9163
@josephmusara9163 3 ай бұрын
And also zvoita senge amai ava vanozikanwa kuti vanorara nevarume vakawanda
@dikembeafrika8918
@dikembeafrika8918 3 ай бұрын
Mbavha yekuba bota was oozing guilt from the word go. He even stated the exact age of the child.
@JacobMzembe
@JacobMzembe 3 ай бұрын
KKK, so you are saying the lady will do it again.
@siphosipho4071
@siphosipho4071 3 ай бұрын
Ava mambo ava havagoni kutaura vanongoda zvinyadzi
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 3 ай бұрын
Vanhu vanenge vabvuma kuroorana please ivai nerudo chairwo. It’s more than telling each other love you. Love that person for real for who they are. Ukaona uchipindwa nekamweya kanokuudza kuti ita mumwe murume kana mukadzi kunze in a waziva kuti you don’t have genuine love for that person wauri kugara naye kumba. Otherwise pfungwa idzodzo haudziwani. Even Kamweya kehupombwe kakakuyedza you have the strength to resist. This is for men as well. Ukaona uchiita kasmall house iwe wakaroora munhu ari kumba kwako haumudi zvemachokwadi. Otherwise you will go to every length to nurture that relationship and find happiness in it. Effective communication chaiyo can help you to understand each other and show love to each other without involving third parties. Otherwise you’ll bring home more than babies. Ehe some people are so reckless nehupenyu hwavo cos they say tinongoenda pachirongwa😳😳 Seriously? Anyway I feel for Marshall in this story. Between the 2 men Marshall is a real gentleman for accepting the child in his home. Mwana is a blessing and haana mhosva in this. Just a consolation, mutupo mumwechete saka mvura haizobvongodzeki zvakanyanya. Dai pasina DNA or dai pasina kuti Marshall aiziva masvomhu ake, chokwadi mwana uyu kana ari mukono zvake, aizongodzi Moyondizvo iye ari Moyondizvo hakene. Hakuna matata🤭😅 Just saying what some people are thinking🤷‍♀️
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo 3 ай бұрын
I think Marshall was wrong to accept mwana uya mumba make cz havaregani vaya muchaona pachiitwa umwe especially nekuti Mukosera aripiswa. Hanty manzwa mukadzi achiti akambopiwa mari amuudza kuti mwana akurwara. Havaregani vaya Ko mukadzi kuzoda kuita hasha dzenhema kuda kurova chikomba mudare
@miolloblessingnebvuma
@miolloblessingnebvuma 3 ай бұрын
Mvura inofamba nepayagara ichifamba napo
@EvidencekDoro
@EvidencekDoro 3 ай бұрын
vanhu ngavatye Mwari munhu akaroorwa kukumura bhurugwa kusvika pakuita mwana ndochibhishu dai pasina mwana dai vakaramba vari vese so amai avo ngavaende kumusha kwavo vanouraiwa zvakaendwa
@RutendoMatenderuke-nz8lx
@RutendoMatenderuke-nz8lx 3 ай бұрын
Nyaya yako ndikuda kuverenga but yoh 😭 it's giving rondedzero💔
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 3 ай бұрын
@RutendoMatenderuke-nz8lx ​​⁠ 😂😂😂😂🤭🤭Kana uri wemabhanduru edata kuZimbabwe haa unotopera marizve. I’m simply being myself. The way I talk, the same way I put it down. Those who know me in real life are not shocked when I write long like tomorrow will never come. 😅
@user-qf4nx3td8b
@user-qf4nx3td8b 3 ай бұрын
One thing i love about you mukadzi wewe you are honest and remorseful
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 3 ай бұрын
She is not remorseful..hure ihure chete.....pasi. emahure
@user-qf4nx3td8b
@user-qf4nx3td8b 3 ай бұрын
@@maiyeukai9346 taraamba here kuti akahura asi at least she's remorseful full stop no one is perfect you havs your own errors pamwe asiri hawo echihure but unotoshaishao..don't judge others
@SKunetsa
@SKunetsa Ай бұрын
Wapedza ​@@maiyeukai9346
@siletamus2016
@siletamus2016 Ай бұрын
Don’t...
@MissDanaii
@MissDanaii 3 ай бұрын
Baba Botas’ facial expressions when the alleged father said tsanangura chimiro changu😂😂😂😂
@dikembeafrika8918
@dikembeafrika8918 3 ай бұрын
Mbavha yekuba bota is an expert in that field. He aimed to cover his tracks with “vhura ndi”, however DNA haina mugoni.
@miolloblessingnebvuma
@miolloblessingnebvuma 3 ай бұрын
Zvekubira zvagara hazvina tsananguro,pasina DNA hamumubati nemhosva uyo
@owentakaedza8316
@owentakaedza8316 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 me also was watching his face, what a tough time
@anesurubaba783
@anesurubaba783 3 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣
@eunicedangare8568
@eunicedangare8568 6 күн бұрын
kkkkkk akashamisika kuti ndanzwa zvakanaka here apa
@wendyyychikuku4600
@wendyyychikuku4600 3 ай бұрын
Thank u Marshall for accepting the child may God bless you. Tinashe Mugabe good job .
