HARARE........ CHITUNHA CHOITA TSAONA MUMUGWAGWA

  Рет қаралды 45,873

Drewmas Media

Drewmas Media

4 ай бұрын

MURUME OFA KAVIRI
.............WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 494
@alicejena-sg7my
@alicejena-sg7my 4 ай бұрын
Varikuseka hamusati mapinda mazviri hazvisekese izvii
@MariaKonyani
@MariaKonyani 4 ай бұрын
Nhai kutoseka zvinhu zvaitika apa hazvisetsi asi unoona munhu mukuru achiseka haaa mhani
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 4 ай бұрын
Wotoshaya kuti chirikusekesa ipapa chiii zvinhu zvogwadza kudai
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 4 ай бұрын
Nxaa taura hako ende ndadhinhiwa nazvo kahure ako hamheno kuti kanakidzwa neyi ipapa
@MelodyMadzmai
@MelodyMadzmai 4 ай бұрын
Ndatoshaya kuti vari kusekei panguva yakadai
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 3 ай бұрын
Hazvisekese izvi
@violanyika3860
@violanyika3860 4 ай бұрын
This is a very sad situation. This manager is very amazing. She is doing the right job. She has a heart of gold.
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 4 ай бұрын
😢😢😢😢 so sad Zim ngatibatanei tibatsireiwo mhuri iyi.maZimbabweans tinodadisa tinozikwanisa izvi
@mattimhuka6495
@mattimhuka6495 4 ай бұрын
She's very compassionate and sincere 😢
@josephined8931
@josephined8931 4 ай бұрын
Mukadzi uyu weDicent funeral wataura mashoko akanaka zvikuru, bless you woman 🙏
@unityguvheya8903
@unityguvheya8903 4 ай бұрын
Muno gona kwazvo imimi ve parlay/ burial team, especially mukadzi iwewe manager. You are doing great job.
@beautyedziwa4444
@beautyedziwa4444 4 ай бұрын
Thank you management director for helping this family. God bless you my sister
@lorrainemakwarimba7995
@lorrainemakwarimba7995 4 ай бұрын
You can tell kuti mufi had nothing bad against these boys he saved his lives but ane kunyunyuta towards kwaari kunovigwa ..its so sad vana vaita loss kuviri...they lost the brother and mudziyo at the same time ....Mwari pindirai veduweee ndarwadziwa 😭😭😭
@user-mi9sy7xc7l
@user-mi9sy7xc7l 3 ай бұрын
I feel the pain but hapakashata
@user-to2nr8jp9v
@user-to2nr8jp9v 4 ай бұрын
Parlor ndaida zvangu iyi unoijoina sei......ndirikuS.A
@user-xu1oe1hx9r
@user-xu1oe1hx9r 3 ай бұрын
Taura hko irbho
@user-zz8iw3zr6j
@user-zz8iw3zr6j 4 ай бұрын
Imi munoti vange vasikadiwo hre kuisa mumota hombe asikti panenge pasina upenyu hahufananidzwi
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 4 ай бұрын
Taura hako wena
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 4 ай бұрын
Director Ka mwari ngaakuropafadzei nerudo rwamaratidza hazviitwe nevangani
@iyletechindeka6017
@iyletechindeka6017 3 ай бұрын
Taurai henyu shuwa zvakaoma
@princessmamthe
@princessmamthe 4 ай бұрын
UJehova akwenzele kahle Managing Director 🙏🙏🙏 Sibonge🙏
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 4 ай бұрын
Thank you so much sister mabatsira zvakanyanya
@FungayiChitavala-dr7wm
@FungayiChitavala-dr7wm 4 ай бұрын
Thank you so much Decent Funeral may God bless you
@takundasigauke9968
@takundasigauke9968 4 ай бұрын
May the Lord bless mukadzi uyu ya Zim marwadzo dai vabatsirwa.You can see and tell kuti vakawomerwa. Mwari vapindira
@unity9896
@unity9896 4 ай бұрын
Zvakaoma,havasivo vatanga kusangana nazvo,zvinoitika kakawandisa asi kt hazvishambadzwe,vaseka avo mwari ave nemi,hakuna munhu anotarisira nhamo muupenyu
@nikkimasuku8042
@nikkimasuku8042 3 ай бұрын
You may say that again . Kuseka tsaona ,kuseka chituna kani
@janetafadzwa496
@janetafadzwa496 4 ай бұрын
It's sad. I remember chimwe chitunha chakaiswa paseat kwava kutsigirwa nevamwe kuenda kumusha. Zvinhu zvinooma guys
@edinahshumba
@edinahshumba 4 ай бұрын
Chogara chikanosvika chokwad yooo
@Jahlady
@Jahlady 4 ай бұрын
Nhai Tawanda ko hausi kuda kunovigwa kumusha here, ko munin'ina atadzeiko kuuya kuzokuendesa kuchipatara, wofira mumota make wobva waiparadza futi here kumusiya asina chaainacho. Inga anga aitawo sacrifice kukutakura kuti unozorora uri pane vamwe. Zvinorwadza veduwee. Mwari vakusimbisei vanin'ina vaTawanda.
