MHONDORO- NEUSO.........MUKADZI WEKUITISWA PAMUVIRI NAMADZIBABA VANOTI NDAKUTAURA CHOKWADI

  Рет қаралды 38,108

Drewmas Media

Drewmas Media

4 ай бұрын

NDADZOKA KUZOKUUDZAI ZVANDAINYARA KUKUUDZAI.....
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 601
@irvinemurombedzi9628
@irvinemurombedzi9628 4 ай бұрын
After following this story, this woman is confessing in truth. She is forgiven munhu wenyama uyo. The one who is guiltless of any sin should cast the first stone. The prophet is the serpent in the garden of Eden.
@user-bd5de6id8m
@user-bd5de6id8m 4 ай бұрын
Thts true
@user-gx4jy1pc6p
@user-gx4jy1pc6p 4 ай бұрын
Anoziva kuti akarurama ngatake amai avo nemabwe😅😅
@pillyncube3544
@pillyncube3544 4 ай бұрын
Mai Maka is looking for someone to love her vadeiwo kani or kuvapa basa
@mattymazuru11
@mattymazuru11 4 ай бұрын
Mai Maka kuchihure hakuitwe mwana makabhaiza zvenyu ipapo
@JamesM-bz3cl
@JamesM-bz3cl 4 ай бұрын
Yes true
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 4 ай бұрын
taura hako ndosaka mahure ekudhara iyitenga dzimba vaisaita zvevana..kushandisa brain
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 4 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkkkkk
@user-sg2od9yr5p
@user-sg2od9yr5p 4 ай бұрын
Chihure chekuita mwana chakafa bhururu
@afronews7034
@afronews7034 4 ай бұрын
Our favorite song😂😂😂😂 🏃‍♀️ 🎽
@darlingtontshuma9660
@darlingtontshuma9660 4 ай бұрын
She is eloquent in her English
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 4 ай бұрын
We're afraid kuti tiri kutya🙄🙄
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 4 ай бұрын
Ndosaka akadiwa namadzibaba..she is so confident...she looks like a hard working woman....she was rejected by baba maka
@user-rx7rm1ri9o
@user-rx7rm1ri9o 4 ай бұрын
Vakadzidza mugore rezvidzidzo
@pillyncube3544
@pillyncube3544 4 ай бұрын
Mai Maka vane nice English 😊
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 4 ай бұрын
But kushata mhani
@nancysimbi6704
@nancysimbi6704 4 ай бұрын
Kkkkkkkkk
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 4 ай бұрын
@@nancysimbi6704 chokwadi ka. Kunyange zvikanzi Mari akasika munhu nemufananidzo wake....handifunge kuti zvakaita Mai maka ndozvakaita umnkulukulu,
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 4 ай бұрын
Haaa mai maka chirungu munorova chiri correct futi, hamuna mhosva mai maka, baba maka vakambokudingirei ku bedroom, varume dzidzai kusasandudzira vakadzi kumbada
@upenyuchikaka5011
@upenyuchikaka5011 4 ай бұрын
Mkadzi uyo ndakamboti anopenga bt haapengi and haasi dofo. Nyaya iyi ichokwadi. DNA test ndoinopedza zvese
@DelseM-22
@DelseM-22 4 ай бұрын
DNA ndochiororo apa amai ava vari kutaura chokwadi chavo
@upenyuchikaka5011
@upenyuchikaka5011 4 ай бұрын
Speed yavainayo pakutaura hakuna munhu anonyeba anoita speed yakadaro coz pakunyeba unenge uchifunga kuti wambotii kumashure so speed inoita shoma
@user-qm4ut2fe6q
@user-qm4ut2fe6q 4 ай бұрын
Chero ini ndakatombomutuka apa anotaura shame DNA is the best
@Shava120
@Shava120 4 ай бұрын
I feel sorry for this woman to be honest.Justice is needed for this woman.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 4 ай бұрын
She ddnt do justice for herself. Why dd she commit adultery in the first place!? She disrepected her body!!
