NDAKAZOITA ZVIVINDI:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 21

  Рет қаралды 115,602

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

2 ай бұрын

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 12 Episode 21 BULAWAYO
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZfaq Channel: kzfaq.info/love/n2d-FKT...

Пікірлер: 956
@admiregwanzura3646
@admiregwanzura3646 2 ай бұрын
Maiguru vane pamuromo instead yekutenda gogo vakachengeta mwanq vanototaura zvekupenga..the alleged father what a gentleman 😊anonyatsotsanangura
@user-ef8bt5ck7q
@user-ef8bt5ck7q 2 ай бұрын
Nhai zvenyu maiguru vandisvota
@user-fm6pb7ts3v
@user-fm6pb7ts3v 2 ай бұрын
Pasingaite
@diananyikadzino7000
@diananyikadzino7000 2 ай бұрын
A very ungrateful woman...if she really cared for that child Dai vakagara naye kare...
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 2 ай бұрын
True
@beatricechinyemba1130
@beatricechinyemba1130 2 ай бұрын
Kana ndimiwo zvenyu , vanhu vakadai vanobhowa vanotadza kunzwisisa zvinhu zviri simple
@benfordmafuvadze6805
@benfordmafuvadze6805 2 ай бұрын
Gogo has a valid reason. Just because the alleged father is excluded does not make his son the father automatically. She is simply saying this deceased woman can't be trusted. The follow-up DNA test should give her peace of mind and she deserves that.
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 2 ай бұрын
Given the complex circumstances behind this story l think it would be fair to also test the child with one of the deceased mother's relatives coz hunhu hake wanga usiri straight l won't be surprised if there could be a third father in the picture coz it seems she only put heeds first perhaps coz she just wanted to collect money from both men.And this father whose result was 0%.men we should do better than to mbunyikidza kurara nemunhu asina protection,coz he clearly said he took advantage of her whilst she was drunk coz besides complicating issues like this paternity case,there's also the issue of various bota diseases and one can only wonder what the cause of death was for the mother and I'm not going to assume that she succumbed to one of those diseases coz handing kutaura kwandisina kuskwera but just taking everything into consideration one can only conclude or assume hyperthetically what the mother succumbed to and in terms of the law zvakaitwa na baba ava was it not rape to a certain extent coz the lady was drunk and so in a way there was no consent idk to those who know the law tijekesereiwomipapo kuti hapana Kumarina mhosva here coz dude clearly said I took advantage coz she was drunk and thus his decision not to use protection so she didn't give consen.😊
@benfordmafuvadze6805
@benfordmafuvadze6805 2 ай бұрын
@@ShortCircuit05445 could be rape but difficult to prove beyond reasonable doubt when one is deceased and only one person is left. What the man said won't be sufficient evidence to prosecute in a court of law.
@beatricechinyemba1130
@beatricechinyemba1130 2 ай бұрын
True
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 Ай бұрын
@@benfordmafuvadze6805 thanks for the clarification boss much appreciated 👍.
@kudzaifombe6593
@kudzaifombe6593 2 ай бұрын
Ini hangu chinhu chinonyanya kundibhowa pano ndechekuti kulive chat tinenge tiri more than 2k sometimes 3k asi ndozoona pama likes haasvike kana 100. Asi chii nhai? Lets make it a habit guys tongoitawo like the video show iyi inotivaraidza wani
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo 2 ай бұрын
Ndaisa like😅
@somadasouljahsomadasouljah9702
@somadasouljahsomadasouljah9702 2 ай бұрын
mamwe maReply, but so far on this 1 maLikes ari pamusoro pema comments ini ndototanga ndaLiker ndisati ndaona video
@damview3628
@damview3628 2 ай бұрын
Thanks for reminding ndinombo kanganwa 😂😂
@miriamnindi3964
@miriamnindi3964 2 ай бұрын
True seni ndokangamwa kuliker yooo I will try
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 2 ай бұрын
Maiguru hadzimo full of chibishu
@isabelmuchineuta9879
@isabelmuchineuta9879 2 ай бұрын
Dude is a true definition of gentleman
@Muqet_005
@Muqet_005 Ай бұрын
A gentleman who gets a woman drunk so to sleep with her unprotected hmmm ?
