Part 2 Mudhara Murahwa Auya Kuzosiya Horumbwa Hwake NeVamwe Vana

  Рет қаралды 79,940

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

6 ай бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 367
@tadiwajohn4005
@tadiwajohn4005 6 ай бұрын
Vakomanaka ndabvuma waroyi wanezvitsidzo avabvume kani ndatenda saka uchizoona vachifa nazvo ,,,kairamba kamudhara murahwa ako nhaimi wani ,,,aah ndabvuma
@jamesgamunorwa4236
@jamesgamunorwa4236 3 ай бұрын
Kkkkk kuzoti Satan kani asi kairamba big time
@patiencechivunge8515
@patiencechivunge8515 3 ай бұрын
And futi plus vanotoda to be bulied kuti kufambwe otherwise havabvumi zvakawoma kutambudza vana nxaaa
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 6 ай бұрын
After God fear Mapositori ,vanhu wari kuroya zvakaipa iwava,Headman mukangonzwa anoti church ibvai waziwa kt muroyi wari kuhwanda nemacheche vanhu ,iwava ,ngawaende kwaSekuru Tasvu ,ini Ndogara kwa Rusape asi ndri kuda kt nyaya yangu izotongwa kwaChigodora ndodii ndanzwa nekubobewa
@papafatso1761
@papafatso1761 6 ай бұрын
Chokwadi munhu washe, usatamba nemupositori kana wazogara, unofa kuti fii.
@nyaraingadella4924
@nyaraingadella4924 6 ай бұрын
OMW😂😂😂😂😂
@pridemutanda
@pridemutanda 6 ай бұрын
Kuhwanda nechurch
@softsavedigital
@softsavedigital 5 ай бұрын
enda kwatasvu kkkkkkk
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 5 ай бұрын
@@softsavedigital kunodii kwaTasvu
@obidogamazine
@obidogamazine 6 ай бұрын
Those who are here for mbira music let's gather here
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 6 ай бұрын
More coming on Saturday
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 6 ай бұрын
​@@robertapfumaneyindofara kana muchibvunza murimi mukoma Robert ❤❤❤
@CarolineFoya
@CarolineFoya 5 ай бұрын
Kkkkk zveshuwa kwanzi ndikasanobatiwa kwasekuru Tasvu mundipawo chii
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 6 ай бұрын
Chibaba chisina hunhu vane nhamo vanoti vane vabereki vachitambudzwa kudai vakafa vatori nani chose kwandiri
@lovemoremuverengwi1268
@lovemoremuverengwi1268 6 ай бұрын
Vanoshora dare kwachigodora huyai munyadziswe
@lindytv3075
@lindytv3075 6 ай бұрын
Vave kunyara mazuva ano vari zii
@eljayjay7884
@eljayjay7884 4 ай бұрын
😂lol
@patiencechivunge8515
@patiencechivunge8515 3 ай бұрын
Ayiwa usakanganwa kunenge kwakatozara varoi ipo paya padare kuda kunzwa 😂😂😂 ndosaka vachizoti hee chief is wrong hee this varoi 😂😂😂😂
@cristinacaswa3502
@cristinacaswa3502 6 ай бұрын
Kwachigodora kuno Sara kusisina wakaromba newaroi headman chigodora ari kusewenza chigodora ichachena kuti njuuchu👏🏻👏🏻👏🏻
@user-yj1es2oc2n
@user-yj1es2oc2n 5 ай бұрын
Chigodora dai ari iye hake atoita mambo
@user-ln8bk4zn9n
@user-ln8bk4zn9n 6 ай бұрын
Iiii mwari batsiraiwo headman chigodora vanopika mhiko dzenhema vanhu awa yuwiii ndatya bt headman somewhere somehow murimuporofita imi I salute u😮
@tadyjayjuju3886
@tadyjayjuju3886 5 ай бұрын
Vakaramba nhai zvako iwe pamberi pamambo😂😂
@bettymasawi177
@bettymasawi177 3 ай бұрын
@tadyjayjuju3886
@knowlleedubee3619
@knowlleedubee3619 6 ай бұрын
Nanga ndimwi mopa vanhu mishonga muchiti ndeyekurima ndeye lucky ,mouya zve motora muchiti hurobwa mukuchenesa.maporifita ,nanga makangofanana ini l trust in vadzimu vangu na mwari chete
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 6 ай бұрын
Kkkkkkk unobva watoona kuti kutenderedzwa😂😂😂. Inin I don't believe muzvinhu zvese izvi ini
@nyashahungwe8946
@nyashahungwe8946 6 ай бұрын
Nhai ko sei munhu anenge achiromba vacho asina kana chaanenge anacho?Nhamo dzega ko zvino unovaneiko?