@nomorekafuriza5585
@nomorekafuriza5585 4 ай бұрын
Vana madzibaba vanovaka miteuro yekuti vadiwe, unotoshaya kuti wamuda sei
@Machuma-ic5yx
@Machuma-ic5yx 4 ай бұрын
Mai Maka hausare mucourt you are so clever and your English is fluent 😂all the best
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 4 ай бұрын
Shuwa shame vakutopisa tsitsi mai ava vakaitiswawo shame. Shuwa mr mugabe is the way to go. Tinyadzise maporofita enhema zvinowanikwa shuwa. Hugs amai asi chidzidzai hazviitwe futi
@DelseM-22
@DelseM-22 4 ай бұрын
True maonero angu madzibaba vajashandisa munamato kuti vadiwe naaai ava kutaura chokwadi
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 4 ай бұрын
Haasi muporofita wenhema....he just wanted a woman but this woman was married...he actually saw kuti mukadzi uyu was just a marriage of convinience....vakatadza madzibaba but he is not fake
@tigermaps9909
@tigermaps9909 4 ай бұрын
​@@maiyeukai9346even Ivo vapupura Wani kushandira anogona hake
@Maphosa718
@Maphosa718 4 ай бұрын
Zvakaoma asi😢
@stephenmudyanebanga9249
@stephenmudyanebanga9249 4 ай бұрын
Ukashaiswa sadza mumba mako unotongondodya kunze
@addietarga3256
@addietarga3256 4 ай бұрын
This is one clever, intelligent women, wat a waste of talent.
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 4 ай бұрын
Vaneshamba ndaikumbira kuti mai maka vabatsirike after zvesenizvi vawane basa I think ndizvo chete zvingaite kuti pfungwa dzavo dzizorore Dai vaine foni maindipa jumper dzavo ndivapinze pàbasa hangu munun'guna usadadirwe nembwa dzevarume dzisina chadzinacho kutoitwa drama
@Shava120
@Shava120 4 ай бұрын
Thank you zvako.Drewmas Media Check this message
@nomsanyika151
@nomsanyika151 4 ай бұрын
Amai ava vakasemwa nemurume akavadzinga mubedroom zvino hameno kuti community inoda kuti vanhukadzi vararame sei after wasemwa aaah its a man's world for sure.
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 4 ай бұрын
Chirungu chenyu hachina Value nokuti makatadza kuzvibata kusvika kupiwa mwana na madzibaba . Nzenza dziriko mumatunhu enyika. Sei muchida kumanikidza kuti madzibaba vakuroorei imi mune murume wenyu.
@pmuringa1
@pmuringa1 4 ай бұрын
Vakanakirwa namadzibaba😂😂😂😂😅
@rascocky6366
@rascocky6366 4 ай бұрын
So the woman is guilty and not the madzibaba, who used his position to take advantage of her? In any case the madzibaba must take responsibility for the child's well being.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 ай бұрын
Inga vataura wani kuti murume wavo akasiyana navo kare (avona hunhu hwavo) pamusha pemurume vavakugarira vana chete. Madzibaba ndiye akatoporofita kuti marriage yavo aiva muhubwe akaita takeover - saka zvekuti vane murume hapna pazvichakwana. Ini muvhunzo wangu ungatova wekuti vari kuitireko zvose-zvose izvi vachiregera kungotizira boyfriend yavo yakavamitisa (Madzibaba wacho iyeye)? Ngavanotizira murume wavo munyuwani votangira ipapo. May be I missed some parts of the story; vakambotizira here?
@rascocky6366
@rascocky6366 4 ай бұрын
@@innocenthapazari8699 It's like you don't know how these madzibaba scam people! There was nothing secret about the problems in the lady's relationship so no prophecy there. Anyway the madzibaba doesn't want anything to do with this lady. She was just for sexual relief and nothing more and they both knew it. The problem was the pregnancy and that she now want the madzibaba to take care of his own baby.
