MHONDORO NEUSO ......MADZIBABA VEKUMITISA MUKADZI WEMUNHU VOTONGESANA NEMUKADZI PAZERE VANHU

  Рет қаралды 36,358

Drewmas Media

Drewmas Media

4 ай бұрын

NYAYA YAMADZIBABA VEKUMITISA MUKADZI WEMUNHU YOTSVIRIRIDZAWE ........
HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 452
@maybechigowe2194
@maybechigowe2194 4 ай бұрын
Madzibaba itsotsi vatojaira chihure yes mukadzi uyo akakanganisa but madzibaba ngavachengete mwana wavo
@preciouszvomarima676
@preciouszvomarima676 4 ай бұрын
Amai ihure. Hure guru
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 4 ай бұрын
Haai mwana wemusango ngaagare kure nemusha please
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 4 ай бұрын
​@@preciouszvomarima676i secong you..precious. ihure chairo mhayiyo
@user-yf1jo3ie3h
@user-yf1jo3ie3h 4 ай бұрын
Uum madzimai kana tafunga kuita chihure ngatibvei pamisha yevanhu zvinonyadzisa izvi
@Amarie077
@Amarie077 4 ай бұрын
Zveshuwa chionai mabudiro azvinozoita manje.
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l 4 ай бұрын
Taura hako
@janedaison4002
@janedaison4002 4 ай бұрын
Haaa pakaipa
@user-uw5ug5ye2f
@user-uw5ug5ye2f 4 ай бұрын
Yes 🥰 I support you
@precioustafirei7394
@precioustafirei7394 4 ай бұрын
Kushoresa vakadzi vese
@amandafish3022
@amandafish3022 4 ай бұрын
Vaiwirirana muchihure chavo madzibaba pavakazoziva kt ane nhumbu ndokubva varoora fast umwe mukadzi kuitira kuti uyu asasvike . Mimba ndiyo yakakanganisa Zvese 😂dai pasina mimba vachingodanana nanhasi😂
@josephined8931
@josephined8931 4 ай бұрын
Apo wataura chokwadi chaicho zitsotsi ziporofita iro naiye mukadzi uyo anenge mugwere wefungwa
@user-bv5dv9ge6h
@user-bv5dv9ge6h 4 ай бұрын
Nyaya iyi yakingoda Tinashe Mugabe
@muzezuru
@muzezuru 4 ай бұрын
Iye munhu musi wekutanga akapa munhu tsananguro dzekti amai kumba hakuna kumira mushe nemurume so nei nhasi Muporofita oti ndaisaziva kti munhu haana murume. Akaudzwa kti zvino tikawanikwa nemurume wangu takagara pano ndinoti kudii zvino nhasi oti ndaisaziva kti mudzimai wemunhu so madzibaba ripirai zvitadzo zvenyu Madzibaba huye itsika yenyu kutaura kwevenharaunda. Madzishe tongai baba ava vasisiye tsika yavo iyo yekutora madzimai evanhu. Zvichida vakatonzwa panonetsanwa vanobva vavaka miteuro yekudzimaidza madzimai avanhu.
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 4 ай бұрын
Just do DNA tests
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 4 ай бұрын
Dayi amai muri mumwe munhu nyararayi hamunyare here chihure mukadzi mukuru
@tagarirafrankmichael1772
@tagarirafrankmichael1772 4 ай бұрын
Kufunga kushoma kwako, chihure icho chamai avo. Satan haanyare mkadzi uyu
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 4 ай бұрын
Even madzibaba knew she was married..vakazviratidzwa pamweya ava. He took advantage of the marriage situation.