@user-fo5bd7ur5v
@user-fo5bd7ur5v 6 ай бұрын
Ndaseka nhamo serugare nemurambiro waita baba ava kwaChigodora uhm varoi vakaoma ndatenda hangu.
@eddierams6132
@eddierams6132 6 ай бұрын
Zvinhu izvi hazvina kana kuchena kwese. Mdara Uyo arikumanikidzwa kubvuma zvinhu zvaasingazive. Tasvu wacho handimuchenese. Vanhu ngatidzidzei kunamata
@tstausibanda2020
@tstausibanda2020 6 ай бұрын
Umm iwe tarisa kubva kudare nt kushora
@user-rk5sq9ps3q
@user-rk5sq9ps3q 6 ай бұрын
Haunyepe😂 mdara uyo akatorerwa mushonga kudhara bt chakubuda nhsi uyu mdara tasvu anonyepa sure
@normamunyama
@normamunyama 5 ай бұрын
There is no way yaungachenesa n'anga. But sekuru havasi kumanikidzwa ba...vakazviita hawo
@user-lh8vj8zs9p
@user-lh8vj8zs9p 5 ай бұрын
Ko saka mwanasikana wavo akutaura kunyepa ft here,musadaro veduwee
@DenzelMurambiwa
@DenzelMurambiwa 13 күн бұрын
Unopenga here iwe kumanikidzwa chii hamusati maroyiwa you won't understand
@rudoevasmaswera2453
@rudoevasmaswera2453 6 ай бұрын
Madumwa ayo I doubt them zvangu, ese akangosiyana shape but material is the same. Tine hama dzaigadzira nyanga isu dzofanoviga dzozodzura
@Mels-rb9hu
@Mels-rb9hu 6 ай бұрын
Kkkk you think nekungwara kwakaita VaMurahwa vangabvume zvisiri zvavo here? He had every reason yekunyadzisa headman chigodora saka haaimbobvume
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 6 ай бұрын
With u ipapo plus ndoda kunyatsoziva kuti pavanonzi endai kumba motora hembe moisa mubag vasvika paTasvu vanogara nawo here mabag aya kana vanombosiya somewhere vachiitirwa mamwe matare ende dumwa haringobatike senge ukubataka mhashu. Kubvunzawo in peace haisi vhayorenzi😮
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 6 ай бұрын
Was there kwaTasvu kna mangosvika nezvinhu zvenyu zvinobva zvangopiswa unless kna masvika ari manheru sekuru Tasvu vachingosvika zvinobva zvabatwa
@EdmoreMawine-jn3ev
@EdmoreMawine-jn3ev 4 ай бұрын
Haaa this is all rubbish ndewe fake Tasvu uyu Saka dumwa rabva kumusha kwa Murahwa here nxaaa nonsense Tasvu uyu,vanhu vanoromba i agree but izvi ndezve fake zva Tasvu uyu
@ElvisMawele
@ElvisMawele 4 ай бұрын
I agree with you my dear, problem hadziperi mumamisha coz n'angawo are fake.And varoyi vanofara nekuti kunobviswa zvinhu zvagadzirwa zvechokwadi zvichisara mumusha.
@user-ek6ro3ir9t
@user-ek6ro3ir9t 6 ай бұрын
Looking forward to this one.Am a follower
@peace-lanez380
@peace-lanez380 6 ай бұрын
sekuru tasvu murikuchenura misha mizhinji keep it up murambe makadero
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 6 ай бұрын
Zvinotsverudza manhi!!!Munhu Muukuru Akura Chemberi, habvumi mhosva easy easy nadhaa asi muise pake ega, hona zvavaiti Headman ndimi mucharipa ini ndobuda ndakachena, zvinotsverudza manhi!!!
