"Mwana Wangu Anodya Zvinhu Zvakawora Chete Ndinotsvagawo Rubatsiro," Mai Joe

  Рет қаралды 34,640

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

5 ай бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 258
@chengetomupinda-nh8sz
@chengetomupinda-nh8sz 5 ай бұрын
I salute all ladies who never give up on their kids may God bless fruits of your wombies ❤❤❤❤❤❤❤❤ hugs amai joe
@kundaimiedzok
@kundaimiedzok 5 ай бұрын
When you cried; my heart broke mhamha!!! It is well; Denga richapindura, huggs ❤
@user-rn6sn6ne1s
@user-rn6sn6ne1s 5 ай бұрын
Step father remain blessed for standing by my joe in difficulty situations...
@user-lg7cq7ii1l
@user-lg7cq7ii1l 5 ай бұрын
Thank you mukoma Robert for showing love ,care and compassionate. Mwari vakuropafadzei mukoma . Ndarwadziwa nenyaya iyi .
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 5 ай бұрын
Amen
@user-fz6rg2wp9h
@user-fz6rg2wp9h 5 ай бұрын
Dai Mai vaJoe vabatirika uye Joe asunungurwe in Jesus name amen
@iressemerson7468
@iressemerson7468 5 ай бұрын
Mai Joe vane moyo wekubereka chokwadi,zvamabata mkoma Robi zvenyu zvaita ❤
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 5 ай бұрын
So sad 😢 l couldn't continue to watch after realizing that my problems in life are much better than others... Lord be with you woman and give you strength
@perpetuavhudzi3970
@perpetuavhudzi3970 5 ай бұрын
Waaal mkoma Robert i liked how u chipped in patanga kuchema mai Joe,well done
@bamudiwa7159
@bamudiwa7159 5 ай бұрын
Brilliant interviewer.
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 5 ай бұрын
Welcome
@tsitsichaita
@tsitsichaita 5 ай бұрын
Yaaa kwete kungoyeva munhu achichema
@AffectionateLoungingPand-ct9dv
@AffectionateLoungingPand-ct9dv 5 ай бұрын
Biological father vaJoe tinoda kuvaona pliz, God bless me ndinoshuvira kutambanudza ruoko rwangu pama situations akadai, living condition yaJoe yandibaya moyo
@susandzingai
@susandzingai 5 ай бұрын
I cant hold my tears chokwadi life yemujoni ndoizivà
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 5 ай бұрын
Mother’s love is priceless ❤praying Joe will get help soon , Dear God make a turn on this family.
@fadzim2288
@fadzim2288 5 ай бұрын
Thank you for showing love and empathy Mukoma Robert for the way you jumped in when Mai Joe was in tears.I was in tears as well. Touched my heart.
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 5 ай бұрын
Welcome
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 5 ай бұрын
Guy's ka hurombwa huriko ukadzwa munhu achiti varoyi havako zvinenge zvisi kwauri 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭💔 uyezve ndinoti kumurume akaroora Amai Ava ummmmm mwari ngavamukomborere
@charitymudehwe2349
@charitymudehwe2349 5 ай бұрын
Mhamha wa Joe ,l think you need to take her for psychiatric treatment. You are trying your best asi l think akawana medical treatment zvinoita.Injection raakabaiwa l think rinobaiwa once a month and harishande ipapo ,but as it is rinozoshanda with mapiritsi acho zvinoita .Chimbozamai kani kuenda naye ku hospital .
@momof3941
@momof3941 5 ай бұрын
Sure problem iripo it seems our health service providers don't explain kuvanhu how these things work
@user-wu2bm3cj6x
@user-wu2bm3cj6x 5 ай бұрын
Ngavamboenda kwa Profet Paul Miracle vanotaura zvakakonzeresa.