@loloLoraine5050
@loloLoraine5050 4 ай бұрын
Pamwewo ihope sezvo makakurumidza kusimuka ,asi tangai mafamba musati masimuka kuenda naye futi nekuti mogona kuzoparara mose
@yonkimhlanga8539
@yonkimhlanga8539 4 ай бұрын
Thank you Decent Funeral Policy👏 Thank you Drewmas Media 👏
@mukombe15
@mukombe15 4 ай бұрын
O love and respect Taeanda Gwauya's brother openness. "Ndanga ndamirira", how many of us admit our failures?
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 4 ай бұрын
Chivhayo hero basa apo pane need….
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo 4 ай бұрын
Haabatsiri vanotambura mishonga yake inomupandukira
@hoto31
@hoto31 4 ай бұрын
​@@GladysRumbidzo mapositori arikupa wani vasina kana chinhu
@theresamambara5923
@theresamambara5923 4 ай бұрын
@@GladysRumbidzokkkkkk iweka
@rosemarydzamara7857
@rosemarydzamara7857 4 ай бұрын
Ndizvozvo chaizvo, ndiani ambobatsirwa anotambura​@@GladysRumbidzo
@rosemarydzamara7857
@rosemarydzamara7857 4 ай бұрын
​@@GladysRumbidzoSure,
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 4 ай бұрын
Sometimes if its not juju ,mkma wavo he made things very difficult in disguise to help his family,do you think people will lv them suffering alone anogona kutovhurira his young brothers for a breakthrough,just wait and see ,why vasina kukuvara Either he saved them because ma-family edu aya anobatabata chaizvo 😭😭😭
@kumbiraik
@kumbiraik 4 ай бұрын
Excellent job Decent Burial Funeral Home. You became a home to the bereaved in their difficult time. In a time like this you need such friends. Ndimi mune yese.
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 Ай бұрын
Thank you so my sister manager.weduwee nechiitiko chamaita ichi may God continue to bless you dear.nematambudziko hama.Yoh shuwa chitunha ichii chii chakadaro kuda kuuraya vana vamai wako vaikurapisa yoweee.mukafambira muchazvinzwa mufi anga asina kuchena uyu.
