If a man kills himself for the sake of the third wife the first wife must not worry about mourning the husband she must find a new husband
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Chokwadi 👏👏
@gozos1552 Жыл бұрын
Tru
@bountybae86 Жыл бұрын
Wapedza zvako iwe chekumirira hapana evn pa matress haafanire kugara zviripachena akarambiwa kare nxaa
@patriciamasengere581 Жыл бұрын
Chokwadi
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Murume akangoera aita girlfriend ziva kuti iwe mukadzi wabuda mumoyo..its time to move on unless uchingoziva hako kuti ukugarira vana. Men are evil..they embarass you the whole world
@morenmanhombori4800 Жыл бұрын
Barika is not for the fainted heart anyway RIP maiguru saka murikuchemera murume azvi uraira umwe mukadzi shuwaaa😅😅😅Dai ndirini imi ndatoita moveone kare
@lydiandhlovu7641 Жыл бұрын
Mai ava vanga vachida murume wavo Dzimwe dzimba kushinga chaiko Kusiirwa nhamo
It's true kana ukasagutsikana unofa pasina chawaita muupenyu
@MmMm-fq7et Жыл бұрын
Varume vimbai nefirst wife dzenyu honai manji
@violetmaluleke183 Жыл бұрын
Ndiye anotokuda zvechokwadi
@tsungaimukarati9737 Жыл бұрын
Zvakaoma kuroora mwana mudiki koparira apa akaenzana nefirst born yako
@accuratepatrickspartricia7907 Жыл бұрын
Imajeni
@gayiekutakwananzi105 Жыл бұрын
😅iiii
@sibundlovu990 Жыл бұрын
Mukadzi mukuru aidanana ega chokwadi, rudo rwake rwakadzama for munhu anongotora tora vamwe vakadzi nxa!!
@julietmarange8410 Жыл бұрын
Uyu anofanira kuchema neziso 1 cz anga akarambwa kare iye Aida murume but aisada mkdzi no need to mourn murume werudzi rwakadai
@user-bj8pj4oo8n Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂ndaseka hanzi mukdzi mkru kudanna ega
@fadziachirongo4280 Жыл бұрын
This is sad, all this heavy burden on mukadzi mukuru because murume ari kuitwa blackmail ne 16 year old. The man created this situation and bailed out leaving everyone to deal with this 😭.
@teurayirugonye33467 ай бұрын
Please let's think of Mental Health. The man was not well. This Blessed First Wife is a cut above the rest of us women. I cannot imagine such love. Sending bananas to get money to alleviate the situation the man was in. I cannot imagine how hurt she us after loosing a husband on such a situation and being left with children to look after. The Mother in Law is a well behaved mum. I have been humbled hangu.
@masibandamasi9733 Жыл бұрын
Ini ndiri maiguru handimbochema zvangu, iye munhu aigara achindishungurudza zvakadaro.
@Amarie077 Жыл бұрын
Totally agree with you. 💯
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Haaa chokwade chaicho handichemi ini
@faithmotsi9493 Жыл бұрын
I feel sorry for maiguru..baba avo kutora mwana ane 16 yrs kumuita mkadzi vaimbotembeyi kandii
@alicemukudo3512 Жыл бұрын
Eish sorry mama i can see you are a strong woman may our good Lord comfort you..
@annanyamugudza1327 Жыл бұрын
Ummm maiguru ava vaida murume shame kutemera murume nemukadzi mudiki mabanana kuti vatengese haaa ini hangu handikwanise
@abednicomauto3616 Жыл бұрын
Mudzimai wekutanga maonero angu mudzimai akazvibata uye Aida imba yake ; wechipiri no information; wetatu ini ndinoti maybe hudiki can't blame; baba wafira kunyenga vana kwakuparira nyenga munhu abva zera ; plus barika now zvasiyana nakudhara shanje dzawanda kunevakadzi vamanje
@ttfam8742 Жыл бұрын
Paedo - Manyengavana regai afe who knows next victim aizove mwana waani
@sophiamafuta3374 Жыл бұрын
Yes
@berthamadeu66336 ай бұрын
Mudzimayi here ? A 16 year old girl, his daughter’s age .He was a paedophile and uneducated man , kutadza kuchengeta mhuri yemukadzi mukuru with the little resources you have busy ne madhirezi.
@ttfam8742 Жыл бұрын
MuPaedo ngaafe hake ko mai avo vakuchemei hanti aida 16yr old ( you are my Oxygen to a 16yr old)
@faniafania-wl3lw Жыл бұрын
Iiiii
@franciscademberere-6653 Жыл бұрын
Ngaafe hake
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 Жыл бұрын
Ngaafe zvako iwe.
@miriamphiri7204 Жыл бұрын
Maikuru woye chitorai ma banana enyu muchi tengesa muchengete vana venture into business
Varume vasadaro sure Mai vaive nerudo nemurume wavo asi murume benzii chairooo
@maiboys3934 Жыл бұрын
Hazvidi tumoyo tutete zvemabarika izvi unofa
@isaacpinielo Жыл бұрын
Did I hear properly that the girl the man supposedly killed himself for is 16 years? Wasn't that child marriage? Is it legal? Are there no defilement laws in Zimbabwe.
@fadziachirongo4280 Жыл бұрын
Ehe 16 and she started threatening going to the police to report him, thats why he did it.
@ttfam8742 Жыл бұрын
Akatotanga kugara naye aine 15yrs, imagine being blackmailed ne a 16yr old. Kuitwa muranda nemwana zera nevana vako ende futika
@palmamusukutwa8105 Жыл бұрын
Ndofunga ndosaka akazviuraya
@virginiachirumbi6032 Жыл бұрын
Iye aiitei regai ainde chld marriage noo
@constancemarifiye6658 Жыл бұрын
Aaaaa nhy wedu chkwdi kutofira munhu zvakaoma go well mudhara
@evermorekanengoni9398 Жыл бұрын
Kurumwa nechekuchera
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Thank you Mr Neshamba nekufambira nyaya dzinorwadza
Vakadzi tine nhamo idi, shuwa kunzi una mainini vane 16yrs apa uri kungoti murume wangu. Kutotumira mabanana so zvabatsirei. Ingoti baba vevana vangu kwete kuti murume
@ennybphiri2896 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level
@michealfisher4440 Жыл бұрын
Automatic taking us to another level
@takunda34 Жыл бұрын
Saka this man had a daughter in Form 4 and he also married a 16yr old..
@eustinamandigo1282 Жыл бұрын
Mukadz one chaiye anokupinza busy what more 3 ndiwe wakazvikanyira wega .. wapinza mweya wakapa mmusha
@cleofay9346 Жыл бұрын
Thank you Drewmas media team
@simbamoyo9400 Жыл бұрын
Zvakaoma barika rinopisa
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level 👏👏👏
@wintermandizha8969 Жыл бұрын
Anzwa bhata regai zvife
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 Жыл бұрын
Taura hako
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Maybe murume uyu aiva nemhosva yaakaita akanga audza mukadzi wake mudiki secret yake
Varume so dzidzai ko Iko kuda vakadzi vatatu unovadiyi ruchirirudo hre urwi mukadzi mukuru achachema hre pakadayi unenge wadzikisirwa chose varume gutsikanai nevakadzi vamoroora zvinhu zvakangofanana izvi ungazviurayira mukadzi aneyakamboyita sei ko