RUSHINGA......... MADZIMAMBO ANOFUNGIDZIRA KUTI MP AKAROMBA

  Рет қаралды 17,030

Drewmas Media

Drewmas Media

4 ай бұрын

HAPACHINA KUNZWANANA PAKATI PEMADZISHE NA MP
.....WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 189
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 4 ай бұрын
Mp you are right tsika mutanda wese imbavha vanobira vanhu hupfumi hwavo
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 4 ай бұрын
WELCOME GOOD PEOPLE. HATIRARE NEKUFUNGA KUTI TOKUFADZAISEI
@rogerchanda
@rogerchanda 4 ай бұрын
you are doing well, God bless
@user-kk2rs2vl6v
@user-kk2rs2vl6v 4 ай бұрын
Munotigonera❤❤
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 4 ай бұрын
Vachazobvuma kuti kubirwa after Tsikamutanda aenda I remember umwe tsikamutanda akambobuda kuBehind bars achitaura chitsotsi chavanoita👐👐👐👐👐
@chingombedaries
@chingombedaries 4 ай бұрын
Imbavha idzo madzimambo varikudya vese
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 4 ай бұрын
@@user-ij9zm4jm8b zvakaoma kubirwa vanhu vakatarisa
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 4 ай бұрын
@@chingombedaries yaaa pakaipa
@pkchims8565
@pkchims8565 4 ай бұрын
Sando Kuna mp ,first time kusupporta munhu weparty, Chief avo kunge nmangangwa akadzidza paday school
@yeubabes
@yeubabes 4 ай бұрын
MP is right ana tsikamutanda imbavha dzevanhu idzo vanotomanikidza vanhu even usingade vochitora mombe dzevanhu l once witnessed it in our village vaingosvika pamba pevanhu vototanga kumhanya vachiti tiri kuina chinhu vasina kumbotaura nevanhu vepamusha votobatazvinhu vapedzavoenda kudanga remombe vosarudza mombe dzavari kuda so ngavasati havamanikidze plus zvavari luti munhu anobvisa paanapo kunyepa ikoko uye ukaramba nemombe vanokuti uchazvionera vokugadzira nemishonga yake
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 4 ай бұрын
YOU ARE RIGHT MP - STAND FOR THE RIGHR OF YOUR PEOPLE. THIEVING OF PEOPLES COWS 🐄 🐄🐄🐄🐄IS REAL.
@nellyvictorian8369
@nellyvictorian8369 4 ай бұрын
MP vari right zvavo, N'anga ngaigadzire
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Mp urikutaura chokwadi anoda tsikamutanda ngaaende ega. Tsikamutanda imbavha mudzingei itai chisungo murambe. Varikutorera vanhu pfuma dzavo, imi mambo murikudyawo imi
@benmushoni1318
@benmushoni1318 4 ай бұрын
Hakuna tsikamutanda in this error... Asi kuti imimi a journalist muri kutarisa side one... Mp thumbs up.. Muri 200%correct
@lettymasibae6771
@lettymasibae6771 4 ай бұрын
Iye mambo anokwana papi pazvidhoma zvamp, akazviona sei mbavha idzi I hate zanu bt hats of to mp
@user-ek6oz2jd3x
@user-ek6oz2jd3x 4 ай бұрын
Mp you are right munhu ane kodzero dzake
@esierayner533
@esierayner533 4 ай бұрын
Ma chief vanopiwa mombe natsikamutanda. Kunenzara gore rino , i agree na Mp ikodzero yemunhu kuramba
@user-ek6oz2jd3x
@user-ek6oz2jd3x 4 ай бұрын
Machief ayo anoda kusungiswa akutora kodzero dzevanhu
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 4 ай бұрын
Mp is 💯 on point
@geraldomufambi7865
@geraldomufambi7865 4 ай бұрын
Mp vari right, vanhu havamanikidzwe kutsikiswa mutanda. Ma chief anenge apiwa mari.