@susanchigwagwa3688
@susanchigwagwa3688 5 ай бұрын
Chokwadi ngavaende
@douglasmncube2787
@douglasmncube2787 5 ай бұрын
Kana kuenda kwaProphet Miracle Paul,vakambobatsira mwana uya ayidya matombo
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 5 ай бұрын
Provide contact details
@MarvellousMoyo-xb3mo
@MarvellousMoyo-xb3mo 5 ай бұрын
Chokwadi
@rumbidzaichitege3959
@rumbidzaichitege3959 5 ай бұрын
Thank you mkoma Robert for bringing this up. I feel like kuhospital vakaenda kwetime shoma. For only 3times,munhu haapore. He has to stay in a place inochengetwa those who are mentally challenged receiving his treatment. Nyaya yemadrugs she just brushed thru zvakaonekwa nema neighbours when she was in SA...maybe he needs a proper and thorough rehab. If its spiritual like she says,i wld suggest kwaProphet Jose. Thank you.
@user-jl1gj9jy3t
@user-jl1gj9jy3t 5 ай бұрын
Ngavaende kwaProphet Miracle Paul
@fadzim2288
@fadzim2288 5 ай бұрын
So sorry Mai Joe. But have you tried going on your knees and crying out to God day and night. God has done so many miracles in my life, there is nothing that is too difficult for him. Mwari akubatsirei Mai Joe.
@edwishwadzanayimandala2509
@edwishwadzanayimandala2509 5 ай бұрын
Ndimbuya vangu mufunge vatambudzika nasekuru joe
@joshuachivende9222
@joshuachivende9222 5 ай бұрын
Ndipeiwo number dzavo
@susanchigwagwa3688
@susanchigwagwa3688 5 ай бұрын
Anoita zvakanaka mukasvika ku L Chitungwiza kwa Prophet Miracle Paul
@ollahmbowa8420
@ollahmbowa8420 5 ай бұрын
.May God Bless The Second Husband. VaMapingire. Vashoma Varume Vanerudo rwakadai
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 5 ай бұрын
Amai vane moyo wekubereka pamwana wavo . Dai vabatsirwa dambudziko vaitwevo hope mumba .
@charitysibanda7306
@charitysibanda7306 5 ай бұрын
Baba Joe vachauya kunamai Joe kana vakugwara mai joe muvadzinge
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 5 ай бұрын
Ukaona mai vaenda kunogara nemukwasha haaa zvinenge zvaoma
@memorymoyo3189
@memorymoyo3189 5 ай бұрын
Murisei vahadzvadzi Robert. Murikuita basa rakanaka Mwari vakuitirei nyasha. Ndinofunga muchavawanira munhu achavabatsira uye aite back to sender ndiyo inodiwa apa
@JacksonMamu-xl8lj
@JacksonMamu-xl8lj 5 ай бұрын
Ndarwadziwa vedu wee..ndadzidza kutenda mwari pandinoti ndiri kutambura mmmm kune zvakaoma munyika vedu yoo
@DianahManzini
@DianahManzini 5 ай бұрын
It is well Mom, Be strong, God is in control, hugs mom❤
@preciousmatenzenichatukuta7288
@preciousmatenzenichatukuta7288 5 ай бұрын
This is really, really sad situation to watch nor hear! That’s a “MUST” to “GO BACK TO SENDER” to the witches who caused all that to that poor kid! Shams! 😢😢😢 With brother Robs, you got help already! We will be looking at those witches and their black magic pa group soon!