@SpecifictoPowerPoint
@SpecifictoPowerPoint 4 ай бұрын
0​@@rascocky6366
@bougieboy7076
@bougieboy7076 4 ай бұрын
I think she needs financial help because situation yavainayo inorwadza …. Murume wake akamuita rough madzibaba vakashandisa mukana wekushungurudzwa nemurume wavo …. Ini ndiri madzibabawo but I know kuti mukadzi arikusemwa nemurume ane weakness iri srs so madzibaba vaifanira kuzvibata because apa pakashandiswa chance because of situation
@MunorweiMhlanga
@MunorweiMhlanga 4 ай бұрын
Amai ava vakahura zvavo asi i thing vainga vasingabaywewo mushe zvavo plas vanotaurachokwadi chavo❤❤
@EvelynKambezo-sr8rd
@EvelynKambezo-sr8rd 4 ай бұрын
Madzibaba yenhema vanofanira kumboravirawo Jeri.vanhu vakawanda vachema nemazinhema avo.
@tapiwamandizvidza5133
@tapiwamandizvidza5133 4 ай бұрын
Madzibaba kana mwana ariwavo ndavangochengeta mwana zvimwe zvese radrama
@user-vl9mq2sh4n
@user-vl9mq2sh4n 4 ай бұрын
Haapengi mukadzi uyo Ari kutaura zvaanoziva.. vakuru gonai kugadzirisa nyaya .thanks amai munoziva zvamunoita
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 4 ай бұрын
Chikomba hachitendwi nemusoro wemwana Mai Maka
@user-kc3vp4gq4v
@user-kc3vp4gq4v 4 ай бұрын
Ko mai Maka makaitiswa vese ma single mother handikuda kwavo asi kuti kana uri mukadzi makangwara ukaona murume asisakude siya woshandira vana vako madzibaba haisi ngirozi munhu aka tofanana nevamwe varume varume zvakafanana tarisai mava kuti nyadzisa
@patriciamoyo9527
@patriciamoyo9527 4 ай бұрын
Madzibaba is lying havo. Although mai maka vakatadza but she is telling the truth.
@margaretsibanda8212
@margaretsibanda8212 4 ай бұрын
"Ubusuqhaqheka kakhulu"l like that maNdlovu kkkkkkk ukhulume isiNdebele qho !!!
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 4 ай бұрын
Haa kana mazogara vakadzi vari mudzimba vari kuhura kudarika masingle heey But i feel for her at the same time because vanogona kunga vanga vakarambana nemurume
@lucillemukunyadzi6914
@lucillemukunyadzi6914 4 ай бұрын
Mukure uno vanhu munotevedzera mapostori enema. Vanhu svinurai mhani.
@PerseveranceMatsvororo19088
@PerseveranceMatsvororo19088 4 ай бұрын
Take a chill pill mai Maka,chirungu chenyu chakushaya value because makahura askana 😅😅😅
@Shava120
@Shava120 4 ай бұрын
She has a Ndebele accent,l think she is trying her best to mix shona and English. And as well she has good spoken English but when emotions are high you can miss some words.