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 4 ай бұрын
Aaaa💪💪💪💪 MP haaa n, anga dzazara wani anatsika mutanda vazhinj imbavha asi chokwadi ngavaende kana Tasvu harare
@lisamuz1790
@lisamuz1790 4 ай бұрын
Mambo avo ndivo gororo nana tsikamutanda.. Vanogoita by force sei
@tmatz6467
@tmatz6467 4 ай бұрын
MP 100% Correct ✅
@chrissyrufu8667
@chrissyrufu8667 4 ай бұрын
I zheti iro masaramusi ana tsilamutanda. MP is right vanhu varibkubirwa ne skiri one over and over nxaa
@innocentmudingo6033
@innocentmudingo6033 4 ай бұрын
MP ari 100 % correct, ma MP ndovanonyora mitemo inopa machief masimba. Madzimambo ngavatsvake masvikiro kwawo vanaise mvura vanhu vararame munyika kwete zvekutorera vanhu mombe izvo.
@ChristopherJavangwe
@ChristopherJavangwe 4 ай бұрын
Mp you deserve to be a chief you talk the truth
@nyanga991
@nyanga991 4 ай бұрын
Not funny of ZANU PF but l support the MP for standing with the people.
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 4 ай бұрын
Mambo vanonyepesa ava masabhuku anomanikidza vanhu coz anenge apiwa mombe na Tsikamutanda kana mambo anopiwao dzimombe
@user-ek6oz2jd3x
@user-ek6oz2jd3x 4 ай бұрын
MP 100% correct, ramba wakadaro
@Mhetalicious
@Mhetalicious 4 ай бұрын
Mp vari right
@patriciamakoni2203
@patriciamakoni2203 4 ай бұрын
Sei n'anga dzichida mombe kana dzashandira mnhu hausi uroyiwo here ihwohwo
@user-nv9gh2wf8b
@user-nv9gh2wf8b 4 ай бұрын
Hey hey pakanyanya apa vanhu ngavabatsirwe sure
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 4 ай бұрын
Gore negore kuchiuya n'anga huroyi hwacho sei husiri kupera nhai madzishe imi
@monicaasefa3810
@monicaasefa3810 4 ай бұрын
Nhai zvako. It means they are gaining vodya na mambo. Nobody should be forced to do tsikamutanda unless they choose to.
@christinekumirai2105
@christinekumirai2105 4 ай бұрын
Fekayi zwe madumbu tiwone pasi chigare hakuna kumbotorerwa vanhu zwifuwo zwavo mbava idzo
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 4 ай бұрын
Chingotorai Tasvu atatasvure mese MP namambo wacho
@user-wk1vo8ss5d
@user-wk1vo8ss5d 4 ай бұрын
Andrew, Why are you allowing the stupid Chief to defame the MP on air??
@mukombe15
@mukombe15 4 ай бұрын
Kuvhunduka chati kwatara hunge uine katurike
@esierayner533
@esierayner533 4 ай бұрын
Imbavha idzi anatsikamutanda they target vane mombe .
@chingombedaries
@chingombedaries 4 ай бұрын
Vana Tsikamutanda imbavha idzo and must be banned varikudya nemasabhuku nemadzimambo.madzishe acho hagute basa kuba kungobira vanhu
@rascocky6366
@rascocky6366 4 ай бұрын
While the MP is right about people's rights he has no right nor authority to forbid or allow anything. MPs must learn and know their duty which is to listen to people's problems and then take them up to parliament where they may then legislate. Other's are responsible for taking and implementing the law. What must be tackled is the fake healers who are scamming people. There must be a mechanism to check their work. One way would be to have a committee of proven healers who can come and witness/monitor how these "healers" work and whether they are genuine or not!!
@jones1oo7
@jones1oo7 4 ай бұрын
That being said, MP has the right to advocate for the masses.
@rascocky6366
@rascocky6366 4 ай бұрын
@@jones1oo7 MPs have "the right to advocate for the masses" only through the relevant authorities and in this case through the appropriate ministry. They may speak to authorities involved only to get more information about the problems being faced but have ABSOLUTELY NO RIGHT/POWER to stop, order or influence/coerce that authority to make a certain decision. In this particular case the MP over-stepped the boundaries . Instead he should have consulted the relevant ministry/Minister with his concerns or suggested a legislation/procedure to deal with the issue.
