Kuvheneka muroyi hakumbodi kuzhambatata seizvi nembabvu. Many decades ago my father and mother visited a VERY popular N'anga who claimed kuti vakamwa mishonga vachaona varoyi vavo. My father refused, but my Mum drank it and shouted and shouted, vomited and vomited but returned home empty-handed. My father called us to tell us what had happened, mocking my mother inn tears of laughter...nesuvo tikarwadziwa mbabvu nekuseka..
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Yooooooo hanzi mbuya marasiswa nzira hezvo inga zvakaoma mudhara uyu ka anosvora uyu
Namhlanje ngelinye ilanga Drewmas media taking us to another level others with 2 gorgeous ladies
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Zvegirazi izvi 😅😅😅😂😂 hapana hapana
@Loh_Manex7915 Жыл бұрын
Finally Gogo paCamera
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Paita hama dzangu apa . Samaita ndiwo mutupo wangu, mai vangu vaira gumbo, vana Gutu. Dai ndiripo.
@saddingtonmangena1241 Жыл бұрын
Vana Madlira mandipedza haiwaaa kkkkk. Team inospaka iyi .
@lucyhundungu6322 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂hanzi buda tikuone 😂😂😂😂😂
@charityncube41983 ай бұрын
😂😂😂😂 nezita Ra Jesus
@user-on4uw7xv1g Жыл бұрын
Panorwiwa apo kkkkkkk hokoyoi mapostori
@ReubenM27 Жыл бұрын
Makorokoto Amai Chihera ndaona ring
@mariajuziel7415 Жыл бұрын
Tipewo # dzavo
@constancemarifiye6658 Жыл бұрын
Haiperi mushe apa gogo go back to sender😂 ka1
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
Thando, You are so mature. One day I should make you queen of my kingdom!!
@enlighten729 Жыл бұрын
❤😊
@aidynkwakwa6768 Жыл бұрын
Taken 😅😅😅😅😅
@lindytv3075 Жыл бұрын
Thando run like Murife run run
@progressnhamoyebonde7609 Жыл бұрын
Taken 😂😂😂
@user-zl2rz1io6n Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣
@zimmeidai6754 Жыл бұрын
Varikubvunda 😂😂😂😂kule suspect
@belindakaseke4466 Жыл бұрын
Chidhangali chapinda busy everyday here
@privilegesiwawa7022 Жыл бұрын
Asi zuro makabvuma wani
@joyceparwazenga7545 Жыл бұрын
Anobuda here muroyi kana gogo vakurirwa
@regreatdoreka Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level 🎉❤
@thomaschawira1307 Жыл бұрын
Ava vasikana ndoda kungokuroorai mose ndoita barika rangu munyai ari Andrew mogara pamwe chete barika rangu
@sholnegarande6370 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@innocentmusaengana-nv6jg Жыл бұрын
Haunosvika pauno zorora budai vose varikusiudza mhepo budai Pachena buda Tik uone😹😹😹kungoti anonzwa kushinyiwa ndoakaipfeka 😂😂asimm mune drama vana Sekuru vangu 🤣🤣🙌
@upstatecanyon Жыл бұрын
Sekuru ava aka kuvhunduka chati kwatara hunge unekatheikwa
@mancuencube5409 Жыл бұрын
Varume vese Ava varikupopotera pamucheka dai vaidai vachichemera mwari zvingadai zvatopindurwa kare,kungofungao kwangu hangu