@user-vk1df7eh3r
@user-vk1df7eh3r 2 ай бұрын
Maiguru hunhu hwenyu hwakasunama, i stand with Gogo hangu
@shumbashava247
@shumbashava247 2 ай бұрын
Me too,I stand with gogo,maiguru vaita tuhusha imagine how gogo felt honestly.Mahure stop it, I mean stop it
@tendaievelyn
@tendaievelyn 2 ай бұрын
Maiguru vangoda kuva emotional unnecessarily, vaimbovepi samai vemwana paakazoendeswa kwa gogo. #2. Gogo is right, considering hunhu hwamai i won't be surprised kuti ari Botswana is not the father. Gogo is very correct kuti vasagutsikane. Ko va Mugabe @the Closure DNA Show makadii kuita relationship test ya gogo nemuzukuru kuti mbuya vasakwire forogonya.
@meganedee6759
@meganedee6759 2 ай бұрын
You are 💯 correct
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 2 ай бұрын
Nhai zvako iwe vatondi bhowa chaizvo maiguru ava.ko mwana wacho akazobuda asiri wekwa gogo vachaita sei iye achinyepera kuita tuhasha.apa worse ari kutotaura futi kuti munin’ina wake atori nevamwe vana zvakare mainini raive Bhishu saka ngasaita hasha dzisina basa
@elizabethmugadza9331
@elizabethmugadza9331 2 ай бұрын
Eish mai guru is not even thinking of the child's feelings.
@damview3628
@damview3628 2 ай бұрын
Maiguru didn't even have a good relationship namai vemwana. Instead, it was the other sister/s, and why did maiguru come alone.
@user-co1ud3yo6y
@user-co1ud3yo6y 2 ай бұрын
What if gogo vakahurawo
@ElvisMawele
@ElvisMawele 2 ай бұрын
Gogo is a very kind and respectful mother.But mwana wavo akazvara mwana nemhuka dzesango dzisina nyadzi netsika.Murume uyu is a gentleman
@PriscaTsiga
@PriscaTsiga 2 ай бұрын
Kana Botswana man mwana haasi vake .nekuti aiti uyo arikugochegetawo hake asi baba ndiwe zviriko here uchidei
@ElvisMawele
@ElvisMawele 2 ай бұрын
@@PriscaTsiga Jar neh the world we're living today is very risk,so we have to sateup some standards and principles.And also kumirira nguva yamwari
@fortunefortune6608
@fortunefortune6608 2 ай бұрын
Amaiguru kwanai. Zvininpiseyi mukumbire ruregerero since mwana wenyu akaita chihure. Dzikamau mutiitire hunhu. Muri kuratidza kuti mese nemunin'ina wenyu maybe musha wese hamuna kukwana.
@sinahmasanga5198
@sinahmasanga5198 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂 u just made me laugh ndakashatirwa namaiguru kkkkkk
@user-vh1yy3nm4c
@user-vh1yy3nm4c 2 ай бұрын
Kkkkk
@nancysimango5328
@nancysimango5328 2 ай бұрын
Kkki true that maiguru hadzimo.wakadi kutora mwana ari mucheche.she must appreciate Gogo for raising this kid
@zenchen5792
@zenchen5792 Ай бұрын
True
@mendyrusike9092
@mendyrusike9092 2 ай бұрын
Baba avo vanotaura zvine hungwaru....he is a peacemaker
@florencemudzviti501
@florencemudzviti501 2 ай бұрын
Maiguru catch feelings akatadza kumuchengeta ari mucheche matadzirwei na gogo
@thelbabie7703
@thelbabie7703 2 ай бұрын
Nhai vakuda kuita senge vane love sterek nekuti mwana akura
@chinamoprosper1328
@chinamoprosper1328 2 ай бұрын
The alleged father is a kind of a very intelligent and reasonable man rarely found in Societies. No matter what the result is, he deserves to be rated among National Role Models.
@CleverManatsa
@CleverManatsa 2 ай бұрын
True
@nnnsandra
@nnnsandra 2 ай бұрын
Manje role model inotaimira munhu aka Dhakwa asingakwanise kuconsenter here amana.