@user-mi6gj1sy8k
@user-mi6gj1sy8k 4 ай бұрын
Aaah ma chief Ava varikudyawoo matsika Miranda mp is 100% correct mazivanhu akadzungaira ayaaa shame
@romeomurambatsvina2761
@romeomurambatsvina2761 4 ай бұрын
mp muri chibaba 🔥🔥🔥🔥🤛🤛
@newtonmurima9181
@newtonmurima9181 4 ай бұрын
Mambo vane problem ye hearsay. Plus vaneshuwa here kuti vanoti kuna mp anetudhoma 2 kakadzi nekarume aaah vakazviona how nemaziso api
@shingimavingire620
@shingimavingire620 4 ай бұрын
Mp is correct
@user-lf8ms6tv1o
@user-lf8ms6tv1o 4 ай бұрын
Dai vachibetsera mahara
@YvonneChabvuta
@YvonneChabvuta 4 ай бұрын
Totenda nekudzifambira kupi Tiwane kunyanya kwenzeve thanks drewmas media muri❤rudadiso
@cuthbertmudimu1705
@cuthbertmudimu1705 4 ай бұрын
That is abuse tsika.utanda ngaasugwe
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 4 ай бұрын
Ko kana pasina kumanokidzwa seiko mambo vataura kuti vanhu vanototiza kutsika mutanda saka kana pasina kumanikidzwa seiko vanhu vachitiza nhai mambo inga mataura mega ityai mwari mambo imi kuda kudya zvevarombo nekuba xaaaaa
@KendraLipsy
@KendraLipsy 4 ай бұрын
Chief avo vanepamuromo shame, the way his talking about this MP its wrong shame, uuuummmm zvavanotaura abt him vakazviona here? Kusakura kwevana ko kana zvirizvo zvavari, kunevanhu vapfupi pfupi wani.
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 4 ай бұрын
😂😂😂😂haaaa mambo vavhura hombe hanzi ane tunhu twake lol
@chashiyaalicia3728
@chashiyaalicia3728 4 ай бұрын
Chief ava zvetwuvanhu twuri kumba kwa MP vakatwuona here veduwe 😂😂😂😂😂😂
@mollineshato8442
@mollineshato8442 4 ай бұрын
Hazvina kuipa hazvo zvekuchenesa nzvimbo but anatsikamutanda imbava hombeeee
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 4 ай бұрын
Zvemutemo muZim mr MP nyararayi pfutsekkkk
@it3788
@it3788 4 ай бұрын
Chichikuitwa kunyepera anhu kuvhu dutsira😂😂😂😂🎉
@user-eu3vu9kc4o
@user-eu3vu9kc4o 4 ай бұрын
Aaaah it's not fair mp haana kurambidza vanhu but be vigilant panoitwa izvi coz most of the time vanoba vanagona varoyi avo.
@sandraedward7454
@sandraedward7454 4 ай бұрын
Eish kana ati mp ane Hama dzekuvhara road nematanda ayehwa mo regai tsikwa auye
@user-zz8hv7wc5h
@user-zz8hv7wc5h 4 ай бұрын
Mambo variku mbunyukidza vanhu
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 4 ай бұрын
MP you are honourable
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 4 ай бұрын
Kucheneswa kwenzvimbo hazvinei naMP nekuti munhuwo wemumusha akatumwa nekuvhoterwa ibasa remadziShe
@EvelynKambezo-sr8rd
@EvelynKambezo-sr8rd 4 ай бұрын
Yooo kambo kacho
@schumieelf3232
@schumieelf3232 4 ай бұрын
MP your t shirt is not my favorite but you’re on point!! Protect the people!
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 4 ай бұрын
Kana mp akaromba ma sabhuku anokwana papi mhuri yake yakanyarara
@patrickmavhura6035
@patrickmavhura6035 4 ай бұрын
Watching from afar,
@anywaytinoza8190
@anywaytinoza8190 4 ай бұрын
From afar bt it's near coz it's your neighbour hood
@user-yi1jl4wb5y
@user-yi1jl4wb5y 4 ай бұрын
It's not a must,kusara kwekuti kana tsika mutanda asingabhadharise its okay ,drewmas sando dzenyu❤❤❤❤❤❤
@alfredmuvhimi4059
@alfredmuvhimi4059 4 ай бұрын
Hapana anobva masvingo maonero andaita umwe neumwe achitendeka kwaanobva😂😂😂😂
@user-ek6oz2jd3x
@user-ek6oz2jd3x 4 ай бұрын
Ko gona varoyi aimboti haasi tsikamutanda wani nhasi ave tsikamutanda imbavha iyo inoda kusungiswa, nema chief acho ayo anoda kusungiswa
@user-ir3fu4xh5x
@user-ir3fu4xh5x 4 ай бұрын
Chonetsawo Vana tsikamitanda vari right BT ngavabhadharise abvuma zvinhu zvake pane anonga aramba zvinhu vasamumanikidza kubhadhara ngavagadzire zvekuti akuware iye
@edithmudeyi6365
@edithmudeyi6365 4 ай бұрын
Mp ari right asi Andrew ndiwe wakudira paraffin. Munhu haamanikidzwe kuita zvaasingade
@berthamadeu6633
@berthamadeu6633 4 ай бұрын
Ana Tsikamutsanda imbvavha idzo muri right MP ngairegerwe tsika iyoyo
@kundishoramapuranga9518
@kundishoramapuranga9518 4 ай бұрын
MP ari 100% right. Madzimambo vashaya wisdom.