@lynnetmadzima7651
@lynnetmadzima7651 4 ай бұрын
I have a friend yakawakirwa muteuro kuti Ade madzibaba akazoudzwa nemamwe madzimai kuti muteuro wawakapihwa hauyite akanorasa ndokupihwa mumwe kwakuzosiyana namadzibaba chero nhamo irowe sei madzibaba endayi henyu
@mabasamushandi6536
@mabasamushandi6536 4 ай бұрын
a song well done. I miss home this diaspora thing is not right
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 4 ай бұрын
Amen❤
@madamboss7216
@madamboss7216 4 ай бұрын
😂😂
@user-wk8sg5ih5w
@user-wk8sg5ih5w 4 ай бұрын
U can say that again...this diaspora thing ka Ini ndaneta nazvo izvi...missing home😢
@user-bk5em4rj8g
@user-bk5em4rj8g 4 ай бұрын
Very correct
@claremarchi5098
@claremarchi5098 4 ай бұрын
Inzwa ka ngoma. Kanondifungisa kure
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 4 ай бұрын
Vana madzibaba ndozvavari chihure vanacho ipapa kwavakabva ndozvavakatiza zvechuhure nevakadzi vevanhu
@user-ph9wj1qt7b
@user-ph9wj1qt7b 4 ай бұрын
imagine kuti madzibaba vacho vakaita move on nekuroora.riniko
@lenainock3982
@lenainock3982 4 ай бұрын
​@@user-ph9wj1qt7bvanga varimujeri fut 16 years
@AthenaForexGroup
@AthenaForexGroup 4 ай бұрын
Saka hausi kuona anything wrong nekuti iyeye mukadzi we munhu anenge anyengwa anobvumirei?hapana mutsvene pamukadzi we munhu anyengwa akabvuma newacho anyenga mukadzi wemunhu.But I understand kuti common sense is not common to all.
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri 4 ай бұрын
​@@lenainock3982yoooh saka madzibaba inhubu nhyka
@davisonzamani5197
@davisonzamani5197 4 ай бұрын
Ko mweya hauna kuona here kuti mukadzi wemunhu
@user-kp6em1wo7t
@user-kp6em1wo7t 4 ай бұрын
Ini ndoda kuxiva hangu kuti madzibaba avo vanga vakambosungirwei madzibaba igwere gwere iri
@cynthiakamuruko9038
@cynthiakamuruko9038 4 ай бұрын
Hanzi ndakapomerwa rape
@dzidzaisibanda7069
@dzidzaisibanda7069 4 ай бұрын
Rape
@TafadzwaMagoge-of4ss
@TafadzwaMagoge-of4ss 4 ай бұрын
Vakasungirwa nyaya yevakadzi fty
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 4 ай бұрын
Hamunyepe madzibaba imhombwe naivowo vakadzi vevanhu vacho vakazungaira chii chinonzi madzibaba kana chokoro dololo kungofunga kuhura nevakadzi vevanhu pamusoro pazvo mobirwa mari makasvinura nonsense
@user-wk8sg5ih5w
@user-wk8sg5ih5w 4 ай бұрын
Nziyo nengoma mazuvano hamusi kumira... Drewmas taking us to another level❤❤❤❤❤
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o 4 ай бұрын
Murihure Mai Maka makuda kuramba kurambwa namadzibaba sei imi makaroorwa murimvana makadini kurambira kwemunhu akakubvisai humhandara Mai imi
@user-kp6em1wo7t
@user-kp6em1wo7t 4 ай бұрын
Munoda kuudzwa ko mweya waisaona hre haaa madzibaba musati siiza ka imi
@user-ey8nn2tu2s
@user-ey8nn2tu2s 4 ай бұрын
Uuum madzimai tiri kuzvinyaya zvinonyadzisa izvi
@jabulanimanga7008
@jabulanimanga7008 4 ай бұрын
This story is a bit strange but ndine twuma areas where i think mukadzi is being taken advantage of. 1. Madzibaba vakaziva dambudziko raive naamai avo nekuti amai avo vakaudza madzibaba chokwadi nekuti vaitotsvakawo kubatsirwa but vakuda kunyepa kuti mukadzi akati haana murume. 2. Mukadzi aburitsa nyaya iyi ndiyeyu chete ko kana kuine vamwe vakudanana namadzibaba ava asi vachitya kubuda pachena nekutyawo kuputsa misha yavo? Icho chivindi china madzibaba ivava vanochiwanepi chekurara nemunhu wavasingazive angouya kuzobatsirwawo kuchurch? Madzibaba vakatora advantage yekuti mukadzi uyo anga ave nenguva asisazivi murume chete. Kwandiri its rape yakaitwa by taking advandate of the complainant situation. 3. Mupurisa ane power rekupa peace order ndewekupi iyeye? I feel pity though for the husband waamai vakafuririka avo because pachivanhu vakapindirwa mumusha nebhinya rinozviita madzibaba iro. I hope the chief will charge that Madzibaba harshly for such a well calculated crime
