MT DARWIN (KARANDA) AKASHANDUKA KUITA BERE

  Рет қаралды 30,351

Drewmas Media

Drewmas Media

4 ай бұрын

RUZHINJI HARUCHINA NEREMUROMO
............WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 150
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
Muzukuru iyeye ngaabatsirwe anogona akatotemerwawo apa mwana anozivei anogona kutozoroyawo fambai nemwana iyeye 🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️zvichembere izvika ma1 kuzvipa hedu vana asi huuummmm
@lorettamakathi4839
@lorettamakathi4839 4 ай бұрын
Vana vevaroi vanonetsa denial apa mai nababa vakapedza dzinza im glad vakagadzirirwa size lesson learned kuti unofa nekuroya
@sueeland5675
@sueeland5675 4 ай бұрын
Denial cos same What's group
@user-ef3xz4rn1r
@user-ef3xz4rn1r 4 ай бұрын
Kkkkkk Kwai neimbuya munhu anoroya unochinja kkkkk nokuora unoora nokukasira kkkkl
@claremarchi5098
@claremarchi5098 4 ай бұрын
Muri pamusha pe bere nhai veduwee😅
@Varaidzo83
@Varaidzo83 4 ай бұрын
😅😅😅😅😅vachadyiwa nebere
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 4 ай бұрын
Uuuuuuummmm😢😢😢😢 varoyi vakawandisa munyika umu
@tendaikoofa8497
@tendaikoofa8497 4 ай бұрын
Shumba chikumbiro changu plz may you dig deeper into nyaya yekuroverwa chipikiri kunoitwa varoyi kana vabatwa. Plz educate me on this one.
@mollybabe
@mollybabe 4 ай бұрын
Regai nditange ndaliker ndisati ndanzwa Dremas media take me to another level 😊
@user-tb7yn5tn9j
@user-tb7yn5tn9j 4 ай бұрын
😂
@stars1531
@stars1531 4 ай бұрын
Kkk sabhuku makuhwa
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅😅😅
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Vakaroverwa chipikiri, vairoya Mbuya heee zvakaoma. Vanga vakura sei? Mbuya vanga vasina piro mumba 😂😂😂
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 4 ай бұрын
Kufa nemabasa ako munhu 😢huroi haubhadhare, vana vaida kuvhariridzira huroi hwamai .
@user-wh1vo3yz9f
@user-wh1vo3yz9f 4 ай бұрын
MaNdhlovu Special
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Asi vana vaiti Mai vedu vaurawa, vakapedzisira kuvaona rinhi, matenga etudzimba utwo twava kudonha. Kuenda nechitunha Harare, mari yacho, vozodzoka navo futi pakaipa
@lovedalerusere3343
@lovedalerusere3343 4 ай бұрын
Mbuya vairoya ah
@veronicamanyika6302
@veronicamanyika6302 4 ай бұрын
Keep going naro basa
@nobuhlegumbo9712
@nobuhlegumbo9712 4 ай бұрын
Uuummm amai vakashaika vairoya shame,kare tainzwa kuti muroi akanetsa vairoverwa zvipikiri nguva yehondo kumashure,uye kuzosanduka kuita mabasa avo zvakaoma mhepo dzinogara muvanhu
@kudzaiczenda1884
@kudzaiczenda1884 4 ай бұрын
MaNdlovu ko mapfeka night gown day light here😮
@pamelampofu6906
@pamelampofu6906 4 ай бұрын
Ummm varoi variko zveshuwa😮
@couragewadzingenyama8302
@couragewadzingenyama8302 4 ай бұрын
Varoyi ngavafe tizorore
@mercychimunda1493
@mercychimunda1493 4 ай бұрын
Vanosiirana vanhu ivava
@couragewadzingenyama8302
@couragewadzingenyama8302 4 ай бұрын
@@mercychimunda1493 anosiirwa wacho ngaafe futi
@veronicamanyika6302
@veronicamanyika6302 4 ай бұрын
Muroyi ngaafe
@finemakamure63
@finemakamure63 4 ай бұрын
Drewmas media taking you to another level
@jones1oo7
@jones1oo7 4 ай бұрын
Tirikuona kuti vakaita hombarume....l love my shona.
@momoemadondo9002
@momoemadondo9002 4 ай бұрын
Zvorevei nhai hama
@jones1oo7
@jones1oo7 4 ай бұрын
@@momoemadondo9002 hombarume zvinoreva munhu anoita basa rekuvhima mhuka, in this case varikureva kuti vaivhima husiku, kureva kuti vairoya.