@user-mj9tt6vv7f
@user-mj9tt6vv7f 2 ай бұрын
🎉
@clairechigwedere6432
@clairechigwedere6432 2 ай бұрын
​@@nnnsandra😂😂😂That's not it
@innocentmbuvirashava3363
@innocentmbuvirashava3363 2 ай бұрын
Kkkk ehe inotova rolemodel nokuti arikutaura chokwadi chaakaita iye ega pasina akamuona kkkkk
@julietmagocha5129
@julietmagocha5129 2 ай бұрын
Maiguru maiguru maiguru mukwane ko pamuromo ndopaneiko imi maivepi painosiirwa gogo mwana nehama yenyu. Hatidi vanhu vane pamuromo mukwane
@SelestinoMajiri
@SelestinoMajiri 2 ай бұрын
Amaiguru appreciate Gogo vakuchengeta mwana it's not easy,musangoti mwana mwana ,hamuzive kurwadza kwazvinoita kuchengeta mwana , now vakashingirira kuti mwana aende kuchikoro Asina birth certificate
@user-ey1qz6dv4e
@user-ey1qz6dv4e 2 ай бұрын
Imagine
@user-pf3ys9in1e
@user-pf3ys9in1e 2 ай бұрын
Maiguru vangowanza hasha tsve zvema facts gogo vari 100% correct mai vemwana vaiva munhu asina chokwadi saka the other alleged father must be tested as well for closure
@shillahsoka6384
@shillahsoka6384 2 ай бұрын
Amaiguru kwanai ini what caused your sister to have several husbands
@dasilva8081
@dasilva8081 2 ай бұрын
Nhai henyu .gogo varikuda kupiwao something bt gulez ane nkani yenzima awu
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 2 ай бұрын
I agree with you gogo maiguru vemwana vane pamuromo she does not have respect
@tigermaps9909
@tigermaps9909 2 ай бұрын
Salute to the alleged father. What a soft gentleman✊. Gogo vakurwadziwa and i understand her pain. Maiguru vanobhaiza havo
@edithnerwande6455
@edithnerwande6455 2 ай бұрын
Really he is a gentle man
@TroyieMaddie
@TroyieMaddie 2 ай бұрын
Vaonera chicard chaallerged father chekurumwa nenyuchi gather her,,,,,,, STI yaive yavarova zvayo this guy is supernatural intelligent
@fortunatekaterere2986
@fortunatekaterere2986 2 ай бұрын
Ummmm
@user-zv7hx5ty1s
@user-zv7hx5ty1s 2 ай бұрын
Maiguru mwana PA akaenda kwa gogo mange muripi ma kuti nhasi motor mwana hoo makasa musamanye ma feelings ndeiyi mwana akazobuda asiri wagogo amuchengete futi immi anoita street kid
@joicemajachani9556
@joicemajachani9556 2 ай бұрын
zvakaoma hazvo, gogo rambai muine rudo rwenyu
@celianchitembo4924
@celianchitembo4924 2 ай бұрын
Zvakangooma hazvo,
@morrismbangani2662
@morrismbangani2662 2 ай бұрын
Alleged Father you are a real man God bless you 🙏
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 2 ай бұрын
Even gogo has wisdom
@zenchen5792
@zenchen5792 Ай бұрын
Real man akataimira munhu akadhakwa kurova nyoro? Think outside the box please. Gogo is the one getting an A here.
@antonettacherohuona
@antonettacherohuona Ай бұрын
Gogo vane maglazi vakanakisa
@Kudzie864
@Kudzie864 2 ай бұрын
Gogo magirazi is beautiful
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 2 ай бұрын
Hu beautiful hwaku fedha makore afamba
@pdeejr609
@pdeejr609 2 ай бұрын
😂
@EuritaGanagana
@EuritaGanagana 2 ай бұрын
Ndofunga vaipisa makore avo, gogo musalad
@shuvaichamunorwa4687
@shuvaichamunorwa4687 2 ай бұрын
Beautiful
@cynthiapasi
@cynthiapasi 2 ай бұрын
She is hey.Vanoratidza kuti nguva yavo panga pakaipa fani👌🏾
@yebo-gogo
@yebo-gogo 2 ай бұрын
Why didn't they test the alleged grandmother, as that would have proved familial link? Maiguru vemwana is out of order! She should understand what the grandmother is saying. Who says a woman cheats with two boyfriends only, why not three? The alleged father is a man of high integrity, and great intelligence. He should be a counselor. Gogo is intelligent and measured
@kevinmccharles5029
@kevinmccharles5029 2 ай бұрын
Hatinga yere nyoka negavi iyo nyoka yacho iripo
@rendanizw
@rendanizw 2 ай бұрын
kasi uri dofo the relation btwn gogo ne mwana wavo ari botswana is maternal then appa pakudiwa paternal link so vanotesta sey gogo
@DeeVicky09
@DeeVicky09 2 ай бұрын
@@rendanizw the sister yababa varikubotswana is there,they can use her
@rendanizw
@rendanizw 2 ай бұрын
@@DeeVicky09 ko kana vasiri related wo ivo tete na mukomana let them usec the right person siyekhi ukucompromiser zinto
@yebo-gogo
@yebo-gogo 2 ай бұрын
@@rendanizw dofo ndiwe. DNA can show that two people are related, not just paternally. You think a grandmother doesn't share genes with her grandson?? If they had done that familial DNA, we would be almost 100% certain the Botswana guy is or is not the father. I mean if you find that the child is related to the grandmother it would almost certainly prove the son is the father.