@user-qb1cu3wg9h
@user-qb1cu3wg9h 4 ай бұрын
Mava nemwana naye saka chengetai mwana wenyu
@nnyarry
@nnyarry 4 ай бұрын
Azvizivikanwe kuti ndewani
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw 4 ай бұрын
Mwana uyo hasi wamadzibaba. Mwana ndewemurume wake mkadzi uyo
@rumbiechikos4363
@rumbiechikos4363 4 ай бұрын
Ndozvandaonawo nematauriro amadzibaba
@user-sr7zq9js9s
@user-sr7zq9js9s 4 ай бұрын
Usafungidzire regai vaende kudna
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
Nei wadaro
@user-vc9ry6ci3c
@user-vc9ry6ci3c 4 ай бұрын
@DNA man Tinashe Mugabe hero basa
@emmanuelchingwaro5381
@emmanuelchingwaro5381 4 ай бұрын
Arikudheerera madzibaba uyo
@marumbi511
@marumbi511 4 ай бұрын
Madzibaba,mune mhosva uye mave kushoresa chitendero chekuMasowe.KuMasowe wada munhu kune nzira yamaifanira kutanga mayor's musati marara NEMUKADZI.Madzibaba muri MHOMBWE HURU UYE MURI KUBATIRA VAKADZI MINAMATO YEKUTI MUTADZE NEVAKADZI VEVANHU
@MemoryMoyo-ke5hc
@MemoryMoyo-ke5hc 4 ай бұрын
Amai ava chihure mmmm, angeke ube lenye indoda whilst u are married litshapha. Ubutshapha bomfazi buyanyanyisa than indoda
@masibandamhazishumba2241
@masibandamhazishumba2241 4 ай бұрын
Today you take us to another level tanga takatsamwa .maratidza hunyanzwi hwebasa shumba .
@Muchnema
@Muchnema 4 ай бұрын
Ivo madzibaba vanongosangana nomadzimai pasina kuroora shoko Ra mwari rinotendera izvozvo here .ityai mwari madzibaba
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 4 ай бұрын
Bvunza hako. Sex before marriage 😢
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 4 ай бұрын
I soo much want kuti mwana asaite wamadzibaba...mai ava ibishu havo time time
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 4 ай бұрын
Madzibaba musapedzere vangu nguva. Mune hutsinye. Munoda kudzokera jujeri. Maidanana nemkadzi wemunhu muchixiva nekuti pane nhumbu makuda kuzviita ku ge ndimi makakakanganisirwa.
@user-fr6yq1vb7l
@user-fr6yq1vb7l 4 ай бұрын
Madzibaba vanoreva nhema,aiziva kuti mukadzi wemunhu nekut akavaporofita zvemumba mavo achiti. Aona imba yavo isina ramangwana
@mollybabe
@mollybabe 4 ай бұрын
Mzukuru inzenza chaiyo aihurirei nyaya inonyadzisa iyi
@user-es6em1sc7m
@user-es6em1sc7m 4 ай бұрын
Taurai henyu vakazviitirei izvozvo kurara neumwe murume ivo vaine murume wavo vakachiva madzibaba mai avo
@mollybabe
@mollybabe 4 ай бұрын
@@user-es6em1sc7m nhai apa kuzoda kutaur tuchirungu tusina bsa inzenza iyi
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 4 ай бұрын
Ko muzukuru akambodananirei nemurume uyu iye aripamurume . Zvinonyadzisa izvi
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o 4 ай бұрын
Makuramba kufamba husiku imi Mahendra madzibaba husiku
@fungayichisanzu1929
@fungayichisanzu1929 4 ай бұрын
Nice song . Ndafunga Dande kkk. Thanks Drews .You are the best guys . Keep it up
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp 4 ай бұрын
Mr Neshamba well done job um proud of ur programmes guys rambai makadero sando dzenyu
@alettamatiza196
@alettamatiza196 4 ай бұрын
Apa poda Tinashe Mugabe the DNA man,,,zvibve zvapera
@alettamatiza196
@alettamatiza196 4 ай бұрын
Tadiwanashe kutama l like your voice❤
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 4 ай бұрын
Mai Maka haana hunhu semukadzi wemunhu. Uyuwo muprofita ngaaripe
@user-rz4xl7kx9r
@user-rz4xl7kx9r 4 ай бұрын
Madzimai imhengera mumba ngavadzikame ndovakanogarira madzibaba beya uko nezemo ravo ndozvinoita nzenza dzemadzimai kumaporofita hameno kuti vanofunga kuti vakararwa nemuporofita vanozvara ngirozi here.