@margiendlela8356
@margiendlela8356 4 ай бұрын
Zvakaoma yoh
@edithmudeyi6365
@edithmudeyi6365 4 ай бұрын
Mp ati kwauya more than 4 ana tsika mutanda kana vaigona basa sei zvikwambo zvichirimo munzvimbo meRushinga macho
@user-uw5ug5ye2f
@user-uw5ug5ye2f 4 ай бұрын
That's true
@happymutsago901
@happymutsago901 4 ай бұрын
Mp ibasa remadzishe iwe hauna matare. Community court ndeye madzishe siyana nezvisi zvako ita basa rako.
@chingombedaries
@chingombedaries 4 ай бұрын
Saka osiya vanhu vachibirwa zvakapusa kudaro pamwe
@shimilulu756
@shimilulu756 4 ай бұрын
Mp ari ryt masabhuku varikudya na itsika mutanda saka variku supporter
@user-bt2qi4gw2o
@user-bt2qi4gw2o 4 ай бұрын
Munopera mombe nawo awo
@AlbinosChatizah-nt8km
@AlbinosChatizah-nt8km 4 ай бұрын
I'm waiting
@princessmamthe
@princessmamthe 4 ай бұрын
Yi corruption shame Bamba isela 🏃🏃🏃🏃🏃‍♀️‍➡️🏃‍♀️‍➡️🏃‍♀️‍➡️induna iyakapula😂😂😂isisu sibomvu 🤦‍♀️🤦‍♂️hayi lutho, ngiyazitsholo nje , uxolo bandla 🙏 MP is right 💯 , job well done ✔️
@morganmakanyaire9305
@morganmakanyaire9305 4 ай бұрын
Madzimambo vanopihwa chiokomuhomwe mhani
@OptimisticWheelbarrow-he7ez
@OptimisticWheelbarrow-he7ez 4 ай бұрын
Waiting
@gamtrans8886
@gamtrans8886 4 ай бұрын
Uyazini mandlovu umuhle sibili mina ngiyktanda nceli number ndikuroore
@panashemanley8469
@panashemanley8469 4 ай бұрын
Spot on Hon. Nyabani
@user-rb2eo4hc9g
@user-rb2eo4hc9g 4 ай бұрын
Apo Andrew unozodawo n'anga tomuch ucharombeswa wo futi iwe hauzivi kt imbavha vanatsikamutanda thats fake. That Mp is very correct .iwe Neshamba namambo avo ndimi varidzi ven'anga musadero kubira vanhu vanotambura
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 4 ай бұрын
Ok
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Drewmas Media taking us to another level ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 4 ай бұрын
Mmmm mambo is very right
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
POVO yaramba.
@stewartmazambani6772
@stewartmazambani6772 3 ай бұрын
Ndokumbirao song iyo munoyera
@sengeraimanyanga6322
@sengeraimanyanga6322 4 ай бұрын
chief uyu anoda kusungwa
@tafimuza7642
@tafimuza7642 4 ай бұрын
Chimunhu. Chamunangagwa. CheZANU PF. Hachiterere. Mn😭👎mbo. Chakato Voterwa. nevanhuivava. Asichakurambidza. Munangangwa anoputsa. dzimba. dzvanhu .vakamuv
@alberttsamwisi9295
@alberttsamwisi9295 4 ай бұрын
Mambo varight m p unopenga zvido zvevanhu mbere
@Mhetalicious
@Mhetalicious 4 ай бұрын
Mambo anonyepa
@ronaldchipandire7724
@ronaldchipandire7724 4 ай бұрын
Mp arikutyei ngafambe abatsirwewo
@lettymasibae6771
@lettymasibae6771 4 ай бұрын
Yaaa ndaisiudza vanhu kti mbavha idzi dzakasvika muarea dzinovhunza info kumasabhuku nemadzIshe pane mombe, maonaka mambo mbavhawo apa ndivo mabig rombisto vakadii kubatsirwawo paruzhinji,mbavha idzi
@mosesmarara798
@mosesmarara798 4 ай бұрын
Nyabani is 100% right. He is just respecting the rights of his people
@nyashahungwe8946
@nyashahungwe8946 4 ай бұрын
Chief wese naTsikamutanda matsotsi pane dzimwe mombe dzinopihwa chief imbavha idzi.