@conniejam5575
@conniejam5575 6 ай бұрын
Eehe nhayi kuramba zviripachena nharo dzisina basa kadhara ako nxaaa manje Tasvu haajaidze anotasvura ka1
@primrosemarimirashiry8460
@primrosemarimirashiry8460 6 ай бұрын
​Ooooooolooloool😊loookooo😊😊 old olooooooloooooooll😊😊oko😊llllllllopploo opoooool😊😊loll😊😊😊
@marthamahleza9597
@marthamahleza9597 6 ай бұрын
Mudhara uyo uuum zvakaoma hazvo
@evetaruvinga-mudokwani9823
@evetaruvinga-mudokwani9823 5 ай бұрын
Mupurisa wenyu uyu is very calm and articulate and doesnt judge.....an example yemunhu pavanhu
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 6 ай бұрын
Many pple for Murahwa lets all gather hear 🎉🎉🎉😂😂😂
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 6 ай бұрын
Kamudhara aka ndimambara chaiye
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 6 ай бұрын
Kwasara kagurabadza mutambanengwe
@Maphosa718
@Maphosa718 6 ай бұрын
Murahwa ibasa😂
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 6 ай бұрын
@@rachelsengamai8067 naKabati
@justicemunyoro5408
@justicemunyoro5408 5 ай бұрын
Kagurabadza , Murahwa naKabati varimu same watsapp group
@FaraiRuzvidzo
@FaraiRuzvidzo 6 ай бұрын
Chirahwu mht yake ayiramb chy kudar rachigodor achoziy chokwadi mdhar achafa rinh tizorore thnks sekur tasvu mwari akuwedzerei mazuva akawand ekuraram
@user-ld4hp1te4m
@user-ld4hp1te4m 5 ай бұрын
Mazvionaka varoyi avabvume vanonakirwa nenyama yevanhu nxaaa
@user-si5zq2li6u
@user-si5zq2li6u 2 ай бұрын
Shamwar kuita kuti ndobhadhara andimbobatwe nharo chetr
@tvafrica206
@tvafrica206 5 ай бұрын
This old man may have his goblins BUT These Tasvu guys got info. listen to the way they adress mudhara
@munyaradzichirongoma9864
@munyaradzichirongoma9864 6 ай бұрын
Mdara murahwa apa Ange atori magosa kwamarange.kumachechi Kuda mwari avhure maziso
@tanyanyiwaq
@tanyanyiwaq 5 ай бұрын
Are those bags kept in the rooms before Tasvu start his cleansing or the clients keep thier belongings all the time until they're called in for cleansing
@blessingmapiku9831
@blessingmapiku9831 5 ай бұрын
My question as well
@melisawaretsa5331
@melisawaretsa5331 5 ай бұрын
Good question. N'anga dzimwe dzinotoisa mishonga dzonyebera kubata zvinhu.
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 5 ай бұрын
Zvinoiswa nemishonga yake magically
@ShaolineMandeya
@ShaolineMandeya 5 ай бұрын
My qeustion as well
@ShaolineMandeya
@ShaolineMandeya 5 ай бұрын
​@juniorfreedom8775 zvekwa Tasvu ndezve nhema izvi
@patrickmuzondo5166
@patrickmuzondo5166 5 ай бұрын
People needs to be areful when they tackle their family challenges. Whilst every family has its own problems we need to be very careful because we might end up inviting problems that would be be very difficult solve. Why can't thes sekurus bring out the truth instead of asking questions.