@christieultd
@christieultd 3 ай бұрын
Ndarwadziwa nenyaya iyi. I only pray God bless mhuri iyi varegererane and move on vachengete mwana uyu murudo. The real father haatokodzeri. DNA man thanks nekubata basa muhutsvene
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 3 ай бұрын
I don’t think Marshall akadyiswa. Kune vamwe vana vevamwe vakabarwa vaine mwoyo wekuregerera. Saka munhu akaitirwa Zvinorwadza sei, they can forgive from the bottom of their heart. Just cos we cannot do that it doesn’t mean there are no such people somewhere else. There are vanaMarshall munyika but they’re expensive to find. Amai ava vakakanganisira munhu akanaka. Mwari ndiye murangi woga. One day vachakungura and I hope from today on she’ll learn to respect this husband. Marshall is one of those gems that you can hardly come across in real life. So please haana kudyiswa. He just process things differently from you and me.
@Nollymovies263
@Nollymovies263 3 ай бұрын
Let me tell you what you ladies over look, yamurikutaura iyo inyaya inowanikwa mu fairytale mufasi uyo is very dangerous probably calculative since he is still healing from a recent accident but kumagumo azvo hakunakujeka hakunamurume anoregerera mhosva iyi pasi pano nemubhaibheri zvirimo mukadzi uyo kanaanedzinodhonza anofanirwa kuita plan otiza nehupenyu.mukadzi akadyiwa bota neumwe murume zvatinoziya it will never sit well with the husband no matter how much he will try to convince himself in the end he will commit a crime….bottom line kanaurimukadzi ukahura ikabatwa zivakuti zvatopera kanazvichiita wototuta musiiwoya nekuti hauchafewakawana peace nemurume iyeye futi rovapasi
@emmanuelsithole8767
@emmanuelsithole8767 3 ай бұрын
@@Nollymovies263Marshall ari kumirira kupihwa mombe chete. Mombe dzikabuda mukadzi onzi get away. Kwedu ndoyatinotamba isu? Dikez dzangu dzinotori nemombe 40 dzekutorera vanhu nenzira iyoyi. Unoroora kamukadzi kanyama kechidiki wonobvisa tsvagirai kuno wotoziva kuti waa bhoo kkkk especially gen'a rinobva Joni unotoziva rinosvika richiwira wotsvaira twese
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 3 ай бұрын
@@Nollymovies263 Ayaz. Vanhu please don't rush to think the way you look at a situation and process it is the same way as other people. As for me making my point i didn't overrlook other likely responses he could've chosen, but didn't. I'm taking Marshall for who he is today. What will happen in future totangira ipapo. Yes, absolutely. There are people out there who can forgive cos they can. Just cos you haven't experienced such people don't suggest they don't exist. You simply haven't met them yet. Besides, let's learn to give people the benefit of the doubt.
@user-dj8iz2dq1f
@user-dj8iz2dq1f 3 ай бұрын
Kana waripwa mombe pakuhura kwemukadzi haubvumidzwi kumuramba kutora muripo kureva unoda mkadzi wako......angawana umwe asi uyo haamubisi pamba atodzika midzi
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 3 ай бұрын
Hausati wagurirwa mudikani..The worst pain panyika kuhurirwa nemarriwd partber yako. Nommater how uchiregerera but unorwadziwa ende hazvife wakazvikanganwa
@DRRZOE09
@DRRZOE09 3 ай бұрын
I like the calmness of Mashal ,well done ! thank you Marshal for accepting the child.
@dikembeafrika8918
@dikembeafrika8918 3 ай бұрын
He is not just accepting that child. Imwi kaimwi don’t be novice. Murume uyu haana kuputirwa. Anestratergy yaarikufamba nayo. Stage 1 = Mombe 5. I think 2 ndedze dare. Stage 2, 3 ne 4 zvirikutevera.
@isaacitaimarungisa5185
@isaacitaimarungisa5185 3 ай бұрын
Hazvina kumira mushe vanhu vanochema kana kupopota vanobvisa anger and bitterness. Kunyarara kwake kune murder mukati
@blessmarvellblessing6972
@blessmarvellblessing6972 3 ай бұрын
Hazviperi mushe izvo, murume uyu akangwara akamirira kupiwa zvinhu zvake (mombe) after that chimukadzi icho kumusha kwacho😂😂😂, hakuna murume anogara ne mukadzi ahura
@tasarira
@tasarira 3 ай бұрын
@@dikembeafrika8918 stage 1 yacho yakatodhakwa zvayo. Ko mangwana mukadzi akamuka oti mombe ndedzangu ndini ndakadzishandira.
@SekayiJohn-fq5fu
@SekayiJohn-fq5fu 3 ай бұрын
Marshal anotonzwisa tsitsi apa akaremara
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 3 ай бұрын
Mukosera mhino inenge bhaudhi rengoro cei uri kuramba zvinhu zviri pachena kkkkkkkkk nyadzi dzinokunda rufu aaaaah....Mambo Makoni thnx nebasa guru rekuti chokwadi chibude pachena ....much luv to Tina❤❤❤❤
@talentdumba6632
@talentdumba6632 3 ай бұрын
I bet this guy listened to the song "Wasn't Me" by Shaggy before he came to court.
@gambizagambiza8022
@gambizagambiza8022 3 ай бұрын
😂😂😂
@Ddi47
@Ddi47 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@SkhaThenji
@SkhaThenji 3 ай бұрын
😂😂😂
@LaceyMaribha
@LaceyMaribha 3 ай бұрын
Yoooh wandiuraya nekuseka
@tauraironaldchiroro6789
@tauraironaldchiroro6789 3 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@Sports-72428
@Sports-72428 3 ай бұрын
The father adyirwa mukadzi is an understanding man
@user-qp9yc9sk7y
@user-qp9yc9sk7y 3 ай бұрын
Understanding man kudiiko imi 😅 anenge akadyiswa chete murume uyu
@charliedickie5945
@charliedickie5945 3 ай бұрын
One in a million
@icemanzw
@icemanzw 3 ай бұрын
Understanding kudii?