@Shava120
@Shava120 4 ай бұрын
Ukanzwa ndobva iri kunzi ndovha
@PerseveranceMatsvororo19088
@PerseveranceMatsvororo19088 4 ай бұрын
@@Shava120 So maybe she speaks Ndebele then but akabhaiza bigtym nowadays kunohurwa vana hre aaah
@Shava120
@Shava120 4 ай бұрын
@PerseveranceMatsvororo19088 noo kuno hurwa mari but if listen her background as well yemumba.Maito rwadza wo kugara with the so called husband. As well she looks young inhamo zvayo yamuchembedza.Lula Lula is a chilling pill .kkk ndazoku sekesa zvangu
@Machuma-ic5yx
@Machuma-ic5yx 4 ай бұрын
I did notice that​@@Shava120
@user-cq2vf8nv7i
@user-cq2vf8nv7i 4 ай бұрын
WaNeshamba tsvakiraiwo mai awo nzvimbo yeteaching
@user-kc3vp4gq4v
@user-kc3vp4gq4v 4 ай бұрын
Azvina mhosva makawedzera vana venyu chengetai mwana mangwana achakuchengetai
@user-bk5em4rj8g
@user-bk5em4rj8g 4 ай бұрын
Ana madzibaba vanogona tora advantage becareful nevekumasowe kuri kuita zvinotyisa
@christinekumirai2105
@christinekumirai2105 4 ай бұрын
Maporofita ndiro basa ravo ko imwi munoti ndezwekunamata here chitsotsi choga choga vagadzi kubatwa kumeso muchapera nekuyitiswa nevaporofita venema ava
@user-cv8ys8mw9u
@user-cv8ys8mw9u 4 ай бұрын
Chinyaya ichi changa chichanakidza kana chikatongwa kwaChief Seke
@user-mt9sl2id3v
@user-mt9sl2id3v 4 ай бұрын
Chigodora anodikanwa apa
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
😂😂😂😂 chinemoto chaiwo kwaaaa
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@user-ln8bk4zn9n
@user-ln8bk4zn9n 4 ай бұрын
U a right dear kkkkkk vakadzi warimudzimba varikuwanza zvemjolo
@jeffreygideon-in4wi
@jeffreygideon-in4wi 4 ай бұрын
Iwe see uya yakanaka kana usati waendako imbwa iya varume vanoshandisa mishonga yekupfimba vakadzi we vanhu see matuzvu aye
@ellisonmhaka2737
@ellisonmhaka2737 4 ай бұрын
😂kunyangara zvaro but rakangwara
@tatendabenura2089
@tatendabenura2089 4 ай бұрын
At her age😂
@JamesM-bz3cl
@JamesM-bz3cl 4 ай бұрын
I kkkkkk 😂
@DelseM-22
@DelseM-22 4 ай бұрын
Sure vakavharwa neminamato amai ava
@abrahamguutsa2464
@abrahamguutsa2464 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 4 ай бұрын
🤣🤣🤣
@sausage9806
@sausage9806 4 ай бұрын
Mai maka wakanga warambwa nemurume pabatei. Wadzingwa mubedroom, ndosaka vakafunga hawo kudanana namadaibaba. But pandarasika ndepekuti baba maka vaiPocha bonde kwawari ndaparasika ipapo kuti wodzingwa woteverwa kukitchen kunopochwa bonde😮😮
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri 4 ай бұрын
Yeah bt ipapo zvapo vainga vadzingwa mubedroom naba Maka zvavakazoita zvekutsvaka mumwe murume uchiri pane umwe murume pachivanhu chedu hazvitenderwi dai vakagara vabva pamba pemurume wekutanga voita havo madhiri avo
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 4 ай бұрын
Huh mother, masingle mother akazara kunze uko. Iwe ungadai vakasiyana nemurume, break it up clear and nice. Voenda kana vazodanana namuporofita zvingadai zvisiri pazviri apa. Musahure murimumisha yevanhu hazvipere mushe. Zvonyadzisa kani kubva matobara mwana here
@esterybanda5548
@esterybanda5548 4 ай бұрын
Nechirungu chese ichi mungabva matadza kuzvibatawo here nhai askana 😂😂😂
@user-ls5wt9cr3r
@user-ls5wt9cr3r 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂 hahaha nhasi ndaseka zvangu
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@DelseM-22
@DelseM-22 4 ай бұрын
Aiwa vakashandisirwa minamato dia vakupengenuka ezvino
@mercykanomanyanga576
@mercykanomanyanga576 4 ай бұрын
😂😂😂😂
@user-fe6ie3tn5v
@user-fe6ie3tn5v 4 ай бұрын
Chirungu vanodoba zvavo
@mollineshato8442
@mollineshato8442 4 ай бұрын
Endai kwaMambo peace order haishandeko zimhata zi Madzibaba iro ndozvarakajaira kungo nyenga nyenga zikiti
@teurayirugonye3346
@teurayirugonye3346 4 ай бұрын
Amai avaka vari pakaoma. Yes nhasi ndachinja. Amai ava havana kuramba mwana. Madzibaba muri kuita muhard wechirume. Madzibaba hadzirisai nyaya yenyu. Musarase mwana Mai Maka. Right now a lot is happening. Murume aifanira kuita wenyu akakurasisai mukagarira vana. You have every right kuita move on. Varume munotaura rough unnecessarily. Mai Maka havanga dadirwe nevarume 2 at one go. Madzibaba ngava gadzirise nyaya kwadzo.