@user-rk5sq9ps3q
@user-rk5sq9ps3q 6 ай бұрын
Nyaya idzi hadzifanirwe kuiswa pa social media dzisati dzapera coz vamwe vakungosvika vachinzi wakaromba zvidhori zvinenge zvatengwa kumbare uko
@cathrinebare2213
@cathrinebare2213 6 ай бұрын
im enjoying mbira music💃💃💃💃💃💃💃
@ForgetMagwaza-vd4ft
@ForgetMagwaza-vd4ft 5 ай бұрын
😢😢😢usatamba nemuroyi ukawona anoti ndinorora arikudzidzira varoyi chaiyo sevavava munotobata demo
@sibombawa9678
@sibombawa9678 6 ай бұрын
I am happy to see that girl
@tadyjayjuju3886
@tadyjayjuju3886 5 ай бұрын
Baba awa wakanzi namambo wakanobatwa wanodzigwa mumusha zvino muchaendepi nhai sekuru
@bvunzawabayaclever46
@bvunzawabayaclever46 5 ай бұрын
Hupfu huno dirwa uhwo kuitira kuti musaone kuti chidhori chakasonwa sonwa icho bag re hembe iro mdara anga ainaro here all the times mdara arikutaura prostate cancer maakumunanzwisa zvinhu nezviupfu zvenyu izvo zviri healthy here hutsinye hwamuinahwo ka
@user-zl2rz1io6n
@user-zl2rz1io6n 6 ай бұрын
Vaya vanoramba izvi vachiti madramma huyai pano ndimi vamwe varoi vacho
@IANSAMUJANGO
@IANSAMUJANGO 6 ай бұрын
Sei akafanana madumwa achona mukoma
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 6 ай бұрын
Ini zveglass handirambe coz unouna zvese but mubvunzo wangu uri pakuti why madumwa acho ane kakufanana 😊
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 6 ай бұрын
​@@IANSAMUJANGObvunzawo mkoma😂
@IANSAMUJANGO
@IANSAMUJANGO 6 ай бұрын
@@dianaishemunyoro2582 hahhaa havasati vapindura
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 6 ай бұрын
Matayi emota akafanana nekuti basa rawo rimwechete. Unoda kuona tayi re four comer here kuti uone musiyano we Dunlop ne Continental tyres? 😂😂😂
@farainguvaino1349
@farainguvaino1349 2 ай бұрын
Sekuru tasvu chibaba harahwaa iyo yakarambisa kudaro raheadman Chigodora
@KudzaiMuneri-cs8op
@KudzaiMuneri-cs8op 6 ай бұрын
Apa aMurahwa vaimboramba kuti havaroye kwa Headman chigodora
@rumbidzaitarisai7282
@rumbidzaitarisai7282 6 ай бұрын
Vese vanozobatwa kwaTasvu vanomboramba kwaChigodora
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 6 ай бұрын
Kkkķkkkkkkkkkkkkk mudhara Murahwa anondotora urombwa achisiya humwe kureva kuti achirikuda kuramba achishungurudza mhuri yake manje hazvishandi nokuti avhenekwa . Zvanakira kuti n mupurisa wa Headman Chigodora ne vamwe voukama nhasi varipo .
@Jruetk
@Jruetk 6 ай бұрын
If mdhara murahwa and kagurabadza can repent they can be great pastors, they will purely walk with God,
@justicemunyoro5408
@justicemunyoro5408 5 ай бұрын
😂
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 5 ай бұрын
APA British English kanorova
@user-ky9yz9gh3w
@user-ky9yz9gh3w 6 ай бұрын
Tateguru i salute u
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 6 ай бұрын
Church yekwa Marange Why?