@couragewadzingenyama8302
@couragewadzingenyama8302 2 ай бұрын
I just hope and pray kuti mwana aite wemhuri ya gogo ,varikunzwa kurwadziwa kuendesa mwana kunevamwe vanhu.
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 2 ай бұрын
Akasaita maigru vachadii nekuhumana kose ikoku kusanyara ndozvakoita chaiko
@simbachowa3007
@simbachowa3007 2 ай бұрын
Also hope the same
@BridgetChikata
@BridgetChikata 2 ай бұрын
Me too
@EuritaGanagana
@EuritaGanagana 2 ай бұрын
Maiguru itai mushe, makadii kuchengeta mwana iyeye kubva kare nxa
@logykays2673
@logykays2673 2 ай бұрын
Imagine
@Kudzie864
@Kudzie864 2 ай бұрын
Amai macatcher zvisirizvo handina kuona patadza gogo ini
@tendaievelyn
@tendaievelyn 2 ай бұрын
Zvakoiwe apa vaimbovepi mwana paakazoendeswa kwa gogo amai vake vachiti havana wekusiira
@CleverManatsa
@CleverManatsa 2 ай бұрын
Vakafanana nesister yavo yaiva pfambi
@Achifedza
@Achifedza 2 ай бұрын
Language barrier
@tawandamukasikasi7587
@tawandamukasikasi7587 2 ай бұрын
language yavakuta..remember havasi mushona so she doesn't understand shona well
@memorymawere6460
@memorymawere6460 2 ай бұрын
But maiguru you must understand position ya gogo
@CleverManatsa
@CleverManatsa 2 ай бұрын
Yes
@nonkululekonomcebo3976
@nonkululekonomcebo3976 2 ай бұрын
Wat a stupid maiguru🙌🙌kunyatso advertiser stupidity during the people aaaaaah
@carlgarmte
@carlgarmte 2 ай бұрын
Amai Ava musoro wavo uzere madhaka gogo vari bho chaizvo
@mecee16
@mecee16 2 ай бұрын
Maiguru vari kurasa muromo, Gogo's pain is understandable
@AuntyGogo
@AuntyGogo 2 ай бұрын
Maiguru! Crocodile tears! You didn’t even bother to take mwana when his mother was ill or to the funeral! Nhasi you want to fiku fiku and take mwana with you! Get away and wait for the DNA. That child belongs with Gogo. Gogo ndivo vane moyo wekubereka and looking out for the psychological well being of the child. Kwete mafikizolo maiguru. Tsek!
@sinahmasanga5198
@sinahmasanga5198 2 ай бұрын
Nhai kuchema nhando vandibhowa
@phill0209
@phill0209 2 ай бұрын
kkkk fiku fiku here
@tynash719
@tynash719 2 ай бұрын
I don't always comment hangu but maiguru avo Havana brain vakwane ,,nxaaa ndasvotwa vane mumuromo makaumburukwa nechidembo nxaa
@ancillakaparasa4503
@ancillakaparasa4503 2 ай бұрын
Havafunge yoooo gogo vaitofanira kurwadziwa aaaaa
@CynthiaMaster-fg2zs
@CynthiaMaster-fg2zs 2 ай бұрын
He's a cool guy yho, very humble man who knows hw to apologize it's very rare these dys to find that type,gulez ine kamwe kabori soo ,komborerwai gogo nedenga Moyo wamunawo ,Yu are 1 in a million ❤
@stellamushawatu7001
@stellamushawatu7001 2 ай бұрын
Maiguru dai muri mumwe murikunyarira mun'ina wenyu that kuwadza mashoko kwamakuita hamutende
@westernchapanduka5068
@westernchapanduka5068 2 ай бұрын
Gogo is 💯 spot on. Maiguru dzikamai
@soecanaan8592
@soecanaan8592 2 ай бұрын
Eish the way I so wanted this man to be the father 😢😢😢😢he is so humble
@harutizwemushavatu7215
@harutizwemushavatu7215 2 ай бұрын
Kana imi mhaaani...so much
@GandagobvuTV
@GandagobvuTV 2 ай бұрын
I was feeling for the gogo
@ZvikoMorebChidau
@ZvikoMorebChidau 2 ай бұрын
Mmmm zvonetsq manje cz 7years it's not a joke bond yacho Kuna mbuya avo manje anenge ari ma1
@calvinchakwanda5339
@calvinchakwanda5339 2 ай бұрын
Gyz am addicted to this DNA show😮😮😮😮😮
@takudzwamupanga9153
@takudzwamupanga9153 2 ай бұрын