@lawnyon
@lawnyon 3 ай бұрын
Akadyiswa and he is chirema ma 1 chaiwo
@hannahdaki4117
@hannahdaki4117 3 ай бұрын
It’s forgiveness women should get Grace to be forgiven as well. How many women forgive their cheating husbands with children out of wedlock. I’m happy for her that her husband forgave her. He who without sin cast the first stone. At least she is honest.
@desmondhakurekwi5872
@desmondhakurekwi5872 3 ай бұрын
19:01 Tinashe avhunduka panzi mukadzi iwe describe chombo cha Cosmos😅
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 3 ай бұрын
But truly speaking how could she have described chombo cheumwe murume pamberi pemurume wake zvinonyadzisa
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@maviskaseni
@maviskaseni 3 ай бұрын
Iye akabvisirey brugwa aripane umwe murume​@@gloriamarvellousmutindivar5349
@derrybeevee1056
@derrybeevee1056 3 ай бұрын
Zvanga zvisina value to this story anyways. Chief kungofarira kunzwa zvinyadzi badzi zvisina zvazvinoyamura. Whats kudescriber chombo vs the actual DNA results.
@tsitsidzashekerolinemutand7452
@tsitsidzashekerolinemutand7452 3 ай бұрын
Ndazvionawo
@thandybhebhe795
@thandybhebhe795 3 ай бұрын
We here again❤❤🎉🎉🎉all the way every episode
@eunicesibanda
@eunicesibanda 3 ай бұрын
Ma married women ndivo vanoparadzira zvirwere coz havashandise condom 😢😢😢😢
@user-ps9ce3hq1l
@user-ps9ce3hq1l 3 ай бұрын
That's very true
@user-dt6ss4do2c
@user-dt6ss4do2c 3 ай бұрын
Taura hako Eunice
@bellamuza5190
@bellamuza5190 3 ай бұрын
Ko ma married man
@claytonngundu7837
@claytonngundu7837 3 ай бұрын
ukuziva wangu how come kurara pasina kana protection..its so sad 😰
@samukelisiwenedra
@samukelisiwenedra 3 ай бұрын
Both ... Same with lamadoda
@normanbanda1650
@normanbanda1650 3 ай бұрын
Josefa arikuponerwa😂😂😂😂 mwana nemudzimai waasina kurara naye😅😅😅😅😊
@josemushambi2514
@josemushambi2514 3 ай бұрын
Comment of the year 😂😂😂
@chimedzac
@chimedzac 3 ай бұрын
Mukosera was keeping fingers crossed that's why he was denying and he was hoping the results will go the other way. Unfortunately, he is the culprit. If the results had said the child is for Marshall this Mukosera guy would have said i never had anything with the woman i told you from the start. Mukosera is a gambler
@brandonbonganingono9119
@brandonbonganingono9119 3 ай бұрын
itsotsi yanga iri taking chances
@Shumbapazvese852
@Shumbapazvese852 3 ай бұрын
Gamblers like mukosera anonzi mabhinya
@brandonbonganingono9119
@brandonbonganingono9119 3 ай бұрын
@@Shumbapazvese852 haaaa I give up akaoma Mukosera
@user-se3wk6vv2p
@user-se3wk6vv2p 3 ай бұрын
A gambler indeed😂
@user-ds4st2qj8o
@user-ds4st2qj8o 3 ай бұрын
Yaaaa kune vanhu vanogona kuramba mhosva
@peshy2030
@peshy2030 3 ай бұрын
Murume akaita calm and understanding anonzi akadyiswa..ko kana achida mukadzi wake nhai despite kuti akahura??nwais mukadzi ataura hake chokwadi frm the start think that contributed to the calmness of the husband..
@tadumell842
@tadumell842 3 ай бұрын
Kumazimba hazviko
@tarirojahure2926
@tarirojahure2926 3 ай бұрын
Nha hako ma zimba anongofunga zvekudyiswa mnxiiii zvinondisvota fani vanhu vakadanana kudyiswa murume akanzwisisa mukadzi wake kudyiswa
@jamesmuwomo9386
@jamesmuwomo9386 3 ай бұрын
Varume tinonoroora wobvisiswa makunun'unu emari emari chiboga chobhadhara 25 dollars 😭😭😭
@tanavine10
@tanavine10 2 ай бұрын
More respect to this Chief,ndomadzimambo chaiwo anewisdom.Ngavamabodaidzza Chief Seke vambomupa malessons mbichana
@Liberty.80
@Liberty.80 3 ай бұрын
Mukadzi mutsvuku akasa Roya anohura kana kuita mbavha
@Varaidzo83
@Varaidzo83 3 ай бұрын
😂😂😂😂mkoma Liberty musatidaro
@user-xd3fe2us7l
@user-xd3fe2us7l 2 ай бұрын
Kkkk mai lisa ndozvawari
@maselakunaka
@maselakunaka 3 ай бұрын
Yaa pari tricky to think of vamwe vana 3 ndeva Marshal here uumm pamwe ishiri inemuririro aingoona achibudirira saka pamwe akatozviita futi vana vese dai va testwa
@annahmasawi365
@annahmasawi365 3 ай бұрын
Hey with this show, I have learnt there's no measure of words, serious business. I will forever love this show. This woman is not the type to the husband 😡
@yusophmasiyandima71
@yusophmasiyandima71 3 ай бұрын
Akashandisirwa mishonga
@user-sk3is8rz6t
@user-sk3is8rz6t 3 ай бұрын
Thank you Mr Mugabe
@similarmasese8710
@similarmasese8710 3 ай бұрын
Can your team unlock the download button. Tinashe. We download and watch at home with family
@elsiehovahova725
@elsiehovahova725 2 ай бұрын
Chokwadi ndakatsvaka ndikashaya neni ndichida ku download pa Wi-Fi
@gibsonguzha7963
@gibsonguzha7963 3 ай бұрын
Vakadzi Dzidzai 1) Kuenda nemunhu seri kwechikwenzi harusi rudo anofumo kukurambira mangwana ndiwe unenge. wave benzi anenge akutoda proof yezvinhu zvaanoziva 2) Idai varume venyu , musanyengerwe munosara mavamega 3)Vakadzi ndimi munoziva vana baba vevana and that feeling ndeye chokwadi. Varume dzidzai 1)Kuti kuita vana vakawanda nemukadzi haisi security 2)Ukaona mukadzi wako achinzi ihure hakusi kurotomoka ndiwe wega unenge wasara usiri kuzviziva! 3)Hakuna chinhu chinonzi takadanana kwenguva shoma, 1 minute yakawandisa pachipfambi. Lastly Miripo yehupombwe inofanira kuomeswa kune vese mukadzi nemurume. Chipfambi hachina ruzha , chinoitika usingazive! Pasi neZVIFEVE!