@margiendlela8356
@margiendlela8356 4 ай бұрын
Drewmas hoyoooo
@user-bo8fg2nd6l
@user-bo8fg2nd6l 4 ай бұрын
patiently waiting
@chikarashumba-cy1pt
@chikarashumba-cy1pt 4 ай бұрын
Drewmas media ❤❤❤❤❤shumbaaaaa......mandlooo....❤❤❤❤❤❤
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 4 ай бұрын
D.M taking us to another level 🎉🎉❤
@mariadumba
@mariadumba 4 ай бұрын
Gogo vailoya avo
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
Kuroya kunonyadzisa apa hanzi vamwe vanongopiwa huroyi hwacho vasingazive varoyi ifai henyu munokanganisa vamwe vasina chavanoziya
@user-fo5bd7ur5v
@user-fo5bd7ur5v 4 ай бұрын
Chokwadi karanda takambokusvika nababa vangu varwara kubva kuMasvingo mfunge. Vanorapa sure
@user-gt8zp8qk2u
@user-gt8zp8qk2u 4 ай бұрын
Inga zvakaoma.... Inyaya dzehuroyi vanhu vatema takaoma
@TalentHambirepi-xn2wq
@TalentHambirepi-xn2wq 4 ай бұрын
Song yakanetsa pabguva ye musami fire sekunetsa kwakaita musami fire
@rumbidzaimamhungo4332
@rumbidzaimamhungo4332 4 ай бұрын
Hanzi vanga vachivhima husiku here.vakashama
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 4 ай бұрын
Zvipikiri izvi zvairovererwa nani
@aginelah6387
@aginelah6387 4 ай бұрын
Nemunhu anoziva kubata varoyi
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 4 ай бұрын
@@aginelah6387 hmmm. Saka pavanokuroberabune uchitxiva zvirikuitika here
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 4 ай бұрын
Hombarume kufa kwayo kubatwa ne musungo .vakanga vonyanya kuvhima kwacho .
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 4 ай бұрын
Vairoya
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
True karanda hospital kumberi❤
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 4 ай бұрын
Hazvisi gata or maporofiter.Ambuya vaisabvarura magumbeze/Vaive neshavi rehuroyi.😮😮😮😮
@user-jl2ry4ed2h
@user-jl2ry4ed2h 4 ай бұрын
Great job drew mass media
@alfredmuvhimi4059
@alfredmuvhimi4059 4 ай бұрын
Vananyamuzhinji 😂😂😂😂😂
@Varaidzo83
@Varaidzo83 4 ай бұрын
😅😅😅😅
@user-sx2eq8ym7y
@user-sx2eq8ym7y 4 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level
@sylviachigona
@sylviachigona 4 ай бұрын
Yah varoyi variko shuwa ,rimwe gore takadaidzirwa imwe mbuya yakange yapindawo pamusha wainge wakagadzirwa yakazopona nekuzviitira,tsvina😂😂😂😂
@giregrace317
@giregrace317 4 ай бұрын
Sekuru kare kwavo vainetsa vakaroverera watch
@paulinematambo
@paulinematambo 4 ай бұрын
Waiting
@janetchizanga2275
@janetchizanga2275 4 ай бұрын
Wonzwa zvichinzi huroyi hakuna ummmmm
@veronicamanyika6302
@veronicamanyika6302 4 ай бұрын
Pa chimumvuri varoyi vanetsa tibatsireiwo
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 4 ай бұрын
Ko badwero aripi ambotitsanangurira
@rachelntini4252
@rachelntini4252 4 ай бұрын
Sure bulala abathakathi kkk kunzima
@greenpeace7380
@greenpeace7380 4 ай бұрын
Mai Mahachi wangikhumbuza uMkadota
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 4 ай бұрын
Hazvipfeko zvema church izvika, hameno
@user-ch9kw6er5s
@user-ch9kw6er5s 4 ай бұрын
Muroyi uyo akadya isingadyiwe
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 4 ай бұрын
Varoyi vanonzi vakafa vsnochinja plus zvipikiri vakatobatwa vaenda kunoroya zvakaoma chokwadi
@user-gx4jy1pc6p
@user-gx4jy1pc6p 4 ай бұрын
Huroyi hwanynya
@nancemoyo9365
@nancemoyo9365 4 ай бұрын