@monicMiles06
@monicMiles06 4 ай бұрын
Mai Joe endai nemwana kuchipatara
@KudzaiMuneri-cs8op
@KudzaiMuneri-cs8op 5 ай бұрын
Uuuum izvi zvakawoma, tinoti tine matambudziko zvedu but izvi zvinoda mwari chaiye, mukoma Robie vaendeseiwo kwana sekuru kanengo vanobatsirwa
@florencemangatu499
@florencemangatu499 5 ай бұрын
Mwari ivaiwo namai joe dambudziko remwana wavo ripere zvakaoma
@user-zz8iw3zr6j
@user-zz8iw3zr6j 5 ай бұрын
I can't control my tears .mwari ngaapindire
@ChipoSongelani-yr9bc
@ChipoSongelani-yr9bc 5 ай бұрын
Please 🙏 please 🙏 please God heal Joe veduweee mai vake vari kurwadziwa shame mukoma Robert please please 🙏 tsvagaiwo rubatsiro mwana apone
@kelvinmarwizi8769
@kelvinmarwizi8769 5 ай бұрын
Ha makashinga mdara Robert, ibasa haro rinotokumanikidzai kupinda pese
@prachie937
@prachie937 5 ай бұрын
So painful... sorry mama ...be strong god is there ...mwari vakurangarirei amai vangu
@lizzyncube8669
@lizzyncube8669 5 ай бұрын
All is well mudikani hupenyu hwedu vanhu kadzi zvakaoma hazvo
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 ай бұрын
Mai Joe m so sorry zvinorwadza izvi.asi masvika pa last bus Stop.......kana matoona mukoma Robbie zvaendwa.
@priscillakuchuna9434
@priscillakuchuna9434 5 ай бұрын
May our Lord Jesus Christ heal him and her our prayer
@emilychikura
@emilychikura 5 ай бұрын
Endai kwa prophet jose
@phionamusademba2856
@phionamusademba2856 5 ай бұрын
Yoh zvkaoma vanhu wee varoyi wariko Jehovah pindirai mhuri iyi isunungurwe
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 5 ай бұрын
Fambai naro basa mkoma Robert 🎉
@charitymatewa-ym3jd
@charitymatewa-ym3jd 5 ай бұрын
Haa ndarwadziwa
@user-kb1sv4zj6n
@user-kb1sv4zj6n 4 ай бұрын
So sad ufunge Mai Joe wakazama zvese eve mapostori akazvitadza. Harare hospital yakazvitadza. Ichi chivanhu choda baba vemwana paripwe mhosva dzakaparwa mumusha, iyi ingozi chaiyo iyi. Ndarwadziwa ini ndakarambwawo ndotenda mwari mwana mutano. Varume ava vanotiparira. Pane zvihombe zvakaparwa ku Mozambique ikoko. Uonbatsirika the sad issue n'anga dzacho dzakukara mari too much. Praying ubatsirike my sister.
@user-fe3jh3qe4b
@user-fe3jh3qe4b 5 ай бұрын
Ngavaende kwaprophet miracle Paul kuchitungwiza zvinopera
@Charlegreem
@Charlegreem 5 ай бұрын
AMapingire Mwari akukomborerei.
@ogwatsvaira7506
@ogwatsvaira7506 5 ай бұрын
God have Mercy
@KudzaiSimbi-vg5ud
@KudzaiSimbi-vg5ud 4 ай бұрын
Amai Mwari ngaakununurei chokwadi ndarwadziwa zvangu
@SmilingDumplings-in6ny
@SmilingDumplings-in6ny 5 ай бұрын
Ndarwadziwa veduwe vakadzi tine moyo wekubereka zvoita amai
@ProgressTonto-rx6ex
@ProgressTonto-rx6ex 5 ай бұрын
Matamvura amai sure chokwadi zvorwadza izvi I hope muchabatsirika
@shongedzaimanyaradze7370
@shongedzaimanyaradze7370 5 ай бұрын
Hope you get help mai Joe❤
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa 5 ай бұрын
Phrophet miracle Paul is the best for this case
@tapiwamarongwe3857
@tapiwamarongwe3857 5 ай бұрын
true
@unity9896
@unity9896 5 ай бұрын