@estellahmumba1684
@estellahmumba1684 4 ай бұрын
Manager Manager you are a Manager zveshuwa you demonstrated love caring and support mwari vakuitire zvakanaka
@lizziecharlottechinembiri6559
@lizziecharlottechinembiri6559 3 ай бұрын
Thank you managing Director.Mwari vakuropafadzei mufunge moyo wenyu wakanaka amai
@yvonnenhakaniso
@yvonnenhakaniso 4 ай бұрын
Mwari vakuitirei zvakanaka thank you so much Decent funeral
@PatriciaLDube
@PatriciaLDube 4 ай бұрын
Manager the lady has a golden heart God bless her may the family get aid and lay their loved on to rest
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 4 ай бұрын
Mmmh ndarwadziwa veduwe
@user-eo6wm4ip3o
@user-eo6wm4ip3o 4 ай бұрын
Thank you daughter God bless you
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Nhy director madii mangovaendesa kumusha eish nhamo yakashata zvayo mmm ndarwadziwa
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 4 ай бұрын
My brothers ❤️❤️ may the lord bless u maratidza Rudo ne brother yenyu kunyange zvakaoma asi mamashinga mufunge mhepo dzosumuka kudai nhai veduwee lord have mercy
@ZipporahNgendo-mc7pe
@ZipporahNgendo-mc7pe 4 ай бұрын
Zvakaoma sure
@IvyGugu
@IvyGugu 4 ай бұрын
Ndarwadziwa
@memoryncube8391
@memoryncube8391 4 ай бұрын
Sisi Mwari vakuitirei zvakawanda
@user-cf8rz8hb5i
@user-cf8rz8hb5i 4 ай бұрын
Descent iyi yakarongeka mwari akuropafadzei
@ROCKstar-me5hx
@ROCKstar-me5hx 4 ай бұрын
Ndarwadziwa shuwa very Sad ,I have tears on chick
@tabethmutuswa9862
@tabethmutuswa9862 4 ай бұрын
Managing director mwari vakuitireyi zvakanaka
@user-th1xb7jy5c
@user-th1xb7jy5c 3 ай бұрын
Manager thank you you are unique🎉🎉🎉
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 4 ай бұрын
Asi vari kuzhinya muri kuzhinyeyi chaizvo
@shumzaali714
@shumzaali714 4 ай бұрын
Mxxx achaseka nekusingaperi chitunha achisekwi
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 ай бұрын
1 in a million mukadzi uyu😢😢
@tambudzaitasiyenyika3196
@tambudzaitasiyenyika3196 4 ай бұрын
May God bless you my sister
@timothychikwekwete9157
@timothychikwekwete9157 4 ай бұрын
Well said sisi avo rambai mune moyo wakadaro
@RamosJunk-bodo
@RamosJunk-bodo Ай бұрын
Be blessed 🙏 my sister Ndarwadziwa
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Ko mkomana nemscana uyo vanongozhinya arikusekeiko vamwe vanhu havana kukwana shuwa
@alecmachoba1730
@alecmachoba1730 4 ай бұрын
Kana uchinzwa unombofunga kuti zvingaitika hr zvakadayi
@princessmamthe
@princessmamthe 4 ай бұрын
Mr Neshamba , LV 👍👌
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 4 ай бұрын
May God bless you Decent Burial thank you sister
@user-vu1dk7ey9x
@user-vu1dk7ey9x 4 ай бұрын
Thank you so much my sister ,u have a good heart and wakazvininipisa God bless you 🙏
@mhofu02
@mhofu02 4 ай бұрын
Vedecent burial very professional, zvino pane mabatsiriro nemhuri here
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 4 ай бұрын
😢zvkaoma izvi mmmm kwedu zvkaitika chitunha kuwira mumvura murwizi chaimo.....munhu iyeye anomuka zvkt Chero masikti unomuona zvkaoma
@user-mu1xm7zm6w
@user-mu1xm7zm6w 3 ай бұрын
Thank you managing directer
@sozinyuenjura1202
@sozinyuenjura1202 4 ай бұрын
Ndaona sekuti ihope dzakubatai vakomana
@TendaiTshuma
@TendaiTshuma 3 ай бұрын
May god bless u my sister