Muroyi akafa anovigwa same day dai vakatovigwahakuchina husiku iwowo
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 4 ай бұрын
Waiting patiently to here the story?😮😮😮
@nyashakaranda573
@nyashakaranda573 4 ай бұрын
Yes tru karanda is the best
@veronicamanyika6302
@veronicamanyika6302 4 ай бұрын
Fambai nayo Darwin. Chimumvuri apo
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 4 ай бұрын
Hezvo wovigwa waachikara
@giregrace317
@giregrace317 4 ай бұрын
Zvakaoma huroi huriko chokwadi
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 4 ай бұрын
Badwero. Wat a name
@Fungisaiwenhamo-mx7sk
@Fungisaiwenhamo-mx7sk 4 ай бұрын
Zvakaoma
@tinomzeni420
@tinomzeni420 4 ай бұрын
Agogo amenewa ndi pfiti
@Blessingblessing-tv1zs
@Blessingblessing-tv1zs 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂zoonadi
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 4 ай бұрын
Zvakaoma namwari
@veronicamanyika6302
@veronicamanyika6302 4 ай бұрын
Mt Darwin varoyi vanyanya
@ThePrivy1
@ThePrivy1 4 ай бұрын
Taurai zvenyu. Isu takaroorwa ikoko
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
Kuita imwe staira 😅😅😅😅😅😅😅 sabhuku sabhuku 😅😅😅😅
@priscillatembo6760
@priscillatembo6760 4 ай бұрын
Vairoya zvakaoma
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 4 ай бұрын
Waroi wachapera zvawo
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 4 ай бұрын
Kuroya kwakaipa mabiyanguwee
@dubedicent
@dubedicent 4 ай бұрын
Hanti mkhaya wami zivai vaimbi sekwenzekalani selisinika imikhoba
@user-by2cj7gd2w
@user-by2cj7gd2w 4 ай бұрын
Muzukuru ngambofamba ambovhenekwawo
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 4 ай бұрын
Unofa nemabasa ako
@finemakamure63
@finemakamure63 4 ай бұрын
Mandlovu na shumba bhoo here
@user-jp9rn5nh5w
@user-jp9rn5nh5w 4 ай бұрын
Sando. dzevakarovera hoko Pasi nevatakati
@user-oc7xl1tw2i
@user-oc7xl1tw2i 4 ай бұрын
Ukangoona musha wakawanda tudzimba tudiki hapana kunaka
@user-ug2pw4py5t
@user-ug2pw4py5t 4 ай бұрын
PaKaranda pedu, pamanurse
@lovedalerusere3343
@lovedalerusere3343 4 ай бұрын
Helo hello
@ednamandere6890
@ednamandere6890 4 ай бұрын
That's true Karanda hospital is the best
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 4 ай бұрын
We also have Chidamoyo mission hospital in Hurungwe ..its the best madrs nemishonga hazvishaki
@user-qd6dy5gp8t
@user-qd6dy5gp8t 4 ай бұрын
​@@Angylngumashupa-gt3yzyaaaaaa sure I know that one yakarongeka
@nyashakaranda573
@nyashakaranda573 4 ай бұрын
We are trying our best
@evylinemunjeri7106
@evylinemunjeri7106 4 ай бұрын
Hanzi vaivhima 😂
@amandafish3022
@amandafish3022 8 күн бұрын
Huroyi
@user-vj3ir1dh2f
@user-vj3ir1dh2f 4 ай бұрын
❤️drewmas
@user-lq1uq5xd9d
@user-lq1uq5xd9d 4 ай бұрын
Ndakaponera kukaranda asi nyaya dzainzwa dzinotyisa but ndakara zvakanaka
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 4 ай бұрын
kwaiitikeiko kuKaranda hama
@alfrednyatsambo5385
@alfrednyatsambo5385 4 ай бұрын
Ndoo tunyaya tusina kana nemusoro wese
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 4 ай бұрын
Roverai hoko uroyi hwacho Avas Kuda kusiya
@alfredkomboni3706
@alfredkomboni3706 4 ай бұрын
Aifanira kutoitwa mates kuti vaone zvakkakonzera
@melodymutukudzi5910
@melodymutukudzi5910 4 ай бұрын
sabhuku makuhwa
@3426-y2t
@3426-y2t 4 ай бұрын
The Ndebele girl please use euphemism. Wasitshiya/akasekho not wafa your words are too heavy otherwise good job