@comfortsadieq
@comfortsadieq 4 ай бұрын
dad bota come on board plus madam Ava Dai vainwa mapills Dai zvisipo 😂😂😂English girl😅😅
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 4 ай бұрын
Ko kungorega chihure chacho,
@lisamuz1790
@lisamuz1790 4 ай бұрын
Avadi mapills vanhu ava😂😂😂
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 4 ай бұрын
Nhai veduwee.chihure chekuzvara mwana
@comfortsadieq
@comfortsadieq 4 ай бұрын
@@lisamuz1790 manje English girl akapusisa kkkkk
@ChristyMilly-zp4op
@ChristyMilly-zp4op 4 ай бұрын
Mwana ndewenyu madzibaba verengai Mushe mwedzi yacho
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 4 ай бұрын
Vana madzibaba ava ndozvatori zvavo, ini ndakamboenda kune mamwe madzibaba ndichida kubatsirwa, instead yekundipa munamato wangu, ndakachinjirwa, ndakatozofuma mangwana ndave kutodanana naye madzibaba vaye, ndakazopepuka patove payeee, vanhu ava 🙌🙌🙌🙌🙌nxaaaaa
@user-ir3fu4xh5x
@user-ir3fu4xh5x 4 ай бұрын
Madzibaba vanenge vari honest bt pfambi yamai avo inongovhurira vanhu vese vese veiziva kt vanemurume wavo
@tarisaimack8296
@tarisaimack8296 4 ай бұрын
Kupi ko havasi honest avo itsotsi
@muzimbo8659
@muzimbo8659 4 ай бұрын
Vakutobva kujeri avo
@LibertyMzenda
@LibertyMzenda 4 ай бұрын
Yakapera sei yamadzibaba avo vekumisisa mukadzi wemunhu
@user-sh1yc1ko9o
@user-sh1yc1ko9o 4 ай бұрын
Makangwarira mahara vanatete nemwana wehanzvadzi yenyu
@shebs2207
@shebs2207 4 ай бұрын
MAHURE nemadzitte acho
@YvonneFraser-fb7pc
@YvonneFraser-fb7pc 4 ай бұрын
Madzibaba havana mhosva apa mhosva ihure remukadzi murume pedzera shungu kuhure rawakatora kuriisa mumba mumusha wako
@rosemarydzamara7857
@rosemarydzamara7857 4 ай бұрын
Madzibaba shiti, tseki, ngaridzoke kujeri
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Drewmas Media taking us to another level ❤️❤️❤️❤️❤️❤️
@user-mi3bg3sd6o
@user-mi3bg3sd6o 4 ай бұрын
Amai Zihure.shuwa unobva kumba kune murume uchienda kuchikomba.i don't blame madzibaba.nyangwe kumba nemurume wako kwakaita damudziko auyende kunovhura gumbo kumaraini.murimuwe munhu nyarai nekuti makahura zvinotonyadzisa
@ruthmurungweni2317
@ruthmurungweni2317 4 ай бұрын
Madzibaba mweya hauna kukuratidzai here kuti mukadzi wemunhu 😂😂😂
@portiakk
@portiakk 4 ай бұрын
😂😂😂😂
@user-uw5ug5ye2f
@user-uw5ug5ye2f 4 ай бұрын
Uuuum guy madzibaba vanazoonawo zvese hre izvi
@user-uw5ug5ye2f
@user-uw5ug5ye2f 4 ай бұрын
Kkk ma1 mukadzi ari wrong
@user-uw5ug5ye2f
@user-uw5ug5ye2f 4 ай бұрын
@@portiakk kk
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy 4 ай бұрын
Kuchihure hakubarwiri mwanaba 😅😅😅 dai pasina kuita mwana rudo rurikutsva 😂
@rumbimasekesa1593
@rumbimasekesa1593 4 ай бұрын
Mukadzi uyu ibhishu Aida kubatirirawo madzibaba awa
@user-uw8jk1ps2s
@user-uw8jk1ps2s 4 ай бұрын
Kovakadzi venyu vakarepewa here siyanayi namadziba vanhu mungavunganira chihure chavakadzi venyu vakadii kimuramba handiti vakabvuma mahure vakadzivenyu vasinamutemo tibvirei siyanayi namadzibaba