You follow each and every script including those that are not yet to be released
@TendaiBangamuseve
@TendaiBangamuseve 2 ай бұрын
Kuita seni.ndotononokerwa ne next episode
@virginiamukonda
@virginiamukonda 2 ай бұрын
Even me
@tinashemuzembe1894
@tinashemuzembe1894 2 ай бұрын
Wakufanirawo kuita victim hahaha
@lovemoregwenya8062
@lovemoregwenya8062 2 ай бұрын
Gogo Muri mhare I greatly appreciate how you express your views through out this show . I just pray Kuti muzukuru Ave wenyu , I can see the bond in you with your muzukuru. Maiguru instead yekuti mutende mbuya mavakutotaura rubbish ! Maivepiko Pai suffer gogo nemwana kubva Aine 1yr seven months. Mabhishu dzidzai kutenda kwete Kuda Ku creator ma stories àsina Basa , Dai gogo avo vari maivangu zvaisa Pera mushe 👊👊
@calvinchakwanda5339
@calvinchakwanda5339 2 ай бұрын
Chibaba ichi chinonyatsogona kutsanangura
@user-do2wu2eu3v
@user-do2wu2eu3v 2 ай бұрын
Maiguru munodherera gogo hamuna respect
@FaithMashava-yi7qe
@FaithMashava-yi7qe 2 ай бұрын
Yaa vanekakudheerera awunyepi
@armiedz2375
@armiedz2375 2 ай бұрын
Maiguru dzikamai...gogo did a great job... you need to appreciate and follow proper channels..
@CleverManatsa
@CleverManatsa 2 ай бұрын
Imba yemapenzi.
@JabulaniGotore-cy5uj
@JabulaniGotore-cy5uj 2 ай бұрын
It seems maiguru vavachida kuti mwana ave wababa avo, the alleged father is very intelligent, Gogo handioni problem yavo in
@nokuthuladapetha2199
@nokuthuladapetha2199 2 ай бұрын
Maiguru, you're very wrong. Bvuma, wona pawatadza rough kungotora mwana free pasina thank you. Let's respect and salute gogo vakachengeta.
@CleverManatsa
@CleverManatsa 2 ай бұрын
Hanzi ndakarumwa nenyuchi, that guy is supper intelligent, akaita STI kureva siki njovhera. He wanted to express it maturely 😂😂😂😂
@user-cl3hh9iv9m
@user-cl3hh9iv9m 2 ай бұрын
Aikaka ini ndatoti kurumwa nenyuchi chaiko
@talithadube6468
@talithadube6468 2 ай бұрын
I didn’t even know that aaah hey
@cynthiakamuruko9038
@cynthiakamuruko9038 2 ай бұрын
Waita hako Clever ini ndatoti nyuchi
@user-vk1df7eh3r
@user-vk1df7eh3r 2 ай бұрын
Thank you Kazi ini ndatoti kurumwa chaiko and ndatoti ko saka zvekurumwa zvapinda papi pamaDna.
@MamoMai-T3-Goko
@MamoMai-T3-Goko 2 ай бұрын
😂😂😂😂 ini ndanga ndisina kuibata zve ini ndange ndotoshaya kut arikuda kutiiko waaaaw very intelligent guy 😂😂😂😂😂😂
@RosemaryMadhuyuNyoni
@RosemaryMadhuyuNyoni 2 ай бұрын
Maiguru munopenga chero musingagoni shona asi zvamurikutaura mozviziva henyu zvee. Kusanokuchengeta mwana kudii? Kushaya hwunhu
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 2 ай бұрын
Maguru tsvagirwai bapu regwai b4 it's too late
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@evelynechitata2105
@evelynechitata2105 2 ай бұрын
This guy is heaven send😢
@engkufa2012
@engkufa2012 2 ай бұрын
Kwa Tinashe zvaita kwasara ku new start 🥲
@user-on1mq3og7l
@user-on1mq3og7l 2 ай бұрын
Wise man from the East be blessed my guy
@user-on1mq3og7l
@user-on1mq3og7l 2 ай бұрын
Ummm sorry my guy ndarwadziwa ne relationship yako na baba vako ummmm may the Lord Almighty heal you
@rhoda85
@rhoda85 2 ай бұрын
Maiguru itai mushe. You should be grateful. Pane musi wamakamboendawo kunoona mwana samaiguru
@user-yg3oc4wj8r
@user-yg3oc4wj8r 2 ай бұрын
Respect to the alleged father. But i think the other father needs to be tested because Mbuya va raiser important point. What if the mum was promiscuous?