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 4 ай бұрын
Manje vatodadirwa. Mai maka vaifana kupisa svumbunu pabrugwa....haungagadzirise imwe problem neproblem iri mu ame category....vachitojamba mupani vachizvikanda mumoto..musarume muchifuridzira. Ngavaoneswe chokwadi. Kuti vasarambe vachirasika. Nyika yose. Tiri kuchema nemjolo. Ivo vozviita champion unosara uri mumadhaga. Ngavaite wake up
@AnnahChimanikire
@AnnahChimanikire 4 ай бұрын
Mai maka hamuna mhosva nokty makadzingwa plus tete venyu avo vane hutsinye vaifanira kumira nemi kune masabhuku mamwe acho bt vanenge variku side kwamadzibaba
@luciahgororo
@luciahgororo 4 ай бұрын
Ndangofarira hangu chirungu chinotaurwa namadzimai vekuhura namadzibaba
@amandafish3022
@amandafish3022 4 ай бұрын
DNA test ndo the best
@rumbidzaimunhenga974
@rumbidzaimunhenga974 4 ай бұрын
Sabhuku vangu havakwanise ku handler my situation as it is
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 4 ай бұрын
Madzibaba nayewo anemhosva imagine vakadzi vangani vaakanyenga asi azvina kubatwa chete madzibaba vanga vaine nzara yebota bachibva kujeri
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 4 ай бұрын
Vakadzi vevanhu vangani vakapihwa vana namadzibaba ava nhai Mwariwee.
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 4 ай бұрын
@@reeghanmakuwerere3707 vakawanda
@Ladytee32
@Ladytee32 4 ай бұрын
Ummmm mamma vedu vanoda chirungu veduwe ndapa kutenda zvangu 😂😂😂😂
@ellenmangwiro5795
@ellenmangwiro5795 4 ай бұрын
Vanotokukunda 😂😂😂
@user-ou9kn6st6g
@user-ou9kn6st6g 4 ай бұрын
Ko kusamedza mate mumba macho munebasa
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 4 ай бұрын
Kuziva chirungu hakuzi kungwara
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 4 ай бұрын
Dai mahura henyu cc musina kuita mwana
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 4 ай бұрын
Nyaya iyi yaida kunyora kuti part 1 part 2 part 3 zvichiyenda
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 4 ай бұрын
Munyika mune vanhu vakadzidza zveshuwa, mabasa hawo ndiwo ari kunetsa, this mother was supposed to be a teacher for shuwa
@user-om3cn4xe9m
@user-om3cn4xe9m 4 ай бұрын
Madzibaba vakarara namai awa but yanyanya vakuramba but Mai maka makaresvawo kuzobvuma kurara nababa awa😮
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 4 ай бұрын
Nhai zvako iwe ibenzi mai Maka
@user-om3cn4xe9m
@user-om3cn4xe9m 4 ай бұрын
@@ethelsawadye4023 sure
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 4 ай бұрын
Vanhukadzi mirai neumwe wenyu, gender guys. Hatide kutsvinyira vanhukadzi
@user-ps9fr9dj6q
@user-ps9fr9dj6q 4 ай бұрын
Mai Maka tovada ku woman's conference ❤❤❤
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 4 ай бұрын
Vanoda help guys ktadza kuripavanhu
@user-wg9vl3mm1k
@user-wg9vl3mm1k 4 ай бұрын
I support mai maka maporofita vakutora advantage pasituation yedu
@ronaldmangwendeza2409
@ronaldmangwendeza2409 4 ай бұрын
Kusvibisa kumusha kwaamai vangu.The real victim is the actual husband.Bless the husband.