@ShaolineMandeya
@ShaolineMandeya 5 ай бұрын
Tasvu ukwane blue diamond yave chikwambo here
@tanakachirikure8112
@tanakachirikure8112 6 ай бұрын
We wait for continuation
@user-tx8xy3hn3m
@user-tx8xy3hn3m 5 ай бұрын
So am l lm happy to see that girl
@user-bp9pg9xs1s
@user-bp9pg9xs1s 6 ай бұрын
Ndakambotaura hangu Miranda Zimunya anogara mugomo remhanza huroyi hunopedza musha nenharaunda,pane tombokohwavo muminda
@user-in6gd3wx1r
@user-in6gd3wx1r 6 ай бұрын
Muroi Anenharo chokwadi how many times mudhara achiramba hurombwa padare
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 6 ай бұрын
Haaa Murahwa akabvuma mhani kechipiri musadero murahwa anozoramba kuuya kwaheadman mhani anondifadza uyo
@tafadzwamacheke1985
@tafadzwamacheke1985 6 ай бұрын
Mese hamuziwi mese zvenyu wana sangria awa wane ma magic ekuti akakurova nemushwe wake uyo unobvuma zvese nekutoita seunovhumuka then wokubisa something like chikwambo or nyoka chaiyo but zvese zviri zvawo t he se guys
@RumbidzaiChiota
@RumbidzaiChiota 2 ай бұрын
Hurumende onaiwo zvamungaitira headman chigodora nemuface wemaglaz nemu gynt varikubata basa kana kut vachivhayo onaiwo dare iro
@chenaimutero
@chenaimutero 6 ай бұрын
Ndipeiwo link ye part 1 mukoma
@farainguvaino1349
@farainguvaino1349 2 ай бұрын
Murahwaa anoda kurohwaa mbijanaa uyooo ummmmm anotojairira vanhuuu
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 ай бұрын
Mudhara murahwa kairambaseyi kuti handina chandiinacho or kuziva thanks to Headman Chigodora akapedza bhora
@princechidziya3639
@princechidziya3639 6 ай бұрын
saka madara vanoita vakadzi vakawanda vachishandisa blue diamond,ndizwe fut vakadz vachiti varume vemazuano hapana zvinozikanwa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 6 ай бұрын
😅😅😅😅 semunhu anevakadzi vakawandisa zvinoda power
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 6 ай бұрын
WaMurahwa kunyepera kugwara gwara last time kuuya dzega dzaida kurasira nyaya yese kumukadzi
@MuneMujah
@MuneMujah 6 ай бұрын
Ko nyoka iya yakamedza vaMurahwa inourawa iri nyoka here
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 6 ай бұрын
@@MuneMujah dzaiwa hope dziya
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 6 ай бұрын
Mamuka Seiko tateguru,zvinotendwa mabasa amakatumwa nevadzimu kuzouya kunobatsira mhuri dzirikutambudzwa neurombwa ,uroyi,jambwa neminyama,zvinokudzwa chaizvo❤
@user-wg4br2rf3p
@user-wg4br2rf3p 5 ай бұрын
Zvinorwadza izvi vabereki vanorwadzisa veduweee. Apa achiziva hake murahwa ko kzoenda kwakaroorwa mwana kunotaura kt mwana wangu mroi
@ZindiTembo-gd7zf
@ZindiTembo-gd7zf 2 ай бұрын
Ko mombe dzamakabheja kune mambo mucharipa hre nai mudhara murewa
@TanakaZiracha
@TanakaZiracha 6 ай бұрын
Haaa anaSamanyika pane nyaya, vese zvavo
@SereneChronicles.
@SereneChronicles. 6 ай бұрын
Usadenha SaManyika unoenda
@mhikemasuka2751
@mhikemasuka2751 6 ай бұрын
Tumadhara utwu tunoda shamhu kutambudza vana kudaro asi vairamba kudare ngakanobvisa mombe dzakakati kanobvisa kudare shiti
@samsonmachokoto-lm9ru
@samsonmachokoto-lm9ru 6 ай бұрын
Murahwa haasi kuuya nezvidhoma zvose anemugura nungo sekuru tasvu vakato gurwa nungo
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 6 ай бұрын
Apa vana vacho vose mazuda- ba
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 6 ай бұрын
Mudhara Murahwa kuramba kwaaita kudare raHeadman Chigodora so nxaaaaa munhu akaromba anenge aoma moyo shuwa, akapedzera dare rachigodora nguva Headman ripisai mudhara murahwa
@sibongilekamurayi4030
@sibongilekamurayi4030 2 ай бұрын
VaMurahwa munotoziva prostate cancer nhai,ko imi mune basa nehutano hwenyu ko hupenyu hwevana venyu sei musina basa nahwo
@DennisShoko
@DennisShoko 23 күн бұрын
Social media yawaichema .hezvo wabatwa Murahwa .unosvidesa mudara
@user-mc3mr5qu8j
@user-mc3mr5qu8j 5 ай бұрын
Apa kuzoramba ky kut handina kana chinhu zvakaoma.saka church meaning yayo ndeyeyi inzvimbo inohwandwira nevaroi
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 6 ай бұрын
Kkkkkkk nekuropotsa kwaayiita musiuya watching hang ndiri ku south Africa vaya vanoti inhema where are you guys hoyo murahwa nhasi akapusungwara
@racheljokonya7210
@racheljokonya7210 6 ай бұрын
Ndopaunoona munhu achichesa mubereki anoramba kufamba nevana apa vasingarorwe vana vachifa mumhuri muchiita zvisingahwisisike vanoroyesa madhara nezvimbuya zvawo
@AnnaChauke-co1em
@AnnaChauke-co1em 2 ай бұрын
Tasvu kuva n'anga azvirevi kuti udherere vanhu vakuru nekuti vanoroya,iwe kutaura chembere ine imvi musadaro vakomana.