@adonmafoti4658
@adonmafoti4658 2 ай бұрын
Be elihuleeee bishuu
@tafadzwamushyy1263
@tafadzwamushyy1263 2 ай бұрын
The alleged father is a rare soul, may the grace of God be with him 🙏
@lorrainemudhara8140
@lorrainemudhara8140 2 ай бұрын
Maiguru garai pasi hamuna nyaya imi. Gogo ndivo vaichengeta mwana kubva ari mudiki maivepi makuda kuzotaurisa now.Dzokerai kwamabva siyai gogo vagare nemzukuru vavo. Mune pamromo Maiguru. Tendaiwo kani.
@tarisayirachel8595
@tarisayirachel8595 2 ай бұрын
Bless you gogo vemwana ❤
@summarychinyama9981
@summarychinyama9981 2 ай бұрын
Maiguru must appreciate gogo,vaive kupi pose apa ngavakoshese future yemwana hausi nyore like gogo said
@nomsasibanda735
@nomsasibanda735 2 ай бұрын
Maiguru very ungrateful nxiii
@SandileHopewellNdlovu
@SandileHopewellNdlovu 2 ай бұрын
Maigu ngavadzikame its not easy yess kuna gogo kugamuchira
@chrissiegee9013
@chrissiegee9013 2 ай бұрын
Maiguru please mukwane. Gogo varikutoti havakuzivei hamuna kana musi 1 wamakambonoona mwana.Nhasi moti hee ndomutora paakamboenda kwagogo maivepi mandibhowa mhani
@medlinerubaba3757
@medlinerubaba3757 2 ай бұрын
Lots of respect for that gentleman.
@violanyika3860
@violanyika3860 2 ай бұрын
Gogo is right, she can't just accept that the child is her son's after the late mother's behaviour. There is nothing wrong in her doubts.
@ThamaryZano
@ThamaryZano 2 ай бұрын
let's hope achaita vekwa gogo avo
@user-re2gd7tf2o
@user-re2gd7tf2o 2 ай бұрын
Mwari wakanaka gogo marwirwa naMwari, hamungashandiswe
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 2 ай бұрын
But it's not over until mwana wawo a testiwa
@TendaiBangamuseve
@TendaiBangamuseve 2 ай бұрын
Takuda peace of mind yagogo and way forward
@fariraimapiye9491
@fariraimapiye9491 2 ай бұрын
What a respectable Man...Gogo you have valid points too and thank you for taking care of your grandchild...
@user-vl9mq2sh4n
@user-vl9mq2sh4n 2 ай бұрын
Thanks mukoma maita chinhu chakanaka makumbira ruregerero pamhuri mbiri idzi
@margaretthomas1177
@margaretthomas1177 2 ай бұрын
Maiguru imi itai mushe , gogo vane right yeku doubter kuti mwana wavo anogona asiri muridzi wemwana , dzikamai munonyara mangwana
@debrachidakwa679
@debrachidakwa679 2 ай бұрын
That's a great man speaking, very respectful and dignified, proud of you bro❤
@Her_Self..