@nzotakilango9578
@nzotakilango9578 4 ай бұрын
Mai makanyadzisa henyu asi mupofita akakonewa kuda mukadzi wemunhu
@phalonbere8782
@phalonbere8782 4 ай бұрын
I don't usually stand with women who cheated, but this one feel her pain. Madzibaba took advantage of this woman. Mamwe ma problems atinosangana nawo sevakadzi anoita kuti tisanyatsofunga zvakanaka.
@msdeechiyangwa809
@msdeechiyangwa809 4 ай бұрын
Mai maka vari correct
@phibionbapata5972
@phibionbapata5972 4 ай бұрын
Correct kuhura here
@mc_martie
@mc_martie 4 ай бұрын
Mazita mai maka pirizi
@fungisaimasiya6383
@fungisaimasiya6383 4 ай бұрын
Muri hure musazvisekese nyika imi amai kuzvifumura monyenģwa nemumwe murume imi mune murume wenyu vakadzi mukuti nyadzisa nyika imi kwanai
@msdeechiyangwa809
@msdeechiyangwa809 4 ай бұрын
UT she is correct arikutaura chokwadi chake
@alihussen4250
@alihussen4250 4 ай бұрын
Kusatonyara nhayi nhayi Inga zvakaoma
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
Apa chirungu, zvamunenge makangwarirazve.
@miriamphiri7204
@miriamphiri7204 4 ай бұрын
This woman is telling her truth ,I think justice must be saved,these 2 (men) monisters are taking advantage of this woman.toying with her .I motions,shame
@markmax3112
@markmax3112 4 ай бұрын
Me I salute munhu anotaura chokwadi even after infidelity what matters is the truth.
@mc_martie
@mc_martie 4 ай бұрын
And it shall set u free
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 4 ай бұрын
Nyaya dzacho dziri kuwanda Chino bate chino siye
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
😅😅😅😅 kubatwa kunzi wahura haisi nyore iwe vari nervous mai maka kuropodzaku kurohwa nehana purasi nyadzi vaakungopupa iweee😂😂😂😂
@chiedzachawuruka4305
@chiedzachawuruka4305 4 ай бұрын
Mai Maka ita kutaura kushoma. Inotambika wangu. 😂
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅 vakavhura hombe mai maka
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 4 ай бұрын
Kutambiswa front 😅mmm language manje
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 4 ай бұрын
Anamadzi baba imbwa vese chihure mavari even chembere yechirume arimadzibaba 90 years anotoita chihure ngavaende ku jeri vanopedza vana nevakadzi vevanhu
@chapeyamacolioh7207
@chapeyamacolioh7207 4 ай бұрын
Mother awa ndawanoongororwa pfungwa
@JamesM-bz3cl
@JamesM-bz3cl 4 ай бұрын
True
@eginetruzengwe1450
@eginetruzengwe1450 4 ай бұрын
Asi madzimai kutaura chokwadi muri pfambi shuwa mutori serious here nezvamurikutaura izvi maidii kutanga mabva pamurume mozondoita henyu zvimwe izvo plus imi maibvisiswa bhurugwa seiko musango in the name of kushandirwa asi vanhukadzi hatisi serious nehupenyu hwedu chokwadi
@felistasmurapa7183
@felistasmurapa7183 4 ай бұрын
Mai imi hamuna zvamurikutaura muri bishu
@JamesM-bz3cl
@JamesM-bz3cl 4 ай бұрын
Yes true ibhishu
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
Madzibaba ngavadzokere kwavakabva. Vakasiya vaputsa dzimba dzavanhu ikoko ikozvino voputsa futi. Mai musati hamuna kuita chihure mhani. Makaitei. Muri hure imi.
@user-bd5de6id8m
@user-bd5de6id8m 4 ай бұрын
Sure
@nomsanyika151
@nomsanyika151 4 ай бұрын
Havasi hure but the husbañd anemhosva cz akasema mukadzi akamudzinga mubedroom saka maida araramewo sei vakadzi vanawo mafeelings ekuda murume.