@KylianZingwena
@KylianZingwena 3 ай бұрын
Mudhara uyu murahwa aingova nenharo pazvinhu zvaanoziva
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 6 ай бұрын
Tuma dhora tunoda shamhu chaiyo
@pokellokingz
@pokellokingz 6 ай бұрын
Murahwa ngaauye nevana vake vese 84 mudare toda azadze chiwanze chasekuru Tasvu
@wilsonmabhizamabhiza2867
@wilsonmabhizamabhiza2867 6 ай бұрын
VACHIGODORA MUCHAROIWA NDIVO VANHU AVA😂😂😂KANA KUTI TSWIMBO YENYU YAKAFANANA NEYASEKURU TASWU
@masarakufageorge536
@masarakufageorge536 6 ай бұрын
Mubobobo plus blue Diamond 😅
@user-wj9ei4br7x
@user-wj9ei4br7x 4 ай бұрын
Was waiting fr him this man is stubborn kkkkkk
@AiviMureyani-cj2hn
@AiviMureyani-cj2hn 6 ай бұрын
Kkkkkkkkkkk uyauwone iwe amurahwa makachena here imi
@cathrinebare2213
@cathrinebare2213 6 ай бұрын
ko sei vanhu vanobata zvinhu vachishandisa hupfu
@patriciamarangwanda5188
@patriciamarangwanda5188 6 ай бұрын
Hoyoo mudhara murahwaa 😂😂😂😂😂 haaa the legend
@ruemazuru223
@ruemazuru223 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 6 ай бұрын
The Witchcraft Mafia all To the Murahwas popularly known as Jeremiah 🎉🎉😂😂😂
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 6 ай бұрын
The Legend Murahwa he must write a book 📚 from 1959 stating how get to be the first and dangerous Witchcraft Mafia to a, footballer,to a poligamist ,to have so many wives and so many kids , grandsons and daughters ,how he started consulting the Chigodora trials upto date 2 copies will do
@ruemazuru223
@ruemazuru223 6 ай бұрын
@@freedomchitake5552 zigafa
@user-pb6gt5bz1m
@user-pb6gt5bz1m 5 ай бұрын
If I don't know I can't accept to drink evill water
@douglasmothasa7635
@douglasmothasa7635 3 ай бұрын
Saka kuramba kuya kwese dzaingova nharo achiziva zvake
@SereneChronicles.