Baba Joe ndomuroyi chaiye,nezita ramwari arikudenga anopora chete
@destinyabels8548
@destinyabels8548 5 ай бұрын
Nyaya yamai ava yandirwadza cz ndakarambwawo kudzingwa ndisina kn chinhu imi kune vamwe varume vari hearttless imi unoshaiwa kut chii shuwa Mwari pinduraiwo mai avo 😭😭😭
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 5 ай бұрын
Sorry
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 5 ай бұрын
Connect her to Achapola
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 5 ай бұрын
Kkk kasi mapostori musadaro vanhu vane problems imi muchinyepa waya waya
@SostinaMainini
@SostinaMainini 5 ай бұрын
Iiiih mwari pindira Joe apore shuwa ndarwadziwa ini
@vimbaikudiwa6822
@vimbaikudiwa6822 5 ай бұрын
It is well mama
@user-fl4tu4gs5f
@user-fl4tu4gs5f 4 ай бұрын
Find comfort in God's hands Mama🙏, Mwari havana ndoroondo yokukundikana
@AyandaChikwadada-hm8to
@AyandaChikwadada-hm8to 5 ай бұрын
😢😢😢😢 ndarwadziwa nhasi
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 5 ай бұрын
Sorry mai Joe such is life,murume ndiye wawakashaya tete nehanzvadzi yavo ndivo vari kumushandisa.And zvakaoma hazvo veduwee dai awana rubatsiro aite zvakanaka.
@lillycee5054
@lillycee5054 5 ай бұрын
I think pastor Jose or pastor Muchefa is best in this situation… this is a very sad situation 😢
@nyaraikarichi-pq2ji
@nyaraikarichi-pq2ji 5 ай бұрын
Haaa tenzi tibatsireyiwo panguva dzakaoma kudayi ,ndarwadziwa eish apa mwana unomurasira ani
@samanthamkono5076
@samanthamkono5076 5 ай бұрын
Hope vari kuzviita havazovhare nyaya iyi kuti mai Joe vawane help
@sibombawa9678
@sibombawa9678 5 ай бұрын
So sad , 😭😭😭😭
@tsidutchess
@tsidutchess 5 ай бұрын
I pray Joe apore veduwe...Mwari pindirai😢
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 5 ай бұрын
Gomba here.. Askana hupenyu hwakatakura
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 5 ай бұрын
Mai wari strong 😢😢😢😢 mwari.pindirai
@user-rf6pn2st7f
@user-rf6pn2st7f 5 ай бұрын
Musacheme mhamha zveshuwa zvinorwadza asi totenda mwari nehushingi hwenyu
@user-ln9ny3ld4k
@user-ln9ny3ld4k 5 ай бұрын
How old is our Joe...kungoti tinodaira/believe r munezvakasiyana hama yangu, kudayi mambosvikaku unit L kwaprophet Miracle Paul kana kuSpots Stadium kwaProphet Kudakwashe Jose
@mskeak6956
@mskeak6956 4 ай бұрын
😢😢😢heartbreaking
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 5 ай бұрын
Tete vanoziva havo zvavakaita pamwana uyu...
@ChristyMilly-zp4op
@ChristyMilly-zp4op 5 ай бұрын
Can't stop crying
@wellingtonmutsambi3627
@wellingtonmutsambi3627 5 ай бұрын
The Lord will intervene
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 5 ай бұрын
Sad 😢ndina sekuru vangu vanorwarawo so
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 5 ай бұрын
Amai ava varipanguva yakaoma Mwari varangarireiwo
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 5 ай бұрын
😅step fathèr va Joe is a loving husband keep him mom ... all will be well !
@angelakaonza6168
@angelakaonza6168 5 ай бұрын
Zvakaoma veduwee!!