@user-bb5qm1yn9u
@user-bb5qm1yn9u 3 ай бұрын
Yaaaa good advice asi zviri kunemiwo ana baba mouya kumukadzi wemunhu muchiziva Kotiwo kana une hunzenza woo uri mukadzi wemunhu ummm hazviperi mushe
@blessedblessed3474
@blessedblessed3474 21 күн бұрын
Ndizvo hazvo but vabereki vemukadzi uyo must really look deeper into the root cause, judging from the way this lady speaks her calmness, remorseful, she is even respectful maybe I am wrong but something is really not ok with this lady, ndaona natural science hangu ini, if she was my sister mmmm I would start with an Esther fast presenting her issue to God the Most High. That's my analysis hanku. This lady isn't the type yema bishu yehufambi from my analysis, there's more to this than what meets the eye, I tell you, something is wrong somewhere. She might be under her village people's surveillance. Fambi inongooneka kuti hiiiiii hapana kumira mushe apa but this lady my spirit says no, she isn't the type.
@phildachidyagwayi1495
@phildachidyagwayi1495 3 ай бұрын
I am at a loss of words. I wish the couple good days ahead. Vanoda kuramba vachinoonekwa
@ruerue2364
@ruerue2364 3 ай бұрын
Ko ini kuzofeeler at home pandaona kuti tiri mudare maMambo Makoni lol its always a joy to be mudare mavo …. Baba avo zvakangooma unenge wazviudza kuti ndichanozviramba zvose since pasina evidence …another job well done Mr Mugabe just imagine kuti without the DNA tests nyaya iyi yaizopera sei
@barbaramutoko6880
@barbaramutoko6880 3 ай бұрын
Mukosera anga aine faith dzekuti zvaakaita hazvibudi 😢
@prestigezwangendaba9965
@prestigezwangendaba9965 2 ай бұрын
hanzi itori nyowani nyaya yacho handina chandinoziva
@Suewally
@Suewally 3 ай бұрын
Guys after watching every show my chances of getting married are reducing to 0,00 % . And its scary now
@PatienceMutsipa
@PatienceMutsipa 3 ай бұрын
Woda kuvigwa neguri negonzi hre iwe tibvirwepo zvedu
@Suewally
@Suewally 3 ай бұрын
@@PatienceMutsipa kana iwewe wakavimbika huya
@chidondoro8251
@chidondoro8251 3 ай бұрын
😂😂😂 ndaseka
@deanerickhumalo1480
@deanerickhumalo1480 3 ай бұрын
ini ndiri mu minus zero ....... never get married ndezve kumama
@rumbidzaimamhungo4332
@rumbidzaimamhungo4332 3 ай бұрын
Uuh
@AudreyKudzai
@AudreyKudzai 3 ай бұрын
asi vakadzi kaaa zvakakuomerai,Marshal is very handsome and he is gentle chokwadi mapudzi anowira kusina hari ,,,handizive momz ava vakaonei panedhara iyo kuita kujamba weti vachinotsika bigjob
@magret2679
@magret2679 3 ай бұрын
Pakaipa..😂 .. Caption yacho chete inodzikamisa varume vose 😂😂😂
@MufarowasheMinzwa
@MufarowasheMinzwa 3 ай бұрын
Imi Vachikomba imi musanyepera kudzungaira hapana poo inoenda kushure kwaisina kubva
@doreenmusarurwa8303
@doreenmusarurwa8303 3 ай бұрын
LOL Its Mr Mugabe's facial expression for me kkkkkkkkkk @18:59
@elizabethserere5305
@elizabethserere5305 3 ай бұрын
had to go back to the video...laughed my lungs out🤣🤣🤣
@YYZ237
@YYZ237 2 ай бұрын
😂😂😂
@tsitsicallitus8375
@tsitsicallitus8375 2 ай бұрын
He was shocked that this is happening 😂😂😂😂
@leeruepeejay7968
@leeruepeejay7968 3 ай бұрын
That's why I love chief seke, otherwise vamwe vanhu vaakutotaura business rekutuma mukadzi kut ahure then voripwa nemombe nxaaaaa😊😊
@elsiehovahova725
@elsiehovahova725 2 ай бұрын
Chief seke idzi ndodzavanogona kutoripisa mukadzi
@user-ij3jv5qh7v
@user-ij3jv5qh7v 3 ай бұрын
Saka Marshal arikutondochengeta mwana naMai 😢😢😢 kudyiswa kwakaipa vakadzi so
@mariachipatiso9525
@mariachipatiso9525 3 ай бұрын
Most likely he has been cheating on his wife for a long time as well and they would argue, inyaya yekuti cheating yemukadzi ine evidence. Otherwise I think this married couple vanozivana. Hakuna mutsvene
@user-bt8xp5dp8o
@user-bt8xp5dp8o 3 ай бұрын
I think arikungomirira mombe kuti dziuye ozoita action
@user-gn4ln5rg2y
@user-gn4ln5rg2y 3 ай бұрын
​@@mariachipatiso9525Ehe nyaya dzakadai kazhinji kacho murume ndiye anenge akatanga
@tsungigudza8803
@tsungigudza8803 3 ай бұрын
​@@mariachipatiso9525that's exactly what I thought, kupfava kwemunhu anoziva kuti tese tine mhosva , munhu anoita 2 months ari away anenge achipona nei ikoko so he knows he's also partly to blame