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 4 ай бұрын
Madzibaba muti hure mokwira vanhu vamoshandira monyadziswa
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 4 ай бұрын
Y madzibaba wari kt hawaiziwa kt amai awa wanga wane mrume ,yet wariwo wakaprofita kt imba yenyu mahumbwe ,saka yaiwa ways yekupusisa amai awa ,bhanditi iro zimhombwe
@Briancharumbira793
@Briancharumbira793 4 ай бұрын
Iyo imhuri yemahure iyo mwana haasi wamadzibaba March to February yagova nzou here
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 4 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level ❤❤❤
@user-ln8bk4zn9n
@user-ln8bk4zn9n 4 ай бұрын
Uuuuum madzimai munotinyadzisa chifambi chakaipa
@user-gq1bf4eq1l
@user-gq1bf4eq1l 4 ай бұрын
Drewmas munhu uyu tsotsi akambosungirwei pekutanga saka ihure madzibaba aboo
@giftndawana
@giftndawana 4 ай бұрын
But kuganza kwamadzibaba kurikuratidze kuti ndiye muridzi wemukadzi itsotsi mufesi uyo
@nomsanyoni4191
@nomsanyoni4191 4 ай бұрын
Tinashe mugabe ngauyeko myb vana hombo varikuchengetwa nanababavasirivavo madzibaba havaite ava vakuti havachada kutaura naamai avo asi pavai danana vaive2 mumaconer church ngaivharwe
@tmatz6467
@tmatz6467 4 ай бұрын
Ka Life kekumapurazi kanenge kanonakidza, stress yemabasa Zero
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc 4 ай бұрын
Vanamadzibaba ava ndobasa ravo.vanamai vakawanda vakarara navo kungoti avana kubatwa chete.andiendi pananamadzibaba ini unopiwa minamato yekutokupusisa wotopiwa rimwe dambudziko pamsoro perimwe
@OptimisticWheelbarrow-he7ez
@OptimisticWheelbarrow-he7ez 4 ай бұрын
Waiting mai maka 😂
@rebeccameki5421
@rebeccameki5421 4 ай бұрын
Mukwane mai imi KO kuenda kumba kwenyu kana mafnga chihure, madzibaba kwanai imi chii chakadaro ndimi mukutadzisa mvura kunaye Mwar varikutsamwa netsvina dzamuri kuita idzi
@user-ou8vc9yx4l
@user-ou8vc9yx4l 4 ай бұрын
Ini pakadai handingatombowanike kunzi ndamirira mwana wehanzvdzi zvinhu zvonyadzisa kudero chihure chega chega ichi tete makatadza kuraira muzukuru
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
Kukanganisa kuri muvanhu. Ungarasa wekwako here. Jesu akati anoziva kuti haasati ambotadza tora dombo uteme mukadzi uyu. Jesu paakazosimudza musoro akazoona pasisina kana munhu.
@nikkimasuku8042
@nikkimasuku8042 4 ай бұрын
​@@godwinchiutsi9183thus true
@NomoreMapfumo
@NomoreMapfumo 4 ай бұрын
Inzwai ngoma chete
@user-ts4uw3tz5s
@user-ts4uw3tz5s 4 ай бұрын
Çhihure for the people drewmas taking you to another level
@lisamuz1790
@lisamuz1790 4 ай бұрын
Kwana😂😂😂😂😂
@user-um7jg8eb6f
@user-um7jg8eb6f 4 ай бұрын
Mapostori amazuva imombwe mbava ne kunyepa uye ne kuba
@nomsanyika151
@nomsanyika151 4 ай бұрын
Chief Seke vanototi murume akanyenga mukadzi wemunhu haana mhosva,vanoripisa mukadzi wacho nemurume wake not chikomba haaa chinotofamba zviri free no kuripisa.