@lawrencetinacho7161
@lawrencetinacho7161 4 ай бұрын
Mai ava dai vakaenderera mberi nechikoro vasina kushandiswa this way
@natashanyoni2498
@natashanyoni2498 4 ай бұрын
Hanzi handina kuhura kkkkkkkk, can someone balance me quickly😅😅😅😅😅
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 4 ай бұрын
, 😅😅😅😅
@natashanyoni2498
@natashanyoni2498 4 ай бұрын
@@kundaichitiga7052 kana ndiwewo kkkk
@user-ux3rp4dd9m
@user-ux3rp4dd9m 4 ай бұрын
Ehe haana kuhura
@user-zh7rc5hh6s
@user-zh7rc5hh6s 4 ай бұрын
Chirungu cheutofo...iko kuzonyenama hako...Pane imwe inovata dzimwe dzichidhonza apa😅😅😅
@tapiwachimbangiza9379
@tapiwachimbangiza9379 4 ай бұрын
Ndomatauriro emahure chaiwo
@user-zz8hv7wc5h
@user-zz8hv7wc5h 4 ай бұрын
Haaaaa imi dzikamai makadanana I maimudirei muripamurume bvisai Mari muende ku DNA koakabuda asiri wamadzibaba
@langmakweldingservices5027
@langmakweldingservices5027 4 ай бұрын
Madzibaba venguvo chii tipei zvizere Chihure hachina zera hachina mutendi zvatakatakura zvinganhuhwa hazvo asi zviri kupisa Chendebvu chatiuraisa nguva yaMwari isati yakwana Ararama 40 years next 30 years ngaatende wedenga
@mukaiwizha1235
@mukaiwizha1235 4 ай бұрын
Kurova nyoro here shuwa mai Maka mukore uno maiti zvogumepi
@MrMufuga
@MrMufuga 4 ай бұрын
Mai makahura. Take responsibility for your action
@tangaitandi
@tangaitandi 4 ай бұрын
Chihure chekuruzevha nxaa.
@veeee7248
@veeee7248 4 ай бұрын
Musandiooneee kunonoka ndanga sahwira wangu gara muberere 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂colgate mainonokera mazino akaora
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 4 ай бұрын
Ko vakadzi vari kudheerereiko vanhurume kudaro Kuita chikomba uri mumusha musiri mako Mumusha memurume wako Kana marambana ko kusimuka mumusha mevanhu nhai kana wati wogarira vana chiregaikaa kuunza vana verumwe rudzi mumusha
@user-kp6em1wo7t
@user-kp6em1wo7t 4 ай бұрын
Kuhura zvine proof
@sallyshiri6128
@sallyshiri6128 4 ай бұрын
Asi. Madzibaba sokaa musazodaro Bvuma Mhosva yenyu Mai. Maka DNA is the best ndiko kupedza nyaya
@evasnyamhere4066
@evasnyamhere4066 4 ай бұрын
Munoita muchinwa mvura mai Maka
@user-yo6oc5bu5v
@user-yo6oc5bu5v 4 ай бұрын
Chihure chavo chosemesa sure ungapiwe nhumbu iwewe unemurume sure shavi rachosoka hure hozana chairo😂😂
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 4 ай бұрын
😂😂😂😂 hanzi hure hozana zvekwa sisi Ketile paradzai
@user-zc7lz3we7x
@user-zc7lz3we7x 4 ай бұрын
Asi madzibaba vanenge vanongo vhura zipi vasina kuita homework yavo zvino wakurumwa nechekuchera.. ivo mai maka inhamo yavasakisa kudai dai vakomborerwa NaShe nekuti Mwari ndewedu tese.