@benmushoni1318
@benmushoni1318 4 ай бұрын
Mp is correct... Imimi musatarise one side.. U must understand vhinonzi tsika mutanda... You must research that...
@leonardchoto33
@leonardchoto33 4 ай бұрын
Chief anozopiwa cut uyo,tsikamutanda fake,fake kwega vese nemapirofita.
@alfredmuvhimi4059
@alfredmuvhimi4059 4 ай бұрын
Hon. MP mashaya imwe skipa here yekuuya pamhepo nayo
@adonmafoti4658
@adonmafoti4658 3 ай бұрын
Mambo havasivakuzvinyanya here
@fransgumbo9062
@fransgumbo9062 4 ай бұрын
MP muroi shuwa nditenda mambomakoni
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 ай бұрын
Waiting vanhu varikuromba amana
@dumezwenimabuza4784
@dumezwenimabuza4784 4 ай бұрын
VarikurombeswA and they don't know. These guys have things in them in need of new lodgings. They have sold their souls. They have nothing to lose. After a few years there will be crying and gnashing of teeth
@jethrokamutsi1726
@jethrokamutsi1726 4 ай бұрын
Ko motokari dzamuri kupiwa Madi she ndedzechinyakare here?Madzishe aya indyire dzevanhu
@brainmahori7633
@brainmahori7633 4 ай бұрын
Mese murikuti MP ari right makaromba kufanana naye cz iwewe ukauya uchirwarwa worapiwa wopora woti wabirwa papi imi vanhu regayi kumiririra varoyi mp enezvaarikutya
@user-gj4gc4ug3f
@user-gj4gc4ug3f 4 ай бұрын
Ummm Chief unotungamira sei vanhu,,, une maguhwa kunge munhukadzi
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 4 ай бұрын
Ndatomiririra zvangu
@giftndawana
@giftndawana 4 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level 🔥
@sandraedward7454
@sandraedward7454 4 ай бұрын
Ko to the people the chief is corrupt
Red❤️+Green💚=
00:38
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 78 МЛН
DEFINITELY NOT HAPPENING ON MY WATCH! 😒
00:12
Laro Benz
Рет қаралды 58 МЛН
Slow motion boy #shorts by Tsuriki Show
00:14
Tsuriki Show
Рет қаралды 8 МЛН
RUSHINGA........MHEPO YEZVIDHOMA YOBATA MURORA
45:36
Drewmas Media
Рет қаралды 16 М.
BINDURA...........MURORA OFIRA PARUFU RWAAMWENE
28:17
Drewmas Media
Рет қаралды 25 М.
MT DARWIN (KARANDA) AKASHANDUKA KUITA BERE
38:05
Drewmas Media
Рет қаралды 30 М.
𝐂𝐇𝐈𝐌𝐔𝐓𝐈-𝐂𝐇𝐄𝐃𝐀𝐑𝐄: Mukwasha akakwira Hambuya Mukadzi vake Akatarisa
43:04
𝐂𝐇𝐈𝐌𝐔𝐓𝐈-𝐂𝐇𝐄𝐃𝐀𝐑𝐄
Рет қаралды 6 М.
MISS CIRCLE STUDENTS BULLY ME!
0:12
Andreas Eskander
Рет қаралды 8 МЛН
Никогда не убивай это существо! 😱
0:28
Приятного аппетита 🤣
0:15
Dragon Нургелды 🐉
Рет қаралды 8 МЛН
Smart thief😳 لص ذكي…
0:19
MARYA & AMINE
Рет қаралды 75 МЛН