@Lizzy-kp8ec
@Lizzy-kp8ec 3 ай бұрын
Nekupora gumbo
@everjoylupi7940
@everjoylupi7940 3 ай бұрын
Ziso rechikomba
@user-rp2br5fk7p
@user-rp2br5fk7p 3 ай бұрын
The more you watch this exciting show you always realise that vakadzi ndivana Delilah haungavagone, the guy seems to be soft but he might be very dangerous to both wife nezigomba
@brightmanmakoni595
@brightmanmakoni595 3 ай бұрын
I second you in this observation. The cool posture and apparent softness hide something malicious!
@Uservdv2
@Uservdv2 3 ай бұрын
Not all woman
@batiraimuzata-su5th
@batiraimuzata-su5th 3 ай бұрын
Varume vanoita zvitete here? Vana Judas Iscariot 😃😀
@josephmuchemwa838
@josephmuchemwa838 3 ай бұрын
ASI varume vakaita havanyere iwe kuti mwana wako, anongoramba ari we small house
@shoraichikuri-ng7lz
@shoraichikuri-ng7lz 3 ай бұрын
Kwete tese Mudikani.
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 3 ай бұрын
😂😂😂😂in chief 's words ndiwe wega une hombe here 😆 munyika yese
@fatimataruwinga8439
@fatimataruwinga8439 3 ай бұрын
Murume uyo akangoripwa mombe dzaari kufanira kupiwa 5 idzo ka ndipo pamuchaona kuti haana kudyiswa, haana kupusa uye haana kunyarara but pane zvaakataimira.
@irenemathambo4831
@irenemathambo4831 3 ай бұрын
What’s the point of not coming out in the open with his plan? He is free to do what he has to do now . I don’t get it
@mehlulimwale4492
@mehlulimwale4492 3 ай бұрын
Ko verdict yaChief Seke irisei compared to other traditional courts. Is it because kusiyana kweSjona culture
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 3 ай бұрын
Kkk kupfava kwacho in zii
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 3 ай бұрын
Aizvee atosungwasuuu
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 3 ай бұрын
Chokwadi ichocho chawataura arikuziva hake zvaari kuita
@sabletrable2887
@sabletrable2887 3 ай бұрын
It's sad how us as women think we are smart tichihura coz we always at an disadvantage but hapana anozvifunga izvozvo 😢
@williamdhinono7402
@williamdhinono7402 3 ай бұрын
You are right ipapo. The ground is no even saka mukadzi ngaagare ari pachokwadi
@brianmambo8199
@brianmambo8199 2 ай бұрын
They always say what men can do, women can do it better.😂😂😂😂😂
@Nunec
@Nunec 3 ай бұрын
If u listened to this woman ati kana une maproblems mumba kuita boyfriend hakubetsere kureva kuti mumba make maiva nemaproblems. Chikomba haisi solution sezvataona apa
@user-fm6qy8xs2r
@user-fm6qy8xs2r 3 ай бұрын
Mukosera anorwara mfes uyooo😂😂,munhu angaramba zvaakaita shuwa,Thank you Mr DNA man
@blessedblessed3474
@blessedblessed3474 21 күн бұрын
Heyi zvogwadza chikomana icho kudhligwa bota na sekuru avo , iiiish but the way this woman is so calm and remorseful ndinoti Natural science played its role here, in advocate Mngo's voice and accent. Mukadzi uyo there's more to this
@charlesmugwedeza7972
@charlesmugwedeza7972 3 ай бұрын
Apa mukadzi wake akanaka ...you never thought kuti angadai
@melodytsindi8497
@melodytsindi8497 3 ай бұрын
So sad, marshal don't have a choice cz of his current situation, he us forced to stay with tha woman cz he needs someone to take care of him, I feel for you brother,
@thulanimajome5420
@thulanimajome5420 3 ай бұрын
Current situation yake ndeyeiko pamwe pandijambawo
@mukomalavhu
@mukomalavhu 3 ай бұрын
@@thulanimajome5420kwaniko. 😂😂😂
@JobeMazizikazi
@JobeMazizikazi 3 ай бұрын
Arikufamba nemadondoro akaremara
@thulanimajome5420
@thulanimajome5420 3 ай бұрын
@@JobeMazizikazi shame inga zvakaoma
@Mbegabulawe
@Mbegabulawe 3 ай бұрын
@@thulanimajome5420 He walks on crushes due to accident
@user-et4eb1re4f
@user-et4eb1re4f 2 ай бұрын
Mr Mugabe thank you so much mabatsira hama dzangu classmate yangu marshall be strong my brother
@faithtanatswa
@faithtanatswa 3 ай бұрын
My first comment ever, the husband to this lady 😮he was so calm🥲rudo soo📍
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa 3 ай бұрын
Ndoona sekuti murume ari calm nenyaya yekuti mukadzi akabvuma mhosva hana kuita murume wake benzi
@AfroMedia0507
@AfroMedia0507 3 ай бұрын
If this was Chief Seke's Court, the judgement was going to be a different one.