@mariamusuka9290
@mariamusuka9290 4 ай бұрын
Mai Maka is very intelligent ,munhu boe zvavo chingoti madzibaba vakatora advantage
@masimbamugova3379
@masimbamugova3379 4 ай бұрын
Mai ava vanopega chose uye chihureee
@sueeland5675
@sueeland5675 4 ай бұрын
If it's a woman chihure😮 lm not justifying her actions ASI even ndiro inopukwa
@ExcitedAstroStation-en8yv
@ExcitedAstroStation-en8yv 4 ай бұрын
Mai Maka.endayi Ku DNA tests kana mwana akabuda ari waprofet .profet ngaripire murume wenyu.makagona nokusabvisa nhumbu chengetai zvenyu Vana venyu.murume wenyu ndiye wakaku pushai Kuti musvike pakundo ita bonde nemumwe murume.zvinowanikwa zvako Mai Maka mudzimba umu makazara Vana vasiri vemo
@s.c1982
@s.c1982 4 ай бұрын
Amai muri hure fullstop
@user-om7ue8sz9n
@user-om7ue8sz9n 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@user-vu9do7rf6o
@user-vu9do7rf6o 4 ай бұрын
I like her English,ndozvivasikana zvaigona kuchikoro zvikazoshairwa Mari yefees Shem.
@HazelKaseke-f1j
@HazelKaseke-f1j 6 сағат бұрын
😂😂😂
@user-bk5em4rj8g
@user-bk5em4rj8g 4 ай бұрын
Madzibaba itsotsi vakatsotsa mai ava vakashandisa mukana
@JusticeMokoena-xi3kd
@JusticeMokoena-xi3kd 4 ай бұрын
Madzibaba kwirai chech yese mazihure evanhu kwirai chaizvo.
@Deeeeeee2010
@Deeeeeee2010 4 ай бұрын
Ini ndakambosangana nemuporofita wekunditi rara neni mwana apore ndikaramba zviriko kana wakapusa
@FlorenceTafadzwaMagaisa
@FlorenceTafadzwaMagaisa 4 ай бұрын
DNA the Best ...Tinashe Mugabe Ready for yoi
@bougieboy7076
@bougieboy7076 4 ай бұрын
The situation ye Mukadzi uyu yakaoma because aka tambudzwa and arikutambudzika ummmmm ndanzwa tsitsi ummmmmmm
@fortunateshoko1660
@fortunateshoko1660 4 ай бұрын
Maifunga kt mukadyiwa bota namadzibba zvinhu zvese zvinonak amai imi muri hure ndochokwadi
@annadzoto6837
@annadzoto6837 4 ай бұрын
Ndosaka vanhu vachireperwa vana ko maizobvumira mwana kunowachira madzibaba sei
@user-bz2ib7eq5e
@user-bz2ib7eq5e 4 ай бұрын
I think best kuti kana marriage yaramba, wongobva. Apa mai is being blamed kuti vakaita boyfriend but murume wemuimba yemukati vanga vasina ka. Madzibaba ngavagadzirise nhau dzavo vasade kungwara nhema
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 4 ай бұрын
Girl you very well contribute to your suffering, kupusungwara
DEFINITELY NOT HAPPENING ON MY WATCH! 😒
00:12
Laro Benz
Рет қаралды 58 МЛН
تجربة أغرب توصيلة شحن ضد القطع تماما
00:56
صدام العزي
Рет қаралды 59 МЛН
아이스크림으로 체감되는 요즘 물가
00:16
진영민yeongmin
Рет қаралды 60 МЛН
Mom's Unique Approach to Teaching Kids Hygiene #shorts
00:16
Fabiosa Stories
Рет қаралды 24 МЛН
Dare ra Chief Mutasa .Sabhuku hatichamuda mudare munomukaHohoho🔥🔥🔥🔥🔥
1:14:10
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 40 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 7 М.
MT DARWIN (KARANDA) AKASHANDUKA KUITA BERE
38:05
Drewmas Media
Рет қаралды 30 М.
Dare raChief Mutasa Nhombo yangu Ft Sekuru Mukotsanjera
1:06:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 41 М.
He understood the assignment 💯 slide with caution x2
0:20
Carlwinz_Official
Рет қаралды 25 МЛН
19 июля 2024 г.
0:20
мишук круглов
Рет қаралды 6 МЛН
Кого она вытащила из воды?😱
0:51
Следы времени
Рет қаралды 4,3 МЛН
Дымок или Симбочка?? 🤔 #симба #симбочка #mydeerfriendnokotan
0:19
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 2,1 МЛН