@traceymutara7477
@traceymutara7477 5 ай бұрын
Eish ndarwadziwa😢
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 5 ай бұрын
Zvakaoma sure 😭😭😭😭😭💔
@Machuma-ic5yx
@Machuma-ic5yx 5 ай бұрын
Give this case to Kanengo or Achapola there are the best
@kumbiraimoyo5911
@kumbiraimoyo5911 5 ай бұрын
So sad😢
@pkdesohero
@pkdesohero 5 ай бұрын
Haaaa mukoma munopisa pafeyaa ummmmmm👌👌👌👌👌👌👌
@user-rn6id1xu5r
@user-rn6id1xu5r 5 ай бұрын
Sorry my sister don't cry
@mattymazuru11
@mattymazuru11 5 ай бұрын
Sad indeed 😢
@shyletmakundamhuka6677
@shyletmakundamhuka6677 5 ай бұрын
😢😢😢 zvakaoma zvekurarama
@shyletmajichi6482
@shyletmajichi6482 5 ай бұрын
Life ma1 sure
@KudzaisheMutenha
@KudzaisheMutenha 4 ай бұрын
Eish this is sad💔
@user-ud8zc9ys9x
@user-ud8zc9ys9x 5 ай бұрын
We wanted to see inside toona tomubatsira sei nemunhu wacho
@shimNazee
@shimNazee 4 ай бұрын
Eish this life😢
@user-lt9yv9td6u
@user-lt9yv9td6u 5 ай бұрын
Zvorwadza izvi Jehovah pindirai zvenyu
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 5 ай бұрын
I don't know why as Zimbabweans. We go to the hospital 2 to 3 times asi kumasowe we go 7 days a week. Kana zvawarapwa kuchipatara zvaramba dzokera futi.... chinja Dr nechipatara kusvika wawana help. Kana tichikwanise kuenda kuMasowe everyday lets also persist nezvipatara. It appears as if Joe has never worked in his life. Chero ku South Joe haana kumbobvira atsvaga basa kana kushanda WHY? Joe has never been an adult in his life WHY? Mai na baba would work kuSouth Africa asi Joe aingochengetwa chete iye ainge asingagone kana kushanda.
@noleendzapasi2226
@noleendzapasi2226 4 ай бұрын
😢sad 🥺🥺🥺
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 5 ай бұрын
Mwari nevadzimu vaJoe pindirayi.
@evengelisterbiyasi5160
@evengelisterbiyasi5160 5 ай бұрын
So sad 💔💔
@chipochirodza6969
@chipochirodza6969 5 ай бұрын
I have my only brother, Ave ne 20 years achirwara marwariro iwaya , we tried everything takasvika pakuneta
@Jahlady
@Jahlady 5 ай бұрын
Ummmm this is so sad. Ndabatikana veduwee 😭
@Pepukaishonhai
@Pepukaishonhai 5 ай бұрын
Shuwa vabetseri betsaraivo mai avo mwana ararame zvakanaka
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 5 ай бұрын
Yaa zvakaoma mai varipanguva yakaoma ava sure
@sharaidzivami33
@sharaidzivami33 5 ай бұрын
Muendesei kwabishop Nyamuronda vanozvip3dza same time.....vakabatsira mumwe airwara nepfungwa vanogara Kuwadzana ext
@user-lp9ug8rj7s
@user-lp9ug8rj7s 5 ай бұрын
Isa# wabatsira
@user-ej7po7ou6h
@user-ej7po7ou6h 5 ай бұрын
Mwari ngavakunyaradzei
GUTU: Part 2: Akaponda Mwana Akamukanda Mutsime, Kuti Anoroorwa
1:01:00
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 9 М.
МАМА И STANDOFF 2 😳 !FAKE GUN! #shorts
00:34
INNA SERG
Рет қаралды 4,4 МЛН
The day of the sea 🌊 🤣❤️ #demariki
00:22
Demariki
Рет қаралды 100 МЛН
World’s Deadliest Obstacle Course!
28:25
MrBeast
Рет қаралды 154 МЛН
Ndofira Garden
38:30
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 66 М.
MARTHA....Ndiri Kuda Kuti Murume Afe Anyanya Chihure: A MUST WATCH
31:06