@user-cl3hh9iv9m
@user-cl3hh9iv9m 3 ай бұрын
Riya ibenzi chairo
@lukachapeyama
@lukachapeyama 3 ай бұрын
Marshall aibvunzwa kuti iwe how do you know kuti Mukosera aiziva kuti uyu mukadzi wako. Kana mukadzi aigona kubvunzwa kuti tinoziva sei kuti Mukoseri akarara newe!? Haaaa Seke ifirimu chairo...apa maserious adzinenge dzakamanga dzichihumana! kkkkkkk
@user-kc2dw1ls3t
@user-kc2dw1ls3t 3 ай бұрын
Camera man big up apo pataurwa maresults mukosera apo akungokungurutsa maziso senyimo kkkkk
@user-nz9yg7om8u
@user-nz9yg7om8u 3 ай бұрын
Cosmas buuu maziso segonzo pagwati.
@AnaniaUtete
@AnaniaUtete 2 ай бұрын
The husband is a real man, so soft, stead and focussed. Mr Mugabe you must be a *DETECTIVE* ummm, you can ask questions hey!
@blackbeautifulful
@blackbeautifulful 3 ай бұрын
Fighting one of your men whilst the other one watches dismally from the side kkkk, girl, you have been elected as the leader of the.....association...you represented vamwe vako very well, well done 👏
@tigermaps9909
@tigermaps9909 3 ай бұрын
Its either the husband is an understanding man, a very dangerous silent guy or akadyiswa nefoshoro
@clifemundure4173
@clifemundure4173 3 ай бұрын
Akadyiswa uyo
@PerseveranceMatsvororo19088
@PerseveranceMatsvororo19088 3 ай бұрын
He might be dangerous anotyisa uyu unogona kutemwa nedemo uri kuhope
@Sandra-lg4je
@Sandra-lg4je 3 ай бұрын
Kkkkkkkk zvakaoma
@zvaazvinhu5216
@zvaazvinhu5216 3 ай бұрын
Kana kuti he feels very lucky kuva nemukadzi iyeyu
@tigermaps9909
@tigermaps9909 3 ай бұрын
@@zvaazvinhu5216 kkk haungazvinzwisise shuwa zvinogona kudaro fty
@MunorweiMhlanga
@MunorweiMhlanga 3 ай бұрын
Hanzi safe ere apo
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 3 ай бұрын
Agh kkkkk kuda signal kubva kumuridzi wepoto😂😂😂vane zvivindi vamukosera ava kkkkkk aiwa hadzimo chaiko mudare vazviona kkkkkk
@iilianmajiga4843
@iilianmajiga4843 3 ай бұрын
Eeh kkkk
@TamukaChirashi
@TamukaChirashi 3 ай бұрын
Marshall's stones are crushed😢. Haungagare nepfambi kuiita mukadzi
@Hungwe
@Hungwe 3 ай бұрын
Ko mukadzi akamitisirwa $20 ? Haaa ndokutoyiswa nyoro. Mwana azvarwa ndokupiwa $5 😂😂😂😂
@reebutau8888
@reebutau8888 3 ай бұрын
Vanhu vanonyengerwa mahara imi
@Hungwe
@Hungwe 3 ай бұрын
@@reebutau8888 very true. And painful
@priscillandawi
@priscillandawi 3 ай бұрын
Mahara chaiwo taura hako​@@reebutau8888
@deliwendlovu6954
@deliwendlovu6954 3 ай бұрын
DNA Tinashe Mugabe is the best ❤🙏
@thulanimajome5420
@thulanimajome5420 3 ай бұрын
Vanhukadzi kana mafunga kuita chipfambi budai mudzimba munyatsoite makasununguka but mukabatwa futi nevakadzi vevanhu munozvindwa chaiko vanozosungwa zvavo but unenge watombonzwa butter
@Tiarra-og8nt
@Tiarra-og8nt 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@netsayikanengoni1677
@netsayikanengoni1677 3 ай бұрын
Iiiii nhai mwanawangu Marshall, never knew this is what was happening in your life. Thank you apa waratidza kuti takakurera zvakanaka hauna kuita hasha dzekuda kurovana naMukosera uyo aratidza kuti imburu chaiyo kuramba zvaakaita. Musadye zvekumakwato baba nhiya munangwarira kuzokura musisina mazino. Ndakunyarirwa murume iwe. Asiwo kumuroora yhohweeee wanga uchadarirezve mwanakomana wedu uyo. Iii zvakangooma hazvo imika.😮
@user-nz9yg7om8u
@user-nz9yg7om8u 3 ай бұрын
sorry zvenyu amai, asi ndozvipo muupenyu. zvakangooma hazvo soo.