@JobeMazizikazi
@JobeMazizikazi 4 ай бұрын
No euphemism for someone who die by accident or this way..... Euphemism is used only if someone dies a natural death
@user-wk1vo8ss5d
@user-wk1vo8ss5d 4 ай бұрын
Its juts rigor mortis please
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Drewmas Media taking us to another level ❤️❤️❤️
@chairmanchairman7258
@chairmanchairman7258 4 ай бұрын
Post Mentom Body vheyi
@PrettyNicholas
@PrettyNicholas Ай бұрын
😂
@Rebhara
@Rebhara 4 ай бұрын
22 past 10
@lovedalerusere3343
@lovedalerusere3343 4 ай бұрын
Hello
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 4 ай бұрын
Kkkkkkkk mandloo kah
@user-gr5fe6kx1w
@user-gr5fe6kx1w 4 ай бұрын
Zviriko
@TalentHambirepi-xn2wq
@TalentHambirepi-xn2wq 4 ай бұрын
Ko yezvitunha zvekuchinjaniswa yakazoita sey
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Sekuru Shumba murisey
@patriciachizanga1505
@patriciachizanga1505 4 ай бұрын
Mr butcher vachipo paDarwin hospital kumochari
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 4 ай бұрын
😅😅😅😅😅
@beautychikanyiwa5175
@beautychikanyiwa5175 4 ай бұрын
Haaa vanhu ve drewmas media sando dzenyu ndambuya vangu kani ivavo vekusanduka kuita bere sabhuku uyo ndobaba vangu vekundizvara haaa vakapihwa size inokwana ambuya v 😮anga Vanessa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa tirikufara chose
@JobeMazizikazi
@JobeMazizikazi 4 ай бұрын
Kkkkkk aaaaah Amana shuwa here
@patiencematambo4689
@patiencematambo4689 4 ай бұрын
Ndevapi ava vakafa ,ndarasika.ndango ziva mai Jay avo varkutaura bt vakafa ndatadza kuva ziva..
@tapiwachimbangiza9379
@tapiwachimbangiza9379 4 ай бұрын
Amai awa vanoroya futi
@takemoregoko5346
@takemoregoko5346 4 ай бұрын
Kkkkk
@user-mt9sl2id3v
@user-mt9sl2id3v 4 ай бұрын
Hezvo vapi futi
@takemoregoko5346
@takemoregoko5346 4 ай бұрын
@@user-mt9sl2id3v bvunzawo dear
@Varaidzo83
@Varaidzo83 4 ай бұрын
😅😅😅😅😅imhosva hr kuchembera😂😂😂😂😂
@SibusisiweBusi-be4hj
@SibusisiweBusi-be4hj 4 ай бұрын
Varoyi vanoshamisa, kuroya unowaneiko?
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 4 ай бұрын
Postmitomu... Mezeti Prim haataure.
@Loraine887
@Loraine887 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@Varaidzo83
@Varaidzo83 4 ай бұрын
😅😅😅😅😅haataure Prim anodanzura bvudzi rake achidya😅😅😅😅😅😅😅
@thandompofu3503
@thandompofu3503 4 ай бұрын
Soldier Rofira musoldier diwo ma results e wuroyi
BINDURA...........MURORA OFIRA PARUFU RWAAMWENE
28:17
Drewmas Media
Рет қаралды 25 М.
Does size matter? BEACH EDITION
00:32
Mini Katana
Рет қаралды 20 МЛН
WHAT’S THAT?
00:27
Natan por Aí
Рет қаралды 13 МЛН
Kubatwa kwenyoka nezvidhoma kwaKanjanda
54:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 49 М.
VAROYI KWASEKE VODYA VANHU VAPENYU
51:02
Drewmas Media
Рет қаралды 79 М.
MUTOKO...... ARIKUNZI AKAURAYA MUNHU ORAMBIRA MHEPO MHOSVA
28:24
Drewmas Media
Рет қаралды 26 М.
When an RV meets a zombie outside #rv
0:21
campingWorld
Рет қаралды 24 МЛН
Slow motion boy #shorts by Tsuriki Show
0:14
Tsuriki Show
Рет қаралды 8 МЛН
Толстый солдат всем отомстил #shorts
1:00
Батя в общественных местах 😇
0:46
Время горячей озвучки
Рет қаралды 1,5 МЛН
Это ежегодное настроение 😉 #tiktok #юмор #жиза #funny
0:10
Ангелина и Тая
Рет қаралды 3,6 МЛН
Никогда не убивай это существо! 😱
0:28