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf 4 ай бұрын
May Decent burial papa receive blessings ne help yamaita managing director may God extent your bussines
@user-kd9rc9ok1t
@user-kd9rc9ok1t 3 ай бұрын
Thanku manager moyo wengu wakanaka zvachose
@PatienceNhidza-fe1fx
@PatienceNhidza-fe1fx 3 ай бұрын
Maitabasa sister mwari akuitirei zvakanaka
@user-tn7rq9iz9r
@user-tn7rq9iz9r 4 ай бұрын
Thank you managing director
@PatriciaChidewu-yq2qw
@PatriciaChidewu-yq2qw 3 ай бұрын
May God bless you my sister. You are 1 in a million
@user-fo5bd7ur5v
@user-fo5bd7ur5v 4 ай бұрын
Aaaa ndarwadziwa hama dzangu ndabatikana 😢😢😢
@Nunec
@Nunec 4 ай бұрын
Salute ku Decent Funeral servicea. Maita basa weduwe
@Yeukai-ni3kh
@Yeukai-ni3kh 4 ай бұрын
Drewmas taking us to another level umm uyu gwavuya kusada kuenda kumusha hona waparadza mota yemwana.haa
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 4 ай бұрын
Ndoenda hangu kunasisi vabatsira ava Mwari ngavaropafadze mmmm zvakaoma veduweee nyika yedu vanhu tirikutambura
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 4 ай бұрын
Hazvisi zvega
@user-rn6xl1ue3u
@user-rn6xl1ue3u 4 ай бұрын
Zvakaoma vabatsira Mwari akuitirei zvakanaka
@user-cr9kk3xy4v
@user-cr9kk3xy4v 4 ай бұрын
Thank you sister mabetsera
@catherinechiwome3674
@catherinechiwome3674 4 ай бұрын
God bless this lady
@yeukaitigere7884
@yeukaitigere7884 4 ай бұрын
1in a million cc God bless you
@OmanOman-lt4ff
@OmanOman-lt4ff 4 ай бұрын
Uuuummm inganaye pakadai
@victoriazimbao6756
@victoriazimbao6756 4 ай бұрын
Managing director muri number one madii machingo vasvitsa Shurugwi maita basa veduweka magonesa Gwauuya uyu haasi kuda kunovigirwa kumusha
@user-sg2od9yr5p
@user-sg2od9yr5p 4 ай бұрын
Haadi shuwa
@user-um5gw4ok9q
@user-um5gw4ok9q 4 ай бұрын
You are God sent Decent and your very compassionate managing director
@user-tz9ud8zp9q
@user-tz9ud8zp9q 4 ай бұрын
Aaaaa 😢😢😢ndarwadziwa ndatora nyaya iyi ndikaiisa muhupenyu hwangu ummm Mwari nyaradxai mhuri iyi, ufunge isangane nematambudziko mangani veduwee
@user-cv8bf8tm3v
@user-cv8bf8tm3v 3 ай бұрын
Thank you manager, may God bless you 🙏
@tafadzwachakawa
@tafadzwachakawa 4 ай бұрын
God bless you sister rambai makadaro
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 4 ай бұрын
Saka unosekeyi pasingasetsi
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 4 ай бұрын
Unotozvishaya
@Tarisaitarwireyi
@Tarisaitarwireyi 4 ай бұрын
Ndatozvishayawo kuti chasekesa chii zvechokwadi
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Hanty hazvisi zve kwavo, ibenzi
@OptimisticWheelbarrow-he7ez
@OptimisticWheelbarrow-he7ez 4 ай бұрын
Uuuumm zvakaoma
@mavisdzvuke4453
@mavisdzvuke4453 4 ай бұрын
Nhai
@angelanyoni5387
@angelanyoni5387 4 ай бұрын
Thank you my sister be blessed
@hlanjiwesibanda7017
@hlanjiwesibanda7017 4 ай бұрын
God bless you 🙏 my sister 🙏
@emmahbulazi
@emmahbulazi 4 ай бұрын
My brother Andrew murirudadiso maswera seyi ❤
@rumbidzaigwaze2613
@rumbidzaigwaze2613 4 ай бұрын
God bless you sister
@jchigumira
@jchigumira 4 ай бұрын
Ko chitunha ndicho changa chichi driver here
@user-wk2sz8kj7j
@user-wk2sz8kj7j 4 ай бұрын
Ndarwadziwa life
@JosiChiremba
@JosiChiremba 3 ай бұрын
Zvarwadza izvi
@user-gt2st3xo8j
@user-gt2st3xo8j 4 ай бұрын
Mwari vakuitirei nyasha ,zvinorwadza imi