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 3 ай бұрын
Kuhurira $25 nekupiwa mwana
@ruthchimusoro9753
@ruthchimusoro9753 3 ай бұрын
Thank you Global DNA
@thapelomudau3346
@thapelomudau3346 3 ай бұрын
Big ul to Marshal. You are one out of a million.
@mxolisimafu9902
@mxolisimafu9902 3 ай бұрын
Marshall is so humble and calm.
@monicaflorencemutendi1933
@monicaflorencemutendi1933 3 ай бұрын
We do want a follow up tione kuti what happened after this Mr Mugabe
@user-cw8kx5jm3u
@user-cw8kx5jm3u Ай бұрын
Muridzi wemukadzi uyo denga anoripinda ndochinhu chinorwadza vanhurume kuregerera mukadzi anenge ahura Mwari avenewe I salute you
@St-G2
@St-G2 3 ай бұрын
Kukwirirwa mkadzi kunonyangadza so worse kuzomitisirwa. I feel for your pain my guy. I liked the way you handled this case though, you were very mature nekuti dzine makuva pasi nyaya idzi zvatinogara tichiona pabehind bars.
@larrywild
@larrywild 3 ай бұрын
hapana mature apa, akadyiswa uyo
@TawandaSawi
@TawandaSawi 3 ай бұрын
Kugara nemukadzi amitiswa ndo mature yachohere
@agnellamusonza
@agnellamusonza 3 ай бұрын
​. Dai akadyiswa asina kuuya kudare.
@theumak7846
@theumak7846 3 ай бұрын
Neniwo ndatove ne confusion ini 😂😂
@joicegaredondo9385
@joicegaredondo9385 3 ай бұрын
Marshal akutoda mombe zvehure rake avakutoziva kuti ndiwo muririre weshiri yake .its sad kuti kudyiswa kupusa or inzara zvakaoma 😢😢😢
@vincentgodfreyndlovu5698
@vincentgodfreyndlovu5698 3 ай бұрын
As many we are very easy to judge both wife nechikomba wrong not the husband
@yeukaibeke6441
@yeukaibeke6441 3 ай бұрын
The husband is cool because paita mombe .marshall haana kunyarara kudyiswa uko .akaramba mwana wake now akuti akumuda because mukadzi amuhurira nxaa
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 3 ай бұрын
Marambire arikuita Mukosera kaaa mwana anogona asiri wake but bota rakadyiwa haro....Hope anoita 99.99%
@user-fm6pb7ts3v
@user-fm6pb7ts3v 3 ай бұрын
Ndapererwa 🙌
@charitymlotshwa6094
@charitymlotshwa6094 3 ай бұрын
Is the look.from Mr Mugabe , after saying describe my manhood yooo this man
@rangariraizvidzai7535
@rangariraizvidzai7535 3 ай бұрын
Being reach is simple 😅😅😅😂😂😂 mombe 5 usina kwawashanda hako. Munhu unenge wakutogadzira danga after ma results. 🏃🏃🏃
@andrei-jg6gd
@andrei-jg6gd 3 ай бұрын
Child care is expensive uye hapana chinokwanisa kuripa kuhurirwa dignity yomurume uyu yatorwa nechikomba so mombe is nothing pakadai family dignity has been lost
@tatendachiweda9503
@tatendachiweda9503 3 ай бұрын
Mukosera ari right right here Modaro pane iri kudhonzera imwe
@fylasmandaza1928
@fylasmandaza1928 3 ай бұрын
I give up on cosmas kuzomisa zimhino achiramba anotembei Ma branch amunovhura aya haadi vasina simba saanna mukosera
@Ruvarashemasase-fv9jp
@Ruvarashemasase-fv9jp 3 ай бұрын
I'm broken for both parties ...such a sad episode 😞
@enocentmusakura8294
@enocentmusakura8294 3 ай бұрын
Inconsistency yacho ma1..kwa Chief Seke mukadzi ndiye akatoripiswa..uku mukadzi is going scot-free
@yayaedgun7664
@yayaedgun7664 3 ай бұрын
zvakangooma so.these days couples vakatadzirana ey opt kusvaga chikomba than solving the merital issues .zvinorwadza izvi
@ssam1430
@ssam1430 3 ай бұрын
Well done madzimai Zimbabwe! Mazviita zvakare! Kuhura nakaprdza ma certificate nema degree ese 😢
@eddingtonmaroto6947
@eddingtonmaroto6947 3 ай бұрын
Bro needs to get the 3 remaining kids tested, I bet he will get the shock of his life
@thegoodneighbour
@thegoodneighbour 3 ай бұрын
Waona iwe - zvedi kana tapedza kutya Mwari, varume ngatityeyi madzimai. Shasha idzi netu voice twakapfawirira pamwe netumisodzi zvese ipapo unoti wangu haadaro, asi vachirovesa poto. Hona mhuka iyo inonzi mukosera inoita kunga bere chairo kuti uti akadeyi mukadzi uyo asi yakadya zvekutodaro....apa kurohwa yeke futi
@user-nz9yg7om8u
@user-nz9yg7om8u 3 ай бұрын
Kuhura hurai henyu asi zivai whether or not wabatwa, life will never be the same. Psychologically you/your partner is destroyed forever, nomatter what. Takabveko kumhunga hakuna pwa.