@Her_Self.. 2 ай бұрын
A man amongst men. Well done alleged father. ❤ you are a good example to ur sons. And salute to your wife at home for even wanting this child to be raised amngst the other siblings. Welldone
@RudazTinman
@RudazTinman 2 ай бұрын
Gogo ine blue is so matured and that guy vekuisa after 2 black labels...... Uyo maiguru une dzungu and utsinye iwe usada kunyepera love siya mbuya vaitewo closure yawo sisi vako was a bitch
@user-ir3fu4xh5x
@user-ir3fu4xh5x 2 ай бұрын
Sisi avo varikuti ndo Mai vemwana vari wrong chose bcz the way yavakashandisa kuna gogo avo haisiyo bt vaifanirwa kutopa sorry kuna gogo avo
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 2 ай бұрын
Absolutely 💯
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 2 ай бұрын
What a sad situation 😢wish gogo God to bless her and the kid
@lloydmpofulodzapower8739
@lloydmpofulodzapower8739 2 ай бұрын
mafirst born ese mukudiwa KwaVaMugabe😅😅
@viezulu
@viezulu 2 ай бұрын
Imbotimirai
@harutizwemushavatu7215
@harutizwemushavatu7215 2 ай бұрын
😂😂😂😂
@user-ey1qz6dv4e
@user-ey1qz6dv4e 2 ай бұрын
😂
@memorymawere6460
@memorymawere6460 2 ай бұрын
😆😆
@lloydmpofulodzapower8739
@lloydmpofulodzapower8739 2 ай бұрын
@@viezulu endai munovhenekwa
@z.m-by7xh
@z.m-by7xh 2 ай бұрын
Hold your horses mandala. Be humble.Gogo is only worried n scared of the unknown
@NtombieNdungu
@NtombieNdungu 2 ай бұрын
I'm happy for you gogo mzukuru ndewenyu 💃💃💃
@rexgoden3482
@rexgoden3482 2 ай бұрын
Maiguru vakuda mwana akura kuti vamushandise havanyari havana hunhu
@funchabs8667
@funchabs8667 2 ай бұрын
What an alleged father!? He is one in a million What a grandmother Whatever the results are the kid is blessed to be contested for by all parties involved
@miriammativenga8674
@miriammativenga8674 2 ай бұрын
Gogo is right.. the girl played games navo vari ivo varikuchengeta mwana. She has the right to be pissed and air her frustrations. Maiguru kwanai imi. Maybe language barrier hameno.. but how dare you?! Munin'ina wenyu anga aine error. Also that gogo was and still is a slay queen 👸🏿
@nyashamurindagomo5585
@nyashamurindagomo5585 2 ай бұрын
Gogo is right
@BucieTshuma
@BucieTshuma 2 ай бұрын
Ayy mamdala lowu lilema ,so ufuna ugogo ahlekelele ubutshapha bomnawakhe.Gogo God bless your heart for taking care of that child.
@chinamoprosper1328
@chinamoprosper1328 2 ай бұрын
Perfect ruling from the dna man Tinashe Mugabe. For the sake of peace of mind to all parties concerned another dna test is the best idea.
@blessedbygod.heisthealphaa5755
@blessedbygod.heisthealphaa5755 2 ай бұрын
Maiguru wanted the alleged father to be the father and since he isnt. Now she want gogo to just accept her son is again the father, what a joke. l think she s afraid he might not be the father and now they will be left with no support
@antoniamadimure
@antoniamadimure 2 ай бұрын
This is a gentleman. He really deserves a pam pam.
@user-lk8fs9sb3e
@user-lk8fs9sb3e 2 ай бұрын
I wish maiguru would read the comments here,ndashaya chanyanya kuvabata ipapa nxaa
@TrustNyahwema-wi4kc
@TrustNyahwema-wi4kc 2 ай бұрын
The alleged father thank you , you are a great man Gogo thank you for the love ,may God bless you
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 2 ай бұрын
Gogo vari ryt ava, pane high possibility yekuti mwana uyu anogona kunge asiri wababa vari ku Botswana as well.
@phionamusademba2856
@phionamusademba2856 2 ай бұрын
Uuuu Maiguru hamugoni kutaura zvachose dzidzai kutenda vamwe vanhu handinyore chengeta mwana
@tatendachinwa5800
@tatendachinwa5800 2 ай бұрын
The Alleged father ,sando dzako murume ...pawakumbira ruregerero ndanzwa kufara kuti wakabva kuvanhu...keep it up chibaba
@melissamichellemulandu209
@melissamichellemulandu209 2 ай бұрын
Thank you for this episode. Am looking forward to the follow up episode
@lorrainemudhara8140
@lorrainemudhara8140 2 ай бұрын
Maiguru muri mboko mwana hamupihwi maivepi nguva yese iyi. Chengetai venyu imi vana siyai gogo nevana vavo hamuna kukwana amaiguru. Ehe, siyanai nazvo garai kumba kwenyu hamutendi. Even kana muchida kuramwira gogo mwana varamwirei vanongoramba vachichengeta mzukuru wavo semachengetero avanga vachiita. Mune shaisano maiguru. Munotoda Jeso.
@berthamadeu6633
@berthamadeu6633 2 ай бұрын
Maiguru you are a nuisance, Gogo is speaking her mind, where were you all along when your sister left a baby with Gogo .Makadiyi kutora mwana makachengeta m.