@preciousmoyo2941
@preciousmoyo2941 4 ай бұрын
Ivo vanhu vemasaka ava vanonyepa vanohurisa
@leninstixbuffalo6356
@leninstixbuffalo6356 4 ай бұрын
Batai Tinashe zvipere
@NatalieMusekiwa
@NatalieMusekiwa 4 ай бұрын
Vana madzibba vanotora advantage bba vari wrong avo mai makagona mukasabvisa mimba well done vanonyepera zitaraMwari ngava fumurwe
@tsitsihugya
@tsitsihugya 4 ай бұрын
Ko baba vakaimba song iyi vapenyu here nhy vaneshamba vaudzei kuti song iyi iri chihwitsi loly pop chaiyo
@gertrudejaya9606
@gertrudejaya9606 4 ай бұрын
here for the song😊
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
Eheeee 😂😂😂😂😂 vanhu ivava dai pasina bhanduru of joy ravo iri vaidai vachiri kugumhanisa mhino ava hasha idzi shows kuti they had strong feelings for each other tumahure utusooo 😂😂😂😂😂
@tapiwachimbangiza9379
@tapiwachimbangiza9379 4 ай бұрын
Tete nemuzukuru wavo same same mahuule
@paulinematambo
@paulinematambo 4 ай бұрын
Uuummm pakaipa nhasi
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 4 ай бұрын
Kkkkkkkk yeah Neh drewmas media taking us to another level definitely
@margretmachona6557
@margretmachona6557 4 ай бұрын
Mukadzi uyo anemhosva ipfambi yemunhu.
@user-gx4jy1pc6p
@user-gx4jy1pc6p 4 ай бұрын
Madzibaba madzibaba maromba imi
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
Vanhu vakambopinda mujerì hamuvagoni. They went through a lot.
@YvonneFraser-fb7pc
@YvonneFraser-fb7pc 4 ай бұрын
Mukadzi ihure varume vanonyenga varume pedzeranai nemahure enyu mudzimba dzenyu
@user-vc9ry6ci3c
@user-vc9ry6ci3c 4 ай бұрын
Madzibaba itsotsi
@talithadube6468
@talithadube6468 4 ай бұрын
Hanzi vaida kumbodastwa dastwa
@registonho8128
@registonho8128 4 ай бұрын
Drewmas media taking us to onother level
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 4 ай бұрын
Mai awooo wanotaura chirungu nhema ihure awooo
@shebs2207
@shebs2207 4 ай бұрын
Ndozvinoita mahure
@joycemupakairi
@joycemupakairi 4 ай бұрын
Baba avo havana matyira mwana ndewavo asi mai avo vanodada nechipfambi havo
@liciousnyamande4251
@liciousnyamande4251 4 ай бұрын
Song ma1 iyo i miss chinyakare
@neverkabuku3015
@neverkabuku3015 4 ай бұрын
Amai vekuvhaira nechirungu kuvanhu wekumusha havana kukwana.Moti mutauro wenyu hamudi munoda chirungu,murume wenyu hamudi munoda chikomba,amai muri joki
@nomsanyoni4191
@nomsanyoni4191 4 ай бұрын
Madzibaba munemhepo imi nhoroondo ndeei endai kuDN zvipere apa muribusy kushandira vanu murihure hapana mweya mutsvene unogara pahure
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. 4 ай бұрын
Imika musatipedzera nguva apa.. madzibaba kana muchiona maifana kugara mabata signal kudhara moona kut uyu,mukadzi wemunhu .. munoda shamhu..
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 4 ай бұрын
Music yenyu ndabva ndafunga kumusha 😍🤣
@KunofiwaJetro-bu1sx
@KunofiwaJetro-bu1sx 4 ай бұрын
Madzibaba vanenge vane nhedzi
@madamboss7216
@madamboss7216 4 ай бұрын
Madzibaba itsotsi hombe
@faithbungu9136
@faithbungu9136 2 ай бұрын
Haaa vanhu vari mudzimba vanohura ayiwa ndabvuma zvangu ingobvai pamisha yevanhu mungoratidza hunhu hwenyu kuti muri mahure
@theresamambara5923
@theresamambara5923 4 ай бұрын
Muchazvirega henyu
@RuvarasheTumba-dg2wp
@RuvarasheTumba-dg2wp 4 ай бұрын
Apa mkadz uyo kusanyara kutaurira mudenga mmm zvakaoma hazvo
@irvinemurombedzi9628
@irvinemurombedzi9628 4 ай бұрын
Madzibaba vano paridza kumasowe here nezve hupombwe. Ivo ndivo vanofanira kubadhara mari yema DNA.