@nomsasitsha7779
@nomsasitsha7779 3 ай бұрын
Cosmas wandipedza strong haiwa
@douglastshuma7139
@douglastshuma7139 3 ай бұрын
mr Mugabe please batsirai couple iyi,mostly Marshal azvizive kuti mukadzi wake adzidza from experience haazofe akamuhurira futi.Zvinowanikwa mukurarama chero zvazvo zvakaoma
@YvonneMalota-in9jh
@YvonneMalota-in9jh 3 ай бұрын
Saka vakadzi tichazodzidza kuve faithful sei muma marriage if zvikomba zviri zvega zvinoripiswa we are probably going kuzadza danga nekuripisa
@QueenrueMunorweyi-lz3ul
@QueenrueMunorweyi-lz3ul 3 ай бұрын
that guy's calmness is very dangerous guys munhu anopopota akanaka but the quietness and calmness dai ndrini mai awo ndarova pasi before its late haaaa its only a matter of time apo tik tok ticking time bomb paroputika ma1 chaiwo
@86Bh701
@86Bh701 3 ай бұрын
Haaa izvi zvinorwadza veduwe. Kudanana nemudhara iyeyu achisiya young and handsome man. Feeling sorry for that young man.
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 3 ай бұрын
Just because varume ndivo vanoziikanwa nekuhura mumba mukapinda chirwere zvinongonzi murume akauya nacho but everyone forgets kuti vakadzi vazhinji vari kuhura vaine varume ava vazhinji vacho iyeke yeke Apo nekungwara kwakaita vamwe vacho yhoo Mhuka inonzi mukadzi haibatiki zvekumhanya when it comes pakuvhara chigevenga chavo (not vese don't quote me wrong)
@msfmm1833
@msfmm1833 3 ай бұрын
The father of the child was gambling aisada kubvisa mombe. But it's interesting to note one minute murikudya bota mese muchinakirwa, the next makuda kurovana pamberi pedare
@psim4354
@psim4354 2 ай бұрын
Such a beautiful woman , achitambiswa nebhinya iri . Ko ashorei murume wake.
@user-fx1du8wk9s
@user-fx1du8wk9s 2 ай бұрын
Kokuzoramba nhy iye achiziva nyaya dzake
@christieultd
@christieultd 3 ай бұрын
Mwana we Zimbabwe anobura refu veduwee. Zvinotyisa zvichirwadza. Woshaya kuti chii when you compare the 2 men. Haa mabasa. I love the confidence dzemkadzi uyu hake as she narrates nyaya yake with a straight face. Ko chikomba kusanyara kunyepa sure. Mombe 7 is quite befitting. Dai vatowedzera dzaita 8. This guy ibenzi. Nyepero yake inongoda five fold ministry 🖐 chete chete. Mapurisa amambo dai vambomugamuchidza mbichana chete. Wasting nguwa yevanhu. Ari kukakama nenhema. Ngavamuite gashe gashe. Dai vambomira kubata mkadzi uyu. Anopa hasha I feel for the husband nekudzikama kwaakaita. Thumbs up to him
@prettyndlovu7787
@prettyndlovu7787 3 ай бұрын
Good judgment like this show.
@talentdumba6632
@talentdumba6632 3 ай бұрын
Another miracle baby
@emildamunditi3307
@emildamunditi3307 3 ай бұрын
The chief and his crew are mature, unlike Chigodora court kunoitwa mahumbwe. weldone chief makoni, mukosera itsotsi🤣🤣🤣🤣🤣
@user-qz5hf1os6t
@user-qz5hf1os6t 2 ай бұрын
Ipapo haunyepi chigodora akadhakwa
@kundaimukuu7578
@kundaimukuu7578 3 ай бұрын
My heart bleeds for Marshall😢😢.Nhai Mwari😢
@evelynkhumbula6602
@evelynkhumbula6602 3 ай бұрын
i feel sorry for Marshal very calm 😢
@user-mi3bg3sd6o
@user-mi3bg3sd6o 3 ай бұрын
😂😂hasha ndedzei amai.makaita hubenzi mega. Pamberi pemurume wenyu monyebera kushatirwa .fokoro mhani.mungadai murikufa nenyadzi kwete hasha dzisinaorder
@famouscitycreatives
@famouscitycreatives 3 ай бұрын
Mukadzi akanaka zvake uyu 🔥
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 ай бұрын
Marshal i respect your calmness is too dangerous but if it wasnt your condition inini both chikomba nemukadzi ndoisa demo mukadzi oyenda zvake kuchikomba chake. Plus itayi zverunyoka varume central locking system yachipa iyi Sungai vakadzi
Final increíble 😱
00:39
Juan De Dios Pantoja 2
Рет қаралды 33 МЛН
Cute Barbie Gadget 🥰 #gadgets
01:00
FLIP FLOP Hacks
Рет қаралды 36 МЛН
Кәріс өшін алды...| Synyptas 3 | 10 серия
24:51
kak budto
Рет қаралды 1,1 МЛН
TWISTED FATE DNA DOCUMENTARY : LOOKING FOR RELATIVES #tinashemugabe
50:50
The Closure DNA Show
Рет қаралды 94 М.
GOMO RETSVINA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 29 #theclosurednashow #tinashemugabe
1:06:51
Wayne Rooney’s 53 Quickfire Questions
30:32
The Overlap
Рет қаралды 1,3 МЛН
Mtshweni against coalition with DA
25:26
Newzroom Afrika
Рет қаралды 6 М.
Final increíble 😱
00:39
Juan De Dios Pantoja 2
Рет қаралды 33 МЛН