@user-bi8vo9zl2e
@user-bi8vo9zl2e 3 ай бұрын
Zvoitika izvi
@user-es7lb4ku6p
@user-es7lb4ku6p 4 ай бұрын
Iyi ndo yatoo palour yangu iyi mu nemoyo kwawo ndaakutono joiner imimi shame
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 4 ай бұрын
God bless you cc
@jepsongombedza7257
@jepsongombedza7257 4 ай бұрын
Uyu arikuzhinya hanziiko 😢😢😢
@PerseveranceMatsvororo19088
@PerseveranceMatsvororo19088 4 ай бұрын
Unotozvishaya murume mukuru akadero kana chinosekesa hapana
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Nhy zvako ndatoshaya kut dzakakwana hr
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 4 ай бұрын
Hamheno kuti zvinosekesa here
@vivianmasamha9111
@vivianmasamha9111 4 ай бұрын
Nhai kuzhinyira coffin nxa
@user-mw7rh8cx9m
@user-mw7rh8cx9m 3 ай бұрын
Thank you sister God bless you for your help
@CharityMupesu
@CharityMupesu 4 ай бұрын
Decent Burial Society eish Mwari vakuitirei zvakanaka komborerwai
@anishaDzingirai
@anishaDzingirai 4 ай бұрын
Uuuuuu yh zvorwadza Hama dzangu
@lovenessmatambo2939
@lovenessmatambo2939 4 ай бұрын
Ange asingade kuenda
@user-to2nr8jp9v
@user-to2nr8jp9v 4 ай бұрын
It's true varikumanikidza isign yekuti haasi kuda kuenda better kuti atoita ega nekuti kazhinji anotoenda nemumwe
@evasnyamhere4066
@evasnyamhere4066 4 ай бұрын
So sad😢😢😢
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 ай бұрын
Haasi kuda zvachose akatsamwa
@user-gb9lw8il4y
@user-gb9lw8il4y 4 ай бұрын
May God bless you my sister 🙏
@user-vi6qc9wu4q
@user-vi6qc9wu4q 4 ай бұрын
Zvinorwadza veduweee
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 3 ай бұрын
Zvakaoma hazvo
@rachelntini4252
@rachelntini4252 4 ай бұрын
Tinotenda zvikuru from this Palar
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 4 ай бұрын
Komborerwai sisiii.....❤❤❤
@rupiyaamos
@rupiyaamos 4 ай бұрын
God bless this funeral Parlor "Descent" you're truly called to serve
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 3 ай бұрын
Ummm zvkaoma hazvo
@perkinsmarwisa5533
@perkinsmarwisa5533 4 ай бұрын
Mmmmm Gore rino Ma1, paye pamunoti ndiripama1 mafunnies, aya ndoAnonzi Ma1, kwete zvimwe zviye zviye
@brendatondaya7003
@brendatondaya7003 3 ай бұрын
God bless yu sister 🙏 ❤️ 😘
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 4 ай бұрын
Eysh zvorwadza mhani izvi veduweee nxiii hayaaaa😭😭😭
ОСКАР vs БАДАБУМЧИК БОЙ!  УВЕЗЛИ на СКОРОЙ!
13:45
Бадабумчик
Рет қаралды 3,8 МЛН
ROCK PAPER SCISSOR! (55 MLN SUBS!) feat @PANDAGIRLOFFICIAL #shorts
00:31
HARARE ........MURUME WANGU ANOROYA UYEZVE MUSATANIST
28:06
Drewmas Media
Рет қаралды 47 М.
Bira RaSimba Achiwonekana NaSekuru & Ambuya Tasvu NeVazukuru Vavo
46:59
AMA 2K..........FOUR [4] MONTHS MUCHATO WAPERA
36:29
Drewmas Media
Рет қаралды 4,4 М.
Ekedi na Sekuru Kanengo padare kuchiweche akafira pasowe cheshomba part 7
1:26:08
MUTOKO ......... MHEPO YODA KUURAYA MUNHU PADARE RAMAMBO MUTOKO
41:26
CHIVHU...............MUNHU AKAFA 16 YEARS AGO OONEKWA KWAMREWA
50:14
Drewmas Media
Рет қаралды 133 М.
Слепой парень помог раскрыть тайну 😱
0:45
Фильмы I Сериалы
Рет қаралды 1,2 МЛН
ToRung short film: 🎁special gift❤️
0:49
ToRung
Рет қаралды 19 МЛН
ЕНЕШКА 2 СЕЗОН | 2-бөлім | ТОКАЛ АЛЫП БЕРЕМІН
23:12
Became invisible for one day!  #funny #wednesday #memes
0:25
Watch Me
Рет қаралды 53 МЛН