@emenjildavioletdzama8886
@emenjildavioletdzama8886 4 ай бұрын
Madzibaba varikushandira pazvese
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 4 ай бұрын
DNA is the solution
@mollybabe
@mollybabe 4 ай бұрын
Madzibhishu avo vachadzoker kujeri futi mai avo ibenzi vaihurirei vaine murume
@NomatterMakoni-wo2vp
@NomatterMakoni-wo2vp 4 ай бұрын
😂😂😂😂Vanhu vanoda nyaya inzwai chikweee
@josephnyampunga1325
@josephnyampunga1325 4 ай бұрын
Ndamboti madzibaba vanonyenga vakadzi vevanhu ndobasa ravo finish
@gigichik
@gigichik 4 ай бұрын
Tokudai kwedu Drewmas
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 4 ай бұрын
Someone needs to download these videos so that mwana uyo anozonzwisisa mawiiro ake panyika
@nikkimasuku8042
@nikkimasuku8042 4 ай бұрын
Kuuya kwake hazvinei nemwana ,vamwe vana varikuzvara mai vabatwa chibharo asi handi mosva dzevana
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 4 ай бұрын
Uchida kufadza madzimai ingotaura zvakarerekera kubonde. Vanorovana maoko nekufaraa!! 😂😂😂
@melodyjinga5370
@melodyjinga5370 4 ай бұрын
Yakatambika yakatambika now Hama dzemukadzi uyo makufanira kutobata Hama yenyu kana achidzokera kumba kuvabereki, ngaadzokere hake, otherwise munhu anozopindwa neimwe pfungwa yekuzviuraya akasiya vana vake please. She learnt her lesson
@nzotakilango9578
@nzotakilango9578 4 ай бұрын
DN yava kuda Tinashe Mugabe chokwadi madzibaba ihure mukangovaregerera vacha pedza neku hura nevakadzi vevanhu chokwadi vese vanoenda kumasowe ikoko vakadzi ndofunga vakato rariwa ne mupofita
@user-uq5dk7do6q
@user-uq5dk7do6q 4 ай бұрын
Munhu musungwa uyu hamumugoni ibhanditi iro rinoziva kutaura zvevasungwaa
@user-kh9ei9oe4g
@user-kh9ei9oe4g 4 ай бұрын
Bhadhiti chairo wareva iwe munhu akambopinda mujeri
@emilymushonga1017
@emilymushonga1017 4 ай бұрын
Gogodera rekujeri chairo roziva zvese zvekubvuma nekuramba
OITISA TETE  [ HANZVADZI YABABA ]  PAMUVIRI
30:55
Drewmas Media
Рет қаралды 2,6 М.
Looks realistic #tiktok
00:22
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 68 МЛН
🤔Какой Орган самый длинный ? #shorts
00:42
I CAN’T BELIEVE I LOST 😱
00:46
Topper Guild
Рет қаралды 101 МЛН
AMA 2K..........FOUR [4] MONTHS MUCHATO WAPERA
36:29
Drewmas Media
Рет қаралды 4,4 М.
MHONDORO -NEUSO..... VANA VOBATA CHIKOMBA NEMHOSVA MUDARE
38:41
Drewmas Media
Рет қаралды 18 М.
MHONDORO NEUSO.....MADZIBABA VOTONGERWA ZVIRANGO ZVEUPFUMI
29:41
Drewmas Media
Рет қаралды 11 М.
MHONDORO NEUSO........ PROPHET VAKAITISA MUKADZI WEMURIDZI PAMUVIRI
43:17
When dad sneezes 😱😵‍💫 LeoNata family #shorts
0:26
LeoNata Family
Рет қаралды 4,6 МЛН
One Two Buckle My Shoes ! #spongebobexe #shorts
0:17
ANA Craft
Рет қаралды 47 МЛН