@SereneChronicles. 6 ай бұрын
Purisa saHeadman riripo ndarinzwa
@natashatapomwa3187
@natashatapomwa3187 6 ай бұрын
Kkk😂😂 Hanzi oye ndiye waiuya nechimukuyu vamwe vaine nyama mbishi 😂😂😂😂😂😂😂
@user-zy9kx1xl9w
@user-zy9kx1xl9w 6 ай бұрын
Apa dzairamba Kwa headman chigorora😅
@ZindiTembo-gd7zf
@ZindiTembo-gd7zf 2 ай бұрын
Anditi ndiye mudhara airamba kuti ane zvinhu kwa mambo chigodora nhasi chii ichi
@FortunateKawondera
@FortunateKawondera 3 ай бұрын
Kana pane vanhu vakabatana varoyi vakabatana veduwe havabvume vanosarudza kufa zvavo
@LilianLilian-fi1br
@LilianLilian-fi1br 3 ай бұрын
Kkkkkkk murahwaaaa waimborambakaaah aah ce kaa
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 4 ай бұрын
Mudhara uyu nharo dzake dzapedzwa na Tateguru Tasvu, anopinda ma 1 kudare kwa Headman Chigodora
@ruvimbopavarivoga6728
@ruvimbopavarivoga6728 4 ай бұрын
Im so sad to watch this vamwe vanofa vachiti hatiendi kuchipatara vachimwiswa mvura nemaporridge kwamarange vakuru vavo vane maB kuchurch vachimwa blue diamond
@MariaNgariyakwe
@MariaNgariyakwe 3 ай бұрын
Uiuuuuuuummmm marambiro aiita kadhara aka ndakatombofunga kuti pamwe karikunyeperwa haaaa varoyi sooo kaaa
@DennisShoko
@DennisShoko 23 күн бұрын
Ini handikwi ini zvirikumwiswa vanhu uuuh .zvii
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 3 ай бұрын
Aka kamudhara aka kakaoma kupedzera vanhu mari nezvinhu zvakanoziva
@user-kq6yp8yf4l
@user-kq6yp8yf4l 6 ай бұрын
Hezvoo murawa anoroya nhy
@pridemutanda
@pridemutanda 6 ай бұрын
Apa padare airamba kkkk
@FlorenceLikwakwa-ub7io
@FlorenceLikwakwa-ub7io 5 ай бұрын
Lets not criticize what we dont know ,urombwa hurimo mumadzinza umu and some will understand pazvichaitika kwenyu,hakuna munhu anobvuma zvinhu zvaasina jus to be humiliated patv
@JosephGurudza-oe8wo
@JosephGurudza-oe8wo 6 ай бұрын
Ko n'anga ngaitaure ka
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 6 ай бұрын
To us who read comments before watching 🥂
@user-rk5sq9ps3q
@user-rk5sq9ps3q 6 ай бұрын
Akaenda kumwe kun'anga anonobatirwa chidhoma fty chakatorovawo combat dzehondo dzeikoko
@miriambentu8784
@miriambentu8784 6 ай бұрын
Hichooooo haaaa mdara akazvidza dare uyu ngaaripiswe haaaa kkkk kwanzi soko haaa ndajaira kudaira 🤣🤣🤣🤣🤣
@margretmachona6557
@margretmachona6557 6 ай бұрын
Nekuramba kwaiita sekuru avo
@user-um6jh9nl1b
@user-um6jh9nl1b 6 ай бұрын
Varoyi mune nharo shiiit
@user-gu5zc6vi3k
@user-gu5zc6vi3k 6 ай бұрын
Tichakuvara nemashiripiti nhaka
@lydiamagede
@lydiamagede 3 ай бұрын
Kkkkkk Baba Murahwa vanotori nema drama chaiwo 😂😂😂
@arnoldmutumwa4266
@arnoldmutumwa4266 6 ай бұрын
kkk ko sei varikubvunza kuti hauna kurara nehama here🤔
@ngonievumbunu2700
@ngonievumbunu2700 6 ай бұрын
ndamirira
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 6 ай бұрын
Kaive nenharo mudhara murahwa
@fortunatechipfiko8781
@fortunatechipfiko8781 6 ай бұрын
👏👏👏👏👏👏
@unity9896
@unity9896 6 ай бұрын
Kkkkkk nyama mbishi imwe yakaoma
@elishamuranda5793
@elishamuranda5793 3 ай бұрын
Uyu mudhara akabvuma zvese paakadzokera kumusha akaramba zvese
Headman Chigodora.Chikwambo chababa part 2
28:01
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 135 М.
Why Is He Unhappy…?
00:26
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 25 МЛН
КАК ДУМАЕТЕ КТО ВЫЙГРАЕТ😂
00:29
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 10 МЛН
ЧУТЬ НЕ УТОНУЛ #shorts
00:27
Паша Осадчий
Рет қаралды 10 МЛН
@HeadmanChigodora NYAMA YEVANHU ndinounzirwa  yakaoma neimwe inyoro nevakadzi vangu
27:27
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 122 М.
Akanyenga mukadzi wangu  .Dare ra Chief Mutasa
26:46
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 130 М.
Ngengo yechikomba ihombe kudarika Yemurume vangu Chirikupisa icho
24:10