@taitirwanyasha
@taitirwanyasha 2 ай бұрын
Such a wise and soft-spoken gentleman Gogo is right, what if her son also isn't the father Maiguru vari kushandisa ma emotions semunhu achangobva kushaikirwa nemunin'ina
@PeterChikwanda-zz3xr
@PeterChikwanda-zz3xr 2 ай бұрын
Thank you man you are a real man wise words
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 2 ай бұрын
Shona havatozive mai guru please vanokoshesa chirungu magumbukei dzikamai😮😮
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 2 ай бұрын
Most of us male and female do underrate the effect it has on the children! Can we just get normal and make the world a better place!
@artwellmunenga819
@artwellmunenga819 2 ай бұрын
True. Gogo has said it the child changed mood when the alleged father came into the picture. The child is now confused
@user-ff8ko1el1j
@user-ff8ko1el1j 2 ай бұрын
God bless gogo
@charlestruecolours-mt7gu
@charlestruecolours-mt7gu 2 ай бұрын
True gentlemen i salute powerful words
@user-pc3kc4mz5t
@user-pc3kc4mz5t 2 ай бұрын
Gulez needs to take a chill pill, kutomedza packet yese yema ice block. Hasha dzavari kuitira gogo idzo dziri misdirected, she should have enough respect for gogo vakachengeta mwana kubvira ari mucheche. Gulez munin’ina wenyu ndiye anga ari benzi saka ndokwamunofanira kunopedzera hasha dzenyu ikoko.
@romanahrufaro6418
@romanahrufaro6418 2 ай бұрын
Maigiru wangohakira gogo vari right vanofarasei kana muroora wavo Anga anehunhu hwekunorara nevarume wakasiyana so muzukuru anogona kusaita vavo futi hazvishamise so maigiru dzikamai
@charitymlotshwa6094
@charitymlotshwa6094 2 ай бұрын
Thank you Gogo for the love you gave to the kid l pray more like you ❤
@user-gu6ui7uw7d
@user-gu6ui7uw7d 2 ай бұрын
Yes he is intelligent and good keep up the understanding.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 2 ай бұрын
Manje wekuBotswana haasi baba vemwana..kaive kahure sisi kamuninina kenyu...apa mune rough futhi...kutadza kuchegeta mwana wasisi wakho..shite mhan
@Kudzie864
@Kudzie864 2 ай бұрын
Mafirst born go and see Tinashe Mugabe
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 2 ай бұрын
😂😂😂😂
@preciouss.mutasa5981
@preciouss.mutasa5981 2 ай бұрын
Better ini ndiri gotwe hameno ma deputy parents shoko hero kwa mugabe
@demetriadzangare853
@demetriadzangare853 2 ай бұрын
Gogo havana kutadza kutaura. Maiguru take your time to look onto gogo's point. Weldone gogo. You are a beautiful soul and God bless you
@nyashandoro8840
@nyashandoro8840 2 ай бұрын
Woow this man is a real man
@sabi88184
@sabi88184 2 ай бұрын
Siyayi gogo nemwana
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 2 ай бұрын
Nhai pane kungochinja chinja mwana. Instability inokanganisa.....unless vachiziva havo muninina wavo aive galinya
@aisaki1
@aisaki1 2 ай бұрын
Tinashe why didn’t you test the grandmother other than waiting for the dad… you could have solved this issue once at the same time
@tariroshonhe2268
@tariroshonhe2268 Ай бұрын
They have Closure Botswana offices i guess its better they test muridzi wemwana chaiye unless dai baba Botswana vanga vachinzi varamba or vakafa
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 2 ай бұрын
Vamwe vanhu vanokura panyama shuwa . Thank you gentlemen . you are a man
@ptm8326
@ptm8326 2 ай бұрын
Preach Brother ...... word of peace
Китайка и Пчелка 10 серия😂😆
00:19
KITAYKA
Рет қаралды 2,1 МЛН
$10,000 Every Day You Survive In The Wilderness
26:44
MrBeast
Рет қаралды 137 МЛН
Please be kind🙏
00:34
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 61 МЛН
Ndakawabata wachitoita bonde
31:45
Manass-Chibanda
Рет қаралды 69 М.
IWE! IWE! IWE! :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 4 #theclosurednashow#tinashemugabe
44:57
AIMUBATA BATA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 23#theclosurednashow #tinashemugabe
56:43
ДНК. От 13.06.2024
49:47
Передачи ТВ
Рет қаралды 150 М.
Chikupisa! Mhirizhonga paBarika nekuda kweBonde
15:50
Manass-Chibanda
Рет қаралды 18 М.
Китайка и Пчелка 10 серия😂😆
00:19
KITAYKA
Рет қаралды 2,1 МЛН